I like mambo Mutasa very much and this man sitting always next to him is a character and needed very very much to be with Chief Mutasa. He is relevant...they have qualities to be the leaders even at country level.
Eish sabhuku mberi bhoo here ,guys kaa siyai Doc vacheme his wife I'm peace musadaro baa this is heartbreaking 💔 anyway thank you mambo Mutasa your the best shumba
Plus foshoro Yake pane payaizosara kumakuva here mafoshoro mapiki anoenda kumba waizotorera matools ako kumba even after 3 days waitora foshoro yako bambo
Mambo is not fair kokurohwa kwakaitwa ko pain ukainzwa after few days imhosva here uye Sabhuku anekodzero yekuripisa vanhu vanenge varwa kumakuva chivanhu chedu hachibvumirwe and Mutasa is one sided konyakurova vanhu havana mhosva
Sabhuku haana jurisdiction yekubhadharisa according to the constitution.zvinoitwa na headman na mambo uye each level ine Mari pavanogumira.Chief vari intelligent and vane wisdom.Vanozivs zvinhu zvasvo.
Mambo Mutasa tinotenda nekuva neumba where you now sit with your council. My problem dai vanhu varega kupinda mudare nevana nekuti noise yevana yowandisa.
Doctor munaitawo semunhu akadzidza imi, chamairovera munhu musina evidence chii, $250 itorishoma iyo, hanti makamubvunza kuti arikudei? Moda ati $2? He deserves more, stress embarrassment and all, nxa mambo matonga tie apa,
Pane anzwa kuti Mufirwi akarova muzukuru nechibhakera, then akuzorova muface uyu, then kubva amubhadhara. He has anger issues mu face uyu. Fact yekuti hapana ma internal injuries does not excuse kurova nekupumha munhu. This is not extortion kuripira mhosva. Mambo vanombopotsawo.
@@wirimayimukarakate9619he paid so that he can get evidence to expose huori hwasabhuku and this guy.Kana mufesi uyu akakuwadzwa he should have gone to the hospital ha ndizvo here? Iskiri rekuda kurova mudhara uyo mari coz they know ane bag.250 yakawandisa ummmmm apa wachitorera munhu aripakuchema mukadzi ashaika.
vanofarira secretary waMambo ngatiisei mawoko mudenga tichiti mauya
Mauya mauya munazouya zvee
Thanks baba Taps nekudzoka netv yedu
Ndaive worried ndikati baba Taps vane munyama here coz vanotsvaka vega kwekunotora nhau 2 mins havasisiko kwave nevamwe
Motsvaka futi kumwe voteera
Well done mambo,Mari ngadzorerwe,$250+$25, mbavha idzi,kkk, Mambo Mutasa to the world
Mambo Mutasa Mwari ngavakuchengetei misi yose munehuchenjeri Mambo ❤❤❤❤❤❤❤❤❤Karanganda muri rudadiso nguva dzose❤❤❤❤
Excellent job bab taps good picture and sound
Very good taura hako kuona kunenge kudada
😂😂😂😂😂😂😂😂 Mambo Mutasaa hoyeeeeeeeee kkkkkkkkkk
Haaa mambo mtasa is very intelligent hauvavhare zvechi hwai hwai😂
Wise mambo
209k subscribers and still counting
Sabhuku havana wisdom dai vakati nyaya tozotonga musha uchiri mutema. Iye nyakurohwa achifanofambisa zvema medical report
I like mambo Mutasa very much and this man sitting always next to him is a character and needed very very much to be with Chief Mutasa. He is relevant...they have qualities to be the leaders even at country level.
