NYARARAI ANA TEMBO :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 10
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 4 ต.ค. 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 13 Episode 10 GLENDALE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our TH-cam Channel: th-cam.com/users/ch....
Imagine dai kusina program ye DNA iyi mai ava vaitozongorarama vachinzi vakaita chipfambi😢😢... Global DNA you're doing a great job
Dna hataridzi kuti Mai ava Havana kuita chipfambi
Inongotaridza kuti mwana ndewepambq
True that but hiding pregnancy details and initially refusing to go to DNA tests is reasonable doubt to be fair.
Baba shero was right paakaimba song yekuti manzwira nzwira itai mashoma
Uriwe wainyarara here wanzwa zvakadaro or kufungira chaiko?
Anopunza musha muuuusha woparara……
@shingiraitrevormboto2105 but ingawani mwana anonzi akamhoresa munhu aipfuura ne road kuti murisei tembo not nyararai tembo,and baba vakataura kuti se munhu aive ku hope havana kunzwisisa .ndosaka ndati vakaita manzwira baba ava
This guy is right nekuti akaita manzwira but haana kuramba mukadzi and chinotatidza kuti ari right ndechekuti arikutsvaga chokwadi handisi kumboona paakanganisa apa and hapana pambonzi musha unoputsika apa amai she humble and beautiful but on another side she is rong nekuti munhu kana achida kuziva chokwadi chinogumbura chii ipapo. Kana ivo vachingoziva kuti vana ndevababa chinovabata chii apa.
Chinogumbura iapproach yakashandiswa nababa neway yaanga akutreata nayo mukadzi. Kusatenga sipo nechikafu nenguva,kuignore mwana achichema zvogumbura izvozvo@@gideonmunyika7622
Mam very humble,and beautiful ❤️
Should Global DNA now close because there is some people getting offended because others are seeking the Truth and Peace of Mind? Can't you see that this organisation Global DNA has detected thousands of Criminals who tried to give children to the wrong fathers at times causing heavy financial loses maintaining children not belonging to them. We must encourage and support Global DNA, they are doing one of greatest and very essential services for our Nation and even abroad. We must be appreciative and grateful for worthy deeds.
Baba magona nekuzoripira mama vakadzi vakawanda vamwe vanongofungirwa asi havaripwe asi imi makwanisa kuripa. Vanhu vakutuka baba mukwane vangani vanoti vanoripira vakadzi vavo munhu wese anekodzero yekuziva chokwadi
Baba lam on your side makanzwa mukatsvaka chokwadi saka mochengeta vana zvakanaka
Kuroorwa nedhara kuzvisasika pachoto ruchengera rwacho, manzwira nzwira vototi ichokwadi nxaaa Thanx DNA man for bringing closure to this family.
Best show ever, vanhu vakuru vanotaura chokwadi not mahubwe atomboona 👌
Chokwadi pasina kana kutambisa nguva kungoti dyooo zvazviri
What this man did is right...l stand with him, who in his right state of mind would ignore something like that after overhearing zvinhu zvakadaro, he needed peace of mind n ndobva aitsvaga that kusiya mhuri. Zvevari kuti heee mudhara ko iye aivepi achiroorwa nemdhara wacho, hant she needed pekuzororera and akapawana. Kungoti society inoona kunge varume are immortal beings bt we gotta change that narrative, MEN ARE HUMAN BEINGS WHO GOT FEELINGS TOO
Apa mataura chokwa mukoma
🥂🥂🥂
Chokwadi ipapoo
Tiripo
To us who never miss episodes
Tiripo
🙌🙌
❤
Tiri tiiii
Tiripo
Congratulations baba ndimi baba vemwana haaa zvakaoma vakadzi tinomboshungurudzwa zvedi vedu veeeka hugs amai
Kuda kuziwa haisi mhosva mind you bhora rakatanga mai vane 1 obva azonzwa zvaakanzwa ende zvakataurikawo sure
ko paye panowanikwa mwana asiri wababa paripo wani. inga murume ari kuti ndiri kuda kuziva chokwadi
@@Seamusmtepa tinoshungurudzwa nani vakadzi? DNA testing hakusi kushukurudza munhu, kuramba DNA testing ndookushungurudza varume zvenzira yepamusoro chaiyo. Murume wese kana achida aine zvikwanisiro ane mvumo yekungofumoti mai mwana gezai tinoende kuGlobal kunotester vana vese, mai nevana votogeza votoenda zvisina mubvunzo zvisina reasons or explanations.
