Ndakavingwa NeMurume Uyu Kuma 9pm Achida Kundiuraya Achiti Ndiri Chikomba
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 7 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Hapana nyaya hamugone kutonga dzidziswai kutonga namambo Mutasa
Hawasi vaya vekutorera munhu fon here ava mbavha idzi😢
Ava vanhu vechipositori ngavasiyane nekunyepedzera hope zvenhema tose tinongorota tichitorotera ma neighbor ASI hatitaure Wani what's so special nehope dzemapositori ...ko Sey kuzoudza mukadzi wemunhu murume wake asipo hazvisi zvedenga izvo
Apa hapana kana nyaya mombe yekudii ipapa. Ko kana muridzi wemukadzi akafamba kubvisa mhepo yaizouraya mkdz. Mukadzi haana kumbopfimbwa uyu
Nyaya irripo. Murume chaiye haataure makuhwa kumukadzi wemunhu. Chero pandiri pano ndikaona shamwari yangu ichiita zvakaipa kubhawa ukaona ndakunoudza mukadzi wake zvoreva ndinoda andide. Dzimwe nyaya ngadziperere kuvarume kwete kupinda mumusha memunhu murume wake asipo. Okay zvaakazouya murume wacho akadini kudzoka kutaura?
@@againstmakuyana8524chokwadi Dai baba vehope vakati ndoda kutaura nababa hope dzandavarotera hadzina kunaka nekuti kana iri mhepo iri pana baba not amai. Saka kuudza amai Aida here kuti vatize vasiye murume ivo vowana mukana hanty😂😂😂
@@marvelouszinyemba9736 itsotsi Mudhara uyo. Ndiro team rinonyengerera beans by badmouthing other guys. Shuwa ungatadze kuudza umwe mufesi zvawarota, woenda kumukadzi wake.
@@againstmakuyana8524 nhy nhy zvenyu.
Inzara inokunetsa mombe mbiri dzekudikoo
Baba ava vari right unonotaura hope dzakashatisa kudsro ruviri ruviri pamdzimai wemuridzi sey.. Izvezvi moyo wake wavakuti mukadzi arikudyiwa bota
Mombe musadziite kunge huku pliz
Ndozvinoita gore renzara. Unotomutsa nyaya ye 20 years ago
Igore renzara shuwa hope dza 2004 dzanyururwa kuma archives
😂😂😂😂 Kuma archives here cuzy 😂😂😂
@@priscillamurenjekwa539 😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣idzo kaidzo 20yrs leta
@@mutsasanyangowe6974 aaah ndaseka nhasi 😂😂😂 from 2004 nhasi 2024 yabvundunyurwa😂😂😂🙌
Saka aifanira kufa here hanty Mwari vanokundisa
Zvimwe zvunhu zvinopedza simba. Hope dze gore ripi. 😂. Murume uyo handifungi kt murume chaiye. Kukwirira dare zvisina basa. Chero ivo mambo vatoshaya basa. Chero zvana zve grade 1😂😂
Siyai zvinyaya zve20 years ago manga musati mava madzimambo imi
Hapana nyaya apa haana kurara nomudzimai wake daimambo angomubisisa mbudzi sesorry chete
Mombe dzei wakarwadziwa ne marasha ndoawakudira mombe
Akudawo hudyire uyu akadii kumhangara nyaya yake pazvakaitika
Hope hadzina expirering date hapana nyaya apa
Vanhu kana vaine nhamo vanotsvaga kudya zvevapfupi nekureba hope dza 2004 aaaaaah nhasi 2024 iiiiiiihh
Vanhu varikutsvaga mari nenzira isiriiro 😢emagine 2004
@@RosemaryFombe taura hako cuz chii chakadaro kutoshandura nyaya kuti aitaimira mukadzi wangu kurikuda kuti munhu aripiswe vaone pekutangira nhamo yarova aaaah
Kadare ako ndekekupenga ako kamambo ako kanoda zvinhu tumbavha tivanhu itwu twakambotora phone yemunhu
If I say sorry what does that mean you must us sense
Hapana nyaya apo kungovengana chete apo kuudza munhu hope ingavamhosva mombe mbiri dzeyi ndaashande atenge dzake
mambo awa kutonga kwawo kwakaoma . hapana kana nyaya apa vanhu awa waida kungonzi enda kumba kwako iwe kwako
Munotonga nyaya wana wachiita noise hamuwabudisi panze ngei
Vediweeka mombe chaiyo asi haana mombe hre baba ava
haa apa chief vabhaiza, apa paida huku kana mbudzi at most, Mombe iye asina kudanana nemkadzi wacho? izvi hzviwadzanisi vanhu, vafadza 1 side chete
Regai zviripiswe kupedza nguva asinyengamkadziwamunhu
Muri sei mukoma Robert
Nyamunhambwe bhuru remabhobho
Ava Changamire instead vatosika ruvengo nehondo pakati pemhuri idzi, mombe yei panyaya yaane 20 years? What qualifications are considered for these Chiefs, madofo awa 😅😅😅
Inhau iri a bit tricky mapostori akawanda vanoshandisa hope nechiporofita kurova beans it's only kuti inhau yakare but hope ngadzipfeke kana dzichipresentwa especially dzakadai plus why kunoudzira kumba kwavo Ivo by then vaipinda vose masowe pane zvisiri kubalancer apo
Pamombe apo hapana chamagona matowedzera daka guru
Aneudyire murume uyu mombe 2 dzei apa kna mbudzi 1 yakatowandisa
Haa kadare aka ndekeku tweireti aka
Judgement yeundyire iyo nxaah, mombe yei ipapa
Mmmm mombe yei nhai mambo matonga nedemo
Kutonga hamugone venyu and iwe wekuda mombe mbiri enda unosvaga basa asi kakudzungaira keumhondi karipo wange uchiitei kudzungudza kasoro kunge katamba 😮
Ava havagone kutonge nyaya ava...mombe yemunhu asina kupfimba munhu nxaaa ...
