Mr Neshamba honestly you are a God send l will definitely come to see you,,, you are not an ordinary person,, you are more spiritual keep on doing good work
Mukoma Neshamba, ndaikumbirawo mutaure nemukomana uyo wechidiki ati ndiye wechi number 5 anga achirondedzera zvakanka uyo, kuti dai zvaigona anyora bhuku nekuti he is a good narrator uye idenhe reruzivo, Nhoroondo yakadai yakakoshesa zvikurusa munyika yedu ye Zimbabwe. Chechipiri, ndarwadziwa zvikuru kuti chokwadi vanhu ve Zanu pf vakapihwawo here moyo yakafanana neyedu? We can't have heartless leaders like this. This is abomination!! Chokwadi ma bag e cement anoita marii, zvekutadza kuvakirawo vanhu vakadai dzimba?
Chokwadi ava vanhu vanofanirwa kurangarirwa nokuti mazuva ehondo vanhu ava vaikosheseswa vachiita zvakawanda nokudaro they deserve a piece of cake of Zimbabwe
@@shingiraitrevormboto2105 saka varikupiwa mari unechokwadi iwe kut vakarwa Hondo. Check their ages and relate with the liberation war if ur are really serious
Last born ataura a mouthful. Such information is kept under wraps for security reasons. Nyaya dzakadai dzikanzwika nana Madzibaba Bond and other fake prophets/Nanga vanoswera vasvika apa vobatabata parere svikiro. There's a reason why matters of importance in African Indigenous Spirituality are kept a secret. Tinomuka tave kudemba as a country nekuda kushambadza zvisika shambadzwi 🤞🏿
Ndanzwa kunge ati vakadzoka hondo yapera 10:40 mins and that's when she was told kuti uchagara pachigaro chikuru chichashamisa vanhu, may be the mistake she did is to up lift the leaving of homwe.
Svikiro guru rekumusha kwedu . Haa iri raive nebasa guru mvura yainay zvesure mujuru akagadzwa hu vice president nekuda kwesvikiro iroro asi agadzwa kana kuzodzoka or kurirangarirawo. Rest in peace Amukweva
Pamunoenda dande Mutsvage sekuru chidyamauyu tinzwisise futi history yezim plus bira renyika uye zvikumbiro zvema TiVo mana kuti zvinofamba sei kusvika kumuti usina zita
Zanu pf has been evil since 1980. It's sad kuti vanhu ava vanotofunga kuti varikuita zvakanaka working alongside Zanu pf. When it comes to suffering in Zimbabwe we are one 😂 hazvina basa kuti wakamboshanyirwa na Mugabe kana minister. Suffer continue
Mr Neshamba honestly you are a God send l will definitely come to see you,,, you are not an ordinary person,, you are more spiritual keep on doing good work
I RECEIVE
Shame poor Dande,chimurenga charwiwa zvakaipa muDande nanhasi,nhasi muDande hamuna zvakaitwa mhondoro dzakabata basa ,but hapana zvavakaitirwa.
@@chakanetsabuwariti5579Vanhu vakafira mahara
Nhoroondo dzataurwa nemwana wesvikiro iro ichokwadi ini ndakamugara muKeep zvaive zvakaona taibereka sadza kumusana obva wabereka mwana kuti sadza iroro risaonekwe tichinopa vakomana asi chino shamisa hapana kana thank you zvayo yatikawana vabereki vadu vakashanda munguva yehondo tairatidzwa zvitunha tichinzi nevarungu wamuziva here uyu wamaibikira sadza zvaive zvakaoma kuma 1973 that picture yekuratidzwa vanhu vakafa at the age of 10yrs haife yakabuda mandiri vaNeshamba .Zvataurwa nemkomana uyo mwana wesvikiro zvandipa kurangararira back kutambura kwatakaita munguva yehondo
Esh zvakaoma
@@gladysgosa2983 Mudikani zvirangarire iwe uchiratidzwa zvitunha zvakazara nhunzi apa une makore gumi zvaive zvakaoma mudikani picture iyoyo haife yakabva kumeso kwangu
Kungoti zvaro svikiro arina utsinye....dai zvaiita vangoita kt rimwe zimunhu ringobviswa zvaro tirarame zviri nni
Chokwadi tatambura dai ratibvisira vakuru uuuh
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya ,in love with that song hangu ndiri muroad kuuya kuzoteerera nyaya dzinondipa dzidziso
Mukoma Neshamba, ndaikumbirawo mutaure nemukomana uyo wechidiki ati ndiye wechi number 5 anga achirondedzera zvakanka uyo, kuti dai zvaigona anyora bhuku nekuti he is a good narrator uye idenhe reruzivo, Nhoroondo yakadai yakakoshesa zvikurusa munyika yedu ye Zimbabwe. Chechipiri, ndarwadziwa zvikuru kuti chokwadi vanhu ve Zanu pf vakapihwawo here moyo yakafanana neyedu? We can't have heartless leaders like this. This is abomination!! Chokwadi ma bag e cement anoita marii, zvekutadza kuvakirawo vanhu vakadai dzimba?
