Ndambodawo kutaura kupenga mmmm zvakaoma I think murwere wepfungwa zvinorerutsa rurimi plus even hama dzake dzimgazofarawo ere dzikaziwa kuti munoziwa kuti anopenga saka mukumushandisa kuti muwane mari pa youtube even apo paakatoti zivai anopenga anodya muma bin dai makapadimbura zvoitawo chimiro .coz munogona kuzonzi makamutorera advantage coz imi hamupengi kwacho
Mwari ngavakomborere uncle Saint hamusemi vanhu
Mwari vachamurangarira aite zvakanaka, anenge achingodawo support from the family chete
But he doesn't look like a mad person though and he is talented hake I wish him all the best in his life
Kkkkkkk Amana musada kufadza munhu ane talent rechii ipapo ini handipengi nemogo saye
Mmmm haapengi Zivai uyu but anoda kubatsirwa chete
🤣😂🤣😂 Zim uncle zvii zvamuri kuita apa kkkk
Kkkkk kwaaa wiroooo. Nhasi ndaseka. Ndekwa mikairi.amwe ndeekwa jushua
Nyc intro uncle
Maonero angu anenge anoita zvemutoriro or akambozviita pada ndizvo zvinomudaro
Imhemherero dzekumasowe idzo
His talented
Haapenge uyu munhu anopenga haataure zita rake nekupenga kwake nekwanogara asi kt madrugs ndoari kuwanza obva ashaya chekudya otanga kunhonga mubin akutozviti anopenga
Please look for Zvinai again !!
Mukomana uyu akagan'irwa akabatsirwa anoita zvakanaka
This guy I don't think anopenga asikuti inhamo chete. Nekunhonga zvemubhinhi vanhu wanomuti anopenga
🤓🤓🤓
Like seriously hanzi mukasvikobvunza kuti Zivanai anopenga uye uye .munhu anopenga anozviziva here kuti anopenga nhai
Eeee anotaura wani
Ndezvekupenga izvo
Amana akusi kupenga uku kungovhunduka chete kkkk
Iyi ndeyekwa Ani kkkkkkkkkkkkkkkk 🤣
Yekwa Jeshuwa😂😂😂 Na Mike kkkkkkkkkkkkkkkk
Uyu ndi Blaz wa Madungwe
Kkkkk ndipengerenge shuwa
Anorwara not kupenga please
True that
Anorasika njere kwete kupenga
Kule musatikuvadza naZivanai
KKKK,,,,HAPENGI UYO,,,,,,,MITORIRO IYO
Neyekwamikairi
The title though🧐 why not say anorwara nepfungwa?
Zivai ma1 kushaya keep nomupa kudaro
Uncle mune basa
Mucharohwa uncle
Mutoriro uyu uncle check mamwe ma records you'll see kkk
Zivai anopenga uyaya.... anonhongerera mumabin
Haarwari uyoo Sekru
Anopenga iyeyu
Haisi team yeguka ,mutoriro hre?
Mikairi uuuuu zvakaoma
Hapengi uyo,akaroiwa
Chinoratidza kuti anopenga chii nhai KKK uyu mubatsirei
Akatanga kukudhaya hauna kwekutizira kkkkkk
Ucharohwa
But anorwara here zveshuwa
Sekuru mashaya zvekuita here imi, mutoriro uyu
Veduwe uncle unogona
YekwaJoshuwa
ummmmm unopenga here uyu or mitoriro seuya weChegutu
Sekuru kaaaaaa weduwe kaaa
Haaa ma1 shuwa
Sekuru zvinonzi murwere wepfungwa not kuti anopenga
l second this
Ndoo mbanje idzo
Ndambodawo kutaura kupenga mmmm zvakaoma I think murwere wepfungwa zvinorerutsa rurimi plus even hama dzake dzimgazofarawo ere dzikaziwa kuti munoziwa kuti anopenga saka mukumushandisa kuti muwane mari pa youtube even apo paakatoti zivai anopenga anodya muma bin dai makapadimbura zvoitawo chimiro .coz munogona kuzonzi makamutorera advantage coz imi hamupengi kwacho
Kkk ahapenge uyu
Khule Sendi
Not kuti kupenga but kurwarapfungwa
😂arikutsomewa uyoo hakuna talent rekutsomewa😅😅
Ahapengi anopota achirwara
Nhoda takaenda
Street hustler
Kungoti nyika haina mabasa
Eish kupenga not good word Zivanai anorwara
Haapenge uyo anorwara
Ataura ega anzi Zivai anopenga
Shuwa apenge ngatingoti anorwara nepfungwa
Haapenge uyu Inga maghetto yuts
😂😂😂😂
Sherm
Number one pfeeee
Kkkkkk maZim care anonakidza matsvagei but zvaita tozvigona
Uyu anenge ari pama drugs chete
kkkkkokkk avawo ava
Iii zvkaoma hwauu
, kkkkk
Kusimbisa nokugona ndomatuzvi aya
Kkkkk mune basa
Haapenge uyu
Kkkkk vazukuru venyu ava skr kkkk
Mutoriro😂