HARARE.....MAKUVA OPWANYWAPWANYWA KU WARREN HILLS CEMETERY
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 17 เม.ย. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- บันเทิง
Zvakaoma. Shuwa. Zvekuti vakafa vakazorora....in zimbabwe they wil never rest. Makuvatevera futi kumakuva
😢😢😢
Imagine kutevera vakafa zvakaoma hazvo sure😢😢😢
Kunoda tyt security jurawall morega kuita tunzira twekudimburura gates must be closed by 6pm ko vhurwawo kuseni kuseni kuitira vane maprograms.....maintaining as well kubvisa or kupisa huswa regularly
Ndosaka ndichigara ndichimba kuti ndikafa ndiendesei kwangu Dharuweni hama dzangu
Musatenga matombo muharare rather by them some where far coz ndivo vakaputsa
Drew please tsvagai Mukosanjera paonekwe kuti chii chakadaro chinenge ngozi. Izvi zvinoda kuongororwa kuitira kuti vanhu vadzzidze uye varangwe varege kuita izvi zvakare
Ndokurwara chaiko ungaputse guva temunhu wausingazivi
Nyayadzevashakabvu dzinozvitonga dzega,Batai Mukotsanjera ataure nemapfupa.
Ya mukotsanjera anopedza zvose😢
i zanu pf iyo
Haaaa hazvisi zvega
Zim yaoma veduwee hazvisati zvamboitika izvi yowe chishamiso
This guy is genuinely hurt,,may God increase your business Baba.
Madii kuenda kun'anga munoratidzwa kuti ndiyani akaita hushereketwa hwakadai
That's why we need chiefs in towns who preside over cultural challenges like these, mashura mudunhu raMbari iri. Ku Dzivarasekwa kwakamboitika mashiripiti zvikazogadziriswa pacho angu.
Hurombwa chaihwo ASI vakaita izvozvo vanobatika zvakanaka nekuti vanhu vanemakuva anematimbo akapwanyika vanotofambira nyaya dzehama dzavo ngavasotewe vanhu ivavo
Yes
Ndezvekuromba izvi ngavatarise kuti vanhu acho ndevemakore api coz yakaitika kwamutare nyaya iyoyo
Chokwadi panoda kuwonekwa kuti makuva ayiputswa ndeevanhu vemazera api .kunenge kuri kuromba achinzi enda unopunza makuva evanhu ve same age /gender.
Zvipoko zveko zvinerunyararo,zvakadii kukwapaidza akaita izvi
Uuuuuum zvakaoma veduwee havazi vakomana vemutoriro hr ivava hazviite nemunhu akakwana izvi
Ndofungawo saizvozvo zvinorwadza
Ndakatomboona pano pa u tube zvichibudira kuneumwe nyika ndakanganwa zvangu but ndakazviona vemutoriro iiisssh
Coz next kufukunura guva racho
Azvisi zvemishonga hre
Ummmmm ko iko kusatya veduwee kupwanyana ne makuva evatorwa.Even kana dai riri rehama yako.Munhu ungabva waita hutsinye hwakadaro zvakaoma. Ndatya wo nazvo?😮😮😮😮😮😢😢😢😢😮😮😢😢😢😮
Hurombwa taking us to another level 😢.....zvakaoma
Ngavaise ma hidden cameras kumakuva vanobata the culprit
Munhu iyeye arikuita izvozvo ngaafe rufu runorwadza
Baba taps hama dzevanhu ava ngadzitsvage n'anga chaidzo, pamwe zvipoko zvevamwe vasina kuisirwawo matombstone zvirikuita jealous chokwadi munhu nje angawanepi simba rekuriga matombo ayo nekusimba kwawo and in 1 night. Hameno
😂hanzi ndofunga zvimwe zvipoko zviri jealous kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 jealous rezvimwe zvipoko aaa ndaseka
Kkkkkk
Ohhh finish hanzi jealous rezvimwe zvipoko unechokwadi ere iwe
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvipoko zvaita jelas 😂😂😂😂😂
They want to steel and rebrand those heads for other customers. This is done by those in tombstone industry
NdiIshumairi weCanaan
Kuvigwa muHarare inharo
Zvinoitwao kuzim soo ka asi mwari ngaawarange vanhu iwavo
Rusununguko rwacho ruripapi.kana vanhu vachishungurudza nevafi zvinorwadza ummmm😢
Izvi zvoda kufambirwa kwana Tasvu,mubate vanhu
NdiMunangagwa akauya nevamwe vakapunza varikuda ivhu ravo 😢 hant ndiye arikupunz dzimba dzevanhu.
