Touching story indeed ,Nyika ne Nyika ine nhoorondo yayo, government must put laws like the one rekuti ukaba mombe its 9 years in prison ,same nekuti munhu anotema miti must face 5years in prison. we should preserve our heritage and trees. christians too and mapositori must respect these places.
Thank you Drewmas. This is more than important. We need to keep our ancestoral heritage and guard it jealousy. Sekuru vataura chokwadi, mari inopera so we must never trade our ancestors for paper called money. Guys let's make this go viral and stop this vandalising of our heritage. Thank you vaNeshamba n crew
Ma presidents maziviro angu haisi tsika yechivanhu vakatora mutemo wehutungamiri wevarungu Chinyakare chinotonga ne madzimambo..ma presidents..havambodiwe ne chivanhu ava ndivo vanokonzeresa kutambura munyika nenyaya yekukoshesa varungu nekushandiswa ne varungu ..vanoita zvinhu zvavo nema chief avo chirungu aya vachitadza kurespector kana ku consultor mhondoro dzenyika.
Thank you for reminding us who we are as a people. Lest we forget. These places are sacred, our culture is sacred, it is who we are . We must continue to protect ourselves and teach the younger generations to come.
These sacred places must, and must be preserved. those trees they are cutting down those are sacred trees, with known nutritional and medicinal properties.
Nyika yakatengeserwa ma China na president dzosai shamhu Ndokumbirawo hangu shamhu varozvi tinokumbira. Honai vanhu nhasi vomanikidzwa kubaiwa vaccine one rufu asi mhondoro ne masvikiro varipo vaneruzivo kudaro varungu mondi idzi dzisingadi munhu mutema
Ndakamboenda ku Criston bank pane matombo akaunganidzwa ayoo vanoti rushanga tichisvika takaona pakamonerwa ne rovambira 🙌🙌🙌 makomo aya endai at your own risk andiite fut
Our government officials are greedy, vanounza ma zhing zhong vakabata mapepa. This is our inheritance. Drewmas preach the word kusvika vangorogodwa munzeve dzavo
Tinehondo chaiyo vanhu veZimbabwe, nevanhu vari kutonga. I do not believe there are Zimbabweans. Ndana Johnny come late chaivo. Vanokudza mari kupfuura zvinhu zvose nyangwe hupenyu nenhaka yavanhu veZimbabwe. Mutoko same sad story. Makomo eguta ava kuchina hameno vanofunga zvierwa zvakadaro zvinodzoka neyi. Ngavazive pekuchera nezvekutambisa. Nyika haizi yevarungu, yamaChina kana yavo. Dai pasina COVID, tafanirwa kuronga national protest, uyezve ngatiunganidzei mari kuti tirwise varikuita izvi muma courts, kana macourts iwaya achiri ejustice. Vanhu varikungobviswa panzvimbo dzavo pasina compensation kana kurongerwa pokugara. Vari kungoitwa semhuka dzinozvionera.
This is the real African civilisation, kwete yefake yatakapihwa iyi sometimes i blame our ancestors who gave up their civilisation and followed foreign culture , look today we have gays , lesbian , xenophobics...... Arikuuya machineese hawo
Excellent dancer. People don't even understand spirituality. There are very bad and the good ones and there are level and classes. People call other witches and wizards when they come out in the open. It's really hard and sad really. Politics has ruined everything.
Thank you Drewmas Media, I wish one day our cultures and traditions will be restored to their former glory. Its very liberating to hear of our identity as Shonas from our elders but will our children and their children get the chance also after this generation of our cultural defenders and heroes are got. Its very doubtful. We need to return to our roots
Mdara wekupedzisira ataura hake kuti ngatisadi mari kusvika palevel yakadai, ivo ma China acho achiremekedzawo zvemunyika medu isu tikaenda kunyika kwavo tikaita zvisingadiwe hanti vanotiranga so same fanana navo think will be visiting this place next time I am in Zim
Thanks Drumas media for such educative broadcasting
Home sweet home, thank you so much Vaneshamba nekushanyirawo nzvimbo yedu nzvimbo ya Sekuru vedu VaMushore.. 💞💓
VaNeshamba shumba,tauriraiwo vana vamunofamba navo avo kuti kana muchienda munzvimbo dzakadai dzinoera kwete kupfeka mudhebe munhukadzi ,ngavapfeke zvakatsiga mijiza kuremekedza nzvimbo iyoyo
Very true, also zvinopawo respect to the elders who are there....
