HONDE: Father & Son Vakatumwa NeN'anga Kunotsvaga Mushonga MuGomo May 2023 NaNhasi Havasati Vadzoka
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join Our WhatsApp Group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Tese tabvumirana here kuti Dr Zimbabwe 🇿🇼 ndi chiremba Mukotsanjera one anoronda dare newese ari involved kusvika nyaya yapera. Lets gather here
Tete vanoziva kwavakaisa hanzvadzi yavo
Endai kwamukotsanjera
Tete vakatuma mabhinya Kuponda...kana kusairira Mhepo kusimbisa makona avo...kwa mutasa kwanyanya..HONDE VALLEY ...duri family kanjanda family .kasiyamhuru family ..
Nyaya iyi ndakamboinzwa asi muri vagari we harare here doctor Mukotsanjera arikubatsira vanhu muhonde kwenyu ikoko
Aa Mari dzavanotaura dzimwe dzacho ndedzeutsinye manje 800 us or 1200 us aaa imi vanozonyanya kuda Mari vanhu vacho
Wanhu wekwahonde wakaenda harare hawazodi kudzoka kumusha tovaziva isu
Sad story endsi kwa chief Mutasa nenyaya yenyu haidi police chete inotodao chivanhu chaicho
Vanogona kunge vakabatwa nechadzimira. In 2004 inini with my 2 friends Howard Gurure and Tapiwa takambobatwa nechadzimira the whole day tayenda kunonhonga mazhanje mugomo, kunonzi kuSally Mugabe Heights near Domboshava. Takarasika kuma 10 dzemangwanani, tikatozobengenuka kuma 6 dzemanheru, mushure mekunge tambogara pasi.
Asi not for so long
YAh gore razonyanya manje, tete vakachekeresa hanzvadzi nemuzukuru
Nyangani akasiyana netumakomo twenyu utwu
Tete vanechekuita...nyaya dzehumhondi kwenyu uku pahukama uye zvekurapa zvakanyanya..
Mukoma Robbie ngavaende kwa Dr Mukotsanjera tiwonerere nyaya ifumuke vagadzirirwe
Mukoma Robie ndevekwa Sekuru Tasvu so handsome vachivaendesa ikoko
Imim ve Honde muripadyo Nasekuru vanogona kubatsira batai Mukotsanjera please
Gavaende kwa Dr Mukotsanjera, vakatononoka kutora gore diko.
Kwamukotsanjera pliz
I come from hondevalley
Kune masango anoera vanhu vairasika ndaingonzwa dziri nyaya i was young
Ummmmmm mukoma Robert please please batsirai mhuri iyo iri kutsvaga hama dzavo dzakashaya dzakatsakatiswa zvina kuchena. Ndaiti dai Mukotsanjera avabatsire. Ndarwadziwa mufunge.😢😢😢😢😢😢😢😮😮😮
Kuuya kuzimbeat kutsvaga help,dai vaida vaenda kukaranganda vaendeswa kwa mukotsa
Tete ndivo vakaurayisa vanhu kuti vawane power rekurapa, kana kuti thry crossed into Mozambique vakabatwa nemapurisa ikoko
Manicaland ndo number 1 mu zimbabwe pahumhondi..kuromba..kuchekeresa...especially under chief mutasa and headman chigodora jurisdictions
Anhuwoye chitiregai..kwachigodora kwakangooma ndokumusha apa mhondi dzacho dzedzichofamba dziri free.
Batai Dr mukotsanjera chikara chengozi zvibude pachena
Mukotsanjera akakunzwa uchitaura zita rake pakadai munoburana. Apa hapasi kudiwa madimikira netsananguro. Parikudiwa munhu anongonongedzera pane mapfupa first. Hapana n’anga inozvikwanisa izvi. DNA chaiyo ine 50-50 dzirikupotsa n’anga. These are practical solutions needed
Mukotsajere anofumura Tete ava vakuziva zvavakaita
These people are adults. They willingly went mugomo knowing kuti people have disappeared imomo. Koo ivo tete vakadii kuenda vega kugomo. Tete is smart even if you are to look for them, tete will still send vanhu. Unfortunately sucu things happen mumakomo anoyera.
Tete is involved..is not concerned .please to please chief mutasa with your story consult MUKOTANJERA
Hello family Dr Mukotsanjera tingavawawo sei vanoziva
Tarisa number yavo paKaranganda
But do you remember vana wa Masaya wakarasika ku Nyanga in the 80's mugomo up.tp.now havana kuonekwa apa theyly had gone for holidays. I remember Zimbabwe and Mozambique engaged ground and airforces tried hard to.locate thosegirls to no avail .pamwe its same situation makomo ekunyanga anoyera .Lets hope wachawankwa
Sekuru Shaddy, sekuru Francis chimbopotai paDr Mukotsanjera apo.