Aaa thank you Drewmas media haasi mahumbwe Aya changara ataurwa apo ndisekuru vanku shame hurumende ngaitibatsirewo
@@BesinaiNgapasare-d9bSaka nyika irikungogara iine matambudziiko
Well said ndabatikana zvokuti
Iwe wakaendesawo zvidhinha zvingani?
Musatanyoko iwe, ndiri hurumende here ini? Usade kutsvaga relevance neni wanzwa! Handizini ndakati usapote bato rine rakadhakwa ini. Ukwane@@shingiraitrevormboto2105
MaiJuru hero basa makabatsirwa mobva makanganwa musadaro
Thanks Drewmas Media Nokurangarira Mhondoro dze Mt Darwin dzakabatsira nyika yedu ye Zimbabwe. Ivo vose vakabatsirwa dai vabatsirawo Mhondoro iyi nedzimwe dzose dzakabatsira. Huye vaifanira kuvakirwa pekugara pakanaka. Izvi zvandirwadza chose. Mai Mujuru naMargret Dongo nevasina kudomwa makabatsirwa zvosemuhondo use hondo yapera ivayi nomoyo wokubatsira. ❤😢
Shame tete vangu Vakatopiwa purazi raivewo svikiro, asi tirikudzidza hedu thank you Drewmas media
Mhondoro dzizhinji hadzina chadzakawana Chidyamawuyu ndiye anemba yatakaona tese paHoya apo,Chiwodzamamera,Chipfeni,Mukweva nedzimwe mhondoro dzakakanganwikwa ,dai vanoona nazvo vadziyeukawo.
Richafa kana roda kkk haa Mwari ndiye aneyese
Chokwadi ava vanhu vanofanirwa kurangarirwa nokuti mazuva ehondo vanhu ava vaikosheseswa vachiita zvakawanda nokudaro they deserve a piece of cake of Zimbabwe
Ndovanhu vaifanira kutotungamira nyika ava not zveZanu hapana kana anengoroondo yehondo kunze kwaVaMugabe .
Vairwira nyika vacho ndovarikutokangawaya mmmm dai vadzimu vedu vamboticheukawo ndava vana vevhu vatambura chaiko.
Inobudirira sei nyika Ivo vatungamiriri vachikanganwa mhondoro dzenyika kudai😭😭😭regai pamwe pacho titambure ndava tinokanganwa kwatakabva nekuda chirungu
Sando dzenyu Shumba murikutiunzira nhau dzononakidza kudai kudzidza hakuperi Drewmas media taking us to another level kwaBandimba kumaraini kwaamai vangu uko haaa mandifungisa hudiki hwangu tichashanyira ambuya vangu ikoko vabvunzei kwaBandimba muwuyu waiva mukipi waihwanda vanhu munguva yehondo unebako l am sure uchiriko
Mwana we svikiro ari very intelligent dai akaenda ku school shuwa dai atoriwo mumwe munhu. Kutaura chokwadi munhu anokanganwa
Inonzi ZANU iyoyo vanofunga matumbu avo zvevanhu vakabatsira pakusunungurwa kwenyika havasisina basa navo zvakangowoma hazvo.😢😢
Zvimwe tendaiwo..vangani vakarwa vakapiwa minda and nanhasi vari kupiwa mari? Moda kut vapiwe sadza everyday here?
@@shingiraitrevormboto2105 vanhu vanozikamwa vane mukurumbira ndovanofanira kuwonekwa especilly sekuru ava ende vakuru ve hurumende vanotovazica vakadii kuita something.iye zvino vakuzadza hama dzavo muzvigaro kuti vanyatso mora hupfumi hwenyika
@@ethelsawadye4023 iwe waivaziva here sekuru ava?
