Who is here in 2023. My heart bleeds. Those days no one knew our church will be like what it is today ❤️🩹💔🥹🥹😰mutumwa akagofirei all those teachings and warnings emapindire anoita satan mumunhu but we failed to apply when the time came😭😢😭😭😢😰🥹🥹
Mwari akada nyika nokudaro akaipa mwanakomana ani nani anomutenda ave neupenyu husingaperi❤️ The joy I feel listening and watching videos of my church. The very deep joy in me❤️ Mwari ndimi muridzi Samasimba 🙏🏾🙏🏾🙏🏾🙏🏾
Amen to the one & only Angel of Africa. Earnest Paul Mamvura Mwazha. Tinotenda Mudzidzisi nechokwadi chamunotidzidzisa nguva dzose kuti titswake pfuma yekudenga kwete yenyika. Mwari akuchengetei kusvikira nyika ichiguma.
Munhu anorasika achidzoka,anowa achimuka.chinhu one chandandzwisisa inyaya" yechaenga".kunyange munhu akabuda church iyi asi mumoyo wake kunosara kune light rekuziva kukosha kwa Mwari,and anotoziva kuti kana ndinenge ndada zvekunamata ndinofanira ku church yevaapostora weAfrica,nekuti akuna kumwe paanganzwa shoko reriponiso
This put THE BIGGEST smile on my face, absolutely breathtaking one of the most incredible things I have ever seen... God bless He is still alive in the spirits and souls of many
It is a powerful song. The song goes: The Jews killed him thinking that its all finished, Jesus the Son of God. Jesus, they crucified Him. They captured Him (Jesus), Judged Him, Crucified Him & killed Him. His clothes, they took away, they shared among themselves. HOSANNA!! For God so loved the world in the act that; HOSANNA !! He gave his one and only Son, HOSSANNA!! that whoever believes in him shall not perish but have eternal life. HOSANNA!!!
Amen..true and Godly teachings..hapana kereke inodzidzisa kudarika iyi...few or no other churches preaches about the ten commandments they concentrate more on prosperity
Amen to this Gopoza. Very true indeed. African Apostolic Church led by Mwazha is the only church teaching zvekuenda kudenga kuti siyayi nyika nezvinhu zvayo!!!!!
we are blessed to be partakers of Jesus Christ, to be the recipients of the greatest Love ever expressed amongst the human race, may the grace abound and long live the love to Jesus, the author and finisher of our faith
Who is here in 2023. My heart bleeds. Those days no one knew our church will be like what it is today ❤️🩹💔🥹🥹😰mutumwa akagofirei all those teachings and warnings emapindire anoita satan mumunhu but we failed to apply when the time came😭😢😭😭😢😰🥹🥹
It so painful 😭
It shall be okay one day Mwari waPauro achatirwira
Asi padzidziso yake mutumwa EPM akaisa zvinhu zvose pachena zvaakati dai ndangowana vanokwana 'muchanza.'
This song ,when heard it .,I started to cry..but one day we shall meet the Son of Holy JesusChrist
Im proud to belong to this church, i can recognise my moms voice on the lead vocalists
If there is anything I have learnt better than anything from this church is utmost discipline
Very disciplined. In singing responding to gestures and endurance to extremes of weather. Surely they must be blessed of the Lord
For God so loved the world that he gave his only begotten son that who so ever believe in him will not perish, but have everlasting life
Mwari akada nyika nokudaro akaipa mwanakomana ani nani anomutenda ave neupenyu husingaperi❤️
The joy I feel listening and watching videos of my church. The very deep joy in me❤️
Mwari ndimi muridzi Samasimba 🙏🏾🙏🏾🙏🏾🙏🏾
If you can add the lyrics to the songs you can bless us more. From Kenya enjoying the musicality of SA long words.
I am south african but I love this church in all my heart. vangeri ku marudzi ose echokwadi
ani nani anomutenda achava neupenyu husingaperi Ameeen
ngaarumbidzwe Mwari wa Pauro
God bless us all as we enter 2024 . God loves you all
The church that will take me to paradise. thank you Lord nekutitumira nhume pamazuvaano
Amen to the one & only Angel of Africa. Earnest Paul Mamvura Mwazha. Tinotenda Mudzidzisi nechokwadi chamunotidzidzisa nguva dzose kuti titswake pfuma yekudenga kwete yenyika. Mwari akuchengetei kusvikira nyika ichiguma.
Mwazha is the on angel of Africa. Believe it or not
Zephaniah 3 vs 10 from beyond the rivers of ethiopia my people are there ,and in latter days I shall gather them HALLELUYAH TRUE HEBREWS
murume uyu anotaura zvokwadi;i am still watching this (2019)
AMEN TO GOD'S GRACE
Kwazvi
July 2021 I’m still here.
