So true, pamwe munhu aitodaro akafa before asvika kwa prophet. I was saying the same panyaya ya Simba uya we ngozi yekugwesha iya. People were giving Tasvu all the credit and forgetting about the first prophet akabatsira simba kuti afambe.😢
We are seeing the hand of God in Prophet Kudakwashe Jose . He is doing wonders in people's lives pane zvataona so far. I would advise people to go and see so that unozotaura kwawaswera.
Vose vangade kubatsirwa nemunhu waMwari Prophet kudakwashe Jose vanowanikwa muguta reHarare paCity sports center every Sunday Victorious Family Church International..For one on one Prayer sessions is for free
Vanhu ngavadzidze kuti chiporofiti isimba re Mweya mutsvene saka hazvienzaniswe ne zera remunhu panyama. Mwana mudiki chaiye ari ku primary anoita zvishamiso kana akazadzwa ne Mweya mutsvene. Ndosaka vanhu vachikurudzirwa kuti musatuka vanonzwa Mweya kana iwe usina Mweya wacho.
Zvinhu zvisina ma witness izvi 🤷🏾♀️If she is witnessing God,s hand in her problem why is her face being blurred. Remember glory is to God not to the prophet . Those who have ears should hear. Robert usaite mbowo yemanyepo in pursuit of earthly rewards
🎉Waka dzikinurwa naMwari thru our man of God prophet Jose.Shinga kunamata uite faith.
Ndinoda kudzidzisa hanzvadzi yangu iyo kuti isati ndakawesta nguva ndichienda kumapostori kutsvinya at the highest level. Munhu ngaadzidze kutenda paabatsirwa nekuti vaibatsira ivavo vaitoita rudo pedzezvo munhu oti ndaiwesta time handizvo. Sekuru Shumba vanowanzoti zvoto zvine zera saka chimwe nechimwe chine nguva yacho. Ku Pentecostal kwaienda mai va sis avo Mwari ariko futi kune vakatodzikinurwa ikoko nekuma postori kwavaienda kune vasingatogoni nako vakasunungurwawo futi. Saka kurudziro yangu ndeyekuti panenge pada hana yako ndipo pane sununguro yako. Tisanyomba kana kusvora zvimwe zvitendero. Ndatenda
Sua henyu
So true, pamwe munhu aitodaro akafa before asvika kwa prophet. I was saying the same panyaya ya Simba uya we ngozi yekugwesha iya. People were giving Tasvu all the credit and forgetting about the first prophet akabatsira simba kuti afambe.😢
Ngatirambei tichiisa maLIKES NEKUPAWO VAMWE VIDEO REDU TISVIKE MUZANA 🎉🎉🎉🎉
.....Robert you are the master pahu journalist....ne equipment yacho pa volume suberb and again voice racho bibilikiiiiiing......God bless
Mr Tapfumanei mai vaye vakurova nyoka dzakawanda nekusiya dzimba vachino Roja makazoita kuti vabatsirwe here
Magonesa mukoma Robert vakasusukidza mapostori chinonetsera vanhu ava havazotendi vanenge vongoshora mapostori
Kuchena kwebvudzi uko yava mari iyo mukoma Robert kkkk hufumi hwega hwega hwazara mumuvir wenyu 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
We are seeing the hand of God in Prophet Kudakwashe Jose . He is doing wonders in people's lives pane zvataona so far.
I would advise people to go and see so that unozotaura kwawaswera.
Vose vangade kubatsirwa nemunhu waMwari Prophet kudakwashe Jose vanowanikwa muguta reHarare paCity sports center every Sunday Victorious Family Church International..For one on one Prayer sessions is for free
How to register please help
Amen Amen.
Mukoma Robert,,🙏👏
vanobatsira pachena here
Jehovha mukuru
With God everything is possible 🙏
I think she had a Dermoid Ovarian Cyst cos rinotoita vhudzi ne mazino.. Glad she's ok. It can be very scary but zvinoitika.
Mwari vanogona
Mkoma Robert tibvunzirei Sekuru Tasvu nyaya ya Chenai icha fambiswa sei
Chenai akazofa akatovigwa kumusha kwavo kwabhora
Waiting ✋
TADONGORERA MU 50K 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Kuone on one kunobhadhariswa here
hakubhadharwe its free
Ndozvaita mangu mudumbu maive nechinhu ndakatozobviswa nàmàdzibaba vamwe ndanga ndanzwa nekurwadzwiwa nemudumbu
Vari kupi madzibaba awo
Prophet Kudakwashe Jose vanowanikwa pa City Sports Centre Harare every Sunday
@@makaitagokoko2453 vanga vari kuno ku sa asi parizvino vari ku zim
@@branbran9129 do you have his contact number please
Yooy i do have the same probleem
That's great testimony. Ndokumbirawo number dzaProphet
Prophet kudakwashe Jose vanowanikwa muguta reHarare paCity sports center every Sunday Victorious Family Church International
Hello
Mwari vakanaka nguva dzose.
Vanhu ngavadzidze kuti chiporofiti isimba re Mweya mutsvene saka hazvienzaniswe ne zera remunhu panyama. Mwana mudiki chaiye ari ku primary anoita zvishamiso kana akazadzwa ne Mweya mutsvene. Ndosaka vanhu vachikurudzirwa kuti musatuka vanonzwa Mweya kana iwe usina Mweya wacho.
😇
Pakudhara Mari apa,kani
Ummmm ok
Next time sister please learn to have faith
Zvinhu zvisina ma witness izvi 🤷🏾♀️If she is witnessing God,s hand in her problem why is her face being blurred. Remember glory is to God not to the prophet . Those who have ears should hear. Robert usaite mbowo yemanyepo in pursuit of earthly rewards
Ipapo.kunyara kuti akapona