Kwauri hazvinq kukosha asi vanoda zivo nekugaraisana zvakanaka nevamwe vanoteerera ko kana zvisina basa uri kudeyi pano sei watora nguva yako kuzviterera kana zvika baniwa ini zvinondibatsira ndozo zvinzwira kupi mind your on business usauya pane vaneita zvinhu zvavo usina simba uchida kupa vanhu muono usiwo
Chihure is now a national pass time. We should just don't bother with those engaged in Chihure unless we have a viable strategy for ending or reducing it and the nation agrees that we all should refrain from it. It is a total waste of time for chiefs to pretend that they are making a difference in the trade by presiding over these issues day in day out. The majority of people in the Shona speakingg peoples vanotoona kokuti kuhura chinhu chinonakidza. Saka ngatichingorega vahurirane vakadzi nevarume. Katati ngazvipere tochitanga kupa ma PENALTY ane musoro. kwete izvo zvokuripisa mombe, huku, mbudzi, etc. kureva kuti ane mombe dzakawanda anokwanisa kuramba acchingohura. Cchihure ngacchiunze Prison sentence. Mukadzi asina kubatwa chibharo, ane murume wemumba, akahura opihwa 12 months in prison. Murume ahura nomukadzi wemunhu opihwa 24 months in prison oripiswa mombe shanu. Kana zvikaonekwa kuti haana kushandisa kondhomu, opihwa another two months mujeri.
Chief Mutasa you are 1 in a million. You have wisdom 🙏
mambo Mutasa must be the chief of chiefs in Zimbabwe. He is very intelligent,humble,straight forward to the point,impartial,energetic and wise.
I think he is the best chief in Zimbabwe.he is a learned person .
Okwadi
Musata vanokutwasanura wakauya usina kukwana ❤❤❤❤❤ chief mutasa vanotonga zvakadzidza
Imagine vari baba vako vari kubvurudzwa kudai🤣🤣 chief Mutasa the best😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
you are the king of king chief i salute you
Pamberi na chief Mutasa ❤ ndoda stand kwenyu
Haudi nemkdzi ere 😂😂😂😂
Kumabhinya ukoo
Chief mutasa ndi lawyer ndakashanda naye mu face uyo....pa 300 cases haana kana loose just win
Zvinooneka he is very intelligent best chief ever
"Tisati tasvika kumadeliberations vanhu ngavatanhe dzavanosvikira" 😂😂😂
Murume apopota uyu
Dzachamuka wena he was mu cheeky
Kkkkkkkk
Best hazvo àsi vanongowanza zverough nekusapa vnhu tym yekutaura
The one to be the President of the Chiefs Council he's God given chief in his area very intelligent
Very good chief uuuu mambo makaipa endai kuno shandira ku high court kwamuri uko ibvai mambo hakusikwenyu
The best chief ever👏👏👏
Mambo Mutasa for President
😂😂😂😂 Tobisa ed toisa Mambo Mutasa
Chief vanogona asi chief seke kumberi
Usataure zvausingazivi😂😂😂😂 ndadzidzawo nhas
best chief ever
Witness ye witness ane NYAYA although achigona kuramba coz ane ziva mutemo. Haana kuti haazivi but Ari kuramba kupupura Mudare badzi
Kkkkkk baba imi musangotaura mazita evanhu akawanda
‘Ndanzwa something something yako,🙌🙌🤣🤣🤣
Pamberi na mambo mutasa😊
Siyanani neguhwa baba taurai zvamunoziva
May god bless mambo
I second this commenrt he is best.
Kkkkkkk guhwa haridi murume
Mambo Mutasa Shumba mai wangu ❤❤
Tumadhara tugere nachief tunorasika mhani kugona kana kurisika kwavo tunongotii ehe ehe hatuna kana direction
Kkkk
😂😂
Mambo ndinovadisa uuuuuum
Baba ava kutofuma kudya kuti vaende kudare kunobvunzwa makuhwa here.
He is clever than most of the leaders in our country, he must be our president
Ma chief manyama
Matongero enyu anokonzeresa mangwana vanhu vasauye nenyaya
Vari kutaura chokwadi nhasi akuraura kuti mukadzi kanopenga kamurume ako kwamutasa vakadzidza wakauya usina kukwana unobva wasvava
Kamurume aka kakuomesa shaya taurai nyaya yako wakati chief nyamaropa
Nyaya dzemakuhwa?Ngadzigare, wakamboenzanisa guhwa ukarigona?
Mambo Mutasa the wisest.