Well said
Very true. Vanotora jambwa zvikavanetsa.
Ndanzwa kuda kubudirwa paimbwa rakasara rave dombo. Hey...zvakanaka izvi.
Tirikudzidza veduwe, vanhu ngavasatema tema miti makomo anoera, ngavadyare miti yavo. I hope this place is recorded in UNESCO heritage records.
Excellent stuff,Andrew Neshamba n crew,keep it up...
Vaera Moyo veNharira avo vanodadisa. They are exemplary custodians of African culture and the environment. Hanzi "tikaparadza dombo iro nekuda mari, tichazoriwanepizve rimwe rekuti vana vedu vazorionawo???(49:00). Munotendwa Drewmas Media. Ichi changa chichipisa ichi.🔥🔥🔥🔥🔥
Very informative
Thank you Drewmas ndanga ndichitsvaga nhau iyi 👏👏👏👏
Vayera Moyo takakosha mhani. It's nice to know that there are still places like these
Taura hako
Zvokwadi...tisu vene vayo nyika....varozvi vana Bvumavaranda
This reminds of my grandfather, vaigara vachituidza kukosha nekuera kweChivanhu, rest in power Mr Mangoyi
Wise words sekuru vakapfeka black, ririmuzheve🙏
Thank you guys
We need more of these sacred places
Some of us takurira Diaspora n dont know these things
Big up neshamba waenda kwandaida usvike chikomo chenharira aiyera mushore asafamba nemota aifambira musango ndomataimuona achibva ikoko achienda mhondoro yaive mhondoro yemvura musango ayo ndoatinokumbirira nesuwo chivanhu chakakosha
Cecil john rhodes ngaabve pamatopos aendeswe kumusha kwake. Vari kufumura nzvimbo dzinoera.
Great job learned a lot. Those sites need to be protected and not tampered with.
Thanks tazivawo zvakawana maererano neNharira hills vaneShamba.
Touching story indeed ,Nyika ne Nyika ine nhoorondo yayo, government must put laws like the one rekuti ukaba mombe its 9 years in prison ,same nekuti munhu anotema miti must face 5years in prison. we should preserve our heritage and trees. christians too and mapositori must respect these places.
Government ipi yamunotaura handiti ndoirikuzadza machina achiparadza nzvimbo idzodzi
Sungai zvinhu Varozvi Mambo ngavakumbire futi zvidzoke zvierwa zviibate vanhu vanosvinuka Mukasadarp zvinopera makango tarisai ndarwadiwa ndini Murozi Mukuru
Thank you so much Drewmas media
Kudzidza hakuperi. Ndaisazvizivawo izvi.
Thank you Drewmas. This is more than important. We need to keep our ancestoral heritage and guard it jealousy. Sekuru vataura chokwadi, mari inopera so we must never trade our ancestors for paper called money. Guys let's make this go viral and stop this vandalising of our heritage. Thank you vaNeshamba n crew
Thank you! Magona as usual. Haa sando dzenyu. This is brilliant content!!✅💯👏
You Guys you are great. I love you so much. That's excellent work you are doing to the countries.
We need to protect these sacred sites, . These are our roots ,,
Nhau yezvipfeko zvemunzvimbo dzinoyera unoshaya kuti kushaya here kana kuti titogadzira zvitsva. Ndinotenda zvikuru masahwira ose awo ini ndakakomborerwa hangu namambo
Thank you so much Mr Neshamba my homie.we are watching you from🇧🇼 Botswana
Ndipo machembere ne hararwa 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Verudzi rwangu
Madzisekuru angu Kawanzarwa paMhondoro chivero achikare ndakavaona ndichikura
Nhau yekupinda mudombo iyi ndoiziva asi ndoda kuifunda futi...zvetsoka paruware ndaive neshungu yekuiona ndinovimba ndichaiona nerimwe gore..Thank you nekufamba kwenyu..pwere dzochiviza nhorowondo
Tsoka iripo kudomboramwari ku Epworth.