Thank you mukoma Andrew for highlighting these stories. It's hard to understand why masvikiro aya asina kutendwa. What would it cost really.
Tinotenda kunzwa mashoko makukutu Drewmas Media taking us to another level
Taking us to another level
I used to hurt chivanhu but now i belive kut chivanhu naMwari chinhu 1
Chivanhu chiriko dear its real
Tisakanganwe chivanhu chedu nekuda kwe sugar vakatarira zvavo vachiona vaye vanotuka zvechivanhu kuti mweya wetsvina muchazvirega henyu nguva ndiyoyi
Hate? What a shame. But embrace Christianity?
Thank team nasvika mu village mangu uyu arikutaura,mukomaba uyo ndiye last born yemhondoro
Thus wy Zimbabwe ine matambudziko asingaperi ,nyika yakakanganwa midzimu yakabatsira muhondo,,, Zimbabwe ndeyechivanhu shuwa nyaya dzatiri kunzwa🤔
Yaaaa Amukweva ,kana Mupando vakura zveshuwa kwete kunyepa,asi hakusi kumukumbura ba,kunonzi ku halfway kukachidza under Chief chiswiti...
Munhu akabetserwa anokanganwa.sure zvorwadza
Dai chiri chokwadi Zimbabwe iri zvairi here
@@mikemaestromangara5176 asi muri vezvino vasingazive nhoroondo yeDzimbahwe
Andrew Neshamba taking us to another level❤❤❤
Mr Neshamba job well done, that is the history we need to know, can sekuru help us as a nation.
Thank you Andrew for taking me to my village
Thank you mr neshamba you are doing a great job keep it up
Chidyamauyu akavakirwa imba yes nekut anobata basa rake muzvokwadi.. In'anga yedzimbahwe hakuna munhu anosvikirwa asingamuroti.. Ko ivo vanobatirei midzi kana varisvikiro.. Ko ropa rinodeurirwei.. Mazowe dam nenhau dzayo variko vanotodzitaura pasina zvekuisirwa midzi.. Svikiro rinoshanda nemidzi here. Zvavakaendako vakadii kuzosvika mberi anamujuru.. Zvemidzi hazvina rwendo runo svika kure.. Kana uine mudzimu unokupawo pfuma yekut vana vako varara me nekukutendawo.. Hapana mari inobva kunyika nekut urisvikiro.. Ndavachishanduraka zvinhu zvaomera vanhu.. Hazvidi midzi zvinoda izwi repasi . Matare chivanhu akachena ariko.. Endai kwachidyamauyu tinzwe wo the other side. Ko iro ropa rakadeuka ngavagadziriseka gold risaurayise vanhu.. Ndivo vakupa vanhu midzi yekuti vamore goridhe nemshonga here ruzhinji ruchinanzva pasi senyoka.. Thanks mkoma Neshamba. Tadzidzawo zvakawanda.
Mnangagwa hero Basa ndive vasara batsira iyo mhuri
Let's hope the government wl do something to this Svikiro.
Good word!!
Mabiyangu kumbirayi kunaaMukweva mhondoro chaiyo ikusungurireyi zvakasungwa zvacho,mukasadaro munoramba muri vokusunza basi,yeah ana Chidyamauyu,Chiodzamamera,Chipfeni vakawana zvavakawana.
Inzwa song respect winky same njema
Last born zvarato inherit hisvikiro sekuru vsati vafa.haaaa ur a good nareta😊
Great job now we know more chivanhu chiriko for sure
Chivanhu chinopa hurombe. Taneta nazvo kwedu Kumapingeni Mugowa umo😊😊😊
Dats why midzimu yeZim yakatsamwa ndizvo izvi kukanganwa vakuru vakadai
Zvayakatsamwa yakazodii nazvo..
Ehe baba vanhu vakambotaura nezvaro svikiro iri vachiti vaienda Mozambique magona taiti vanhu vakuru vanonyepa❤
Ndobvumirana nenhoroondo yatairwa ne Gotwe iro ku Gova Muna Zambezi Kariba vaivekowo vadzimu vaiita sezvataurwa izvo ini ndaitonakirwa nazvo ndichiteerera madzimbuya edu achitsanangura mhondoro hadzisi n'anga no but asi vanonaisa mvura nekutarisa makunakuna anoitika munyika nekupa way forward uye vanoshanda ne ma chief uye kuchengetedza vanhu zvichiteedza chivanhu Chavo ndovaive maporofiti akare
So sad kuti vakaita kuti nhasi tive nerusununguko ndivo varikutambara Mkuru wenyika nganzwewo tsitsi
ANONZWA tsitsi kuti ihama yake here? Avo vanongofunga hama dzavo chete
@@sadoprojects7823mawar vet ari kupiwa mari ihama dzake? Ukwane.