Karume kane gumba aka hiiii
Kanotobhowa kanode kumamisa
Professionally chief mutasa is an engineer he is learned and his IQ is above normal
Remove Charumbira he is doing nothing .Mambo Mtasa must be the chief of chiefs
Tumadharawo rough hanzi wakatamirwa here pachair apo
Ipai munhu mkana atsanangure nyaya yake
He was once a lawyer maybe
Chief munobata basa
Makuhwa munhu rume kaura iwe ngaaripe asiye Makuhwa kunge mkdzi
Mambo Mutasa vanogona basa chokwadi.
Muchazvirega zvemakuhwa
Shumba
Haaaa mdara Mtasa huchi guys every day ndenchitoda kunzwa kuti ndyani nani
Nyakatsapa yese unouya panapa 😂😂😂
Don't trouble trouble till trouble trouble troubles you
Dzinodya muchokochi
Makuhwa haadi munhu rume kkkk
Ava ndivo mambo vekwese uko chigodora akaita dza kwake anoumza apa Saka uyu anopedza nyaya yese
Chief Mutasa Thinks More Than The Zimbabwean President & His Whole Cabinet
Mambo wedu
Magumba haadi varume 😂
Bambo siyanai nemakuhwa
😂😂😂😂 makuhwa padare. Village rese kwamambo😂
😅😅😅
@@NevileMunhanga kkkkkk haa nyaya iyi yakandisetsa I repeated several times
Makuhwa aya
I think something must be done to ban the publication of these useless and disrespectful court hearings
you are mad
Kwauri hazvinq kukosha asi vanoda zivo nekugaraisana zvakanaka nevamwe vanoteerera ko kana zvisina basa uri kudeyi pano sei watora nguva yako kuzviterera kana zvika baniwa ini zvinondibatsira ndozo zvinzwira kupi mind your on business usauya pane vaneita zvinhu zvavo usina simba uchida kupa vanhu muono usiwo
Vamunyori avo vachanzwa mutsipa please, msro vanokama zvavo asi mutsipa uchavarwadz nguva refu ummmm asi vaiva headmaster vakarhitaya hr????
Nhasi chirungu changa chiri kusevenza.
Kamudhara Kane nharo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Dzidzai kunyarara ehedee
Ngazvivharwe izvi
If we can have chiefs like chief Mutasa our country will be the best
We have worst chiefs like chief *Seke that one should be a headman
Uyu muchinda uyu anorwara dai mabo mutasa vamudzinga
Adii?
Magumba haadi munhu we murume
Handiti tongai according nezvatinoda isu asi chinonzi dare kuti mumwe achitaura mumwe akateerera nekuti mukataura mese kana kuti mukabvunzirana mese arikubvunzwa anopindura ani
Ini ndoti headman chigodora huchi
Gumba😂😂😂
Party 2 yacho iripo here veduwe
Something something 😂😂
😂
Siyai magumba
Hawu 😂😂😂😂😂
Kkikkk tanhai dzamunosvikira
Kutanha dzavanosvikira 😂😂😂😂😂
Mambo murikusaka nowadays
😂😂😂😂
Kune vamwe varume madununu chaiwo zvakaoma veduwe
Munhu weCamera uyo ane foni ngaamire kure nevanhu vari mukoti uyo, ngaamire Kure
Chihure is now a national pass time. We should just don't bother with those engaged in Chihure unless we have a viable strategy for ending or reducing it and the nation agrees that we all should refrain from it. It is a total waste of time for chiefs to pretend that they are making a difference in the trade by presiding over these issues day in day out.
The majority of people in the Shona speakingg peoples vanotoona kokuti kuhura chinhu chinonakidza. Saka ngatichingorega vahurirane vakadzi nevarume.
Katati ngazvipere tochitanga kupa ma PENALTY ane musoro. kwete izvo zvokuripisa mombe, huku, mbudzi, etc. kureva kuti ane mombe dzakawanda anokwanisa kuramba acchingohura.
Cchihure ngacchiunze Prison sentence.
Mukadzi asina kubatwa chibharo, ane murume wemumba, akahura opihwa 12 months in prison.
Murume ahura nomukadzi wemunhu opihwa 24 months in prison oripiswa mombe shanu. Kana zvikaonekwa kuti haana kushandisa kondhomu, opihwa another two months mujeri.
Guhwa
Kkkkk
Vakadzi makutinyadzisa
Mambo aiwa basa munogona I wish to shake your hand. Blaz ava vanenge vane learning disability of some sort.
😂😂😂😂😂😂😂😂
14:04 Shumba sando dzenyu
Volume dololo pic dololo
Problem phone yenyu
The volume and picture quality bho paiphone 15 pro max😂😂😂
@@St-G2 kkkk
Kuno zvese bho😂😂😂
Nyakatsapa yese unouya panapa 😂😂😂