Thank you Drewmas ndinoda kuzosvikako rimwe ramazuva
Mubvunzo wangu unoti; ava vana president vedu vanosvikakoo here uye vanobvumirwa here kutsika nzvimbo idzodzo iyo nyika ichitambura kudai
Hakungoendwi uko
Ma presidents maziviro angu haisi tsika yechivanhu vakatora mutemo wehutungamiri wevarungu
Chinyakare chinotonga ne madzimambo..ma presidents..havambodiwe ne chivanhu ava ndivo vanokonzeresa kutambura munyika nenyaya yekukoshesa varungu nekushandiswa ne varungu ..vanoita zvinhu zvavo nema chief avo chirungu aya vachitadza kurespector kana ku consultor mhondoro dzenyika.
👏👏👏Rinotendwa
Please Andrew Neshamba shanyiraiwo Gomo reWedza Gandamasungo rinoera gomo iroro 1 of the biggest mountains in Zimbabwe rine nhoroondo
Thank you for reminding us of our culture.Chivanhu chiriko and we cannot run away from it
Thank you for reminding us who we are as a people. Lest we forget. These places are sacred, our culture is sacred, it is who we are . We must continue to protect ourselves and teach the younger generations to come.
This is sad, Zimbabwean shrines needs protection!! Dzosai shamu kuvatengesa!!
Potai muchiziva mapfekero nzvimbo munofamba. Trousers ayo maisaziva kwamuri kuenda.
Happy to see j chasarira, here, keep the work
We are learning. Thank you Drewmas Media ❤️
Drewmas munogonesa,munganditsvagirawo nhoroondo yerudzi rweChipfumbi here kunonzi kuMalungudze kupasi kuBeitbridge uko,vanowanikwa under chief Matibi,vanozikamwigwa kunaisawo mvura zvekare,thanks neprogramme tikuzipigwa
These sacred places must, and must be preserved. those trees they are cutting down those are sacred trees, with known nutritional and medicinal properties.
Goridhe ndeyepasi lnokumbirwa kumhondoro Hana dzosimbiswa kwete kurerutsa ndarama yedu
And thanks Andrew, keep it up. Zvinhu zvirikuitika takarivara.
Thnx drewmas crew # proudly Rozvi dewa likha mambo
Nyika yakatengeserwa ma China na president dzosai shamhu Ndokumbirawo hangu shamhu varozvi tinokumbira.
Honai vanhu nhasi vomanikidzwa kubaiwa vaccine one rufu asi mhondoro ne masvikiro varipo vaneruzivo kudaro varungu mondi idzi dzisingadi munhu mutema
imagine
Nyika ichaitwa gwenga nekuda mari, vapambepfungwa chakabaya chikatyokera
Please do more on Zimbabwe 🇿🇼 shrines!!
Nice 1 .Drewmas but manje nhasi dai mataura nechivanhu chedu manje bcz aya ndomatunhu anoyera aso thanks for this level.
Ko vaskana vanemidhebhe vatadzawo kumonera mazambia here
Vaneshamba group iri rinonzi Chii vanobata deze pashota ngoma tigimu Tigimu iwewe unokuvara
Camera yenyu Mkoma Andrew munzwa.
Ndikunzwei futi muchiti vaera Moyo havazi vene venyika
Ndisu vene venyika
Shumba tisu tokuchengetai 😛
Hakuna zvakadaro moyo wakakosha
@@amaramudi1068 kana usisina moyo watofa.ndisu varidzi vacho
Thank you shumba with this program
Nharira Gomo rinemanyin’inya
Ndopaunoona mapostori achinopinda nemishonga munzvimbo dzakadai
Ndakamboenda ku Criston bank pane matombo akaunganidzwa ayoo vanoti rushanga tichisvika takaona pakamonerwa ne rovambira 🙌🙌🙌 makomo aya endai at your own risk andiite fut
Dzinza rekwangu...vayera moyo...