Ndotenderana newe ndiye chete
Haasi munhu mumwechete akaita izvi
Zvinorwadza izvi
Zvorwadza izvi vanogona vari vemarituals😢
Vakazvita husiku nekuti havarare vemutoriro.....energy yacho inenge yakawandisa...izvozvi maskati aya vakastika....manheru fut ..
Pane chipoko chakagumbuka
Ngavatsvake n’anga
Ini ndizvo zvandiri kuda kuita pane guva rababa vangu rakapwanyiwa kaviri chaiko kuGweru
Do it
Vanhu vanogadzira maTombstones around that area ndivo vakapwanya kuti vanhu vauye kuzogadzirisa futi thats why they targeted akanaka acho, that guy ane green t shirt was exaggerating pain uyo. Vanoda kuputsitswa anahwai avo
Hurobwa uhwu hakuna shura rakadai endai kun'anga akayita auye oga
You buy and replace again...... An organised job
Ini hangu shungu dzablas vanogadzira matombo akafanana neawa dziri pairi the way i see it. Ini zii zvangu.
I think pane atozviwanira hustle rake kunyanya ivo vanoita zvematombo ivava aaaah zvivindi zvacho ummm
Kuuraira munhu basa nxaaa, Neshamba endesa vanhu kwaSekuru Tasvu zvibude pachena.
Ummm zvakaoma zveZimbabwe zvarema kana vanhu vave kutambira kumakuva zvakadai
Baba vekugadzira matombo avo ummm kurwadziwa kwenyu ndekwechokwadi here
Saka vafi vacho vozorora kupi kana maakutevera nkumakuwa chirudzii hekuvenga imba yakarar mufi 😢
Zvakaoma wena iwe nyika yedu marwadzo 😢
One way or the other, the culprit has something to do with those who make these Tombstones. Mukoma varikupopota avo is not sincere. He hides by implying that people who had their relatives' tombstones destroyed will go back to the sculpture to get a FREE replacement.
Pamwe mukushandidzana
Chimbo tsvayi ipopo
Pane nyaya
Havasi vanhu vema drugs here
Iiii nyika yaakuzoguma
Those ppl in business of those stones are involved
Apa wanyepa
Team rekuromba iro zvakaoma Zim bodo 🙌🏻
Apa hapana nyaya ngavaende kunevagobori, manjeso vanhu ivavo vanotouya vega kuzorewurura zvavakaita.
Uyu wematombo uyu pane nyaya
Endai kunovanobatsira munhu iyeyo akaita izvozvo auye ega
Vanhu vakaita izvi ngavapengeswe,
Ava vakutopenga .
Hapana kupenga kunodarika uku.
Endai kwasekuru chigocha mazizi vateive vanobatwa munovaona vachingodzengerera imomo
Eish people are wicked. Why? We buried our parents there Eish
Mufi anoyera kungonopwanya guva remutorwa
Maybe vakafa havana kufarira Zig
Pengesai vanhu vakazviita
Zvitsvage hama yangu
Maybe chipoko chakaita....just.my thought
Drewmas media taking us to another level live and direct
Zvakaoma ndarwadziwa ndachema kuona hurombwa hwakadai naidzo n'anga dziri kurombesa vanhu ko makuva mavakutsvagei fti mwaneta kurwisana nenesu vapenyu ne kuuraya vanhu mava kuenda kune vakazorora demit
This is sad, I go to Warren Hills every month end to see my grandparents and aunties graves. Every month I pay one of the caretakers there to water and cut the lawn around the graves. It's been over 10 years. However the cemetery is badly managed. For council to cut the grass it's taxing.