Ndivana Sakupwanya, ndivo ana Baba vekwaMutasa, panoitwa zvose zvekwaMutasa ndovanotungamidzwa
Eish sabhuku mberi bhoo here ,guys kaa siyai Doc vacheme his wife I'm peace musadaro baa this is heartbreaking 💔 anyway thank you mambo Mutasa your the best shumba
Usasoo shoora ba 😅😅😅❤
Thumbs-up kuna chief wedu vakadzidxa, hapana chitsotsi chaunoita ukabudirira
Excellent Chief Mutasa…
Aya ndiwo mabhinya anogarotaurwa na Mambo Mutasa
karanganda woyee murii huchii💯
Mambo SaMutasa❤
Taiepo 🔥🔥🔥🔥
Good chief
Mbinjiri vanhu murikudziwanza
Part 2 pliz
Shasha yemadzimambo
thanks shumba, karanganda tv good quality & sound
Nice building others chiefs in may u built a buiding like this ❤❤
Dzorerai mari iyoyo mangwana 😂😂😂😂 I love the statement
Mari mugirosari rexmas😂😂😂😂
Anogara nenánga nemaporofita, nánga same fanana nemaporofita, zvinodyidzana
Sabhuku vanogara pa next na chief vari kunyanya kurara manhingi mudare, hope dziri kuvakurira mazuva mazhinji
Hanzi ngatimbonofembwa 😅
Ndatangavo nhasi pano,4 mins❤
Inin mambo mutasa ka munondityora mbabvu
Vose vane maoko akasviba nyakufirwa ndiye akati ndatitaurirane achida kuti nyaya isaende mberi kumapurisa. Azoona kuti nyaya ichiripo kumapurisa ndosaka akuda mari and apa arikubvuma kurova munhu. Uyu nyakupihwa mari akangoona $ sign ndobva asiya zvekurapwa kuti adye cash. Otherwise sabhuku vakazongopinzwa pakati apo
Mambo mbavha madzigona,matonga zvandifadza.
37.30 azunza hembe mukomana zviri kupiyei
secretary wedu🔥🔥🔥🔥
Musambo defender vanhu vanoshereketa pamakuva... Imagine iri hama yako waunodisisa aitirwa izvozvo
Sabhuku vanemahumunya,sungirirai guri rechibage muhoro sabhuku
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
😂
Changamire. ❤❤❤
Ndayepo😂
Thanks mambo uyo imbavha
Plus foshoro Yake pane payaizosara kumakuva here mafoshoro mapiki anoenda kumba waizotorera matools ako kumba even after 3 days waitora foshoro yako bambo
haasi Gorimbo here?
❤❤💯
Pakudiwa part2 apa plz
Toda kunzwa results ekufembwa
Sabuku ndadzingwi
Vaida kuonererwa avo kkkkk
Mambo is not fair kokurohwa kwakaitwa ko pain ukainzwa after few days imhosva here uye Sabhuku anekodzero yekuripisa vanhu vanenge varwa kumakuva chivanhu chedu hachibvumirwe and Mutasa is one sided konyakurova vanhu havana mhosva
Sabhuku haana jurisdiction yekubhadharisa according to the constitution.zvinoitwa na headman na mambo uye each level ine Mari pavanogumira.Chief vari intelligent and vane wisdom.Vanozivs zvinhu zvasvo.
Yaaa pakurohwa aifanira kuripwa
Sabhuku ane level raanogumira kuripisa. If not mistaken muripo wasabhuku haupfuri mbudzi. The rest ndezva Headman na Mambo. Ndoochivanhu.
Hachisi chivanhu...chave chirungu...zvakatanga gore rakatanga madzimambo kupinda muParliament panyaya dzekutonga kwavari kuita.@@tendaikoofa8497
Nyakurohwa ngaandomhangare ku police ,,, it’s a criminal case.
Kumakomoyo 😂😂
I am just thinking kuti munhu afirwa, the grave is barely dry munhu akuto charger mufirwi like that. Moyo mukukutu chaiwo.
Morning morning kurisei zuva kuno karanganda
Mambo should have elaborated on issue of vanatete vemufi and kajira bla bla bla. Vanhu vari kurasika chivanhu.
That's extortion yakaitwa na sabhuku nemurume wehuswa uyo, vanenge vanotoziva kuti nyakufirwa ane shagi.
Mambo Mutasa tinotenda nekuva neumba where you now sit with your council.
My problem dai vanhu varega kupinda mudare nevana nekuti noise yevana yowandisa.
