Kuyamwisa Tsuro Mukaka | How to Feed Baby Rabbits with A Syringe | Zimbabwean Agriculture

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 18 ต.ค. 2024
  • Tichipa twunhowa utwu twakafirwa💔 naMai vacho Mukaka kuti twurarame...🥺🥰🐇 Uyu Mukaka wembudzi dzedu dzirikuyamwisa. Asi zvinotobuda wena Mukaka wembudzi🐐🍼 hunemaprotein akasimbirana nemukaka wetsuro. 💪
    Saka mukasangana nedambudziko rekufirwa naMai vana vasati vayaruka (6 weeks and below🕓), kana munembudzi ikuyamwisa padhuze munenge maita mhanza kwazvo! (So Cute🥰😂)

ความคิดเห็น •