@@chitovamadyira1481 age yes ndizvo hazvo asi voice kunyanya rinokuvadzwa ne life style: zvaunodya uye kunwa… The biggest culprit is alcohol - it destroys vocal chords, followed by fizzy drinks. There are certain foods you wouldn’t eat as a vocalist
akadzoka rasta voendepi ...rasta vakurova ngoma zvekudaro especially pavakuita shifting to imwe song during performance haaa imimi imika ...akabva akabva rasta tirikunakirwa navo big tym
Tsvaga Mari iwe kana wada woyenda bcz ma party tym aurikuita uchirovera Vanhu music yavo ma drums kunotopa Mari more than yokuzopiwa pa 2 wks iyo , wakatoonera skill yekutsvaga bag .
@@user-ki5dy9ye2r shaar vana Obert gomba vava ne Mari kana usirikuziva that's why asina kuworirana ne % yaayipiwa ,arikutoridzira vanhu ve gospel,Sungura , reggae,ne rhumba achitora Mari atori ne studio yake yaanotoridzira anoda kuridzirwa naye .
Paul Mpofu akaipa mfana uyo
2:11
Obert Gomba ndiko kuty mberi kwazvo macheso itai adzoke obert ndiye anoit kty ngoma dzinakidze
Gomba mukuru hatina zera naye
4:26 sekuru poto vaseka vashamisika zvaitwa nemudhara uyo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Best drummer 🥁 Obert gomba forever Obert gomba he's very talented experience
OK but poul anozama hake
@@freddymanyuwa8187i agree
Ayayayaaa Obert Gomba, rasta ngoma, haa unohwa kuti kana shuwa kkkkkkkk
Frango na Obert havasati vawana mareplacement avo ini vanondoitira hangu
Very true
Vana vano tsvageiko mubhawa haaa nyika haisina mitemo kudhara taiona mapurisa ekanzuru aisa tonyoreka waito mira panze
Obert anopedza ma sports guyz😮😮😮😮
Hongu Obert ndo Gomba repangoma but guyz umwe mfana uyo uuuum! akatoipa chunhu
Paul Mpofu jnr mwana waPaul Mpofu
Unoona iwe
Uyu anonyasto tevera magitare ❤❤❤❤❤ muhombe uyu
gomba ngatipindurewo ukudzaka here kwamacheso
For me mpofu anokwapaidza imiiii
Tell them
Chibaba icho
Anotodzidziswa naObert
Obert wenyuu
Muropa haaaa zvakurema voiceee haaaaa pashataaaaa
Hauna kutadza kunzwa chibaba. Arikutambura chaiko neku kakata huro kuti ma vocals abude. I think age wise
ARikurwara munhu uyo
@@chitovamadyira1481 age yes ndizvo hazvo asi voice kunyanya rinokuvadzwa ne life style: zvaunodya uye kunwa… The biggest culprit is alcohol - it destroys vocal chords, followed by fizzy drinks. There are certain foods you wouldn’t eat as a vocalist
My brother Obie ngadzoke
akadzoka rasta voendepi ...rasta vakurova ngoma zvekudaro especially pavakuita shifting to imwe song during performance haaa imimi imika ...akabva akabva rasta tirikunakirwa navo big tym
Type yedrum raObert is unique haro...... Born a drummer 🥁
macheso murume mukuru varidzi vemangoma Gomba ingodzoka zve
Respect obert
Mpofu naGomba magetsi ayo
zaka give chokumanyara hamusikumuziva
One love ndozvqtinoda unity iyo
Haaa drum raObert irooo ndooreMberikwazvo yandinoziva Obert usazodaroo.kathat ndrikukanzwa hngu ndrikwandri kunouku
Obert Obert Obert ndakusheedza kangani gara Ku mberi kwazvo once
Unity is power
Obert ❤❤❤❤
Zvaba zvinhu Kuna Gomba
Obert,Obert,Obert Gomba mafire works......
Faculty of music
Obert Gomba mabhanan,ana should NEVER be allowed to leave this band.He is a natural talented drummer arguably after Sam Mataure.
