Excellent Mambo. Nyaya ye DNA ndeimwewo iyo asi apa mambo vagona kuwona kuti murume uyo ane mhosva beyond reasonable doubt. Let’s not be tempted to think that the DNA tests will prove this man and woman’s innocence- not at all!
Despite the fact that Dna test is needed and mwana obuda arimuridzi wemukadz uyu doesnt mean kty bota harina kudyiwa kaa ...Mhombwe confess kty sure number akapuwa and pfambi yemkadz ikati chokwadi akafona achikonza and She often changes zvaanenge ataura pakutanga itori mhombwe and her first statement kty mkomana uyu to her hubby tells a lot of story
Macharges amambo anoita here mombe kana mari idzo dzinobvepi? Handi kutoitisa vanhu marombe nekushandira kuripa mhosva dzisiri kuuraya jana kubhinya ndoona semitengo yamambo yakakurisa pakomboni
Ndozvavari vakadzi vemukomboni akarambwa achigara mu room number 1 anogara nemurume we muroom number 2 achiti Ari kupfidzisa amuramba asingasive Kuti hupenzi hwechiphambi
Mambo shandisayi simba yenyu kubvisa amai avo muKomiti yaSabhuku wenyu (inova komiti yenyu Mambo). Munoshanda sei nemunhu weKomiti anokupedzerayi nguva achitsika-tsika iye ari part of your eyes. Get rid of her please; habatsiri dare renyu.
Vakadzi pliz chimboregai kuhura muri pavarume murikutinyadzisa as womanhood pliz
Aaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa
Vanhu vane vana vasina nyaya dzirikutongwa ngavabude mudare. And adults who make noise during court proceedings should pay a fine.
Next time make sure children and some adults make less noise
Taura hako dare iri harina order zvachose rineruzha always
Better to DNA kwa. Mugabe
Noise yaka wanda hazviterereki mambo ko vana vanodeyi ko mudare
Excellent Mambo. Nyaya ye DNA ndeimwewo iyo asi apa mambo vagona kuwona kuti murume uyo ane mhosva beyond reasonable doubt. Let’s not be tempted to think that the DNA tests will prove this man and woman’s innocence- not at all!
Uuummmm sound irikubuda haic kuita mambo pane noise zvekt zvimwe zvirikutaurwa apo hazvic kunyatso nzwika mushe
Sound quality yenyu ma1. There is too much noise from the background
Please mapurisa amambo nyararidzai Vanhu umo noise yacho so vana vanotsvagei mudare
Mambo there is lot of noise from background including that from children
Paangoti mukomana uyu zvabva zvadhakwa
Mapurisa angaite basa mambo noise too much kana kuti vanhu vane vacheche kana vasingatongwi ngavasauya mudare
Despite the fact that Dna test is needed and mwana obuda arimuridzi wemukadz uyu doesnt mean kty bota harina kudyiwa kaa ...Mhombwe confess kty sure number akapuwa and pfambi yemkadz ikati chokwadi akafona achikonza and She often changes zvaanenge ataura pakutanga itori mhombwe and her first statement kty mkomana uyu to her hubby tells a lot of story
Taura hako bota rakadyiwa
Yaaa haana respect kumurume wake ari kutoona kakomana😂😂😂
Amuhure vacho voice loud kunge vaunzirwa kudare nyaya svinu😅😅😅😅
😂
Too much noise in this court,hapana chirikunzwika,gadzirisai please vanhu vakwanise kunzwa nyaya,noise is too much kuback ground
Kurikubviswa Mari yedare Dai maisa ceiling muclassroom kana kuti ngakuvakwe imba yedare yakavhurika mmumativi yakapfurirwa nehuswa.
Vanhu vakawanda muclassroom uyezve mhepo haipiindi vamwe vari pamahwindo.
Mukadzi uyo ipfambi baba avo munorwadzisa mukadzì wenyu. Mwanakomana siya guka hona zvawave kusangana nazvo. Hurumende nemadzishe necommunity ngatibatsirane tirwise hondo yeguka nezvese zvinodhaka
Muridxi wemkadzi arikutsva...NO ONE DESERVES TO BE CHEATED
Vakadzi chii kuhula kudai zvinonyadzisa soo
Please madzimambo dei maita SE Botswana kumborowa mozotonga wanhu warikunyanya chipfambi awa
Good work mambo
Ko uyo wema drugs abvepiko kkkkkk
mambo vanoziwa vane huchenjeri , that trategy its unique n powerful
Next time camera man unoisa camera Paneari kutaura tionewo kwete kutiratidza vanhu chete chete mix Kuti zvinakidze
Face yekamface kacho so karikunzi kachikomba kacho kkkkk
camera man improve sound 🔊 quality.
Chief have got wisdom
Chief munotonga chaizvo asi dare renyi munonyanya noise weduwee
Apa mambo makaita bsa se bsa sando dzenyu idzo
Mambo bvisai vanhu vane vana noise
Hauwitinise usingazivi kuti mwana urimudumbu ngewani
DNA is the best
Good job mambo Bushu
Life yepakomboni mahwani
Noise vana panze please
Mambo kutonga mogona asi dare iri rine noise
Kalife kemuprazi 🙌
Mambo vanofunga zviri mberi munokuvara
Idzo dzaidawo kuzama lucky kuda kudyira muwakidzani poto yake😂😂😂
Dare ramambo ava vanhu vanoita zvavanoda noise too much. Hazviitwi kwa chief Nyamaropa izvo zveruzha mambo wachitaura
Zvakaoma.nyaya.dzacho pakaipa
Chief Bushu mune basa l surrender 🙌🙌🙌
Vakadzi vemuma komboni mahure, hayeresi miri yavo, vanoda ku svirisa svirisa chero murume, it's a shame .