Ummm ndabva ndaona kumusha
Please please can we have English subtitles
Apo tinongo like buzy at work
Ndakagona hangu ndisina kumbobvira ndamboda kuenda kuChiburi ndainosarako nekuda kwangu kutaura
Kkkkkkkkkkk
Very educational !
Our government officials are greedy, vanounza ma zhing zhong vakabata mapepa. This is our inheritance. Drewmas preach the word kusvika vangorogodwa munzeve dzavo
Tinehondo chaiyo vanhu veZimbabwe, nevanhu vari kutonga. I do not believe there are Zimbabweans. Ndana Johnny come late chaivo. Vanokudza mari kupfuura zvinhu zvose nyangwe hupenyu nenhaka yavanhu veZimbabwe. Mutoko same sad story. Makomo eguta ava kuchina hameno vanofunga zvierwa zvakadaro zvinodzoka neyi. Ngavazive pekuchera nezvekutambisa. Nyika haizi yevarungu, yamaChina kana yavo. Dai pasina COVID, tafanirwa kuronga national protest, uyezve ngatiunganidzei mari kuti tirwise varikuita izvi muma courts, kana macourts iwaya achiri ejustice. Vanhu varikungobviswa panzvimbo dzavo pasina compensation kana kurongerwa pokugara. Vari kungoitwa semhuka dzinozvionera.
Going back to my roots
u have set up the high gear with your work AN , big up!!!!
Tiripo varozvi takateerera ,ngatikoshesei nzvimbo dzinoera idzo,,maita Basa mukoma Neshamba
Varozvi vanhu vakuru chokwadi ndafunga kuti nzvimbo iyi ndeyemadzimambo avapedyo nayo mazuvano zvakaita vana zchivero naZvimba
@@thomasmazani2159 yaa
"Musha wevaridzi, itai zvinoda varidzi" pataurwa mashoko makukutu apa.
Mr Neshamba thanks for taking us to another level
Thanks Oscar
Drewmas,svikaiwo kwedu kuMalungudze mountains munditsvagirewo nhoroondo yerudzi rweChipfumbi,ndapota please vanowanikwa kubeitbridge uko under chief Matibi,thanks
Ma Chinese vachatinetsa muno mu Zimbabwe
This is the real African civilisation, kwete yefake yatakapihwa iyi sometimes i blame our ancestors who gave up their civilisation and followed foreign culture , look today we have gays , lesbian , xenophobics...... Arikuuya machineese hawo
Yaah chokwadi chataurwa asi vanhu nhasi votungamidza hurombwa hunoita semidzimu ndizvo zvotyisa mudzimu haudi munhu akabata ropa mumaoko ndezvipi zvinhu zvisingadiwe nemidzimu kubvisa nhumbu kubvisa mumwe Mukadzi pamurume wake kufurira vamwe kuita zvakaipa hupombwe zvose izvozvo hazvidiwe nemidzimu vamushore vana Rishongwa ndivo mamwe emadzitateguru emanyamweda asi hurombwa zvikwambo vanhu kunotora zvisiri zvavo pamusana pokuda marii ndizvo zvaparadza chivanhu chedu hurombwa dai musikavanhu vapindira vanhu kupanana minyana varume nevakadzi vezvikwambo zvose izvozvo ndizvo zvaita midzimu yenyika inyarare tsika dzechivanhu netsika dzamwari dzakafanana vatyori vemutemo havagone kusvika panamusikavanhu ndatenda
Mozombosvika kuma hot springs kunyanyadzi mukoma Neshamba
Thank you so much.maswera sei
Nharira Hills semunhuwo akakurira munzvimbo iyi, sekuziva kwedu vakuru veZvamatumba Hills pakati peChikomba ne Buhera district vaitoenda kuno pira midzimu yavo. Nzvimbo iyi haisi diki, makomo acho azere ninga dzakavigwa madzimambo, nanhasi mune moto usingadzime muninga idzodzo , nharaunda yacho inobata Chitsvuku, Matendera, Gandachibvuva, Mudzimundateura. Ichokwadi kwaive nemhondoro dzaiudza vanhu kutanga kwezhizha kuti gore rinenge richazoita maguta here kana nzara. Mukwerera unobikwa muchivanhu chedunhu redu iri. Kana zvichiita Drewmas endai paMatendera, Buhera munowana shrine yerudzi urwu vachatonga nyika zvakangoitawo vana Mwenemutapa.
