Chipo unopisa patowundi, thank you kuita kuti tinzwe Baba Salisbury again. i am living during the best times ever to experience such talent yako and Baba H.
Chipo is a legend. She fits in any music genre with easy. Keep it up my other daughter. With you up and down in the road. Tiri tose parwendo wekubereka
😂😂😂baba harare mozotipa pressure yekutambao jiti imi chii chakadaro ipapa ndirikutotamba like it takaenda thanks for working with Chipo my favorite mis Terry G
Chipo u are talented mwana wa mdara voice unaro, face ma cake, ndaona uchizunguza waist amanaka, handichatauri zvangu. Uri muhombe, ndazvozviona nhasi kuti sei mumwe munhu achirwadziwa, unezvinoshaikwa nevakawanda
happy to see u Chipo uchizunza hahahaa maad tune baba harare handide kukuona pedyo nachipo zvibva zvaguma nhasi shes my crush kkkkkk bt maaad tune zvisiney
Thank you very much guys
Go Chipo goo u are a star,u never disappoint luv u❤
Vakapenga chipo
You always amaze us❤❤
❤❤❤ well-done chipo this is amazing
Chipo wapedzera pakutenderedza ma1 ayo hoyooo
Anobvuma kuti Chipo i legend siya like
Anoda kuti song isvike million views isa like💯✅🔥🔥
Kanauchinakirwa na Chipo isa like zviendemberi🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎉
Anoti mukadzi uyo ane green muhombe siya like
❤❤❤❤
Baba harare haasi mwana mudiki akomana akurovesa Chipo Jiti 😂
😂😂😂😂😂😂
Sister Chipo kuita kuwaina😂😂😂😂😂😂
Kana uchiti chipo anogona siya like 🎉
Isai zvimalikes ndirambe ndichidzoka kuzoviewer❤
I
😂😂😂😂😂😂😂
Dzoka
@@Becca-Trending-Beauty newewo dzoka
Kana wabvuma kuti chipo i legend siya like ndidzoke kuzo view video ir futi naka dhulaaa dhakaaaaa
Vangani vaona Chipo achiwaina ❤❤
I saw her hahaha msikanzwa Chipo😂
Welldone guys chipo keep going higher halleluya ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Babaharare and chipo welldone guys chokwadi mhayiwee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉😅
Jiti special makagonesa ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Chipo watipedzera masports chokwadi I salute you❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Thank you for working with chippo am a Malawian and I didn't here nchona but I love her, rest in peace terry
Vainga chipo pano baya like 🤗🤗
Isa like kana uri jiti family 👍
Baba Harare Mwari akuitirei nyasha masimudzira Chipo zvemhando jiti anotoigona Chipo ❤❤❤❤
Chipo can dance famba baba Harare
Zvekuti baba Harare vakuda kuita gospel ndodrama mnje
Gospele roroveka mujiti imomu futi
Asi kusiya uku ka hachaimbe zvonakidza cz apa ka iiiiiiii
I repeated it more than 10 time vafarira song iyi itai kuti mhaaaaaaaa
Mhaaaaaaaaaaa
Chipo keep it up❤
Mhaaaaa❤❤
Mhaaa🎉
Mhaaaaassss
Masvingo musandisiye kana moendawo ikoko uyu muhombe BABA HARARE NA CHIPO APA MAGONA
Famba chipo famba baba harare mwari ave nemi chokwadi ndimi munhu wrkutanga wandaona aitakuti chipo akurunge chiuno
😂😂😂😂Taurai henyu awaina kani
🤣🤣🤣🤣🤣 weduwe kkkkkk
😂😂😂😂😂
Avo vane green Chipo pliz usavarase haaa vafambisa ndima chaiko
Aiwa zvaonekwa shua
Chipo my superstar daughter. Keep it up wekubereka. Brave and skilled, fitting in all genres. Thumbs up
*Please Like my comment,,,Dakudzoka ndichiona Chipo achitweka pa **4:46*
😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂kutweka
Sukhulile tshiyela abantwana. Ingoma zakho futhi azila msg
Baba harare ka mukuitisey chipo wangu ayas chipo unotamba ummmmmmm ndachema zvangu
Chipo unopisa patowundi, thank you kuita kuti tinzwe Baba Salisbury again. i am living during the best times ever to experience such talent yako and Baba H.
Sando dzenyu baba Harare ,wooow chipo unotamba kudaro
Mukadzi uyo akumazuza todakumuona pamavids Ababa harare ....anogona musimudzire daddy city
Ngoma iri dai mariisa paChannel yaBaba Harare haa dai ratova panumber 1 on trending music
Mukhadzi akutamba uyu anowanikwephi🎉🎉
Chipo Muchegwa kutenderedza chiuno ndekwemunhu anonamata here
Chipo is a legend. She fits in any music genre with easy. Keep it up my other daughter. With you up and down in the road. Tiri tose parwendo wekubereka
From Kenya.
Chipo's number one fan.
