ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
This song inoita kut ndinzwe misodz from nowhere.....ndirangarirei😢😢
Mwari unonzwa mukuru wangu. Zvakanaka kuti tidzoke, for better is the end afterward of a thing than its beginning. Kumagumo kunenyaya. So help us God
Ishuvire yemunhu wese kuti Mwari amurangarire, asi kuti mamwe mabasa Mwari akamarangarira hazvingaiti zvakanaka nekuti haasi mabasa akanaka
True that uuuuum
Thanks for sharing tikandirewo nemharidzo yemuroti uyu
Mwari tinzwireyi tsitssi
mabasa amakabata akarangarirwa handifungi pangabude chakanaka. HAMENO
Speak for yourself. We are taught to honour and abide in 10 commandments and listen and follow Jesus's footsteps so are sure to Go to Heaven and we are not scared to stand before our Lord God
APA muponda akakanga munhu nemaguta ake. Nguva iyi varume vakanetsa vatendi nekuda kwekunamata.
Mudyawabikwa unode kumborangarirwe chiin chacho ipapo?
Hongu asi mabasa akanaka awakabata haanga substitute zvivi zvawakaita, Mwari ngaatibatsire chokwadi
Verenha hymn 74
Ah bless..
Send preaching yaMuev Muchefa
Arikutsva nemoto achiri panyika thuts why