Zvimadhara zvinana Jeff Hosanna Judah ndiwo ma Phuruvheya e ZanuPf. Tingatodzokera kumashure neupenyu nenhunzwa-thunzwa idzi. Pese paari ingori confusion chete. Tshabangu na Jeff Judah atori maTeam-Team. Chese chatangwa unovawana vatove ma Main Players, Havana chavanotanga Ivo, vanongovhiringidza zvatangwa nevamwe 😠😡😠
Thank you Kullient well done good job. We cannot fold our hands the so called Jeffrey Hosanna insulting our leader President Chamisa we say no to tribalism we are one people one nation. New ideas on the table not tribalism.
Fear factor hatidiiii vakuru vangu, musatyityidzira vanhu kuti munouraiwa nema liberation parties it's not right at all mukoma noo it's not right spreading FEAR FACTOR amongst the populace, we're not scared at all but it's only time ticking closer and closer
Mataura chaizvo. Jeff Juda haateereri kubvira paakatanga kutaura nyaya yake taingomuudza kuti dzoka kumusha kuzoita zvauri kutaura kusada kutumira vamwe. Even before sadc summit taingomuudza ari kutsvaka Mari
Panezuva rimwe Jeff Juda raakainda ku Toilet akaita mistake akaita tsvina ye brain dzake ku toilet instead kuita tsvina chaiyo saka kubva musi uwoyo rakafa zivo he is mad endai naye ku Ngoma Huru.
Amen and amen baba maudza jeff Juda chokwadi chizere. Thank you so much..formeJeff juda murwere uyo. Even aka former part yake anosapotwa nani ne tribalism yainayo..shame on you jeff Juda.
Yaaaa juda wazvihwa here isai ma idea enyu siyana ne tribalism tiendemberi nenyika nhaika zimbabwe is our country we lv zim
Zvimadhara zvinana Jeff Hosanna Judah ndiwo ma Phuruvheya e ZanuPf.
Tingatodzokera kumashure neupenyu nenhunzwa-thunzwa idzi.
Pese paari ingori confusion chete. Tshabangu na Jeff Judah atori maTeam-Team. Chese chatangwa unovawana vatove ma Main Players, Havana chavanotanga Ivo, vanongovhiringidza zvatangwa nevamwe 😠😡😠
Powerful massage to Mdhara Judah
Well said mukoma,u demonstrate e progressiveness aspect of yrself
Well spoken. Tinodakutora nyika kwete kurwisana na Nelson.
True if you fight let's fight together ngatibve kunyika dzese dzatiri kugara tindotaura tiri pa ground
Uyu murume realy champion the really champion thenk you tikawana vakaita semi nyika inonaka handioni chikonzero chokuti maopposition parts arwisane iwo vese vachida kubvisa varikutonga hazvimeke an sense hameno kuti chikoro chavaienda ndofunga midnight
Good point Sir
Well we'll spoken well done we want more man like you vako here vakadaro VA Chamisa mumwe wacho well done baba keep it up u are the man
❤️
Varume musapa vanhu zvekunyepa better kutsvaka Mari nechokwadi guys😂
What this guy is saying is so really than truth thank you mr speaker.🙏🙏🙏🔥
Tiñoda une hanya newanhu kwete wano taura wari ku SA uyai kuno wana dzamara waripi Amen and amen.
Lets concentrate on what unites us as Zimbabweans than on what divides us.
Urikutaura chaiko iye ndiye muzano jef juda Hana kukwana akutorwisanisa vanguard ngatibvire apa
Thank you Kullient well done good job. We cannot fold our hands the so called Jeffrey Hosanna insulting our leader President Chamisa we say no to tribalism we are one people one nation. New ideas on the table not tribalism.
❤️
Mukuru ava vatsanangura straight forward Juda must learn from this 👏
Chero akaitasei isu tinongomuda akadaro President Chamisa, iwe jeffy unongowawata chaurikuita hapana basa kungotaura zvekupenga
Big lies no leader on opposition party CCC leader is in the payroll from the ruling
Guys ka hanzi benzi rakawana murume achigeza parwizi ndokutora hembe dzake ndokutiza nadzo. Saka murume uya waigeza ndokutanga kudzingirira benzi riya akashama saka vanhu vakatanga murume uya ndiye benzi nokuti waidzingirira benzi riya akashama. Saka guys Juda mupengo uyo munotozonzi mapenzi ndimi siyai mupengo uyo.
Chamisa siyanananaye siyayi zvakadaro dont touch him he is anointed ndi Moses wedu tinosvika na Chamisa anobva kunobva kuna baba take it or live it
❤️
Waita wamuudza chokwadi ndewe zanu uyu Judah ngaaite bato rake
❤️
Amen munhu wamwari
Juda surname ZANU
❤️
True
Thank u kulient
You're Welcome
Very true on that audio,,, Juda needs to heal and chill,,, kabanga pane foreigner yakamuvhiringa,,, guy think he knows it all🤦🏽🤦🏽🤦🏽
❤️
Nyika vanhu Jeff Juder yekuda kwake kufunga kuti iyeenga ndiyebedzi Kutuka Chamisa ndokupera kwake akazvipedza
❤️
Jef is a time waster people of Zimbabwe we about it.
