Kana une dambudziko raunoti haripere, chimbosvika panzvimbo ubetserwe na prophet. I have seen blind people saved. Kuvhurika kwemeso ipapo ipapo, vasingabate vana vachibata vana.
I have questions in regards kune mwana airohwa me matombo. Sei angaasingacheme, is it because it was not painful? Sei anga asinga zvimbe? I know kuti munhu akarohwa you get black eyes. Is it different when it's spiritual. Even kutemwa nematombo... Surely there must be physical damage!! Kutemwa nematombo wogorega kubuda ropa? Even kurohwa mambama without even the lips getting torn....some give us something in regards to the physical effects. I am not saying it didn't happen...but something is just not proper
It could be kuwandirwa or probably he cannot deliver what he is promising people. I have noticed that he doesn't reply. He is advertising himself here yet he doesn't reply his WhatsApp messages. I am beginning not to believe what he says! Hope I am wrong!!
Àmen prophet Jose
Munowanikwa kupi uyee muno bhadharisa Here
Mwari ngaa kubatsirei nekusinga peri
Amen ndotenda mwari chose
Ndafarira zvangu kt hauna zvibaba zvakakurombesa
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Amen zmen munhu wamwari you are blessed
Go prophet goo may the hollyspiritcontinueto use you . 🔥🔥🔥🔥🔥
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Thank you Munhu waMwari I will definitely try to come and see you for are trying to restore true worship.
Chibanda media ita kuti musikana uya wekumasving wegumbo ambonoona prophet kuda jose pls pls
Kana urimweya mutsvene wakakugara ramba wakadzvanya
Vanhu ngavabatsirwe munhu wamwari musaneteba nunurai vanhu
Zvedi muri mutumwa waMwari prophet Kudakwashe Jose
Ndatendeuka prophet ndatova wekuchurch u are of them vandaitsvaga
muripi munhu washe
Rambai makadaro Prophet nekusabhadharisa....Mwari ngavarambe vachikusimudzirai
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Kna zvirizvamwari pasina xvimwe ngakudziwe
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Please munhu waMwari batsirai mhuri yekuDomboshava yababa venyoka
Kana une dambudziko raunoti haripere, chimbosvika panzvimbo ubetserwe na prophet. I have seen blind people saved. Kuvhurika kwemeso ipapo ipapo, vasingabate vana vachibata vana.
Chii chinonzi spiritual husband prophet kudakwashe
Pamwe baba vacho vaíyedza kuona kuti munozviona here kuti ndivo varikukonzeresa
Vanovanikwa kupi prophet Jose muZimbabwe
Wakadii kungonamata uri mu afm uchingoita zvimwe chetewo
That's a very good question. Why do people have to go out of AFM to start performing "miracles" ?
Fm does not believe in prophecy
Hoooo yaah
Dj sparks ndine mihvunzo wekuty munhu wache anohbatsire kana meitaura pafoni
Hie dj Sparks n Prophet Jose
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Prophet. Tinokumbirawo munzwewo zvichemo zvedu shuwa. Please please ini mwana wanguwo anoda kunamatirwawo nemi. Angaponewo shuwa hurwere hwake hunoda imi
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Pfugama unamate nemabvi ako anopora
Pastor can u pray for someone to confess his evil doings??
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
I have questions in regards kune mwana airohwa me matombo. Sei angaasingacheme, is it because it was not painful? Sei anga asinga zvimbe? I know kuti munhu akarohwa you get black eyes. Is it different when it's spiritual. Even kutemwa nematombo... Surely there must be physical damage!! Kutemwa nematombo wogorega kubuda ropa? Even kurohwa mambama without even the lips getting torn....some give us something in regards to the physical effects. I am not saying it didn't happen...but something is just not proper
Akaropafadzwa prophet uyo most maprophety anoda mari
Tinotenda munhu wamwarai nekusabhandaisa
AMEN.
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Pastor ava vanenge vachirikufamba mu mweya mutsvene asi ukataura navo pa app havapindure kuda kuwandirwa or hameno
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Vanowandirwa please be in his shoes u will understand him.He is very lovely go to him
It could be kuwandirwa or probably he cannot deliver what he is promising people. I have noticed that he doesn't reply. He is advertising himself here yet he doesn't reply his WhatsApp messages. I am beginning not to believe what he says! Hope I am wrong!!
@@emmersomgomo7241 Yes he is very polite and all. But do you PERSONALLY have a testimony?. I really like his personality....
Toti hakuna Mwari here kna kuchine vanoshandiswa naMwari soo
Regai tivabate pa new number maitabasa
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
How old are u prophet
Inini ndinongoti mbiri kumusiki kana vabatsirwi vachipupura kuti zvedi takayambutswa mudambudziko izvo zvekuzoti heeeee simba rabvepi dzangano chikuru dambudziko rapera
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
Apana chombo shamisa apo , ANONZI MA GULSTONES thy develop inside your Apendix , due to eating toomuch bread with WHEAT, apana mbiri apa
th-cam.com/video/WqPN4tGHrvo/w-d-xo.html
If after prayer someone gets healed let that be given glory to Christ.
Advertising false prophets kk.
pastor kunyepa hake.kutoita ngano dza tsuro nagudo hamunyare here