Ndafarira kuti baba vakumbira ruregero izvozvo zviratidza kuti vanoda mhuri yavo ...thank u global DNA
Unenge uri single mother oti regai ndiroorwe nemurume ati kurei pamwe musha ungamira pakadai yooo regai zvangu ndizvigarire ndiri one no stress
Gara hako usina kwacho kana uchida murume anofira musaga asingatsvake chokwadi kana paita kusanzwisisana. Saka munhu wechikuru haachabvunzisisa nekutsvakurudza kana achida clarity and closure?
Kuda kuziva chokwadi imhosva here nhywe
Gara hako hanty haudi munhu anoda kuziva chokwadi
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk
Huge age gap makes the older party insecure and jealous - musandipikise ndiri nherera
Saka murudo age gape ndorokonzera jelous chete? Really?
@@shingiraitrevormboto2105 u obviously do not agree - I will be happy to hear your views
Nherera Sagara inotaura chokwadi
@@shingiraitrevormboto2105ehe. In most cases, mukuru wacho anogara achifungira kuti pamwe ndosiiwa for someone weage yake
@@lorraineposi saka vari kurambana vari vadiki kunyanya? Sei madzimai ariwo anoda mafoni evarume kunyanya?
Zvinowanikwa happy for you baba makuziva chokwadi baba, mami ndafara kuti muri pachokwadi hugs to you sister❤
Chokwadi machiwana asi relationship will never be the same
If people are not willing to forgive and move forward they shouldn't enter marriage. The man rightly or wrongly was troubled by what he heard and he was seeking clarity.
I love people who ask for forgiveness without being persuaded 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Murume akatukwa ku bhawa kunzi kind ipi inoita ma twins sewe😂😂😂😂
😅😅😅😅
Baba vakura havo zvavo ndipo pari kubva kuchengera. Vachifamba vese zvinoita sekuti mukadzi muroora wababa ava😂
To us who never miss episodes ❤
Thank you Mr Mugabe and team neprogram yenyu,you give closure to this old man,
To us who like before watching and never miss a show 🤞🥂
Nyaya dzema "Surprise" dzinonyanya kufarirwa nevakadzi dzine ngozi idzi. Ini semurume hangu ndovona sekuti varume are not very much into surprises; especially on unknown issues. Vakadzi itayi maSurprises ama Birthday Parties and other obvious things; but even ipapo natsai kunge muchiziva kuti mumba hamuna important financial stresses - dzakakosha kudarika a lavish B/day party. Coz vana Baba tinovanza dzimwe nyaya dzakakarema from vana amai, including serious financial affairs, in good faith, in trying to protect them nekuti vana amai generally vanokasira kufenda (maBP, etc zvotouraya basa rekugadzirisa nyaya).
Kuziva chokwadi hakuna kuipa kunoita kuti ugare uine peace of mind. Dai baba vasina kuenda kumaDNA vaizozvidya moyo kweupenyu hwese votadza kupa rudo kuropa ravo. Amai munotendwa nekubvuma kuti murume azive chokwadi uye uye maresults aita kuti murume agutsikane kuti muri mai vakavimbika. Tambirai $100 US muzvidligwe koyaizobudepi dai pasina nyararai zvenyu ana Tembo 😂😂😂 kuipa kwezvimwe kunaka kwezvimwe. Mr Mugabe sando torai, munotigonera uye makatikoshera. Bota family murisei sei?
