Chinonetsa vanhu vedu vatinoziva vekumusha sometimes vanosungana for family (or even political) grudges kuramba kuita zvakanaka (zvinova bhenefita), just like kuchera tsime. Asi tsime riya rachegwa by a few people vouya kuzochera mvura yacho, vachitoganza kuti isu tiri veParty yakati or tiri vana ...hatitongwi, toita zvatinoda. Zvinowanikwa futi pakawandisa.
Saka village rese matadza kuchera tsime here take take nedzime rakabudira vamwe ziya aaaah it's not fare varume vese vevillage matadza kubatana kuisa bore there is possibility rekuti amai ava Havana kuisa ndove mumwe munhu anogona akazviita
Masimba ake ndeei ekuda kuchera mvura paasina kuchera .Vane godo nemurume uyo nemukadzi wake vane Simba rekuchera kurima idzo simbbe dzoda kunetsa .the way chief handled the case was not fare
Mambo muneruzivo baba.mai iyo ineutsinye mvura hupenyu
Aiwa apa makoniwa vanhu ko vanokoniwa kuchera mugodhi chero ini ndovarambidza nekuti ko vasvinu ngavabatane vachere mugodhi muhombe kwete kumirira kushandirwa nevamwe
Uchipedza kutyisa vanhu umwe mwana obva achema. Vanhu ngavabatane vachere mugodhi pamwechete kwete kuitirwa nemunhu 1 mozoda kurwira mvura iyoyo
Correct.
Even ukachererwa mvura asi haurove munhu
Hongu kuchera mugodhi kana tsime kunorwadza asi hazvisi mutsika dzedu kuti munhu aite zvakaitwa namai avo.
Chinonetsa vanhu vedu vatinoziva vekumusha sometimes vanosungana for family (or even political) grudges kuramba kuita zvakanaka (zvinova bhenefita), just like kuchera tsime. Asi tsime riya rachegwa by a few people vouya kuzochera mvura yacho, vachitoganza kuti isu tiri veParty yakati or tiri vana ...hatitongwi, toita zvatinoda. Zvinowanikwa futi pakawandisa.
As long usi munda wavo havatenderwi kurambidza vanhu
Instead of cars cherai solar powered borehole mambo bushu! Dambudziko is not women but lack of resources! 2024 muchiri kufukura jecha
Cars dzipizve? Apiwa oramba here? Amusi mukuudza vasirivo here apa?
Zviripo zvacho izvozvo should be shared. Vanhu vonyimwa mvura nokuti waita mufuku here.
Zigo ita mambo Bushu wapaise borehole ... tione kuti wachapinda muborehole here..
😢92 takanofukunura tsime tiri less than 10 but painge pakucherwa nemunhu wese asi hapana akarambidzwa or kuisa ndove vane hunhu hwakaipa amai avo.
Havadi nemvura yavo maí ava
Mai avo ndivo muroyi mukuru
Mvura hairambidzwe vanhu
Saka village rese matadza kuchera tsime here take take nedzime rakabudira vamwe ziya aaaah it's not fare varume vese vevillage matadza kubatana kuisa bore there is possibility rekuti amai ava Havana kuisa ndove mumwe munhu anogona akazviita
Iwe unotopenga chaiko. Hauna kunzwa kuti mvura irikunetsa here, ndipo patowanikwa mvura thats why vakatonochera mumunda we munhu
Kugomo ndokwa mambo kanewire kamkadzikekushata aka 😂
Tsime rakacherwa pa communal land kwete pamba pemunhu batai nyaya
Akatochera mustand memunhu akurambidza muridzi we stand kuchera futi
Samaita madiro enyu embudzi kaa!!
😂😂😂😂😂 aaaaaahhh 😂😂
Samaita munogona kutonga zvenyu. Ndini umwe samaita wekwa Mutasa adaro.
Vaisei mbudzi mbiri haa chief manyama
😂😂😂😂😂
Murume uyo ari right right here kkkk
Chief Bushu munogona kushanda nevanhu hauite hasha pese pese
Mambo Bushu mazuva ano hamuchagone kutonga nyaya ndicho chokwadi
😂😂😂amai ava vakaoma 😂😂😂kwaakusvetukira mumvura😂😂👀😎
😂😂😂😂😂 gindagoriya
Mvura ayinyimwe munhu asi zvimwe zvinonyanya kusanyara chayiko vakatadza kuchera yavo migodhi vanga vachivatarisa vachichera mugodhi vasingavabatsiri kwakuti ndakuda kuchera mvura pamugodhi wavayive vakatarisa uchicherwa ivo vasingade kuchera zvimwe zvinonyanya shm
NDITEREREI😂😂😂😂😂
Zchitini ndechavo. Vanekodzero yekupa kana kurambidza
Dankoe my chief 💪
Kumusha unoyorerwa kuisa borehole raunotobhadhara kuZiNWA.
