- 77
- 100 614
Farm4081
เข้าร่วมเมื่อ 17 มิ.ย. 2020
Murimi Munhu, Ivhu Ivhu, Ivhu Ndonyika hama dzangu .🥀🌱🌾🌻🌧️ Kuno kufarm4081 tinokupakurirai zvirongwa zvedzidzo zvekurima muchivanhu chedu. Tinokuratidzai kukosha kwekurima pamwe chete nekmaitirwo azvo.
Kungaita kupfuya zvipfuyo kana Kurima zvirimwa kunoitwa munyika yedu yeZimbabwe. Kuno kufarm4081 tinokuchengetedzai.
🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀🍀
Disclaimer 🚨: The images used in these videos are for educational purposes and are not intended to infringe on any copyright laws. We're acting under the Zimbabwean Law of Section...
25. Educational use of copyright material
(1)Subject to this section, the copyright in a work shall not be infringed by the use of the work by way of illustration in any publication, broadcast or record for teaching if-(a)the use is compatible with fair practice; and(b)the extent of the use is justified by the purpose; and(c)sufficient acknowledgement is given.

Kuyamwisa Tsuro Mukaka | How to Feed Baby Rabbits with A Syringe | Zimbabwean Agriculture
Tichipa twunhowa utwu twakafirwa💔 naMai vacho Mukaka kuti twurarame...🥺🥰🐇 Uyu Mukaka wembudzi dzedu dzirikuyamwisa. Asi zvinotobuda wena Mukaka wembudzi🐐🍼 hunemaprotein akasimbirana nemukaka wetsuro. 💪
Saka mukasangana nedambudziko rekufirwa naMai vana vasati vayaruka (6 weeks and below🕓), kana munembudzi ikuyamwisa padhuze munenge maita mhanza kwazvo! (So Cute🥰😂)
Saka mukasangana nedambudziko rekufirwa naMai vana vasati vayaruka (6 weeks and below🕓), kana munembudzi ikuyamwisa padhuze munenge maita mhanza kwazvo! (So Cute🥰😂)
มุมมอง: 30
วีดีโอ
Hwai Special: Kupfuya Hwai | Introduction To Sheep Farming in Zimbabwe | Agriculture | Farming
มุมมอง 279หลายเดือนก่อน
Tinotarisa zviro zvakakosha muchirongwa Chino chinoongorora kukosha kweHwai🐑 nemapfuyirwo Ayo muchidimbu kuvaya varikufunga zvekutanga kurima chipfuyo chekunaka ichi🐑🐑🐑...
Kusiyana kweHwai neMbudzi | Differences between Sheep & Goats | Zimbabwe Agriculture | Livestock
มุมมอง 327หลายเดือนก่อน
Kusiyana kweHwai neMbudzi | Differences between Sheep & Goats | Zimbabwe Agriculture | Livestock
Hanga Special: Kupfuya Hanga | Introduction to Guinea Fowl Farming in Zimbabwe | Agriculture
มุมมอง 2.5Kหลายเดือนก่อน
...muFarm4081 Chirongwa #47: Hanga Special. Chirongwa chino chitsva tinotarisa zviziviso zvakakosha zveshiri iyi inehunhu wemusango asi ichigarisana nevanhu zvayo sechipfuyo chakakosha muno muZimbabwe. Iyo HANGA!!!