😂😂😂 ndangofarira rurimi gwangu gwataugwa pano, “ muzvi dligwe”, Masvingo woyeeee, ndichipembera zvangu ndiri pa Mandamabgwe apo.
So beutiful woman very humbled she has a very innocent tone
Tinashe Mugabe iyo ihanzvadzi yangu MaNyoni, Hungwe, havaiti chipfambi zvekutodaro 🦅🦅
Taura hako bro. Vana chasu hatibhaize😅😅😅
Siyabonga sis omhle ubaba ubulawa yisikhwele
Kuziva nothing wrong baba vaida kuziva chokwadi chete which is good now he is happy 🙏🙏🙏
Thank you DNA for being a voice for the voiceless
Ana madhuwe let's gather here.
😂Hana yanga yakurova
Gandara revasikana
Tiripo
Tiripano😂😂😂vakuda kutipomera mhosva isiri yedu😂😂😂😂
Amanjenje anabiyangu
I know this couple , Glendale ndokumba yoooooo i miss home
Ncooow I see lovebirds rudo rwemaelder runotonakidzawo 😊😊😊😊😊
Age gape is too much hence baba ava vane ma insecurities avanawo
Chii chinonzi insecurity?
Exactly 💯.
Chokwadi ndechekuti munoshusha baba Imi . Zvichiri zvemutupo here
All grown in mind lady tho shez young looking..l salute her❤❤❤❤
Rinoshusha uye makuhwa nyararai tembo wange wainzwa kupi zvakaoma
😂😂😂😂 nhay aaah vandisvota bba ava ,kuvhumuka kuhope vototi ndanzwa chaizvo,apa mkadzi uyu haana zera navo
@@marthanomvulamutanga8938 unobva wazvishaya,haa bba vafonyoka shame ,mkadzi achir kunzwa
@@marthanomvulamutanga8938 Dea varume varikunetsa kunze uko vakadzi takawanda ipapa anenge asingatogone naro rinoshusha iri zvakaoma 🤣🤣🤣🤣
@@JosephinePapaya😂😂😂 hanzi baba vafonyoka vedu musadaro vedu
Murume uyu haana chaambotadza . Semunhuwo kana uine zvawanzwa hautadze ku reactor.He apologized to his wife after the results.
Baba doesnt look like a 54 year old. He looks older
Shanje inochembedza
😂😂😂😂@@lainahmusariri5111
Vanenge vanorwara
Plus doro
Rinochembedza
Mkoma Tinashe I'm humbles with your patience during the DNA shows
Sando dzenyu mkoma
Vana Tembo muriko here
kkkkkkk tiriko
Tiriko 😅😅😅😅😅
Ana manjenjenje❤❤
Ganda revasikana chiramba kusakara
Apa mudhara wacho atori murwere zvake arikutotambudza mwana mudiki akazvinakira
Vahombe dhara iri shiri mbiri nedombo rimwe chete kkk
Mange matoona kare Dhokotera CHARUMBIRA ?
Brick works just behind Tinashe Mugabe dzinoda plaster using wall tiles. With carefully planning zvinoita bhoo zvekuti!! 😊
Baba murwere ava. Imiwo madzimai baba avakusvika 54yrs maiti kwavo kushaya mukadzi here? Rushusho
😂😂varume vakoma chokwadi unotorambwa nekuda kwemanzwira
Rushusho chairwo
To us vanoona each episode
vaMugabe let me give my point of view pafamily yedu iyi yanhasi......Age difference is also very important in marriage ... mudhara vakuru Ava ...zvinova ndizvo zvinokonzera muchengera...