Vanhu ngarege kutsvaga pfuma nenzira isiriiyo
Marombe evanhu kana akatoenda achiita threat yekuda kuuraya murume uyu kureva kuti atori nemweya wacho wekuuraya. Akati hope hadzitore nguva ndiani?
Kwamambo aka so uuuuuuuuuu mmmmm enda unodzidziswa na mambo Mutasa une udyire
2004 guys izhara iyo KKK
Ngaaripe uyo kana zvazoitika odzorerwa zvinhu zvake
Ako kachief kadhodhi chaiko dai kati huku
Asi ibofu here Baba ava
Chataurwa chafumuka
Asi chii chakadaro nhai imi hope here chokwadi asi dai chaiva chiporofita better zvino hope here nhai ungaziva sei kuti hope ndedzechokwadi nhai
Ipapa ukamubvunza haana kuudza mukadzi hope dzekunext door kkk
Hope hadzitaurwe nevaroti chete
Apana nyaya apa just kuda kudya Mari yemunhu
Iri dare iri bodo mambo haagone kutonga uyo
Hunobvepi humbowo pahope aaaaaaqh
Hapana humbowo muchinda aitotaimira kudya bota pamukadzi weuyu aida kumuchipisa kumukwirira mukadzi nekuti vaisawirirana
@@nicholasfungurani9677 musadaro anhuwoye 2004 here wozozvitaura 2024 apa kubva ipapo hauna kans chawakambobata chichìitika iri igodo chairo vanhu havadi kuona vamwe vachibudirira akanatsomupa nguva yekuti danga rake rizare mombe kuti agonatsa kumulaza zvake kkķkkk
Murikumboitana sei vazukuru vanehanda.
Mangwanani mkoma Robert nevedare
Gore ripi ririkutaurwa ,zim chloroforo nhamo so
BUDISAI VANA VANOCHEMA MUDARE PLEASE
Vana vanodeiko mudare hatizonzwa vana vachichema
So kubva 2010 kwaiwe kusina dare here itai mushe imi
Nzira iri kuzim irikuita vanhu vango svaga tumhosva Satan
Hope dzosungirwa vanhu hhhh
Muchinda uyu aida kutongokwira mukadzi weumwe kuti amukaurise chete ndoozvaaida. Aita kurwa nemurume uyu nekukwira mukadzi wake aitozofamba achiti ndakamukwirira mukadzi
Ska aenda kudare achitoda hake mombe 2 umm
Usavaudze hope rega vazokutsvaga kana vachekwa musoro wafa.Hope hadzidudzire pakarepo dzimwe dzacho😅😅😅
@@nondochirau9664 amen cuz chero ishe vatonga havo nedemo ini handina kutombofara nazvo dai aimuda mukadzi uyu angadai akatozviburitsa kare coz nguva yacho yareba shame 2004 here, hope ndodziziva ini zvimwe zvatakatoterwa tichiri vadiki zvaakutoitika now tachembera vachazviona havo rimwe gore shame kuda kuripwa kwavo ikoko
Kkkkkkkk vafa hre amana 😢😢asi pachokwadi kutsvaga havo kuripwa uku😢😢😢
Asi zvinhu zvacho mkadziwacho not very pretty bambo avangqvqkwane izvezvianevakadziguruzvuzvu maunderage