Ndakarombera Church Zvikaramba Huyai Munzwe Mafiro Akaita Mukadzi Wangu

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 2 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 34

  • @tendy5865
    @tendy5865 2 วันที่ผ่านมา +3

    There’s a danger in allowing munhu akaenda ku bible study kuti akuparidzire Shem chipo chekutumwa na Mwari anokudzidzisa iye ega sezvaakaita pava kristu vekutanga he is still the same

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 2 วันที่ผ่านมา

    Aah yeah, muroi agara anoratidza kukufarira asi achitoseka uchiona uchitambura

  • @Sunshine-555s
    @Sunshine-555s 2 วันที่ผ่านมา +1

    Do not be used by the devil. Kuenda kumakuva shaa . Uri kurombeswa

  • @DelightAnesuDzimbanhete
    @DelightAnesuDzimbanhete 2 วันที่ผ่านมา

    Vabereki ngatingodai vana vedu zvakafanana ...zvinokonzeresa mangwana vamwe vakuurayana

  • @BoostCotton
    @BoostCotton 2 วันที่ผ่านมา +2

    Amai vevana vanomuka varipanze dai mashinga kunamata hapana chinoramba naJesu

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 2 วันที่ผ่านมา +3

    Muchazvisiya zvenyu zvekushanda naSatan...he will teach you a lesson😅😅

  • @evajani6385
    @evajani6385 วันที่ผ่านมา

    Strange things indeed 🤔veduwee

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 2 วันที่ผ่านมา +1

    Wekuisira munin'ina Poison muchikafu kuti Mwari vakuregerere tanga kureurura kuvabereki vako woripa Ngozi iyi..Wozokumbira Mwari ruregerero..Apa Waunza Ngozi kudzinza ichanetsawo vasina mhosva

  • @edmoremafukidze9651
    @edmoremafukidze9651 2 วันที่ผ่านมา +1

    Morning

  • @norahchingaira755
    @norahchingaira755 2 วันที่ผ่านมา

    Vamwene vanoroya namatai zvine Simba zvinoparara

  • @SandraShamisoDerah
    @SandraShamisoDerah 2 วันที่ผ่านมา +1

    2nd confession yes Mwari vanokuregerera if u truly repent in yr room pfugama unamate do the SINNERS PRAYER MUNAMATO WEKUGAMCHIRA JESU KRISTU TENDEUKA be specific kumbira ishe Jesu kristu kuti ndakakutadzirai to poison my brother & everything that u know is sin ende iwewe u dd it tsvaga a true pastor confess everything u did bhabhatidzwa start living a holy clean life praying and fasting reading the Bible look for that boy who was wrongfully accused on kuti hapana here ma needs aanawo in his life then u see kuti ingamubatsirewo sei

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 วันที่ผ่านมา +1

    Ummm mumajeri umu munevanhu vasina mhosva .
    Saka makazonge makudiwa more here bro? Zvakangooma hazvo, as said namukoma Nashe.

  • @lizbertify
    @lizbertify 2 วันที่ผ่านมา

    You were hired kuita huroi ku mbudzi yohwe

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 2 วันที่ผ่านมา

    Wekuisira munin'ina Poison une mweya wegodo SA Cain akauraya Abel..Uri muroyi Satan chaiye denga hauripindi.

  • @evajani6385
    @evajani6385 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma hazvo veduwee

  • @Tatty-x7t
    @Tatty-x7t 2 วันที่ผ่านมา +1

    Hello mukoma Nashy how are you and everyone else murisei vedare🎉❤

  • @ChipohTuwalibu
    @ChipohTuwalibu 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakaoma variko varimumajeri varikupika mhosva dzavasina kupara

  • @JudithMboweni
    @JudithMboweni 2 วันที่ผ่านมา

    Reurirayi kuvabereki kuti muwane rugerero Kubva kunaMwari

  • @CaroDlamini
    @CaroDlamini 2 วันที่ผ่านมา

    3rd confession pakaipa fambai nevana venyu

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 วันที่ผ่านมา

    Havasi mufundisi avo mumiririri waSatan uyo asataura nezvo church ngaainde anotaura chokwadi kunana Tezvara .

  • @Sunshine-555s
    @Sunshine-555s 2 วันที่ผ่านมา

    Rooranai vematongo .

    • @soloSP-u5v
      @soloSP-u5v 2 วันที่ผ่านมา

      Y nyn.

  • @SamanthaKamonere
    @SamanthaKamonere วันที่ผ่านมา

    Uyu wekutumwa kumakuwa uchikuzvida hako uda help yei iwe uchipuwa 320$ uchaona wakuterwa nezvikwambo chisi hachiere musi wacharimwa😢

  • @VictorMadzana
    @VictorMadzana 2 วันที่ผ่านมา

    Mukoma avo vekupa mwana wamai vavo chepfu,ngavatange varewurura kuvabereki vavo kuti ndozvavakaita kuti mwari agovaregerera sekukumbira kwavarikuita kunamwqri wavo kuti mwari achavaregerera here,

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 2 วันที่ผ่านมา +1

      Plus ngavato ripa Ngozi kana vachinge vareurura kuvabereki cos yatova Generational Curse mudzinza ichanetsa vasina mhosva

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 2 วันที่ผ่านมา

    Vanhu mune hutsinye

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 วันที่ผ่านมา

    Pamusha apo vamwene venyu mumiririri waSatan vanoroya tiza nguva iripo uchadyiwa iwe .

  • @Tinashe-i9g
    @Tinashe-i9g 2 วันที่ผ่านมา

    Nhai iwe why put vana vako mudanger yakadai. Hapana zvemba apa nxa

  • @Finnix-d5n
    @Finnix-d5n 2 วันที่ผ่านมา

    Haiwawo hubby namai vanoroya vese rova back 2 sender uri pama1

  • @miriammafuruse105
    @miriammafuruse105 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Wekuisira munin"ina poison saka mave kudiwa here nevabereki,Mwari anoregerera chafumuka kureva kureurura saka udzai vabereki venyu zvakaitika neuyo abude mujeri then Mwari achakuregererai,vana vese vane vabereki vakaparadzana zivai kuty rudo runosiyana panemi neane vabereki varipamwe chete.so siyai kupedxa vamwe vana havana mhosva

  • @VictorMadzana
    @VictorMadzana 2 วันที่ผ่านมา

    Sister ve$320 tizai bcoz mukudziya mpto wembavha,mucharohwa mambama amusingakwanisi kuvhika

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 2 วันที่ผ่านมา

    Tiza iwe we$320 .vakaromba apa iwe ndiwe uri kushandiswa.chasara kuitwa mukadzi wechikwambo

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 2 วันที่ผ่านมา

    Uri Satan wemunhu watova neropa mumaoko brother yako uchadzoka Mira wakadaro ucharipa chete .

  • @SandraShamisoDerah
    @SandraShamisoDerah 2 วันที่ผ่านมา

    1st dai uri mumwe wadzokera pakunamata Mwari hw do u want to show you kuti zvamaida kuita ne mukadzi wako was wicked be like PRODIGAL SON look for an elderly pastor confess everything zvamakaita bhabhatidzwa futi but if you don't want to repent it's up to u just know kuti gehena ririko