@frankmoyo7267 Technology yeChivanhu yakakura kudarika yechirungu. Zvinhu izvi nezvimwe zvakadzama zvinoitika. Ngozi is the best murder investigation and solver in the world.
Vhidico mutungamiriri for example Harare vhidico anotonga from budiriro 1,2,3,4, ne 5 meaning kuti sabhuku achatonga1ne2 poitawo mumwe anotonga 3ne 4 vanoisa nyaya kuna vhidico then odzipfuudzawo mberi kana adzitadza
Chief Chiweshe please why are the women in your bending their knees at least 4 times. What For? Chii ichochi zvinosvota kunyepera tsika with all that is happening in your land. Anyway maybe ndoomaitiro ema Brandaya akazara ikoko yoooo😮
Mazita andanzwa apa uuuuuuuummmmmm zvakaoma ana Bhurawayo
😂😂😂😂😂
Vabereki vanehusvinu chokwadi
Ndatovhunduka even masurname acho mahwani kunge vasiri maZimbabwean Eyes Paraffin, Wackson Banda, Bulawayo Seyaseya,
😄😄 pamwe mubereki aimboshanda kubhurawayo
😂😂😂😂@@rashedngadze8853
Great mambo...vawoba handwriting...havana kuda kunongedza mukomana huroyi...asi yamagata kare....varikungoshandisa chivanhu sedate rechivanhu
Ndezveshuwa hre zvekuti mazita anoiswa mubhodhoro kana kuti mazita anokangwa mupani
@frankmoyo7267 Technology yeChivanhu yakakura kudarika yechirungu. Zvinhu izvi nezvimwe zvakadzama zvinoitika. Ngozi is the best murder investigation and solver in the world.
Kkkkk hamusi kuziva imi mazita evanhu akazara mumabhodhoro
😅😅😅😅😅😂😂😂😂tinokanga or kupfeka mubhutsu
Vanhu munobata bhodhoro musingatye becoz munawo enyu 💪💪🤣🤣 mabhodhoro mahombe
Panoda vanorera vana panze hazvizonwike zvakanaka
Mabasa emapostori madzibaba enguwo tsvuku
Makomboni issues 😅😅
Anyone can do it ,kana mukadzi anogona akangorongawo kumu fixer ,rinogona risina kana harm.kuri kungo kaurisa mukwasha.
Taura hako, dare harisi kuona kuti mukadzi kuenda kwake kumba kwemurume hakuna kujeka
Asi bepa rino nyorova mazita haaoneke hama dzangu ummm
Rinooneka zvakanyorwa
Haadzimi chero ukaita 4 days ukagona hako kubata bhoo ASI kudambuka zvoita
Anoonekwa dear depending ne typ of paper kana rakaita se bond paper haridzime😂
Chokwadi anofudzika inhema
Kuzoroya nenext door haaaaa surrend
Saka zita rekuti Bulawayo iri asi baba vakasiya vangotungidza mimba vakachonera Byo kusvika mwana azvarwe ndosaka amai vakabva vatumidza zita kuitira history😅
surname inonzi Bulawayo iriko wani
Mazita echokwadi hre ari kuverengwa apa kuita kunge mazita eku actor comedy.
Nhy zvenyu imi haiboo mazita acho I chokwadi here ichi kkkkķkk kuita ma comedy names chaiwo kkkkkk
Ambhuya nemwana sikana wavo ma big suspect!! Kuvhara nyaya yehuhure hwemwana!! pakaipa🤐
Mambo vane wisdom avo
He was my headmaster at Nhowe Mission, takamborohwa zvedue, but as adults tava straight
Ndofunga kudare uku hakuite nyaya dzakawanda.vari slow nguva ichongofamba
Kkkkkkkk akomana mungabvewo mapa mwaba zita rekuti bhuruwayo kkkkkkk
😂😂😂😂 nhy nhy nekuzara kwakaita mazita
Haaaaa pakaipa kkkkkkkkkkk. But vabereki tisadaro kwakunakirwa nebulawayo kusvika kupa mwana zita rekuti Bulawayo 😂😂😂😂.
😂😂😂😂😊
😂😂😂😂😂😂kwaaaaaaa
Kanhubu kamukomana aka.
Eyes Paraffin mahwani apa vakakanganisa spelling vakuti Izi asi mwana anoziva kuti vanonzi eyes
Vhidico anoita nezveiko, its like anototongawo saSabhuku.
Vhidico mutungamiriri for example Harare vhidico anotonga from budiriro 1,2,3,4, ne 5 meaning kuti sabhuku achatonga1ne2 poitawo mumwe anotonga 3ne 4 vanoisa nyaya kuna vhidico then odzipfuudzawo mberi kana adzitadza
Kuramba zvake vakazviita amai nemwana
Huroyi hwana madzibaba hwese uhu
Bhuruwayo
Aizi(eyes) makadiiko
Izy
Aaah mazita ariapa kkkk
😂😂😂😂 Bulawayo
Asi mazita emuhondo
Bhurawayo seya seya 😅
Chief Chiweshe please why are the women in your bending their knees at least 4 times. What For? Chii ichochi zvinosvota kunyepera tsika with all that is happening in your land. Anyway maybe ndoomaitiro ema Brandaya akazara ikoko yoooo😮
Haa
Mash west yese ndozvavanonita
Mazita ematare chaiwo
Bhuruwayo😅😅
Ko kuroya mhuri yose kwai chii
Mambo vanogona kutonga
Bulawayo 😂😂
Bulawayo 😂
Bulawayo