😂😂😂😂😂 mandifadza nhasi .gamu KO Kuna my husband muchazo zvibata sei kt sahwira ndiye Ari kuputsa imba 😂😂😂 takamirira kuona drama don't disappoint ❤ Kut fadza Muri kuzama l am Yu big funny zvekudaro
Why does madzibaba avo need to first ask how the relationship between his clients are, kana vachiona zvinhu. Actually he should have told them kuti manonoka ne5 munites, I was expecting you today sharp na10 o'clock.
Comic elder urikutoenda zviri serious 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻 I’m happy for you young man ❤
Pandangoona madzibaba ndabva ndangoti zvaendwa 😂😂😂😂
I really like Sarah anogona zvekuti,she is a keeper
Pastroke pandipedza mafuta kkkk well done guys 🎉
You guys make our lives in Zim more tolerable...towana kumbosekawo 😂😂😂
😂😂😂zvino Amwene zvomotya kuti hamuroi.mapumwa nani😂😂
Chaaaai andiroye ende makauriswa amwene kkk
Madanziya ndiwo maiko Jesoo😂😂
Ndamashayawo ini
Hanzi ma Tanzania kkkk makonzo mahombe soo😅
I love Gamu her outfit 😍
MaStyles estroke killed me😂😂😂
Madzibaba vanopenga avo😅😅😅😅
Ndopaunoona kuti vanhu vekuZim kukwana hatina hedu. KKKK
This killed me
Kkkkkkkkkk tsvatiwaro
Taura hako kkkk ndivo muroyi avo
Kufarira n’anga inobata Mai At least mbuya Piason vaiswa panzvimbo pavo chaipo
Thank you guys for entertaining us ❤❤
Stellar piece of local comedy,♥️💪🏿
Waal! Vamwene vanosara nadzo ka kkkkkkk. Mogona vasikana 🤣🔥🔥🔥
Wemberi akazova weshure😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mbuya va Kirsty vagadzirirwa yavo size chaiyo. Kupedzerwa chaiko. 😂😂😂
🤣🤣😂😂😂 Well done Gamu and crew 👏👏👏👏
😅😅😅😅😅 kugadzwa mudish kkkkk madzibaba vakapenga kkk
Kkkkkkkkkkk mabatwa ka nhai vamwene,muchinyanya
U good guys nxt mogadzirisa apa volume
ndokumbirawo kubvunza kuti ndekupi kwamunoita mavideo enyu. It look like ma new devlopments?
Madanzaniya ndochiiko mbuya aPiyasoni🤣 Mai kesti at least cc vako vakukurwira kunaAmwene avo ayii 🤣🤣🤣
Muporofita ndiye ane yese 😂😂😂
Gamu and crew we want more skita
😂😂😂😂😂😂😂kupfekedzwa mheni kumeso 😅😅😅😅😅😅
Handiroye mwanangu😭😭😭😭😭😭. Nhasi ndaseka
Nhasi zvangu 😂😂😂😂😂 you guys mandipedza mune yese
Ohhh Finish🙆♀️🙆♀️pandaona muporofita wacho manje zvaendwa kkkk
😅😅😅😅😅 akuna kucheaper ko ma staira eStroke 😅😅😅
😂😂😂😂😂 mandifadza nhasi .gamu KO Kuna my husband muchazo zvibata sei kt sahwira ndiye Ari kuputsa imba 😂😂😂 takamirira kuona drama don't disappoint ❤ Kut fadza Muri kuzama l am Yu big funny zvekudaro
Thank you so much dear mangwana ikuuya masikati
kkkkk in amwene's voice "HEEE HOSANA"
Mbuya piyason purizi😀😀
Wow finally this combination 😂😂
😂kufarirq nanga inobatq mai
😂😂😂😂😂 madanzania
Muporofita wacho ndiye muhombe 😂
Style ye stroke yandipedza 😂😂😂😂😂munogona guyz
😂😂😂😂😂 huye Mbuya Apipi vapinda busy
Gamu these days watiregerera pama husband please..how far😊
Madzibaba Comic🤣🤣 chichiita kunge chiri kubreaker🤣
Zvaiwana ngwarati nhasi ah amwene manakirwa chii chakadaro
Kutsiva ndekwaMwari manje 😂😂😂
Aaaa pandaona vakomana ndabva ndangoti finish hapana hapana
madanzaniya new word in my vocabulary🤣🤣🤣
😂😂😂😅😅😅 auya nezano rake ngaarimiririre
Zvaiwana ngwarati kkkkkkkkkkkkkk😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂 stroke 😂😂😂😂 ndazoseka nhasi 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 iiiiiii madzibaba madzibaba 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Aiwa nhasi ndaputika nekuseka kkkkkk AMWENE
Matanzania veduweee hiiii
😂😂😂😂 munogonaimi 🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼
Thumbs up vamwene!