Mudzidzisi E.p.Mwazha. ndinotenda
nation will blessed through paul mwazha
Mununuri wasvika kwatiri!Mununuri tamunzwazve,mwoyo yedu ifare kakare,Mununuri ndiMambo Jesu!Jesu hatimuzivi hatina kumuona takaona Paul Mwazha weAfrica,Ndiye Mununuri wedu kwatiri,neniwo Mwari andidzose kuchechi yake yechokwadi ine vhangeri yaMwari.
Munhu anorasika achidzoka,anowa achimuka.chinhu one chandandzwisisa inyaya" yechaenga".kunyange munhu akabuda church iyi asi mumoyo wake kunosara kune light rekuziva kukosha kwa Mwari,and anotoziva kuti kana ndinenge ndada zvekunamata ndinofanira ku church yevaapostora weAfrica,nekuti akuna kumwe paanganzwa shoko reriponiso
What a beautiful song., Mwari ndibatsire ndipindewo denga
Amen, akatida pamazuvaano mwari akada nyika nekudaro hossana, pamazuvano ekupera akaida akatipa Pauro
Uuum ndakufanirwa kudzoka kuchurch manje. Ndainzwa zvinhu kuendeka ndichiimba this song🙏🙏🙏🙏🙏
Thats the only church that leads its folowers to god amen to this
***God
amen nhume ngaichengetwe
This put THE BIGGEST smile on my face, absolutely breathtaking one of the most incredible things I have ever seen... God bless He is still alive in the spirits and souls of many
If you are interested i can send you some more songs from this church ( African Apostolic church
If you are interested i can send you some more songs from this church ( African Apostolic church
send some song's to me please, ilike the way they sing
yes sure, what is your email. where are you from by the way ?
Esh even m I have been interested can you send m these songs I am in Swaziland
ndiye ega murume ari pachokwadi may god bless him dai takadyiwa nasatan mwari akaite nyasha hama dzancu
ameeeeeeen ......ISHE WEDU JESU WAKATAMBUDZIKIRA ISUUUUUU KUTI TIRARAME
I don't understand the language but my spirit tells me ,and I always follow may God bless everyone .Rev 3:5
Thanks Mensah
It is a powerful song.
The song goes:
The Jews killed him thinking that its all finished, Jesus the Son of God.
Jesus, they crucified Him.
They captured Him (Jesus), Judged Him, Crucified Him & killed Him.
His clothes, they took away, they shared among themselves.
HOSANNA!!
For God so loved the world in the act that;
HOSANNA !!
He gave his one and only Son,
HOSSANNA!!
that whoever believes in him shall not perish but have eternal life.
HOSANNA!!!
@@TheAngelofAfrica Thank you very much for ur explanation
@@mensahjones8920 You are most welcome
Ani nani anomutenda ave nehupenyu husingaperi🙏🙏
Nyika yavakuguma ngatimunamatei mwari mumweya nemuzvokwadi
Amen
@@moreblessinganashemwazha1704 chokwadi
Amen ❤
Amen..true and Godly teachings..hapana kereke inodzidzisa kudarika iyi...few or no other churches preaches about the ten commandments they concentrate more on prosperity
Rogers Gopoza that's very true
nowadays people are more concerned about earthly reaches vachirasana kubva panzira kwayo
Rogers Gopoza thats true they never change I believe with 🙏🏻👏
Amen to this Gopoza. Very true indeed. African Apostolic Church led by Mwazha is the only church teaching zvekuenda kudenga kuti siyayi nyika nezvinhu zvayo!!!!!
I wouldn't say that because those are lies.
@@patiezodwancube2161 hahahahaha let me laugh
we are blessed to be partakers of Jesus Christ, to be the recipients of the greatest Love ever expressed amongst the human race, may the grace abound and long live the love to Jesus, the author and finisher of our faith
Amen
Amen ndanzwa mweya mutsvene uchitaura neni
Pauro muranda waIshe akatumwa naJeso...
amen.ngatibatisise dzidziso yenhume nkt ndiye anazvo.tirige kurasikirwa nechatakawana ichi.
Grace located me, may God help me follow the angel he sent in Africa
Mwankomana waMwari akatambudzika , akafa rufu runorwadza kuti iwe neni tiende kudenga taponeswa naye. Ngatimunamate mumweya nemuzvokwadi nekuti Mwari anotsvaga vakadaro.