Mai avo havana hunhu plus utsinye,period,
Kk mwana akati unonyepa kuchema
Muchaisirwa poison
Haaa ndaona vanhu vamwa tsvina vacharasira chigamba cheweti imomo everyday nenhau yetsime rawo...
Musanyadzise baba avo veduwee kunzi “nyarara apana chauri kuda kutaura” l feel so bad vamwe vanhu avagone kunyatsotsanangura veduwee
Vatobata wani nokuti varikuti avana kurwira nyaya yemugodhi ndosaka vachiti vanopokana nazvo
Amai ava ummmm
Handsome Mambooo🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mvura hainyimwe munhu please
Varikutya kurohwa baba Ava kkkk
Ummm Mambo nyika ndeyenyu honku asi vanhu vasajaire kuda kushandirwa neumwe munhu iye avete
Mambo cheresai maboholes musiyane nekunetsana neNhundiramutsime iyo
Amai avo next time varikuisa mushonga
Vanhu ngava cherewo mugodhi yavo havana maoko here munhu kans achera mvura yake kana asingade kupa munhu haadi munhu cherao mugodhi wako baba avo vakachera matsime avo kuda kudiridza mbeu yavo hezvo mbeu yava kuoma village yese ichichera aaaa unfair
Vanopenga ava mai 😂😂😂😂
Mambo Bushu ndodakurora mwanawenyu
Masimba ake ndeei ekuda kuchera mvura paasina kuchera .Vane godo nemurume uyo nemukadzi wake vane Simba rekuchera kurima idzo simbbe dzoda kunetsa .the way chief handled the case was not fare
Nhai vanhu vanotonga na chief seyai baba avo vataure
Mambo avo vakanaka shame
Ummmmm ana mambo acho arikuda kudya mazuva ano nyaya yacho hayisikumvotongwa zvisvinu
Vari staborn aaaah hazvizode kudaro kana uchigara nevamwe iiii kungozvininipisa kwakangonaka mufunge amai
Vane ustabborn husingaite kujairira mambo kudaro munyika make unogona kungonzi Buda munyika mangu handichakudi uum hazvizodi kudaro munhu kadzi futi uum
Amai avo vanoroya. Mvura inonyimwa munhu here iwe uchigara nevamwe mucommunity.
Good judgement
Vanevana garai kudzimba munoda nyaya
Property rights ka nhayi mambo ndachera tsime rangu nderangu ka rediridza fodya, kuzopa ma neigbours wamoyo wakanaka hawo asi haizi duty ka
Kamukadzi ako kanenge kahure chaiko
Amai ava vane utsinye uye vanotozvitonga vane ustuborn kuramba kusaina iwe uchigara munyika mamambo kujairira chaiko ngavadzingwe mudunhu kna vasingagoni kugara nevamwe
Munhu akachera tsime rake ,kana uchida mvura ipapo unokumbira
@@CharlesMandieudza hongu unokumbira bt maitire acho Avanga vave kuita haasiwo plus tsime iri Havana kucherera muyard mavo even muridzi wekwavakacherera tsime kwacho vaitomunyima aah dear amai vari wrong totally wrong
Hunhu Havana zvavo amai ava kurovera munhu mvura hre uum nyika yaipa iyi
@@CharlesMandieudza zvino ndokumbira everyday hre veduwe kna kut ndikakumbira kamwe matondibvumira kusvika tsime ravharika uye vanhu vazhinji vaitochera ipapo ndoona skut nekut hakuna kunaya mvura yakawanda gore rino ndizvo zvoita kut vanhu vanyimwe mvura ini bcz mvura hainyemwe munhu kutaura chokwadi
Iye munhu ane mucheche kushaya zvekuita here kunoswera kudare.
Zigo wapera nyaya dzawavekuunza Soo dzakadhakwa
Kuroya skaten ndoo kuripachena apa ,, ichi chimai ichi haa chi Mai mroyi .. u go kill people for water!?? Chaiiii 😢
Mkoma Ketai vakasimba zvavo kuti mvura ngayinaye
Saka wanhu wese ava nasabhuku kuda kuchererwa tsime nemurume uyu
Chimkadzi chinoudzira vanhu mudare icho chinozvinyanya haiwa
Yaaa pane basa, ane twin sister take kwamambo makope anomara same same se uyu 😢
Chinomara chimhomz ichi 😂
Kkkk haaa wekwamambo makope ari worse@@ssam1430
Mambo mutasa chete ndiye anogona kutonga Nyaya dzese idzi, village reset matadza kuchera renyu tsime here
Vanhu cherai yenyu mugodhi mambo maitadza nyaya iyi
Kkjkkk anzi pakaiswa ndove andipazivi kwakizoti pakaiswa ndove ndakatoshamisika kkkk
Daisy mtukudzi
Mai vanoda kurohwa ava
Vakungowengwavo amai avo. Vanenyaya zvavo
Vapei nguva baba avo vanotswaga munhu
Mvura yanetsa chokwadi mvura ngaituruke mwari wee
Mwura inourayisa ini pamba pedu riripo asi pana mai vamwe vemuraini vaimuka na4 vanhu tichakarara kuchera mwura yopera shuwa isu taienda kurwizi mai vangu vaitirambidza kukukira vachiti varegei vachere imi endai kundochera kurwizi
Kuchera mugodhi kunorwadza gys vamwe vanhu vakagara zvawo ozongoda kuchera mvura mahara zvinorwadza
Vakadii kukoka vamwe vochera vese
Mvura hainyimwe munhu vaskana hongu vakachera vega but ndove hazviite zvachse dai vakataurirana nevanhu kut huyai tibatsirane tsime kuwedzera kuwedzera tibatsirane
Amai vanomamisa zvavo
Kugarisana nevamwe kwakakosha anhuwe mvura hainyimwe munhu kana zvodai azvichina chimiro tsiurai vakadzi kudzimba vasaite zvinonyadzisa
Was the c10 part necessary?
