I wonder if this pilot is the same between the 2 confessions ya mainini ava and the one from last weeks. The traits are exactly the same and havagari nemukadzi. Im glad makakwanisa kupukunyuka amainini and you're physically safe. I hope mentally you will heal. This guy seems possessed. And you wonder munhu anotori pailot achi dhraivha vanhu mudenga umu shuwa with such an evil mind. May God help us chokwadi. Tinorarama nenyasha dza Mwari.
Hey last confession thank God you're still alive dear ummm and thank you ne advice kuna sisi wedu variurohwa awo .But chii chaizvo are think vanhu awa vanoshandisa ma drugs chete ummmm.
My sister im glad une right yeku communicater nemwana. As much as it is painful please stay in touch nemwana kuti azive kuti unomuda. One day kana akura u'll be reunited God works in mysterious ways. Don't give up!!
Agh first confession, mhepo dzenyu dzakasumuka mava kupomera mumwe mhosva asi chii, imi muchiti makaita mese mapepa emudhosvo. Its a shame kuita mhiko pamunhu wamuri kufungidzira. Dai zvikaita back to sender muri muroyi chaiye
Ko Cy varume ava kana vasisade nezvako kana kuti marambana vanoda kukuitira kamwe ka hutsinye so kekuti haunawo kana anozokuda anenge achuda kutokukuvadza kana kuita zvekuti hupenyu hwako hwese u Suffer why Varume ava vane Tsinye kudaro nhai ko kusiya munhu achienda mune zvakanaka zvinei nhai Ana Bhangu Marwadzo dzimwe nguva Varume ava vanoda kuti kana wasiyana naye utambudzike zvisingaite adaro okuseka Nxaaaa Ana Bhangu ava imhondi chaidzo
Uri muroi iwe how sure are you kuti it was her ko kana wakasimudzirwa mhepo nehama dzako itya Mwari iwe dayi akakuita back to sender. Nhau yekufungira is very very bad mufunge hako when you find out kuti you thought wrong uchazodii nhai iwe
Morning mukoma Nashy
Good morning
If she can see my msg pliz need your help with something before it's too late
Mukanzwa Bro Nash vave kuti zvakangoomawo hazvo veduwee vachitura mafemo, anenge ari ma 1 asingaiti
Ndozvatiri ma Zimbabweans Hutsinye tinoitirana Hutsinye Pachedu🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️ hatidi kuona munhu achibudirira
Taura hako
Saka vamwe vachizoramba kubatana nema Zimba
Vanhu vanodanana nemaNigeria munezvivindi
Uyo wemwana arikuNigeria ramba uchingofonera mwana wako asakukanganwa. Handiti achakura hake. Haamborega kuzoda kusangana newe.
Wakamugona mazimba hutsinye anonyanya ufunge
HuBangulet hwedi hunoperera muhubangulet ihwowo!!!✅😅
😂😂😂
I wonder if this pilot is the same between the 2 confessions ya mainini ava and the one from last weeks. The traits are exactly the same and havagari nemukadzi. Im glad makakwanisa kupukunyuka amainini and you're physically safe. I hope mentally you will heal. This guy seems possessed. And you wonder munhu anotori pailot achi dhraivha vanhu mudenga umu shuwa with such an evil mind. May God help us chokwadi. Tinorarama nenyasha dza Mwari.
Hey last confession thank God you're still alive dear ummm and thank you ne advice kuna sisi wedu variurohwa awo .But chii chaizvo are think vanhu awa vanoshandisa ma drugs chete ummmm.
Kowakadini kubvunza nguvo tsvuku kuti ndine here akakureporter first...Kokana asiriye..
Kungoroya munhu zvekufungira
No friends mujoni 😢😢😢😢
Morning bro Nash❤
Komafunny confessions hakusisina here
Gudmrng mukoma Nashe nevedare
My sister im glad une right yeku communicater nemwana. As much as it is painful please stay in touch nemwana kuti azive kuti unomuda. One day kana akura u'll be reunited God works in mysterious ways. Don't give up!!
Kokungoenda ku embassy yeNigeria and kuna women’s organisations kunoita report?
