Nyaya yemidzimu yakunetsa vanhu vakubata bata so havabvumi kubikira mudzimu coz vanotya kufumurwa. Its not only in this family zvirikuitika kwakawanda. Poita vane huchenjeri hwekuti mudzimu uyu ndewe mari vokambira futi. Poitawo vanorombera midzimu haaaa zvinhu zvacho. Uyu manje uri tricky pakuti ava havana kukurira mumusha vouya vachiti mudzimu wedzinza wakuda kubuda voita chivanhu vega futi.
Dare racho nderemhepo chete chete
Nhimbe you're doing a good job vandudzai michina yenyu i know michina inobata masai sai zvakanaka munoiziva nyangwe kuine mhepo itai muwane iyoyo
Thank you very much, tapabatisisa ipapo. Tinoita sekudaro👏👏👏
Manguda itsotsi first class, kunyepera kudzikama kwemangamanga, muroyi uyu
Nyaya yemidzimu yakunetsa vanhu vakubata bata so havabvumi kubikira mudzimu coz vanotya kufumurwa. Its not only in this family zvirikuitika kwakawanda. Poita vane huchenjeri hwekuti mudzimu uyu ndewe mari vokambira futi. Poitawo vanorombera midzimu haaaa zvinhu zvacho. Uyu manje uri tricky pakuti ava havana kukurira mumusha vouya vachiti mudzimu wedzinza wakuda kubuda voita chivanhu vega futi.
Noise kani
Hapana chirikunzwikwa.
Mmmm the noise caused by the wind 💨 is so irritating. Surely Nhimbe should sort out this before they start recording.
Thank you very much, this is noted and we will surely sort it out.
Poor sound quality mhepo mhepo
Noted, will fix that.
But l like the interaction yemakurukota apa zvinovhuravo changamire pakawanda
Chokwadi.
Please guys improve your sound quality some of us we do really follow up on these videos and would want to hear clearly .improve please
Our apologies, will surely fix that next time.
Too much noise ummm hapana chandiri kunzwa
Samatongo havasi kuda kubuda mudare
Mudhara uyu mwamupara nemubvunzo hei
Haaaa chivanhu unoita order
Noise kani
Motiregererawo
Asi kune mhepo kni😢sound not good😊
Motiregererawo kwaiva nemhepo hatina kunge taitarisira. Tinopagadzirisa