Well done job Chipo❤...Team,let's push for those views,and all other necessary support🎉
Chipo nababaharare well done sando dzenyu munotingonera zvenyu asi ndinongoti kunabaharare makatiya kunjiti ndiani achapinda pazvimbo yenyu kk❤🎉🎉🎉❤ murikupisa zvamanjemanje
Pakarohwa Kanindo chaiyo 👌🔥
Chivhayo ngaape mota Kuna Mai avo varikuzungura
Chipo...chipo ...chipo hw many times ndichikudedza Kkkk ukubvira mwana sikana
Baba Salisbury na Chipo aiwa sando dzenyu hedzoko
Chipo chimhamha icho God z the owner of all talents havatarisiri munhu pasi zvisinei nezvauri
Baba Harare Mwari ave nemi chokwadi kudariso Chipo hre amana
This is a masterpiece itself 💥 💥 💥, keep it up guys, u nailed it, more love tiriko kuno kuIndia tichiti pamberi nejiti❤❤❤
Kkkkkkkkk aaaah Chipo you can dance shame much love from me ❤❤❤❤❤
Kana ini handisvike zvachose
Chipo excellent watamba wena i Didn't know kuti unotamba Jiti kudai
Zambian🇿🇲🇿🇲🇿🇲 lets gather and show love to this Mr piece I love the sound
Munhu wese anoda kufara guys chipo ne baba Harare this is great ❤
Mukadzi aripaGreen yaah neh🎉🎉
Ummmmmm guys vegetable girl uyo ka akuita ekupesanisa😅😅😅😅
😂😂😂😂
Ya team yenyu yasangana vanogona kuimba chokwadi keep it up gyz
Will be waiting
I love this song andizivi zvandonzwa hey I can't explain
😂😂😂baba harare mozotipa pressure yekutambao jiti imi chii chakadaro ipapa ndirikutotamba like it takaenda thanks for working with Chipo my favorite mis Terry G
Yes yes moto kuna mama Ribbon🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Hoyoo ❤❤ Tune rasvika Pretoria well done
Chipo anotogona kuwaina zvekudaro jiti inodzidzisa zvese wene anonaka ndiChipo chete❤
Ende chipo unotamba❤❤❤❤ zvese nekuimba sando dzako 🔨
Chipo anotogona zvekudaro 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 infact she must be on debate of best female artists in Zim
Let's push guys kkkkkk chakaipa ichi🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Chipo u are talented mwana wa mdara voice unaro, face ma cake, ndaona uchizunguza waist amanaka, handichatauri zvangu. Uri muhombe, ndazvozviona nhasi kuti sei mumwe munhu achirwadziwa, unezvinoshaikwa nevakawanda
Wakomanasooka yeee munogona
Sending love from Mozambique please chipo like my comment
Chipo song iyi iri kunakidza❤❤
Nhaimi makuporofita nenziyo iki mai vee❤
Wow u have a beautiful voice Chipo👌
Yuwiii mukadzi anozunza uyu🔥🔥🔥
Zvanakidzachipo ndod zokuon ndesomething chandod kkupa
paa green apo. sabata rakwana will view it again sunday
Chipo zvaukuita garo ndezvaMwari hre
Chipo unechipo chekuimba zvese nekusunza...... 🔥🔥🔥 Song iri kunaka iyi👌🏾👌🏾👌🏾💯💯💯
Ndofa nekutamba zvangu💃💃💃💃
🎉great master piece 😮
Ummmm Chipo wakaoma...ndatenda hangu madance awarova pa video iri haana kumira beautiful ...well done gal nice video.
Anoti chakaipa ichi siya like
Aaaaa Chipo Muchengwa Mwari akoropafadze wena
ko chipo unotosunza kudai nhayi ndoda umbondizunzira keep ur head high gal u are doing so gud
haaaa chipo kumberi love your voice
Ita kuti mhaaaaa I like this song ❤❤❤❤❤ and Chipo goo don't lose hope mwaaa ❤❤❤❤❤❤ more love
Chiiippooo kķkkk haaa yas you such a dancer nhaimi kkkkk baba Harare vatiratidza zvipo zvevanhu kkkkkk
Manje sazita wangu wakupota uchiba mari mufamily 😂wandinyadzisa ini handibi wani😊
Haaa imi ndinotendeukirei zvangu
Haaaaaa arikunaka ndiwe Chipo pafair....level rawavaka mmmmmmmm.....iyo koiling dance yaurikusimudza bhoo here haaaaa sando dzako..yure the best
Ndokuti jiti uku baba harare dzokai
Mwari tovateenda nechipo chako chipo wafamba pajiti jaivhi wafamba
saka Baba Harare moda tizoimbirwa nani Jiti rinonaka kudaii haaa haudaro wezhira
Chipo sando dzako aaa kuita kurizudza kudero🎉❤❤
Movaraidza kudarika marriage yangu
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ah
Chipo anotenderedza ndati😂😂😂 love you chipo zunzaaa
L like voice raChipo . Dai maramba muchitongoimba nababa Harare maVoice enyu anoenderana❤
Chipo ka kuzunza here uko mutaka .good collaboration
Ndachema zvangu chipo ❤❤❤❤
Haaaa chipoo anogona hake❤
Vakadzi kubvuma kushandiswa shuwa
Ari kunaka ndiììiiiiniii!!!🎉🎉🎉
Baba Harare , great job king.... ingoitai zvebasa chete...musamora ..mukoko uyo..-huchi urimo asi unevaridzi.....❤
what a massage concrats on this beautiful song from 2 legends
Yaaa wachellaaa Chipo ....bhora mberi arikuzipa ndiwe ❤❤❤
Our last jiti song 🎵 takupinda mugospel well done guyz
Ndanakirwa hangu....Excellent piece of art guys.
Akunaka ndiChipo 😊 dzoka hutunga hwatsvuka Chipo ❤
Aiwa guys pamhai kamwe mese futi sando dzenyu
Chipo wava kumberi well done
Haa mukadzi ari kutamba uyo atikuvadza
Saka vanhu vese ava valasiiwa pachena nababa harare yaaa zvakaoma
Chipo wakapenga dia let me say god bless you god gives u more blessings ❤
happy to see u Chipo uchizunza hahahaa maad tune baba harare handide kukuona pedyo nachipo zvibva zvaguma nhasi shes my crush kkkkkk bt maaad tune zvisiney