Ndeipi iyi? Mutiunsinazita?
@@makanakamaenzanise3602 Mutiusinazita yaive imwe yenzvimbo dzinoera munharaunda.
Interesting
Maita basa vane shamba nemhuri yenyu. Ngazviende mberi
Asika varozvi murivazukuru vedu vaera mhofu
Thanks team dremas media tirikudzidza
Dei vasina kubika doro rekuti zvireruke vanhu vanoporonga nzvimbo idzi varangwe tsereki
Nharira iri kupi?
Ini ndiri Mushava we ku Manhize. Vanhu musateme miti dyarai miti kuti tichengetedze hunhu enyika yedu ndatenda nerudo Kwamuri Andrew neShamba nechikwata chavo
Ko sei musingauye kusango rasekuru kwachihota
Ngavakumbirire shamhu idzoke futi .
Excellent dancer. People don't even understand spirituality. There are very bad and the good ones and there are level and classes. People call other witches and wizards when they come out in the open. It's really hard and sad really. Politics has ruined everything.
Aiwa.tiri.kudzidxawo.chokwadi
Dzangova ndangariro idzi, midzimu yakatiza kaaare hapachina chinoera apa. Changova chirungu chega chega
Hoo. Chirungu chii
@@tamaremakwavarara2743 filming... makapfeka hanzu dzevangesi muchishandisa zvemagetsi.
Tinotenda vaneShamba nenyaya yeNharira
sei vakadzi vapinda nemitodo munzvimbo inoitwa zvechi vanhu
Vapihwa ma zambia
Chokwadi ini ndakurira mazviri tichizviona hedu asi kungopera kwakaita hondo zvinhu zvizhinji zvakabva zvachinjwa
Nice mbira music apo
Thanks Drewmas Media
Maita vana baba vangu nemachembere,ndaisa maoko 👏👏👏👏
Thank you cde
Thank you Drewmas Media, I wish one day our cultures and traditions will be restored to their former glory. Its very liberating to hear of our identity as Shonas from our elders but will our children and their children get the chance also after this generation of our cultural defenders and heroes are got. Its very doubtful. We need to return to our roots
Muende kuseri kweMazoe dam uko ku Criston bank zvandakaona andiendeko fut 😔
Wakaoneiko kkkk
@@priscamugwadi2586 Anonyepa uyu, Hakuna nchinhu ikoko kunze kwemabwe anemifananidzo yemhuka zvaidodonywa pamatombo kare kare (Derisively called bushmen paintings).
Mukoma Neshamba dzidzisai vasisi kuti nzvimbo dzinoyera hadzipindwi nemadzimai vakapfeka matrouse.vanozoyeka nhawa kwatsva
🙆♂️🙆♂️🙆♂️
Mdara wekupedzisira ataura hake kuti ngatisadi mari kusvika palevel yakadai, ivo ma China acho achiremekedzawo zvemunyika medu isu tikaenda kunyika kwavo tikaita zvisingadiwe hanti vanotiranga so same fanana navo think will be visiting this place next time I am in Zim
Rambai muchitipakurira vaNeshamba Tirikudzidzidza zvakawanda veduwe
Fantastic reminder
But to my own surprise vari kuti kasipiti, twuhacha, mune dzimwe nzvimbo dzinoyera ukataura izwi rinoratidza kushora unotsakatika
Vari kutaura kuti munhu akatetereka akati tuhacha. Vamwe vanoti kasipiti or chisipiti
Snakeworld kkkkk mune weti yegudo wakaiona here panoera panhu apo towanzoendapo if taneta