Jeff judhasi haana kana chinemusoro chirimaari 0%
That's great my bro the man is too tribalistc he is dangerous to be a politician
Your audio does not match its tittle
Hey hatisi Kuita Zvema Matching Outfit Panapa Coz Ma Audios Ayo Ndakat Vanhu Ngavataure Chero Zvavanenge Vachida
Murume ataura chokwadi chose hapana chasara apa
Taizvitaura kt jeff judah anopenga murwere uya
❤️
Wakupenga nhasi risati radzoka uno dokerwa usisina kana 1 following or like.
Mataura chokwadi chisingadiwe ...
Dako rako iwe chamisa ngaatange church than kupedzera masasikamu vanhu vasina ruzivo vanababa vanamai vakoma vanasisi venjere dzakashota awo
Muudzeyi hedu mukoma vazhinji vakafanana na jefu Judah muno mu Zim
Jeff anedambudziko anoda kuzviti anoziva iye muridzii murwere
Iwewe chinokushaisa ma likes kunyepa kullent unonyepesa zvononyadzisa Saka tichi follower wana mbire tv
Unogoti unoteerera vana Mbire iwe uchi commenter on this platform. What do you smoke. Don't make yourself a fool buddy.
Fear factor hatidiiii vakuru vangu, musatyityidzira vanhu kuti munouraiwa nema liberation parties it's not right at all mukoma noo it's not right spreading FEAR FACTOR amongst the populace, we're not scared at all but it's only time ticking closer and closer
Anenzeve dzekudzwa idzwa iwe dofo rakatadzwa chikoro terera msg iyo
❤️
Jefuri anopenga akarutsa pfungwa akasiya marutsi
Juda harizi mu Zimbabwean hanzi robva Ku Goma uko pakati pe Mozambique ne Malawi ropenga riya njere chaidzo.
Juda chisasikamu chaicho anoda kurapiswa pfungwa
Jeff Juda wakazvipedza wega watopera
❤️
That guy is not normal makambohwa paanotaura zvinenjere imi sepapi chaipo chake kungo tuka vanhu vose vose
Jeff Judah mwana wehure uyo anotaura matuzvi nguva dzose.Anotiona kunyarara akafunga kuti takakotsira.Nanga nanga nemutungamiriri wedu
Kkkk Zvinhu zvacho 🇿🇼🤔
Toda kubvisa Zanu first then izvo tozozviona first .Juda chidhongoti chemunhi
Guys ka don't stress na Jeff Juda mupengo uyo chake kungo tuka chete.
Jefu juda arikutumwa ne,ano
Mataura chaizvo. Jeff Juda haateereri kubvira paakatanga kutaura nyaya yake taingomuudza kuti dzoka kumusha kuzoita zvauri kutaura kusada kutumira vamwe. Even before sadc summit taingomuudza ari kutsvaka Mari
Jeff Judah uyo anotorwara nepfungwa uya mukatofunga paakatanga utowona Kuti panekadambudziko kainako mupfungwa dzake
Mupengo uyo chake kungo tuka vanhu vose chete is mad that guy.
Hana chaboziwa mutengesi iye jefu juda ibwa
Jeff Juda zimu Alian risingadombo shandi zidofo ramatofo ose
Wadii knyarara hako
Foreigner foreigner atirambi izvozvo ndovaura nyika ivavo vasangoita zvose zvose vabata nyika yose vanhu ivavo ngavazive pekugumira
Taurai zvenyu. Jeoff arikuporonga
Jeff Juda haazi mu Zimbabwean robva ku Goma uko pakati pe Mozambique and Malawi ndokwaro uko.
❤️
Pamberi na Jeff Dzuda
Tirikudziidza, asizvinodakubatana, uyemikanayekuzowaniswa, chokwadichakanaka, tinezvatadziidza, kuti zanupfndeyemanyasarandenemabumbwangavaendekumusha, hainabsanehupenyu, hwevanhu
Jeff Judah mupengo I know him personal zibenzi remunhu
Kana. Uribwidi. Uribwidi. Kana. Urimubumbwa. Urimubumbwa. Iwe. Urikutaura. Urimuchikunda. Urikutotsatsiira. Kutaura. Shona. Dzokerayi. Kumamishaenyu. Marudziaparadza. NYIKA. Haugonekana. Kuti. Munyasarande. Wataura. Machikunda. Arikutonga. Vese. Nana. Mugabe. Vese. Ndivo. Vakaparadza. NYIKA hapana. Zvaurikutaura. Zvinoteerera. Vanhu. Uridhodhi. Iwe. Nyarara. Pfutseki. Urikanhanha. Iwe. Vanhu. Havachada. ZANU. PF. MaZimbabwe ,n. Vanofanira. Kuzvitonga. Kwete. Kutongwa. Nemarudzi. ................... From US 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥🇿🇼🕕
Anotorwara mukoma uyo hazvitaurwe zvaaiitako urikutaura .chokwadi..
Panezuva rimwe Jeff Juda raakainda ku Toilet akaita mistake akaita tsvina ye brain dzake ku toilet instead kuita tsvina chaiyo saka kubva musi uwoyo rakafa zivo he is mad endai naye ku Ngoma Huru.
Yaaa taura zvako koti uyeyi nachipenheti vava kurasika kutaur vay vakatanga zvakanak
❤️
Amen and amen baba maudza jeff Juda chokwadi chizere. Thank you so much..formeJeff juda murwere uyo. Even aka former part yake anosapotwa nani ne tribalism yainayo..shame on you jeff Juda.