Uuum ndopokana hangu napo age haina kushata but hunhu hwemunhu hunopa trust muwanano. Tirimo muma age gap aya but tato chembera .baba ava vanerudo and hunhu nekuti he realized his mistake without being pushed. He's a humble gentleman
Agree with you he's very humble
Ana Tembo muriko here uko
Tiripo❤❤❤
Tiriko😂😂😂
Takonzeresa hondo mumba 😅
Tiritiii kuzongopinzwa biz nekuda kwema DNA
Can't wait ana Tembo nyararai kkk
Kkk
😂😂😂😂
Ana tembo kumberi kwekumberi 😂
Baba wakaita zvakanaka. Akadzikama baba ava. Dai amai vamuregererawo.Nezviri kuitika kunze uku waida chokwadi. Thumbs up baba.
I know she's hurt but dude had reason to doubt. Why hide pregnancy details and why initially refuse DNA? I wish in relationships people could wear the other person's shoes, they'd be less stress in relationships. Yes kufungidzirwa kuno bhowa especially uri innocent but think of the other person's perspective too. The guy has asked for forgiveness and intends kuipa. He has also looked after your son as his. Why steal your own happiness by holding on to this. Find the positives. You've been exonerated. Heal quickly and move on very quickly and enjoy your life again. Mupe bota hoobho!😅
Baba ava so kudai vaita ma hearsay mashoma, mayb inyaya ye age differences.
Panenge pane tudoro futi
Feeling sorry for the stepson owayebulisa umngane wakhe, poor boy ubaba yikuguga😊
Ndafarira kutii baba vakuda muri yavoo and vakuonavoo kutii ndakafungira zvisizvoo keep it up bb
Well done mai
I FULLY SUPPORT YOU BABA NE MOVE YAMAKAITA😊
KO SEIKO VANA AMAI MUCHITSAMWA KANA MUKANZI HANDEI KWA TINASHE KANA MUCHIZIVA KUTI HAMUNA ZVIPOMERWA??? KUTOFARIRA KURIPWA NEMURUME WAKO CHAIYE WAUNODA..
DO U REALY KNOW KUTI ZVEZVIRIPWA RIPWA IZVI ZVINEMHEPO ,RIMA GURU CHAIRO ....
UKASHAYA MOYO WEKUREGERERA UNENGE UINE PROBLEM HOMBE🤌
Macheneswa hungwe hamuna kutinyadzisa weldone.
Varume nga Ada punish vana before Vanzetti ma results, it hurts especially punishing them for nothing. Men please take your responsibility.
Hakuna mukadzi anoyera hungwe ano cheater thanks hanzvadzi mkwasha ngaripe
Baba did good to 1. Seek clarity thru dna, 2. Apologise to wife.
However akange anzwa vana vachidaidzwa nemumwe mutupo usiri wake, after ambovigirwa macards ekuchipatara during pregnancy maida kuti adii.
Chigadzirisai ukama moenda mberi
Ana MaNyoni tanga takangobata hana kuno kuti Hungwe-Let yedu inopabuda here😅.Well done Mainini, ana Manyoni tiri faithful.❤
I understand this show is mainly for entertainment purposes but could be used to educate the public. Pakadai mobva mataura kuti vemaTwins hazvinei nemi baba nedzinza renyu asi amai & also bring both children kana vari fraternal twins nekuti it’s possible to have 2 fathers pakadaro.
Peace of mind is the best baba makagona
Job done ✔️ Thank u DNA team work 💪
Mai is in trouble. Baba ava vanoshusha yohwe!!!
I love that woman ❤
handifungi huku yataurwa iyi ichabatwa angove matakadya kare aya,after getting peace of mind vafara vakuru ava vabva vazviisa paCorner vega kuda kubvisa bhuru 😂😂😂😅
Hanzvadzi ndiriko kuteracy Kuno hope haundikoromotsi Kuno hungwe yangu
Hati kunyadzisii hanzvadzi yedu
Ana Manyoni hatina drama Chati Bwege wedu.
Sure chati bwege haidaro
Chasura hoyle!!