Nyika yaipa ,vanhu vaipa nekuchiwa,hutsinye nekuroya chaiko
Morning mkoma Nash nemi vedare 👏 ♥️ ❤️
Maiwee mandisetsa hanzi isu vana bhangu tongoita hubhangulet hedu kkkkkkkkkkkkkk
Ini ndosaka ndichitya zvangu ushamwari kunze kuno neMaZimba utsinye negodo chete anokusekerera nhema iye akakumaka hama wakaresva kuzoinda kunoita mhiko ziva kuti zvichakudzokera upenyu hwekurarama nemhiko hausi upenyu chivi hachidzoserwi wakatozvikanganisira ungadai wakangosiira mumaoko amwari
Mandisetsa mkoma Nash hanzi ma Bhangu veku Zim var nani😂😂😂😂😂😂😂😂😂Yhooooo hapana apa mkoma Ana Bhangu ava var Same😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Last conf thank you for the advice.
To first Confession: yaa 50 /50 so long usina kudeura Ropa chete 🤛 usatombomu sunungura ba ...inyoka iyo friend Yako iyoyo umm
Zvakaoma hazvo
Ummmm zvakawoma con yekupedzisira Shem eish sorry akasiya mwana ku Nigeria siyanai nevanhu ava hamutyi nemazimushonga avo iwo Aya veduwee
Ummm makaziva sei I friend yenyu yakudzingisai Basa veduwe
Hey mweya vekudzingisana mabasa ma Zimbabweans ayas surrender
Musikana wekuenda kumonte cassino tingataure kuinbox here ?
Agh first confession, mhepo dzenyu dzakasumuka mava kupomera mumwe mhosva asi chii, imi muchiti makaita mese mapepa emudhosvo. Its a shame kuita mhiko pamunhu wamuri kufungidzira. Dai zvikaita back to sender muri muroyi chaiye
Last confession well done my dear sister mayifa sure 😢😢
Keep in touch with your child hambokukanganwi
Ko Cy varume ava kana vasisade nezvako kana kuti marambana vanoda kukuitira kamwe ka hutsinye so kekuti haunawo kana anozokuda anenge achuda kutokukuvadza kana kuita zvekuti hupenyu hwako hwese u Suffer why Varume ava vane Tsinye kudaro nhai ko kusiya munhu achienda mune zvakanaka zvinei nhai Ana Bhangu Marwadzo dzimwe nguva Varume ava vanoda kuti kana wasiyana naye utambudzike zvisingaite adaro okuseka Nxaaaa Ana Bhangu ava imhondi chaidzo
Vati vakauya 2017 uchigara namai uye mai vakazofa 2014
Ko how do you know kt I shamwari yako nhai
Huyai kucosmol city
Kune venguwo tsvuku here
Morning mkoma Nash
Mabhangulate😂😂
Mukoma Nash vamwe vanhu vanonyepa mai vakamutora 2017 vozofa 2014 how
Maswera sei i think i error pakunyora or kuverenga
Ok thank you for your program
Kokana asiriye madzibaba vakadii kukumvurira ma v11
End iwe uno sekeyj iwe utori benzi rekuyenda kunosiya mwana kwausinga zive iwe
But iwewe wakazoita hutsinye pakumuitira mhiko iiii veduweka
Aaah kusiya murungu wako for that black pilot for a helicopter
Kune vamwe vanhu vari kutaura pano kuti vano sundira vamwe vanhu mhepo.Sorry mwana ngu. Zvinoda kuramba uchinamata.
How can you be beaten paHoneymoon and next day you accept apology from him. Vakadzi munofunga too slow
Ko kana asiri iye nhai
2017 to 2914 how come
Shame sorry hako keep in touch with your child haambokurase
Uri muroi iwe how sure are you kuti it was her ko kana wakasimudzirwa mhepo nehama dzako itya Mwari iwe dayi akakuita back to sender. Nhau yekufungira is very very bad mufunge hako when you find out kuti you thought wrong uchazodii nhai iwe
Apa you don’t have proof yekuti ndiye. Don’t give us advice. We don’t want advice from a devil.
Ko how do you know kt I shamwari yako nhai