Amen
Hallelujah! Africa forward never backwards by our Lord Jesus Christ who commissioned EPMMwazha of Africa to give rest to those that believe
I'm in love with it
nhume ine nhooroondo inofadza ndinomboverenga zvangu mabhuku enyu komborerwa the true prophert
Well crafted
Ivhangeri iyi moto 🔥
2024 am here Mwari makanaka
you are doing great job, thanks
Mwari wenyasha
Ini mapfekero echechi iyi anondiitira zvakana❤
This is true( ani naani anomutenda ndiye anova neupeny husingaperi AMEN)
Pauro weafrica ngaachengetwe kusvika atipinza mudenga muna Jesu naMwari baba
The angel of Africa and the whole world
morongwa wa bosupa.paul mwazha wa Africa. I mwari we kudenga. ngaakudzwe nhume yedu.
You tried☺️
The African Apostolic Church number 1.Huyai muzorodzwe.
Amen
Blessed gospel to the nation. Grace unmerited favour, help from the above. Ah murume uyu Rudo rwake ruzhinji kwazvo kunesu vatadzi vakanga vakarasika samakwai, mumwe nemumwe nenzira, uhmmm. Paul Mwazha tinoda kuenda newe
Amen i like this Church
Kuimba kunobva kudenga
Glory to thr Almighty
They thought it was over not knowing it was the beggning of ur salvation
That's true Mwariakada nyika nyika yake shuwa tinomutenda Pauro Mwazha wakatumwa
I remember ndichitaura nendimi 2012
this song makes me cry i feel like ''''''really blessed
Perfect piece
Chokwadi hama dzangu ngatitsvagire kuwana tirege kutsvagira kushaya. Tigozowana chatirikutambudzikira.
Our faith our belief!
Paul Mwazha weAfrica
Alelua
mwari uyuuuu anoshamisa!!!
sweet songs....heart touching music
we wish u to produce more they are sweet
Akatumwa mazuvano ekupedzisira kuzorodza vanotenda
HOSANNA MWARI WANGU...HOSANNA YABABA KUDENGA*+
amen
loving the sound
Amen glory to Jesus
Can someone please write down the lyrics in the actual language they are singing in ? God bless all of you 🤲🏾✨
Majudha!! vakamurovera vachiti zvapera, JESU !!
Vamurovera mwana waMwari. Vakamubata, vakamutongesa, vakamurovera, vamuwuraya. Vanzu dzake vakamutorera , vakagovana pachavo vose. X2
HOSSANA!!
Mwari wakada nyika nokudaro , HOSSANA!! wakaipa muzvari wake, HOSSANA!!
ani nani anomutenda, HOSSANA!! aveno hupenyu husingaperi, HOSSANA!! X 2
Vakamubata, vakamutongesa, vakamurovera, vamuwuraya. Vanzu dzake vakamutorera , vakagovana pachavo vose. X2
CONTINUES TO REPEAT WITH LEAD SINGER ON HIGH PITCH 1ST PART SAYING==
"ISHE" MEANING LORD
@@TheAngelofAfrica it's Hanzu not Vanzu
So profound of that crucifixion day, the son of GodJesus was beaten, spat at, killed...my God Amen!
wow love it
Africa forward never backwards nhume ngaichengetwa kusvika
pakuguma kwenyika
Amen. A blessing song.
Amen mudzidzisi...Wakatumwa naJesu
Angelic singing.Moyo yavo yaive kudenga apa.
Vakomana here ndoyatai Ziva iyi Chechi ngoni kwawakabvanako dzokera kwamarange kwako uko usiye tawanda
Ndinetenda Mwari akapinza muChurch rake The African Apostolic Church
Ndikafunga church iyi hana yangu inorowa
Ndokudya kweMweya uku
Akatambudzwa nekuda kwezvakaipa zvedu. Muporofita Isaya 53 😭😭😭😭😭
Sweet touch ....i lyk dis song
iyi I church ye chokwadi nemutumwa we chokwadi mwari ndibatsirei ndidzokere kuchurch yenyu tsvene
Elisha N Magadzire true even ndombofunga kudzokera kungoti takuchiva zvri munyika mmmm
@@otiliamupota3821 I say a big NO
One band one voice ....the unizone
Amen 🙏
Alleluya God is great
I really like it
handisi mupostori, but i like the melody
AMEN!
God bless u guys
Im looking for the full video of this clip 2012 guvambwa easter ...can someone help
Haha kampong aka kanokomborera
God bless Africa
Amen neMutumwa ka1
amen!!!
Mwari ngaarumbidzwe nokusingaperi
kurwadza kwezvivi zvangu handingakutauri Mwari wakandida akandipa mwanakomana wake kuzonditakurira zvivi zvangu ndinotenda
It's so powerful
ndnombofunga kt ndikarega postori ndngazopindei
We used to sing this song pa assembly at school, reminds me of my days @ Gwengavi Primary, Masvingo
Where is this place o
Pauro nhume tungamira