Huku dzemaBroiler : Zvikwanisiro Zvinodiwa | Broiler Farming in Zimbabwe | Poultry |Agriculture
มุมมอง 3502 หลายเดือนก่อน
Huku dzemaBroiler : Zvikwanisiro Zvinodiwa | Broiler Farming in Zimbabwe | Poultry |Agriculture
Domasi Special | Kurima Madomasi | How to farm Tomatoes in Zimbabwe | Horticulture | Agriculture
มุมมอง 3083 หลายเดือนก่อน
Domasi Special | Kurima Madomasi | How to farm Tomatoes in Zimbabwe | Horticulture | Agriculture
Kuchengetedza Boschvelder Part 2 (5-17 weeks) | How to farm Roadrunners in Zimbabwe | Agriculture
มุมมอง 6383 หลายเดือนก่อน
Kuchengetedza Boschvelder Part 2 (5-17 weeks) | How to farm Roadrunners in Zimbabwe | Agriculture
Kurapa Flue neZvirimwa ZveChivanhu | How To Cure Flue | Zimbabwean Traditional Medicine
มุมมอง 4014 หลายเดือนก่อน
Kurapa Flue neZvirimwa ZveChivanhu | How To Cure Flue | Zimbabwean Traditional Medicine
MaBreeds 10 eMbudzi emuZimbabwe | Top 10 Goat Breeds in Zimbabwe | Zimbabwean Agriculture
มุมมอง 1.8K4 หลายเดือนก่อน
MaBreeds 10 eMbudzi emuZimbabwe | Top 10 Goat Breeds in Zimbabwe | Zimbabwean Agriculture
Mombe Special | Kurima Mombe | How to farm Cattle in Zimbabwe
มุมมอง 9806 หลายเดือนก่อน
Mombe Special | Kurima Mombe | How to farm Cattle in Zimbabwe
Pure vs. Cross Breed Rabbits | Kusiyana kweTsuro Idzi | Zimbabwean Rabbit Farming
มุมมอง 2986 หลายเดือนก่อน
Pure vs. Cross Breed Rabbits | Kusiyana kweTsuro Idzi | Zimbabwean Rabbit Farming
Dhadha Special | Introduction to Duck Farming in Zimbabwe | Agriculture | Poultry Farming | Kurima
มุมมอง 2.8K7 หลายเดือนก่อน
Dhadha Special | Introduction to Duck Farming in Zimbabwe | Agriculture | Poultry Farming | Kurima
Nguruve Special: Kurima Nguruve | Pig Farming in Zimbabwe | Agriculture | Kupfuya Nguruve
มุมมอง 3.9K8 หลายเดือนก่อน
Nguruve Special: Kurima Nguruve | Pig Farming in Zimbabwe | Agriculture | Kupfuya Nguruve
Our New Goat Paddock for 2024 | Mbudzi | Goat Farming
มุมมอง 1369 หลายเดือนก่อน
Our New Goat Paddock for 2024 | Mbudzi | Goat Farming
Nzara yaTarisana neZimbabwe | 2024 Drought in Zimbabwe | Agriculture | Horticulture
มุมมอง 1289 หลายเดือนก่อน
Nzara yaTarisana neZimbabwe | 2024 Drought in Zimbabwe | Agriculture | Horticulture
Kurima Chibage | How to Plant & Grow Maize in Zimbabwe | Horticulture | Agriculture | Farming
มุมมอง 59311 หลายเดือนก่อน
Kurima Chibage | How to Plant & Grow Maize in Zimbabwe | Horticulture | Agriculture | Farming
Zvirimwa Zvinorimwa muChirimo neZhizha | Summer Crops in Zimbabwe | Horticulture | Farming
มุมมอง 36111 หลายเดือนก่อน
Zvirimwa Zvinorimwa muChirimo neZhizha | Summer Crops in Zimbabwe | Horticulture | Farming
Mbudzi Special: Kutanga Kuipfuya | Goat Farming in Zimbabwe | Agriculture | Livestock
มุมมอง 5Kปีที่แล้ว
Mbudzi Special: Kutanga Kuipfuya | Goat Farming in Zimbabwe | Agriculture | Livestock
Matohwe: Kukoshera Kwaakaitira Hutano | Snot Apple Health Qualities | Zimbabwean Agriculture | Local
มุมมอง 407ปีที่แล้ว
Matohwe: Kukoshera Kwaakaitira Hutano | Snot Apple Health Qualities | Zimbabwean Agriculture | Local