Masiirei Mukotsanjera kumusha kwenyuyoo
Makambosvitsawo nyaya yenyu kwa chief mutasa here....there are twoscenarioes
Sekuru Ozias kubviro tsakatika kunga tsono shuva.
Gomo reNyangani rinoera . Vanhu vashaikwa mo hapana akawanikwa rinoda wakachena gomo iri
Saka rinonamatirwa here kana uchida kunamatamo
@@RonikaMajawi uko musatambira ko unoenda ukadaonekwa
Doctor mukotsanjera ndikokubasa kwake
Kana gomo racho risingayere vanenge vakatobatwa nemabhinya ekwaHonde. KwaHonde kwazara mabhinya anobatsira vanoda kunoromba. Tete knows what happened to them
Gomo rinoera
Gomo iroro hamudzoke guys
He knows how to deal anozodeedza mkotsa njera mberiyo dzoda kwavo kwamtare idzi
I know this gal shamwari yangu
Eish Tete vakaisep vanhu
Mukotsanjera purizi adeedzere Mabhiiinyaaa kwa Hondeeee ! Zvakaoma asi 😢
Mkoma Robbie ndinotenda batsirai vana ava vatambura shuwa.
Hero basa vaya vanoti Tasvu, Kanengo, Mukotsanjera vanoona kana kubatsira this is their test and it should be simple. I guarantee they will all fail. Apa hapadi kutaurwa zvehoroyi or ngozi. This family is looking for its loved one. N’anga idzi must simply show the family pane munhu or mabhonzo. The family must stay focused and not distracted netsanaguro dzakawanda Mukotsanjera, Tasvu and Kanengo must combine forces to locate this father. Hapadi tsananguro nemadimikira apa because family has told us the background of the story. Batai basa ana Sekuru tirikuda ma GPS Coordinates mhuri wane zororo.
Tapiwa makore vakazotii arip
@@balbinamuza1747Hapana kana n’anga one yakatsikako. They don’t deliver tangible results vanoda maresults that can’t be objectively measured. Matsotsi aya. Ka n’anga dzichiona or kunongatsono kunotaurwa, this must be an easy task.
@dhavetembo7654 Urikuona sekuti you make sense apa? If they fail,what is your opinion to have this family helped?
@@caswellshoko4617 It makes a lot of sense because they can begin to accept the fate and hopefully have closure. You seem to accept kuti they may fail. N’anga idzi dzinokurova both sides financially and emotionally yet no result. Sometimes a negative outcome can have positive effects.
I didn't accept anything. If seem to be far away from principles of life. Why do you want all the people you mentioned to tell you what happened. Are you going to pay them to do that job or urikungotaurawo zvako. What makes you think it is their job to do that? Enda unovabhadhara wozotiudza kuti vanonyepa here. And iwewe wacho usiri fake tell us kuti what happened to these people. You seem to be one of the people who is brainwashed by the curveman's ideas and totally forget about who you are. Pamwe pacho think deeply before you talk. The sixth sense is very important
Chivanhu ndicho best apa Samanyika ibhinya
Vanhu ava vanogona vakabatwa nenjuzu kana kubatwa nemhondoro vakafa pamwe mheno zvakatadzika zvaakuda mukotsanjera ajekese kuti zvakafambasei
Mukoma Robert endai nevana ava kwamukotsajere ndiye anogona izviiiii
Tete vari kuziva chokwadi vakachekeresa vanhu
Besids zvenyaya haa this lady is beautiful
😂😂😂😂😂
Tete wakaurayisa vanhu awa imi wana bambo imwe mukotsanjera hamumuzivi here
Kuti Tete vakatuma hazvadzi yavo Mozambique but havasikuda kukuudzai kuti vakaenda Moza , so that wife won’t loose it
Yowee zvakaoma😢😢😢
Very sorry i can relate 😭😔😭😭😭😭
Nyaya iyi inotoda sekuru mukotsanjera
Mazuva awandisa makangogara here kungotsvakacshuwa musina kutanga mabatsirwa
Imagine nhym
Ndinotenda Mukoma Robert apa mabata nhau yandaishushikana nayo vanhu awa kwawa kaenda uko ndokuziwa kupfuura eastern highlands kwaMadzitire ndekwana sekuru wangu i know the place haaaaaa magona madzifambira vanhu wanyanya kuita hubhinya zvirwadza ,dzipedzei
Mukotsanjera ❤
Tete vanoziva zvavakaipa
Sei ku Honde Valley...nanga..mabhinya...ngozi...kanjanda family...duri family..Zindi family. ETC....
Kune mabhinya uko
Gomo reNyanga rinoyera pamwe vakapepereka
Dr mukotsa variko uko mukoma Robert
Let's push we need 100k subscribers please
Kana kumedzwa ne nyoka 😢
Endai kwamambo Mutasa then monoona Mukotsanjera
Tete vako vakaromba. Kutsigisa kwavo kwavakaita zvinhu zvavo, nehanzvadzi, yavo nemwana wake zvinopera. Tete vane mugara dare, hakuna anovatanga asina kusimba. Zuva richadoka mutape, hakuna risinga nyure.