Hoyeeee
Asi nhai mother makatoperera pana kule,hezvo nzeve dzakunzwa zvimwe
It's not a crime to seek peace of mind
Imagine, after all this, then offering munhu huku for compensation. Yohhh
Counsellor havaida kubvunzwa in such instances, mhamha is not happy. These issues if not dealt with properly dzinopustaa musha. Bamkuru I love the fact that mati munobata huku even though u had every right to seek peace of mind
Baba vakura vakufungira chete😂
Musazowawo ka bota baba ndokutogadzirisika kwacho ikoku❤😂😂
Haa baba ava vanorwara ne shanje
Kkkkk ndodziya dzakaimbwa kt dzandipedza mafuta
Tingangoshora hedu asi pfekaiwo bhutsu dzemurume uyu ,ko kuwanza scan nekunzwa tembo vachitaurwa zvaibva zvapa answer
Stepson how come to you kusheedza vamwe vako kuti tembo
Kkk
Hie pota family...aredy waiting 😊😊😊for porridge time 😂😂🎉
🎉🎉🎉🎉kunesu vanoisa like nekusiya maAdverts achiplayer
Kwedu ariko anoyera Moyo kana achisvika pamba paShumba anongoti tisvikewo Moyo, saka ya Tembo iyi munhu nemunhu anongo nyararidza nezvaanoda.
Insecurity caused by this age gap
Chete.
Hi mr Mugabr
Haisi mhosva kuve une kufungira then wochenurwa ne DNA, mai vangatsamwe havo but vachenurwa wani
At least baba vaita remorse. Mhamha chidzosai moyo.
Matwins manyama well done amai
Well done mom hamuna kutinyadzisa❤
To us vanodzokorodza kakawanda kuona mapast episodes
Then for smooth skin pliz inbox me for tips.
Baba ava havaenderan nemukadzi uyu
Chovatadzisa chii kuenderana?
Baba ibvai manorapwa nzeve imi ndaona mati futy umwe mu twin ahasi wenyu tichanzwa makuti anzi Mhofu chinyararai, l don't trust you 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 nzeve ngadzirapwe shuwa
😂😂
Eye drum rakabooka rotoda kunamwa kt vahwe zvakanaka
Nzeve dzavo dzakabooka eye drum zvino roda kunamwa kkk😂
Ndozvakaipira kudanana netwudhara motwuzvarira,twuneshanje dzotwupa kunzwa zvisizvo munzeve
😅, kubata makuku pachishona,Mai vakarwadziswa zvechokwadi,kufungidzirana mumba hakuna kunaka zvachose
Kkkkk asi Joe unodaro nei kudaidza vana kuti anaTembo
Kuda kuziva chokwadi kwakakosha hama ,musasvore murume uyo....kune madzakutsaku hobho ari kuchengetesa vanhu vana vasiri vavo mudzimba umu.
Thank you man for apologizing to your wife nekuripira mhosva iyo
The age difference is jus too much, madhara anoda tumayoungers but havazogone kugarisika futi
My loyal fans bho yere?🎉
I knew it, baba ava pfungwa dzavo so kuda havo kutambisa mari vachitadza kuchengeta vana
Nothing wrong apa saka vogara nebundu mumoyo here nhai
Handione problem ini DNA tirikutoida kumunhu wese just like ama birth certificates
Handichenese gander rangu ini taona zvakawanda isu asi tichinyarara sevanhu vakuru
Chandinoziva zvangu ndechekuti vanaManyoni vakarongeka
Mudhara anonetseka neshanje uyu age difference yamukuvadza though mai seems to be so well behaved.
baba ava havadi kuchengeta mwana wenyu wamakabva naye amai.vaida kukutsvagirai nyaya kuti abve.dai mamutsvagira pake pokugara.vanoshusha baba ava
Kkķ kuchembera ndizvo zvakunoita musavanyimewo bota ndapota
Kamudhara aka karikunama mwana mudiki