Nhorondo yeTsuro dzemuAustralia | Kurima Tsuro | Zimbabwean Agriculture | Farming | Pauro Gorosi
มุมมอง 261ปีที่แล้ว
Nhorondo yeTsuro dzemuAustralia | Kurima Tsuro | Zimbabwean Agriculture | Farming | Pauro Gorosi
Huku: Kuchengetedza Nhiyo dzeBoschveld | Taking Care of Roadrunner Chicks | Zimbabwean Agriculture
มุมมอง 1.8Kปีที่แล้ว
Huku: Kuchengetedza Nhiyo dzeBoschveld | Taking Care of Roadrunner Chicks | Zimbabwean Agriculture
Michero yemuZimbabwe yeMusango | Top 12 Indigenous Fruit Trees in Zimbabwe | Horticulture | Farming
มุมมอง 1.6Kปีที่แล้ว
Michero yemuZimbabwe yeMusango | Top 12 Indigenous Fruit Trees in Zimbabwe | Horticulture | Farming
Zvirimwa zvemuChando: Part 3 | Zimbabwean Agriculture | Horticulture | Farming | Winter Crops
มุมมอง 625ปีที่แล้ว
Zvirimwa zvemuChando: Part 3 | Zimbabwean Agriculture | Horticulture | Farming | Winter Crops
Zimbabwe Electric Services in Harare | Solar Installations | Generator Installations | Fruen
มุมมอง 31ปีที่แล้ว
Zimbabwe Electric Services in Harare | Solar Installations | Generator Installations | Fruen
Kuchengetedza Tsuro muChando | Rabbit Farming in Winter | Zimbabwean Agriculture | Livestock
มุมมอง 811ปีที่แล้ว
Kuchengetedza Tsuro muChando | Rabbit Farming in Winter | Zimbabwean Agriculture | Livestock
Zvirimwa zvemuChando: Part 2 | Zimbabwean Horticulture Farming | Agriculture | Winter Crops
มุมมอง 1.5Kปีที่แล้ว
Zvirimwa zvemuChando: Part 2 | Zimbabwean Horticulture Farming | Agriculture | Winter Crops
Kurima Fodya muZimbabwe | Tobacco Farming in Zimbabwe | Agriculture | Horticulture
มุมมอง 710ปีที่แล้ว
Kurima Fodya muZimbabwe | Tobacco Farming in Zimbabwe | Agriculture | Horticulture
Zvirwere zveHuku (Part 2) | Most Common Chicken Diseases in Zimbabwe | Agriculture | Poultry Farming
มุมมอง 490ปีที่แล้ว
Zvirwere zveHuku (Part 2) | Most Common Chicken Diseases in Zimbabwe | Agriculture | Poultry Farming
Zvirwere zveHuku (Part 1) | Zimbabwean Agriculture | Common Chicken Diseases | Poultry Farming
มุมมอง 767ปีที่แล้ว
Zvirwere zveHuku (Part 1) | Zimbabwean Agriculture | Common Chicken Diseases | Poultry Farming
Hyline Layers: Kunaka neKuipa kwawo | Huku dzemuZimbabwe | Poultry Agriculture in Zimbabwe | Hyliner
มุมมอง 858ปีที่แล้ว
Hyline Layers: Kunaka neKuipa kwawo | Huku dzemuZimbabwe | Poultry Agriculture in Zimbabwe | Hyliner
Thank you
Boschveld inotsotsonya here
Kwete haritsotsonye
Your gardening tips are so helpful Thank you for sharing
Anytime hey and thanks for the wonderful support 💕
I like kuita this project........
That's great, mane zvikwanisiro here?
Hewo .. Ngaivhiiwe Thank you sir
Thanks Tinashe, as always Baba😉
Nice want more info
Well we got a group hey
Ndodawo kuiswa pa group retsuro
Makadini, Sendai message kunumber idzi 0782207671
I like mazhanje ummm anonaka sure love it.thanks wena nekuti reminder kunyika yedu inokosha guys ka zim kanonaka🎉🎉🎉❤❤❤❤
Hoo nhai munotendei, anytime lol Asi muri wenera kani?😅
Thank you ser
Anytime Tinashe, anytime bro
I thought l had all the facts till l watched this video, thank you your videos are always informative.