@@shingiraitrevormboto2105 vanoshandisika zvido zvake
@@sadoprojects7823 tikutaura nezve vanhu vakabikwa vakaziva gwara rinofanira kufamba nyika ichienda vasati vapiwa chombo chekurwa hondo. Kwete povo.
@@shingiraitrevormboto2105 saka varikupiwa mari unechokwadi iwe kut vakarwa Hondo. Check their ages and relate with the liberation war if ur are really serious
Not witchcraft makadzidziswa nevarungu kuzviramba that's why muchizvishora
Mhoro Andrew na tete nzou na soko ❤❤❤murichidadiso ndokudai mese
Kkkkkkk mhondoro Andrew 😂😂😂 na tete nzou.
Tinotenda VaNeshamba nebasa guru iri rambai muchiwedzerwa simba rekushanda basa guru iri❤❤❤❤ Always taking us to another level
Shuumbaahh 👏👏👏
Vanoda kuvakirwa pakanaka sekuru ava vakabata basa hombe
Good work drewmas
Yeeeerrr see mudhara uyu achiriko Mkwewa
Baba ngendaaa paita nyaya voti Baba mmmmmmmmmmm taurazvako mwana
Thanks Andrew nyika ine nhorondo shuwa
Last born ataura a mouthful. Such information is kept under wraps for security reasons. Nyaya dzakadai dzikanzwika nana Madzibaba Bond and other fake prophets/Nanga vanoswera vasvika apa vobatabata parere svikiro. There's a reason why matters of importance in African Indigenous Spirituality are kept a secret. Tinomuka tave kudemba as a country nekuda kushambadza zvisika shambadzwi 🤞🏿
Ako kamudhara kekuimba song ya Tongai Moyo ngakasiye zvinodhaka kuti zvinhu zviite mushe
Uyu anogona kuzoita humwe yesvikiro 😊😊😊
Thank you neshamba ndokwangu chaiko ndafara kuonka kumusha kwangu pamukumbura apo
Ndonhoroondo yechokwadi svikiro chairo haigari imba yecement asi mhuri yavo ngaiwanewo chouviri mukoma neshamba svitsai kuvakuru nhau iyi
Takakura vasingapfeki hembe kana bhutsu,vaipfeka machira vaifamba netsoka, mhondoro dzaifamba especially rain season yaaaa kwaiyera matsimba taitomaona muroad yekuenda chiswiti,inonzi dhinginiko road,,,Mukweva/Mupando zveshuwa isvikiro guru,vaifamba netsoka vanhu muchikwira mabhazi asi vaikutangirai kusvika
Mai mujuru vakaita mistake yekùsadzoka kusvikiro kuti ndadzoka ndapedza hondo ,sezvo ainge audzwa kuti uchapiwa chigaro chikuru. Angadai akasiira nyika na Bob
Ndanzwa kunge ati vakadzoka hondo yapera 10:40 mins and that's when she was told kuti uchagara pachigaro chikuru chichashamisa vanhu, may be the mistake she did is to up lift the leaving of homwe.
Vakadzoka wani vataura
Svikiro guru rekumusha kwedu . Haa iri raive nebasa guru mvura yainay zvesure mujuru akagadzwa hu vice president nekuda kwesvikiro iroro asi agadzwa kana kuzodzoka or kurirangarirawo. Rest in peace Amukweva
Vaya vanoramba chivanhu icho ka icho taurai tinzwe
Ko varikuuraya vanhu avo svikiro rakaudzwa hre kuti vanhu vopedzwa
Sekuru mkweva ngavativatsirewo pana Chamisa atonge nyika
Pamunoenda dande Mutsvage sekuru chidyamauyu tinzwisise futi history yezim plus bira renyika uye zvikumbiro zvema TiVo mana kuti zvinofamba sei kusvika kumuti usina zita
Nyika yakanzi inotongwa nevarwi vehondo apa vakarwa varikutambura mhondoro hadziregi kutsamwa mandirwadzisa mazizanu
Regai midzimu yacho itukwe kuti madhimoni shuwa ariko masvikiro nyika ichisakadzwa kudai vari pasi vanyerere😢😢
Haaaa ndabatikana sure .i wish dai ndine kashoma kamari ndatumira just yekuti vamwe drink havo yekutenda
Gvt yaifanira kurangarira svikiro dzakai, bt hapana akavapa wo mari, ma gold mafia vari kudya cash vega. Cry my beloved country 😭😭😭😭.