Hasii gomba uyo it's obert Mpofu
Gomba hasina ma logs
Didn't u see they exchange Paul Mpofu and Obert Gomba
@@tawandamukhalela4792 second song its Gomba
Yeah ndamuona
Gomba remain the best in Africa
Ma1 ayoo
Obert wekwa Gomba
Azouya chaiye original obert gomba
Uyo Mpofu is on it.
Zvinonyatsobuda kana ari kuMberikwazvo ishasha iyo
First roll for the vocal obert gomba 😂😂
Geza ma plates
ko vana ndevei kubhawa husiku ihwohwo
Family show
Gaya chero iyo family show kana wangova usiku vana siyai kumba zvine njodzi
Paul Mpofu🎉
mpofu akanyanya guys
Haaasi poul here uyo
Paul ndiye atanga ane raster ,uyo azorova madhau ndi obert
Hoooo ndazoona
But even drummer uyo akaipa hake,anosotawo futi.🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Paul Mpofu jnr he is son of the legendary Murambinda hit maker
Obert gomba na Franco ndomberi kwazvo kwete awo varikungosvetuka svetuka zvisina proof 😂😂
Obert is best
Iro ramoti majuzi arigone kana kutamba zvachose kupaparika bedzi
chokwadi ndaiti ndega ndozviona
anogona kutamba but dzungu rakawandisa chero ivo baba shero vakatomuti majucy we bvebve
Akaridza madrums pana Zvido zvenyu kunyanya ainziani
Musaope Nkoma ndiye akatanga kuridza kwatongai but kumberi kwazvo akangoridza 1 album chete
MaDrums akarohwa zvawo But Baba Shero vane pakazopinda muBass apo
But to be honest paul mpofu is getting there cz you cant really tell the difference paaridza neparidzwa namugomba
Imbomirai izvozvo!
😂😂😂😂😂😂@@emmanuelbanda784
Ngazirisa camera video rioneke
But poul mpofu junior anokwapaidza like obert,cz akadzidziswa naObert
yaa ipapo wataura
Haaso obet uyoo
Ndiye with a box cut
Hamuoni rese video ka 1 minute motokanda comment
@@georgekarumazondo6414😂😂😂😂George kkkkkk
@@georgekarumazondo6414kkkkkk
Engineer
Chovha George majuice na charlie chembe
Obert chibaba
Ko mwana arikutsvagei uko
Gomba unogonesa,ko wayiridzira Simon Chimbetu ma drums ayinzi Ani?
Akambosiyirei kana achirikuda basa
@deempala1163 some of you varikuti ngaadzoke
Hukama rwakanaka kana uchiona maEx band members achipota achidzoka
Vry true ,wataurisa
Obert na Franco ndivo vanhu vakaita ndifarire baba Shero vanopedza ma sports, Cheledhe ndiyo inokonzeresa kuti vanhu vabude mu band
Mukuti Obert henyu but rasta mukuvasaiza
Back up vocalist is out of control please try to fix that part baba shero
Yea Obert discipline iripo too much and that other guy is also good only that he's too busy
Vasiyana Zera Obert has nothing to prove but just being himself. The new guy has a name to build so ane pressure 😂
But rasta avo vanorova avoo varimumatsimbaa
Tsvaga Mari iwe kana wada woyenda bcz ma party tym aurikuita uchirovera Vanhu music yavo ma drums kunotopa Mari more than yokuzopiwa pa 2 wks iyo , wakatoonera skill yekutsvaga bag .
Hazvisi zvemari izvi......ochestra mberikwazvo is a big brand bro. It is 4 e love of music
@@user-ki5dy9ye2r shaar vana Obert gomba vava ne Mari kana usirikuziva that's why asina kuworirana ne % yaayipiwa ,arikutoridzira vanhu ve gospel,Sungura , reggae,ne rhumba achitora Mari atori ne studio yake yaanotoridzira anoda kuridzirwa naye .
🎉