Thank you so much nedzidziso
Komunotendei 😊
😂😂😂😂 muvhimi wemazai
Hombarume chaiyo😂
😂 asi tazvinzwa hedu
Tinotenda mune zvimwe zvamungade kuona here zvirongwa kkk
@@Farm-ch8ws kana mukazotiratidzawo tsuro. That will be lovely
Tsuro special tichaiita hedu asi izvezvi zvirongwa zvacho zvidiki zviripo hazvo
Ndadzidza, maita basa
Munotendei, thanks for watching!
Kkkkkk l learned a lot . Laughing 🤣 at the same time
That's the point haha, greatly appreciated 😅
Iwe kumusha ndekupi lets go for braai
KwaZvimba,.mukuda Hanga here haha
Thank you
tinotenda nedzidziso yenyu
Tinotenda nekuona😊
Ndadzidza zvakawanda on this chanel
Tinotenda, woah maona zvirongwa zvakawanda here?kkk
@@Farm-ch8ws hongu .. Ndakadzidza kurima madomasi , kufuya huku , hanga ,nguruve nezvirwere zvehuku
Nice kurumidzai kukanda amwe ma video
Manje manje, paneHwai special ichauya manje manje, so stay tuned!
Nda subscriber thank thank you ne this information ❤
Anytime pleasure is all mine😊
😂😂😆😆 makuhwa kkkk....thnx so much 🙏 ndadzidza zvakawanda.
Munotendei mother thanks for watching too, so grateful 😊
Kkkk Kwai makazvinzwa er kut bhuru idzva riya harizvare asikana. Haaa shuwa dzine makuhwa
@@admoremabhunu3 😂😂😂😂
😅😅😅😅
Makadiyi zvenyu ungade how many bags dzechikafu kusvika pa 6 weeks
Makadini wonai Chirongwa chekuchengetedza maBroiler, chinezvose
Ramba wakadaro
Thanks mudhara🇿🇼
Amen
Very true
Maita basa neruzivo
Munotendei 😊
Cage marii
These videos are amazing. Thank you for the education. 👏🏽👏🏽
Anytime and thank you for watching and supporting 💕
Ndoda kudzidza more about tsuro
Have you joined our groups?
Thank you for the information-rich and exciting presentation. Where can I get Saanen and Alpine breeds in Zimbabwe?
Anytime thanks for watching! Well those may be very hard to find lol but Saanens are fairly common. I know a person who has them
Mereks decease
Very informative. Dzokai.
Woah thanks Chido! Ko todzoka kupi manje?kkk
huku
Narrator you are the best
Well thank you madame 😉
I loved this video... ndisu vaye vasingatane kuhakira flue kunge tsine like you said 🤣🤣🤣. Very informative and I love zumbani ine mufandichimuka 🍵
Hahaha thanks for watching 😂, yeah I can't believe you know muti wemufandichimuka
❤thank you
Anytime, how you doing?😊
Where can I get Sussex
We can arrange something
Makadii ndokumbirao MA contacts enyu
Hakuna kumaona muvideo here?
Am looking for fertile pekin eggs and day olds
Hello I only sell fertile roadrunner eggs
🔥
Happy Hogs Farm is following you from Uganda
For real?
Huh very informative and entertaining
Why thank you 😉
#Huku4801
Im in Mozabique, we can buy 100 chicks ?
For how much?
Thanks so much in diaspora I have learnt alot
Thank you, how's the other side?
@@Farm-ch8ws all is well
This is exactly what we want to listen to. Quite informative. I did not have an idea about different goats.Well done dhara.
Thank you for the appreciation Baba, murimi munhu hama...stay tuned!
Rambai makadaro
Maita basa baba
Woooowww this is very educative and well explained
Why thank you very much we try our best! Thanks for watching