Tsveee kuenda kwamambo mutasa wanobatsirwa ikoko handisi kushora hanguba 😂😂😂
Isusu tichakura takasonzwa kuti kune vana 2 vakarovera mumakomo eNyanga iwayo bikai doro moita Chivanhu kana vakarasika nekuda kwekutadzira masvikiro esango munowawana
Honde valley my place
Tete vanoziva yakatambika mukasangwara munopera
Point hama ikoko chokwadi hakuna dambudziko kana kuti vanhu wakadyiwa nemhuka ndozviramba ,i know the place vanhu wanogara wachiendako hakuna dambudziko apa wakachekereswa
Unenge wati waona simbi yako bhoo...iko kumba kwavo kuine hovhiyo iyo.Gomo iro rakavamedza
Doctor mukotsanjera ndokwavo ne tsvimbo yavo vanovheneka
Nyaya iyi inoda Mukotsanjera ibwa ye Gorongoza. Anovaudza chokwadi kuti vapenyu here or kwete. 😢😢😢😢😮😮😮
Kana Sekuru Tasvu wsnopedza bhora hama,aiwa payawe manje tinoziwa chokwadi
Endai nawo kwa tatsvu
So Painful
Zimbabwean pkaipa 😢😢😢😢😢
Vayendesei kwaTasvu anopedza masports
Tete vakuziva chokwadi cz why vakatuma vanhu ivo vakatadza neyi kuenda vega or vese
So painful
Ipai mutsananguri nguva mukuwanza mibvinzo
You can get help from traditional people like sekuru tasvu or kanhengo but chief mutasa vane weakness ipapo vanongoda mukotanjera chete..munyika mavo havadi vamwe vanhu ....ndo weakness ya chief mutasa..there is connection between chief mutasa and mukotanjera as l see it
Charge makaidzws here onesauzendifivehundured
@@balbinamuza1747heee wati mariii
@@TheresaMaps$1500 us
Cz it seems varikuivhuira padumbu
Manner angu vanhu ava var under chief mutasa ngavanpmhangare nyaya mutasa ari wise
Ini ndoti kwatateguru nohoreka vatange vabatirwa varoi vavo kana zvazvengozi vozoenda kwamukotsa njere tirikumboda chokwadi nasekuru marigazveru
Criminal and tradional..criminal seeking police assistance...traditional reporting to chief mutasa for guidelines
Yakambotaurwa nabhozhongora last year ndinoiziva
Zvakaoma 🇿🇦
I think tikanokumbirira zvakanaka kumhepo dzevari nyangani pamwe tingavawane nyanga inoyera asi zvakuda vane mhepo dzemakomo aya
Tete vakafumurwa kwamukosanjera
Bvunzai Konoriyo anenge akaita syndicate natete
Honde kunemabhinya uku ku hauna ummmmm tongohwa kuti haaaaaa plu kuyera kunoyera kaaa dzimwe nzvimbo
Musanetseke endai kwa Mukotsanjera
Kwa honde mabhinyi chiko endai kwa mutotsanjera zvinobuda ndozvake manje arikubudisa zvivanhu vakauraiwa muguva yehondo
Repetition is too much data rikudhura mkoma tapfumanei zvamabvunza musikana nemukomana wechi two its the same
Zvinorwadza
Batai Sekuru Mukotsanjera munoswera maziva chokwadi
Uuuummm zvinotyisa
Endai munoona chiremba Mukotsanjera munobatiswa chokwadi
Mukabika doro midzimu yenyu yekare ichakuzarurirai
Gomo akaenda vanhu rinoera
Mukotsanjera ndiye anopedza masports
Uuu nguva yarebesa shuwa
Isu tiripedyo ne Gomo iroro hamuziwe here Gomo reNyangani rinoera asi iwe urimu born in location.
Problem yamukoma Robi havadiwo kuenda kwatinovaudza kuti kune shumba yengozi mukotsanjera Ari kumberi Pana tasvu
@@SinothileCharezva havåandidzane naye ,karanganda ndiye wamukotsa
Haaa vakaurawa vanhu ava
Kwakaenda imbwa ndokwaendda tsuro . Zvakaoma tete ava vane zvavaziva
Saka tete vari kutodya sadza nekurara hope chokwadi 😢
Gomo rinoyera iro maperera vanhu vakawanda umo
Yoooo
Saka ukapinda mugomo rinoyera unofa hr
Am from Nyanga nzvimbo iya haisi yekudherera inoyera vanhu awa wakatsakatika
Paita babe manyama apa ndipoo number Robert
@@TrustKhumbula-ii3qn huya ndikupe my number is 0775964849
Mutibuditsirewo kusvika zvapera
Zvimwe vakatorwa ne njuzu