Munhu 1 anouraya vanhu 10. Regai mambo aripise vakadzi ndonzenza
Chero veku Borrowdale vanosvirisa
@@tmatz6467VeBorrowdale vanosvirisa zvine kastayera, nemacondom nemacondom
Kalife kemukomboni kungodyirana Bota chete hapana hapana
My chiaf more love
Ko dare iri noise tonzwa seiko aaa
Mambo musadaro muchanyara ne Dna
Noise
Imi vakomana musa pusa mhani munoda kubatsirwa na mambo kuramba mukadzi, ramba wega chero kuripirwa mombe dzacho handidzide ini.
Aida vadhara vane soft touch and experience 😅😅😅😅
Pangonzi komboni oooh finish
😂😂😂😂chihure cha topper zvacho
Mambo vanoda kuparadza dzimba mbiri...dai vatonga nyaya chete...vasina kudana mukadzi wemurume uyo...
Mambo munoona nyaya sezvairi
haa noise musapinza vana mumatare
Matutsa naChabodo vatora advantage yekupa murume guka kkkkkk kwaaa.
Wakadzi wanyanya kuhura mhani nyika yese chihure chete
Macharges amambo anoita here mombe kana mari idzo dzinobvepi? Handi kutoitisa vanhu marombe nekushandira kuripa mhosva dzisiri kuuraya jana kubhinya ndoona semitengo yamambo yakakurisa pakomboni
Witness uyo makuhwa acho hawachagone kuzvimirira
Tinashe Mugabe hero basa
Best Mambo ever🙏
Teramirai henyu ndini ndrikutonga🤣🤣imi varikutaura chiuyai kuno mberi mundiudze kuti ndanga ndichida kutii
Mashoko aheadman chigodora 😂😂😂
Mafunga chigodora hre hanzi ukuda ndikanganwe zvandanga ndichida kutaura
Seyi vanhu muchitambisa guva nekuenda kumatare.unoramba munhu chete adzoka kumusha kwake
Noise mudare yakanyanya
Bushu bushu 😂😂😂😂😂😂😂 bhishu
Nyaya dhekuhura ndodzanyanya mumatare
Next few months dare iri tinenge risina value noise too much background ummm
Vaskana veguka???
Murume anofanirwa kuliner mudzimai wake akatadza pane wanoliner nokuti mukadzi haaana kuurira sadza please
Chero uka liner mukadzi anongosvirisa kana ada,ndopayapamunozo commiter suicide makuti ndaimurova 5 rounds everyday ndichimuitira zvese zvaanoda asi ndamubata nechikomba,
@@munyaradzibiri7690taura hako iwee!!
Mambo hupenyu hwemukomboni hamuuzive here varume nevakadzi vanongotendereradzana ndiwo magarirwo amo kana mukondomera wakarasha
Headman Chigodora l love the way you sit with your stick on your side
Aizve Headman Chigodora vari papi apa.Ndimbo Nyamaropa ava kwa Bushu.Gukawo futi.😂😂😂😂
Teramirai
Mauya kuzotonga here
Teramirirai richapera dzungu iro
Ndi bushu uyu tembo zvimbakupa
Iwo makomboni and basa nyaya zhinji dziri kuitikira mumakomboni
mahure anyanya ngatongwe vakadzi vasina varume vakawanda kana achidakuroora mainini
Vanhu varikuhura zvavo ndapota
Aah zvayatokura nhai
Ndozvavari vakadzi vemukomboni akarambwa achigara mu room number 1 anogara nemurume we muroom number 2 achiti Ari kupfidzisa amuramba asingasive Kuti hupenzi hwechiphambi
Mambo ava is just the best.munotonga nyaya kwete munhu
Noise mudhara mapurusa enyu haasevenzi
Noise mudare renyu mubaiwa
Noise mudare umu
Ko iye murirwi sei musiri kutaura nezvake😅😅😅😅😅😅😅 haibo
Mambo Bushu munotenderedzwa nenyaya dziripachena
Mkadzi uyo ihure fty mkadzi wablaz uyo wekumitisa mkadzi wemunhu imbira adakusupporter chihure chemurume..gukaman namata iwe guka harimise sinhi
Mambo ndizvo
Noise yakanyanya
Noise at the back is so annoying
Tokumbirawo noise irikunyanya
Mambo just go through the phone you'll see the messages chete😂
Ya they should have gone through the fon. They could have seen how the name was served and 8f there were no calls and messages.
KuEconet here? Call history can be deleted
Uyo gukaman ngaamitisewo mukadzi wake apa chakanaka
Mai ava ihure kushaya chiremera
Ma drugs aparadza dzimba nhai
Nguva yedare vanhu ngavagare pasi kwete kungofamba famba Iko mnogara mukomboni hakuna maruzevha here
Dare racho veduwe vamwe pamawindow ummm
Harina kurongeka dare iri ,Bushu is my favourite but umm noise yacho haiiti harinzwiki ,vana vachingochema aaah 😂😂
Zamai kutaura zvinonzwika kungonzwa mahukira chte apa pamwe muroom macho hamo
Mambo shandisayi simba yenyu kubvisa amai avo muKomiti yaSabhuku wenyu (inova komiti yenyu Mambo). Munoshanda sei nemunhu weKomiti anokupedzerayi nguva achitsika-tsika iye ari part of your eyes. Get rid of her please; habatsiri dare renyu.
Ko mafes zvaanenge ekumalawi wani
Noise ku back ground wonai zvekuita
Taura hako
Too noisy
Vanhu variku svirana mu zim.iiii
Ummmm language dzimwe hadzidi pa mhepo
Too much noise
Sound is very bad yoh
Poor sound quality