This is sad. Why would someone do such. Iro simba rekunoita zvakadai anenge ari wanepi😢😢
Ini ndofunga varikutumwa nevanotengesa matombo vanoziva kuti vachauya kuzotenga rimwe nekuti ivo vanongoti akapwanyiwa nekuti vari pamwe nevanochengeta imomo
haisi mhepo here yemvura yakanaya pakadonha building yepaGulf?kungofungawo kwangu
Hurombwa here veduwe chiikov
Havasi vana nyaope/mutoriro guys here vakaputsa,since vachinji madrugs anovapa zvivindi and brain dzinenge dzaakufunga zviri weird
I think vematompston ndovarikuitirana godo
Haa zvinogona zviri zvipoko
Ndofunga kuti vakomana vanoveza matombo avo ndivo vakapwanya matombo awa chete ndovaziva vanhu ava ndakatenga rababa vangu panzvimbo iyo last year vachiyita kurwira customer ,ndivo vakafunga kuti vawane mari gore rino renzara iro aPA vachimadhura matombo acho kamusoro chete unobuda ziya nemari yavanodayidzira
Ummmmmm zvakaoma hazvo.O suggest that Authorities install hidden 📷 to get hold of the perpetrators so they can be brought to justice. 😢😢😢😢😢😢😢
Midzimu yenyika imi changamukai vana vevhu
Izvi zvakaoma
Chirungu vanhu vanochida shona yakaipei nhy ....nyika ikatongwa nehurombwa zvosvika kudai
Haaaaa vakadzingwa basa avo ndivo vakadai kusaziva kuti kuzvisimudzira mhepo
Mutoriro boys
Zimbabwe
Seems like ijealous mumabasa
Mmmm imagine taisira hama dzedu ma tombstones zvodaiso 🙆♀️🙆♀️
Ndevamwe venyu verikuita kujukanganisa bussiness😮😮
Drewmas media ❤
Zimbabwe irikutatanda botso kabisira😂
Izvi zvinogwadza chaizvo, guva rababa vangu rakapwanyiwa rikagadzirisiwa akadzoka munhu wacho akapwanya zvakare tombstone racho into pieces saka zviri kutotinetsa kuti toitavo sei😞
Apa unenge wati wazvipedza zvakawoma chaiko
😢😢😢nyika yakuguma iyi 😢😢😢
Munoziva vanhu ngavakoshese vakafa uye zve vitorwa matombo ayo anorexia haasumudzike vanhu ava vachafa zvisina kunaka munhu vanhu vakawanda vakaita izvi amai vangu baba vangu hama nzangu dziri mu warrenhills
Zvakaoma zvokwadi
Tasvu😮😮😮😮😮
Nyika inovakwa nevene vayo.
Zvakaoma
Vakafa vakavigirwa mutown havazorere,matombo anobiwa kana kufukunurwa
Ummm asi chiii munhu chaiye akakwana here or ayaa munhu hwai asingatye
The response from the council guy is just but undertakerish
Ndoona vari vematombo coz akanaka anowanikwa ikoko wadii kupwanya kuMbudzi
Zvakuda sekuru Tasvu
Ku unit L kuChitungwiza ratosango chairo marwadzo kuisa dombo you pay a fee iro dombo racho rinototengwa mmmmh yaaa
@fortunatekashambe9796 eeh kwese unobhadbara kuisa dombo, even ku Highfield chaiko pa bacastar paya u pay ku council.
Ku L kuya kutopota uchinosakurira
@@thekisonomsa2826 image dear but harisi basa recouncil here kugadzirisa nzvimbo idzi nhai?
Imi haasi munhu one aidai hanty akaiswa me cement
Veduwee ini ndikafa ndiindisei kwachihota kumahusekwa kumusha kwangu yooo
Me too, ndivigeyi kwangu kwaGukuta
These are turf wars vanenge varikunetsana pachezvavo vematombo avo ishayisano ordinary people vangaende kumakuva kunopwanya vachida kudii, but now makuva mamwe anoteyewa kuzvitsvagira maproblems mberi pakurarama
Pamwe vavengi vanoda kukudziksirai
Vamwe varikuba matombo kwasekuru vangu vakaba lead repamusoro