Kamuroyi ko kadiiko kutengesa mvura yacho pane kuisa madodo😅
Anzi vakarwa nemuroora mwana wekwaani? 😂😂😂Muroora Wekwedu akarohwa kauyu?
Mai vanehat avo nemurume wacho unotoona moyo yakaipa mavari
Dai mambovunzawo kuti seyi avo vari kuuya kuchera mvura vainge vasipo pakucherwa kwetsime?
Kana imi Dai mavabvunzawo Kuti sei vakachera tsime muyard memunhu
kumusha tsime rinocheregwa munhu wose kana risiri muyard they were supposed to invite the whole village and they always comply
Mvura hainyimwi munhu ngavaripe kana vachiti takachera tega ngavabhadharise vanhu vanochera kwete kuisa ndove ne sipo mutsime kwasara kuuraya vanhu
Mvura hainyimwe munhu vaidai vakangotaurawo mushe kuti kana tsime rakupera mvura huyaiwo mubvise ivhu.
Saka murikutongera munhu simba rake here village rese zvirema zvinotadza kuchera mugodhi hre mambo matadza nyaya
Dai maiva muyard make better... Zvirikunze ndezvamambo bhuti wangu.. Land ndeyamambo nemvura ndeyamambo.
@@evansdzinzi3152 hako
Mambo musaitisa vanhu nyope vanhu ngavadzidze kuzviitira zvinhu zvavo
Vakaisa tsime muyard memunhu saka vasazorambidze nemuridzi wembvimbo kuchera mvura
Pakaita kutaudzana vanhu vanoita zvese zvese vakuti amai avo ndivo vaita
Kari evil kamukadzi ako
Mai ava havana mhosva vanhu vemu village vane husimbe. Hapana nyaya apa
Mvura aibati pose. Mvura akuna this year.
This is a criminal case, call the police to take over this case. That's why a prefer Chief Mutasa
Mutasa imhata
Ko vadii kungocherawo pawo nemawandire avakaita iwayo
Murume wamai ava chitota hacho anenge ari mentaly challenged some how mubrain make hamuna kunyatsoti tsvikiti sekuona kwandaita..
Asi kwamunogara mambo munotenga mvura munodii kuramba matadza kutonga zvachose maita hunjire mambo
Mwari tipeiwo mvura gore rino vanhu tatambura
Woti kuchera tsime voribiswa that's not fair vanhu vachashandisa mvura iyoyo
Chakarwirwa hondo kubva kunaSmith handichione vanhu vakafira mahara hudzvanyiriri hwatowedzera. Ukasagutsikana nenyaya kuramba kubhadhara wodzingwa pamunda wako, no title deed munyika inerusununguko,kwakurasika kwakuita anamambo, budai mupolitics Madzimambo
Amai avo vari wrong tsime harisi muyard mavo plus mvura hainyimwe munhu
Mvura hainyimwi vanhu chero wachera wega tsime
😂😂
Mambo uyu haagoni kutonga
But hutongi hwenyu apo murikudzvanyirira munhu ko vamwe vese ngavangochera wavo mugodhi
Hazvibude nekuti idrought so panoita nzvimbo 1 inobuda mvura
And pane tsime racho hapasi pavo, muridzi chaiye wenzvimbo akutorambidzwa,dai rakacherwa muyard or mumunda mavo zvaitonzwisisika
Mvura hainyimwi
Munhu chera mugodhi wako kana musina mapick nemafoshoro tokupai
Amai vakaitwa sabhuku tinonyura
Sabuku maifanira kupedza nyaiyi mega, maidaidza varume vese vemu raini vabhadhare vakachera mugodi
True
Kamkonikoni kanorohwa ako
Vari stubborn
Hutsinye hauna kunaka asi
Aaaaaa
Ehe makajaira zvakachipa kunge honye. Cherai wenyu mugodhi. Ko iwe wairamba uchienda ikoko kwaunotsemurwa waida kunodii
Mvura yacho inonaya sei vanhu vachishinha kudaro here? Plus borehole is not even on your land but still you are mean on God’s given water.