Another Chance: Inside the Walls of Redemption
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 16 ม.ค. 2025
- This program dives into the lives of those serving life sentences, exploring the challenges and hope found within the prison system. Another Chance offers a window into a world hidden from most, examining the potential for rehabilitation and a chance at a transformed futur
Thank God for his friend
Baba ngavanamatire mweya wekuregerera
All the best Tk hope wachinjawo mwaitiro ako kudai vekuchechi vakakuzwisisawo kut juju yako hauchnia udzoke back kusangano...Titende shamwari yako👏👏....John 8 vs 32
Uyu hasati aibva
Music too loud
Baba regererai mwana wenyu....he is your blood
Baba vakaromba chete ava hutsinye kuita moyo mukukutu kudai nxaaaaaaaaa 😢😢😢😢😢
I saw it too
Hapana kana utsinye shaa,mwana akanyanya kubatwa soft anoita kanhubu chaiko,,shamhu yakatiitisa straight..First respect your parents weather they're rich or poor respect them,listen to their teachings, ini ukaita mkonyo ndokudzinga handiregi
Kuromba kweiko unongotaurawo zvisizvo
Kunamata hakuna kumboshata Taku dzokera ku church uteerere murairo wababa vako you'll get his blessings
Docket kuchurch here...ndaseka nhasi.....machechi ngaatambire vanhu muchurch please
😂😂😂 Kana neni 😅but takudzwa imboko hake
Docket chii nhaiwe,plus roshanda sei kuChurch kwacho,,,ziva izvozvo first
Respect vabereki vako shaa usazviitisa,,Discipline yakaite shoma pauri Dai wakakura uchiroverwa zvakaipa bhoo bhoo ungadai wakarungama
Takunzwa be a man,go out there and make it on your own,and see if your father will not start appreciating you..
Taku unenge unonyepawo iwe,ko vakadii kusungwawo sezvo vakakurova
Madzibaba Ishuu chaivo baba ava vanomanikidza munhu kupinda church akura kudai
That is parenting
Taku anonyepa
Unenge unonyepawo iwe kkkkkkkk
The dearth of content on dead bc is not at all surprising
Kucontroler mnhu akura kunonetsa
Kumanikidzana kurnda kupositori yekwamarange hakuna kunaka. Munhu ava over 18 ngaaite sarudzo yake.
Bba ava vakaromba ne mwana uyo rinehutsinye dzibba iri
Baba avo vakaromba nemwana wavo
Siyana nemutoriro neguka😂
Docket hre amana😂😂😂😂😂
Taku usadaro mwanangu taura Chokwadi
Hoooo akunyepa futi
Kana ukabuda mujeri start your family siyana nebaba vako avo mamwe ma parents akaromba
Anonyepa i problem Munhu iyeye
Dai uri umwe wasiya chigora gora icho ufadze Mwari nevabereki chero ukanamata imwe church unokunda
Mukoma anonyepa uyu
Background music mmmmmm iri high
Too high... Sometimes i wonder if these guys eva listen to their vdeos before posting😅
Vanhu varikujaja face ya taku
Baba avo Havana moyo wekubereka
Mmmmm Taku
Mpfanha uyu anonetsa hake asi zvekuzopa mwana akura soo condition yekuti ayende KuChurch iye asngaide aint fare
Yes anogona hake Aine misikanzwa but baba Ava handisi kuvachenesa pamwana wavo ndezvekuti painter view pangoburitswa mubereki mumwe chete Dai tanzwawo divi raamai vemwana zvekare church yavari kumanikidza kt Mwana aende inoita zvevakadzi hobho no kuenda kuhospital anogona kunge akasangana neproblem akapedzisira akuita zvemadrugs baba Imi give mwana wenyu Rudo and give him another chance
guys hamus kuziva pain ina baba ava he knows chch yomudzora
@@isabellalindazifesho6309in thus case church yacho is rejecting him saka oita sei
Rehutsinye dzibaba iro sei ku venga ropa rako kudaro
taku uyu ummmmmmm ndivo vafana vetumbwa neguka ava
Ko ivo mushonga wekun'anga vaiudii vanhu vekuchch
Muface uyu mmmmm anonyepa iiiiih ngaambogara imomo
Shame