Marriage inotonamatirwa. Mukore Uno regai kutungamidza njere dzenyu. Tungamidzai Mwari and all will happen miraculously. Pray to God to give you life partner inkenderana newe. Kunze kwaipa uki
Problem wakachiva mari iwe same as ma slay kwin anoda mbinga 😂 money money money and greed wanga wavekuzviona sababa imba ichivakwa usina kumbovhunzira kuti mari irikubvepi
Hie aunty Mamoe and veDare Yuhwiiii hidey, , as men we must learn kuti tisu tinofana kushanda and kuriritira mhuri,iyi yekuda zvakashandwa kare inoparira , mari inouya mave pamwe please, avasi vose vakawanana vari vapfumi kare, yuhwiiiiiiiii inga makasangana nemashura sure, makaita munyama msikana uyu mu Satanist, yuhwiiiiiiiii pls gara uchinamata shamwari wakaona Mwari iwe usarega kunamata.
Mari inourayisa kana mazogara ini hangu murume anemari handitomudi aaa unofira mahara
Manga maona maambinga😂😂😂😂
Marriage inotonamatirwa. Mukore Uno regai kutungamidza njere dzenyu. Tungamidzai Mwari and all will happen miraculously. Pray to God to give you life partner inkenderana newe. Kunze kwaipa uki
KUROMBESWA KWANGU NEMUTANA WEKU MALAWI
th-cam.com/video/7DT0sz2HpOM/w-d-xo.html
Link reku new channel murare masvika mu 1000 nhasi 😂😂😂
Hi aunt ndokumbirawo kuiswa mu group rehembe
Your prayer saved you
The story of Daniel🙏🙏🙏🙏
Tanhai dzamunosvikira.Havasi vakadzi vese vakaromba
Haaa denga rinokuda, op Urikunamata uchxtenda mwari vakakunzvengesa pa rufu urwu
Yaaa uko ndokupona nepaburi.retsono,muchinyanya kuda zvakachipa maida kuenda vicfalls here kkkkkkk
Problem wakachiva mari iwe same as ma slay kwin anoda mbinga 😂 money money money and greed wanga wavekuzviona sababa imba ichivakwa usina kumbovhunzira kuti mari irikubvepi
Zcakaoma thank you for sharing sorry nexcawakasangana nazvo I hope uchaita right nekufamba kwenguva ukwanise kuita move on
Kkkk yoo kuzoti ndaitokomanda sababa
Veduwee ngatinamatei satan Ari pabasa sorry mukoma why musina kufungawo kuti arikuwanepi Mari yakadaro musikana iyeye
Yaa we need to pray nyika yave nemeno we are not safe at all yoo
Mwari ne vadzimu variko chero mozo gara henyu,,regai dzidarike dzamusinga svikire ipapa munhu unenge wato rasisa musikana wako wawainge uchidanana naye
Hie aunty Mamoe and veDare
Yuhwiiii hidey, , as men we must learn kuti tisu tinofana kushanda and kuriritira mhuri,iyi yekuda zvakashandwa kare inoparira , mari inouya mave pamwe please, avasi vose vakawanana vari vapfumi kare, yuhwiiiiiiiii inga makasangana nemashura sure, makaita munyama msikana uyu mu Satanist, yuhwiiiiiiiii pls gara uchinamata shamwari wakaona Mwari iwe usarega kunamata.
Im good how are you
@@auntymamoyoim well hangu ndiri ku enjoyer content, inga vanasikana nevanakomana venyu vanoita mashura nezviratidzo.😊
These days before munhu wapinda murudo enda pamweya kuno vhenekwa
Iiiii ndatya
Haaa unofanira kuvhura church plus ndipe number dzebby iroroo ndinopedza ma sprts ini
Marombists ndasarenda zvangu ko kufa mega vatakati why ndati why ifai zvinorwadza ndanamata hamufanire kufa rufu rwakanaka bcz ndimi munenge muchidya mari iyi anamudya zvakapfava sehonye nxaaaa 😔
Yaah kuna Mwari kudenga uko
Ummm auntie this person haasi story teller here tichanyeperwa ummm
Saka mukoma hamusati manzwa kuti vanhu vari kuromba here kunze uko zvakaoma
Chokwadi mwari variko Kuda zvinhu kwedu uku Gara nenhamo yako
Kuda zviro
It's not your fault
KUROMBESWA KWANGU NEMUTANA WEKU MALAWI
th-cam.com/video/7DT0sz2HpOM/w-d-xo.html