The wise King of Manicaland... may u plz live long
$250 yakawandisa iyo. That was exhortation chaiyo and Sabhuku should be fined too aivepo padhiri
😂😂😂 sabhuku imbavha
Doctor munaitawo semunhu akadzidza imi, chamairovera munhu musina evidence chii, $250 itorishoma iyo, hanti makamubvunza kuti arikudei? Moda ati $2? He deserves more, stress embarrassment and all, nxa mambo matonga tie apa,
Sabhuku imhavha vane kakuzungairaso vakadya vese nemfana uyo.
ko party2 yacho irip
Kasabhuku kakaodyao apo kunyepa kuti handina kumupa
Iye munhu afirwa nemukadzi anoriwanepi simba rokurwa kumakuva asi vainyenganirana mukadzi be4kani
Mambo sabhuku ngavadzore 25usd yembudzi
Pane anzwa kuti Mufirwi akarova muzukuru nechibhakera, then akuzorova muface uyu, then kubva amubhadhara. He has anger issues mu face uyu. Fact yekuti hapana ma internal injuries does not excuse kurova nekupumha munhu. This is not extortion kuripira mhosva. Mambo vanombopotsawo.
Muzukuru akarowerwa kusataura kuti aisa tumiti Paguva ndiani which is good .Muzukuru aifanirwa kukiiwa chaizvo nekuti aiuya kuna sekuru achimhangara Nyaya orega kutaura nyaya yacho kuti ndiani aita musindo why?Kana usingade kuzotaura munhu aita musindo usatombogare wataurira sekuru kuti pane aita musindo paguva rambuya.Then uyu akadamburwa mbabvu mufesi uyo ndiye wekuita musindo paguva remukadzi wake.Ungasekerera munhu arikuita majokes paguva remukadzi wako here nekudshanja kwakuita vanhu mazuvano.Mambo atonga bhoo manje coz 250USD yawaitora vanhu awo yaiwa yei yet hana kunorapwa kwachona.Mambo apedza masports
I agree with u ,vane ma serious anger issues ,kurova mzaya kusvika ataura,accused anenge akakuvadzwa
@@innocentkagweda9198 Wati ndiye ega apera kupumhwa here? Mangwana uchanangiwawo uri iwe. Akabhadhara asina kuenda kudare jwasabhuku. Haana kumanikidzwa. Akazviziva kuti akuvadza munhu, kwakuzoona kuti munhu haana kurondedzera nyaya zvinomuroverera kwakuti ndinoda mari yangu. Mambo havana kutonga nyaya zviri fair.
@@wirimayimukarakate9619he paid so that he can get evidence to expose huori hwasabhuku and this guy.Kana mufesi uyu akakuwadzwa he should have gone to the hospital ha ndizvo here? Iskiri rekuda kurova mudhara uyo mari coz they know ane bag.250 yakawandisa ummmmm apa wachitorera munhu aripakuchema mukadzi ashaika.
Thanks baTaps ndafara
Pamusoro pekuchema votoda 250 ummmmm uyo munhu muroi chaiye
Baba taps ma videos enyu akanakisa plus sound tinobonga yamho
Poor quality of the picture in this video please try improve the quality of your videos
Pakaipa 😢
Lets have the final results
Sabhuku ngaadzoserewo 25 dollars iyo
Baba avo ngavadzoserwe $250 yavo ...mkomana uyo imbavha .....sabhuku naMambo vanozviziva here kuti anogara nemaporofita nen'anga ....and who is he pana baba avo kuti mkadzi wavo afa oisa miti mumakona eguva chii chakadaro ...Sabhuku nemkomana vakadyira munhu mari imhosva
Ndabonga mambo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉anhu anoangarara ndabonga baba atapu well done chiyungu ichocho Baba atap 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Apa akakanganisa.
Tsvagai n, anga kana muporofita achenure muzukuru wenyakufirwa , sabhuku neuyo wekupihwa $250 awanikwa nemhosva opiswa nenyaya
Tikuda kunzwa kuti mufembi akati chiii
Mambo magona kutonga rambai makadaro
Mudhara wemagirazi chake kubhara chete.
Ehe vanhu havadi kuona munhu ane mari vanototi tawana muzhanje wekugumha naSabhuku ngavadzorere 25 dollars yacakatorera munhu
Sabhuku was the main actor panyaya iyi, firstly vakatotanga kuba $25 yanyakufirwa also pa $250 vakatowanawo something, yave mhosva haichatambirike.
Ko sabhuku hunhuyi kubhara 4 pamberi pedare
Mambo vanopedza bhora avooo 😂😂😂