Amen Chokwadi chinozviratidza chega hachitsvagwe zviri pachena kt EPM akatumirwa isu kt tikunde nyika iyi God bless all those who believe that EPM is an angel ari panyika ari kudenga God bless u all AMEN
what else can be interesting than worshipping our LORD ALMIGHTY. LORD continue to bless Paul Mwazha your servant you elevated to become mighty. I like his teachings inspired of Holy Spirit. He is a man of wisdom
miss Ndlovu we can't wait to receive you. Please hurry up before this world comes to an end. God loves you so much. The precious blood of Jesus Christmas purchased you so you can have eternal life. This is the right church in these later days. Paul Measham is the true Commissioned one of God in the end times. The anointing of God is upon him.
miss Ndlovu we have so many of them. I can give your contact details to someone who is in Jo'burg and she can make an arrangement to meet with you if it is comfortable with you
miss Ndlovu that's sweet to hear that. May God bless you in this church forever. You did the best thing. The heavens are very happy by such a big harvest in the house of God.
Even panguva ya Adam vainamata asi pakashaikwa vanhu 20 vaiva nokururama . If half of these people were God fearing Zimbabwe cud hav been a btr country .
It's called The African Apostolic Church led by Ernest Paul Mwazha of Africa. It's headquarters are in Zimbabwe but it's everywhere in the world. So where is Rodepoort so I can give you directions as to how you can find it?
@@teeneez145 when are you willing to come coz I have instructed someone to come and fetch you so if it is comfortable with you you can give me your contact details.
Ini ndinotenda Mwari waPauro ndingadai ndakafa ,asi Mwari wakandiitira nyasha ,akandiporesa ,kudzai Jehovha
mukadzi uyo akaunza mweya🕊
Akautumwa Pauro kuzotizivisa zvokwadi yekudenga, Mwari wekudenga ngaave nesu
Amen
Chokwadi chinozviratidza chega hachitsvagwe zviri pachena kt EPM akatumirwa isu kt tikunde nyika iyi
God bless all those who believe that EPM is an angel ari panyika ari kudenga
God bless u all
AMEN
I agree with everything you have said. Amen
Haa matenga akaita nyasha sure...... Seni dai ndiri benzi soo
Strong security yandaona yaitwa naMuprofita Mushoriwa pane ayiwonawo here
2023 Church yaJesu.. Haa haichadzokereke nguva iyi.. In his presence at church events St Paul Mwari Of Africa 😢😢😢😢
I love the African Apostolic songs this is good
Aiwa ini maimbire emapostorika ini ndinokomborerwa zvangu ini...Pauro uya nevhangeri raShe...mmmmm hameno Mwari..
Ithe holy spirit is there with Gods children I can feel in me thank you Jesus
True that l grew up going kwaMhazha
Ordertinoiziva ..vanhu vane order ava ndatenda hangu zvese neutsanana....
The Mandegas are gifted pakuyimba
Amen 🎉🎉
Yawasara wasara
Glory to God. Amen 🙏
l really feel the holy spirit even am sited ooh mununuri wedu tamunzwa zve
uku kuimba i believe kwakaponesa vakawanda
Amen
Asi honai zvamaakuita church ya Mwari nekuda hukuru
chechi yakaburuka kubva kudenga kwete kugarirwa dare nevanhu dzingori Nyasha dzaMwari kurangarirwa kukuru nyika yeZimbabwe
Me too I like this song
Truly we thank God who sent EPM to preach the gospel of Jesus Christ. That's the genesis of our salvation. Ameen
kuimba kwedenga zvirokwazvo MWARI NGAATINZWIRE TSITSI TISABIWA NENYIKA timubatsire Pauro kusikwa kwenyika itsva Africa iyiii
Amen mwari wanaka
Tinotenda Mwari akatida pamazuva edu, iye akatendera kuwanikwa nevasina kumutsvaka,nekutsvakwa nesu tisina kumubvunza.Mwari wenyasha zhinji.
nice music
This is wonderful BLessed are they who walks in truth; spirit and in light of GOD AMEN.
murume uyo mwari amuitire zvakananaka
Anyone with s full video?
Zvinotapira kupfuura mazinga ouchi kunzwa sweet touch pamoyo
Mwari waPoul Mwazha garai matiri tose nekusingaperi Amen Amen Amen
what else can be interesting than worshipping our LORD ALMIGHTY. LORD continue to bless Paul Mwazha your servant you elevated to become mighty. I like his teachings inspired of Holy Spirit. He is a man of wisdom
very true, dear brother
This gathering was so, blessed ever.
The service was too holy, even the environment was just amazing
Sweet music which brings comfort to our souls.
Amen
❤
🙏🙏
Beautiful melodies
AMEN, Thanks for uploading God bless you
Amen 🙏
the seventh angel at work .Vessels of the Almighty at work Praise be to Jesus in Paul of AFRICA
I wish to join this church they bless my soul.
miss Ndlovu we can't wait to receive you. Please hurry up before this world comes to an end. God loves you so much. The precious blood of Jesus Christmas purchased you so you can have eternal life. This is the right church in these later days. Paul Measham is the true Commissioned one of God in the end times. The anointing of God is upon him.
