ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
We love you guys much appreciated from south africa
Haizi church yangu but my spirit is in that church
Kana dzoodzana tipeiwo mukana..tirove ngoma RUGARE NGARUWANDEEEEEE
Tamba mwana 😂😂😂❤
I luv my church
I love zviratidzo that's my church
Even me yakatondipinda musoro chaimo kkk
Kutamba kweNgirozi🙏🙏🙏🙏🙏
Offer dance of praise unto God Almighty 😊 🙏🏽
I love this church
yaaaaaaaa mwari anebsa neimwe nguva anotomboseka chte nkti ummmm
Proudly postorian ❤
I love this church it has been a long time
Munotamba henyu vanhu imi
Basa sebasa ndomandakazvarirwa
Kupata kwema zimbabwean , kuzeya ndokokuendesai kudenga here . Ndosaka muchizoiswa ku canani na Ishmael imi makapata size inokwana
iwewe ukupi ukuti kupata kwemazim ....
Kutuka mowaneyi pavanhu varikutambira Mwari wavo
Chakanaka chakanaka🙏
My ex church rovai ngoma
That's my church , Zviratidzo zvevapasitori St Thomas
ndatenda vakomana
My church naro dhiriza
Thus my church ❤
NYC ❤️
Rambai muchinamata hama
❤❤❤❤❤
Inyanyadzi ere iyo
Yaaaa nyc
😂kwai Mwari vane basa nevanhu vavo
My church thanks guys
Pakatambwa apo
This is my church
Watendi munonamatara kupi mu harare INI ndinogara Ku eastlea
Ndodana Emanuel
Zviibba izv
Ndirikudawo mamwe mavodio
Amen
Kana muchirecorder Muvhangeri wangu dzimai volume completely inobuda mushe without noise
zvinofadza izvi
🙏🙏
Famba dhambuza famba
Ngoma ngoma
Mosvikepi muchiitiswa upenzi hwemabira zvisinei na jesu
Sezvipi manje nhy munhu waMwari
Ngoma futi
Nice dancing
Parikunzi kudiiko song iyo ndibatsireiwo
Pakunzi ndodana emanueri
Ndodana emanueri
Munotamba zvenyu ndapota
Asambeni bapostolo.jk
Fambaa deteni kumberiii
Famba famba
HARARE WEST YOUTHS SONG YACHO HANZI NDODANA EMANUEL
Isangano ripi nhai mukoma???
zviratidzo zvevapostori church
@@cyprianchimboza3839 yes Zviratidzo but vari kupi, I mean nzvimbo/ area
@@nubianqueen4375 harare, chitungwiza
seriously?
Famba positori
asi hakuna shko kuchrch uku
Zvachose
Mukadzi wavo futi hre apo kkk
😂barika maybe
@@trynessnyakudzuka7264 kkkkk barika revarume but matambiro avo aya haana hunhu zvachose
mukadzi pakati pevarume maths yacho haiite baaa
@@trynessnyakudzuka7264 dai mukadz aenda kwekupedzesera uko zvaivenane pane izv ummm
Fonerai police tete
Zvakunakidza manje so