@@JCTVAfrica Thank you wance again zvakanaka kuwana mari shoma kana yakawanda uchiiwana nenzira yechokwadi pane kuti uiwane nenzira yakaipa yenhema hauna kutengwa nesirivhera kana ndarama iwe wakatengwa neropa raJesu hauna kutengwa nezvinoora keep it up kutogona kutaura chokwadi inyasha idzodzo
Thanks baba for researching and presenting fresh political ideas about the goings on in our country. Tanga tanzwa naana 'chaputika' ipo pasina kana zviripo. Just want to remind you kuti ZANU haina muridzi. Varipo vamwe vakuru vakaifoma asi vakazofa vasingade kana kuiwona. Pabateyi ipapo.
Ndinokudira chinhu chimwe unotaura nyaya sezvairi keep it up ❤❤❤ vazhinji havagoni kunyarara kana vasina nyaya unonzwa vachiti chazoputika manje chazochaya kubva gore rechitanga iyo zvino ratopera vachingodaro tawe kutopfuura tisinga vhuri nyaya dzavo .
Thank you so much
Thanx JC. U r always on point & quite a gud eloquent analyst.U always on point.Titende sonny 👏👏👌
@feromhure2864 very true, vekuputitsa nokubvondora hatichavhuri ikozvino, tavakuvaziva. Kungopfuura wakaisa cursor pachipfuva, wozo clicka wasvika panana JCTV kkkkk
@@JCTVAfrica Thank you wance again zvakanaka kuwana mari shoma kana yakawanda uchiiwana nenzira yechokwadi pane kuti uiwane nenzira yakaipa yenhema hauna kutengwa nesirivhera kana ndarama iwe wakatengwa neropa raJesu hauna kutengwa nezvinoora keep it up kutogona kutaura chokwadi inyasha idzodzo
Your sound is clean bro
Good exemplary. Clear cut.
Thank you
Good analysis mukoma wangu
Thank you
Thanks baba for researching and presenting fresh political ideas about the goings on in our country. Tanga tanzwa naana 'chaputika' ipo pasina kana zviripo. Just want to remind you kuti ZANU haina muridzi. Varipo vamwe vakuru vakaifoma asi vakazofa vasingade kana kuiwona. Pabateyi ipapo.
Thats true
Jctv l have never seen you live, but l like your calmness
Thank you very soon you will
@JCTVAfrica Amen
Well explained.
I appreciate
ndabva ndatanga kukufollower
Thank you 🙏🏾
Wakaipa JC
Thank you so much sir
Cyclone trababalas is sweeping the country 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
JCTV sometimes you go astray my fellow countryman....
I'm also human
Which Zanu and how ?
Day dreaming may be😅?
Suka
If there is no hustle in hand over power there will be no need for him to follow them,but akaita chimuti chekuzobvuta manje pachamhanyiwa😂