Do u perhaps have a branch in SA johannesburg.
miss Ndlovu we have so many of them. I can give your contact details to someone who is in Jo'burg and she can make an arrangement to meet with you if it is comfortable with you
Thank u many of God. Someone connected me with the Kempton Branch.
miss Ndlovu that's sweet to hear that. May God bless you in this church forever. You did the best thing. The heavens are very happy by such a big harvest in the house of God.
Amen Amen
Amen amen
The spirit of God at work we worship you Jesus
Amen
Amen
Amen
Yei ndakomborerwa zvangu ini ndichadzoka zvangu hakuna church inopfuura iyi ndomandakakurira
I chokwadi ndoo chokwadi keep it up Ev Mandega pa basa rekubatsira mutumwa Pauro Mwazha we Africa kusika Africa itsva
Even panguva ya Adam vainamata asi pakashaikwa vanhu 20 vaiva nokururama . If half of these people were God fearing Zimbabwe cud hav been a btr country .
Nguva payave pavekuda kutsvaga kuti relationship yako naMwari yakamira sei
Ndokunonzi kutaura naMwari chokwadi.wow it's amazing our God is good ,Mwari vakanaka Amen
Ichokwadi
Uuum Pauro dai usina kutumwaka vanhu vese ava dai varipi nhasi dzimwe dziri mbavha nemahure but matenga akaitanyasha
Wadzsnai Chikafu please don't ever go. Mune mahure mbavha chero varoyi.
Nabson
These heavenly hymns
The God of Paul Mwazha is so, amazing. Wonderful!
amen
Nice comment that's my church
What if we can say OUR GOD is amazing and wonderful my brother.
❤ munondifadza vapostori VA africa
I miss African Apistolic Faith Church led by Mutumwa Paul Mwazha of Africa!!
There is Almighty God in Heaven
DATS GUD THINGS TO PRAISE GOD M SO EXICITED...GOD IS GREAT ALL DE TIME
That was my first time to receive the Holly Communion in the AAC at this gathering.
i consider it one of the best services i have attended in The African Apostolic Church, musi uyu paiera panhu apa ummm
t1
Wow ❤
Mwari ngaarambe achitiwanira nyasha nemuMuranda wake EP Mwazha weafrica, zvirokwazvo tinopinda mumatenga. Mukushaiwa simba kwedu Mwari ngaatinzwire tsitsi tirege kudonha
Last Marara one of the talented
Jesu ngaakudzwe
Amen l feel blessed thnk u Lord
@@loicengwenya1729 amen
aaaa thats wonderful
stay blessed
Zimbabwe Nyika yakasarudzwa naBaba. Ziso Ravo rakaitarira nyika yedu. Tinayo areka yavo. Wonekwai Baba , Takamirira vana venyu. Fambai netsoka dzenyu Baba munyika yedu.
this is wonderful tinopinda chete mudenga naPaul Mwazha
Nyasha dzakaitirwa isu vana veAfrica kutanga, ngaakudzwe Jehova nokuda kwomuranda wake Ernest Paul Mamvura Mwazha ari pakati pedu
zvirokwazvo ngaakudzwe Jesu
Pauro kuparidza vhangeri ndobva ndafunga ndiriko kuchirairo kwazvimba uku
The devil is mighty but God is Almighty evhangeri youshe kumaridzi hakuna angaidzivisa
haa evhangeri yacho haisi kumira wena, wava mto kwese kwese kuti Mwari anamatwe mumweya nemuzvokwadi
Samatenga akaita nyasha ❤❤❤❤❤
Mweya waMwari kuita kuunzwa....vakakomborerwa vanogara munashe kusvika pakuguma kwenyika
vivian mapuranga amen. Mwari arikufadzisa vanhu vake nerufaro rwedenga
💥💥💥
Amen Amen
If I may ask what was the lady trying to do?
Rambai muchida Mwari
Munoimba zvenyu
Heaven on earth
Good
misodzi yangu yabuda
ukaoona uchidai Mwari anewe
haaa ndaudonhedzawo
Mudzidzisi makandidaidza ndikauya
Amen Africa forward never backwards
Chokwadi jehovah ngaakudzwe nyika dzose
ndiye Mwari mupenyu ngaakudzwe zvechokwadi
amen
Tafanana neNgirozi tiripanyika Amen
Tavemudenga
Muparidzi mandega rambai makadaro
mwari vanotida tose
mwari vanotida tose
mwari vanotida tose
Amen muzita rajesu
......amen..
What is the name of the church? Is it available around Roodepoort?
It's called The African Apostolic Church led by Ernest Paul Mwazha of Africa. It's headquarters are in Zimbabwe but it's everywhere in the world. So where is Rodepoort so I can give you directions as to how you can find it?
Last Marara thanks, Roodepoort is in Johannesburg in Westrand
@@teeneez145 when are you willing to come coz I have instructed someone to come and fetch you so if it is comfortable with you you can give me your contact details.
Tinotenda nokutiisa pamweya
AMEN KUMATENGA
Kuimba kunoshamisa dzutu
Amazing Jehova! haa you feel the hwamanda yarira shuwa wasara wasara!
chokwadi wena
Ndiro basa rakafanira kuitwa
zvapinda muhana chaimo
zvapinda muhana chaimo