Hold on a bit 😂😂😂 amwene weee
ko gemenzi rakasungwa ne shoelace 😅🤣🤣
Pandangooona lee ndangoona kuti zvaendwa
ndakasiya achiti ndadyirwa mari ku ecreator 400 plus 1000
Haaa madzibaba makapenga😂😂😂😊
Nhasi yagonekwa mbuya iyi inoshungurudza muroora
Uyu mroora anokuwororai mby 🤣🤣
Lee nhs muprofit😝😝😝😝😝 kkkkk vamwene🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️
🤣🤣🤣🤣🤣Madzibaba gone off side
😂😂😂😂😂 you have made my day aaaaagh still laughing
Sis havanawo hunhu
Stroke styles killed me 😂😂😂😂😂😂
Fufu tsi tsi 😂😂😂😂😂 madanzana
Ndaseka panda on a. Muporofita. Wachoooooooo kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
kkkk comic elder pasowe kkkk zvakaoma
😂😂😂😂Comic Elder musazodaro
Kutsiva ndekwaMwari😂😂😂
😂😂😂😂zvaiwana ngwarati nhasi 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂mastroke ayo heyiii😂😂😂
Chaback fire😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa nice one
Madanzania chii?😂😂😂😂😂
😂 kkkkkk haaa mbuya vapiyasoni hai bodoo
Hakuna Amwene vakadai. Chinhu chinofema pasi pe bed
Well choreographed comedy ladies.
Gamu unondiitira wakatozvarirwa kuactor sure
Never disappoints😂
Ohh finish mastyles estroke ayo ka dead hangu kkkkkkkk
Madanzania ndochiiko nhai mbuya piyasoni
I am in tears.... 😂
Madadzanyia Machii nhai? Ndaseka nhasi
Maihweeee zvee 😂😂😂😂
Mbuya apiyasoni DB munorizivira kupi
Sorry mbuya piyason kkkkkk
Mbuya aPiason haaa nhasi ndachema chaiko kkkkkk 😂😂😂😂😂😂
Vamwenee vaifemerwa
Fu fu tss tssss ….. 😂😂😂😂😂 amwene huye bodo 😂😂😂
Baddest combination 🔥
Aaqh comic varomba with mbuya piyason
Kkkkkkkkkkkkkkkk stroke ma1😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Comic elder maone 😂😂😂
Madzibaba Elder haaa ma1
Usamira mwanasikana ramba uchikanda
Muporofita manyama😂
Yakapenga iyi 😅😅😅😅😅
Yazvirova ikashamba.
😂😂 zvaiwana ngwarati
Why does madzibaba avo need to first ask how the relationship between his clients are, kana vachiona zvinhu. Actually he should have told them kuti manonoka ne5 munites, I was expecting you today sharp na10 o'clock.
it might be drama but this is exactly how mapostori work. Havashaye munhu akaipa.
Apa amai vakatoipazveee coz vakutyei vasina chavanoziva kkkkkkkkkkkkkkk
Vamweneee
Zvaiwana ngwarati