Shumba ndiudzeivo vakaimba Kambo kamunotanga nako please
Shumba dairai kasong ako kari kumberi
Thanks, neShamba ndiBaba vangu ivavo mukweva mupando.
Andrew you are a good listener like me
Ngawabvise hurumende iripo izvozvi munogara zvakanaka chaizvo
Drewmas media masvika kumusha kwangu kaaa
Zanu pf has been evil since 1980. It's sad kuti vanhu ava vanotofunga kuti varikuita zvakanaka working alongside Zanu pf. When it comes to suffering in Zimbabwe we are one 😂 hazvina basa kuti wakamboshanyirwa na Mugabe kana minister. Suffer continue
Dande ndokumusha thank you drewmas
Hanzi baba vangu ndovairova ngoma😂😂😂
Munhu anoita nezvenyika haafaniri kutarisira kubhadharwa .Kutaura zvekubhadharwa zvinotaurwa nevasina mudzimimu haubhadharwi .Kutaura zvokubhadharwa rwave rudo rwemari kutori kutadza chivanhu kubhadhara mudzimu kuti waibatsira vanhu.
Wataura chokwadi zvino Uhh shasha dzacho dzakutodemander Mari kunze uko. Yave Tora Mari united
Imi musatseruke kureva imi
Nhasi kuti urarame unoda mari
Haungapinde mushop wo pihwa Zvinhu mahara Cz uri homwe
Let be realistic mhani
Last born inotaura zvayo
Ai vachipo here vaMkweva eish I rembr tichitorwa vana kuchikoro kune nzvimbo yaibikirwa doro rekut mvura inaye tauya kzoona vaMkweva
Mhondoro dzatifuratira zveshuwa😂😂
Pandaona sekuru vanosvikirwa ndabva ndaonawo chiso chatete vangu vanosvikirwawo vari pamhiri apo paCalonda Moza,vavaabove 100 yrs
Haaa kana Roda here😊
Zimbabwe inyika yevadzimu
Mmmmmmmmmmmmmmm vanofanirwa kubhadharwawo hei
😭😭😭😭😭my heart are broken
Ndingobvunzewo..kana musharukwa uyu achigadza matare emadzishe, saka madzishe acho ari kuita seiwo navo tisati taenda kuhurumende?
😭😭😭😭😞😞😭😭 I found my self cry
Thanks ❤
Ahhj saka midzimu yavo inehutsinye, sei kusavaitira hupenyu hukukutu
Ko link yeva Dennis hamuna kutibatanidzira wani
Haaa ndabva ndaona pamba Mukumbura Border Post paChibveve apo
Kudziidza hakuperi
Neshamba please ndokumbirawo kuziva akaimba kasong ako ndokada kuridza mumba mangu
Shuwa,takakura naye mukomana uyu mazera edu last borne yavo iyo
Mhondoro ngaitibatsire kubvisa zanu
Its Gringo for me that made man ndaimutya ndichikura
Blaa Andrew muri chibaba chenhau.Rambai muchitsvaga nhau
Dande ichokwadi inzvimbo inotarisirwa pasi both ruling and opposition parties.
Tipeiwo link ye guva ra Dennis
Ndabatikana zvangu. Chivanhu ndochangu chaiko.
Bamkweva makachengetwa kufamba Musina tsvimbo nemakore amava nawo
Ngavawane chiron baba avo ndarwadziwa
Kana mudhara uyu aine simba haakwanisewo kuti batsira here tibvise masatanists ari kutonga nyika.
Ndiko kusaka nyika iyi ine nhamo inotungamirirwa nerima mudhara uyu achengeterwa kuti atendeuke Mwari havafariri rufu rwemutadzi tendeukai vakomana musiye rima iri
Tinotendwa ne nevari kumhepo naiye musiki
Ko varikuimba varishure ndian