Yaaaa ndozopa kutenda manje. Mwana uyu Chamisa akabva nepi shuwa. True Zanu haizi kurara. Ndodaira Zanu iri kunzwawo maVideo aya. Mwari makaita henyu kutipa mwana akadai. Zanu yanga yofunga inoita walk over pakashaya Tsvangirai. Go go young man nemumvura zimbabwe is behind you. May Zanu RIP
chamisa toda kumbochinjawo zvinhu wee need new things chero ukaita hako corruption but tachinja better mangwana want to be the president hw can i be if one party is still on
Haa vanhu vakawanda ava. Apa Zanu shuwa hailume apa. asi zivai kuti mwari haaite zvema rally. haatengwe nematengerwo aya. the fact yekuti munhu ndi pastor doesnt mean kuti anodiwa namwari kuti aite president. Pastor ndewekuchech kwete politics. ngwarirai the way you deal namwari. You are singing "tsvangirayi tungamira" iye akafa. beware to worship a dead spirit. Mwari haadi izvozvo. We will meet in August.
The best rally , I ever listed to....Pamberi na Wamba Diya Wamba, Chamisa chete chete
dont you love this man, just full of WISDOM and charisma....his the future surely
Pamusha pangu Ipapa President pfeee
Warume watch out this young man chamisa. God is mightiest
CCC, thank you my President. God in Heaven is listening. Victory is certain.... #Godisinit
we want to lead not to rule lyk a lion go camisa go
Best rally eva....chisa mbama chisa
One of the best rallies
Election 2018
Vote MDC Alliance
Vote Nelson Chamisa For President
paBallot musadzore tsvimbo President plzzzzzzzzzzzzzz
Advocate mnotaura zvonaka... masiyana neyo anotaura zvakanyorwa pabepa all the time
Good job advocate Nelson Chamisa manga muri kumusha kwanguuu hiiiii Chinjaaa
Yaaaa ndozopa kutenda manje. Mwana uyu Chamisa akabva nepi shuwa. True Zanu haizi kurara. Ndodaira Zanu iri kunzwawo maVideo aya. Mwari makaita henyu kutipa mwana akadai. Zanu yanga yofunga inoita walk over pakashaya Tsvangirai. Go go young man nemumvura zimbabwe is behind you. May Zanu RIP
Siiyabonga Shurugwiii....... Chisaaaaaaaa
words with wisdom
Chamisa pliz lead us
chamisa toda kumbochinjawo zvinhu wee need new things chero ukaita hako corruption but tachinja better mangwana want to be the president hw can i be if one party is still on
gogo vane ngoma ndipei number ynyu ndikukandirei pa eco
Is 10 days enough for zec verification
this one is my best show ts very intertaining ndatonzwa ndapinda new zim
Amen president tinopinda chete
This Chamisa guy is indeed very intelligent.
thank you president pamusha pangu ipapo pa tongooooon woyeeee
Chamisa gore rino. Ndiri kueurope. Vana veZimbabwe mandifadza gore rino. Zanu ngaiyende yakaonesa vanhu moto. Chamisa mu Office..
Chisa mbama chisa pa boots inedeya wandiuraya well done Mr President
Kkkkkkkkklk nero oyeeeeeee
Chinja maitiro president Chamisa ndizvooo mustate house this yr baba
Kkkkkkk Zanu yanga yajaira this tym topedzerana nemkomana Nero Chamisa has my Vote
Mbama ino chisa big tym
Haaah this guy ka, I can safely say tapinda tapinda👋👋👋👋👋
Chimisa is the best
Chamisa chete chete makanyanya President uhhmmmm zvamunotaura munozviwana kupi
Smart boy
no doubt,chisa pastate house dzii
Kumusha kwangu here plizz Chisaaaa
gogo can ram the drum
Kwa Rusape watiregerera wanku
chamisa hande iweeee , chisaaaaaaa nekokoko chisaaaaa
Mapurisa ngasaite bhutsu ine deya pa.1: 00:39
dankie chamisa
Chisa mbama chisa
These ideas are fantastic. But now dzirikutorwawo nevamwe.
Haa ndanzwa kunaka dzokororai President
Shurugwi madasisa ,chimboendaiwo chirumanzu president
Chisa mbama chisa hande Ku state house ikoko takangomirira KT apere ma election unopinda pachigaro chako garwe mumvura chisa Chamisa chisa
Haa vanhu vakawanda ava. Apa Zanu shuwa hailume apa. asi zivai kuti mwari haaite zvema rally. haatengwe nematengerwo aya. the fact yekuti munhu ndi pastor doesnt mean kuti anodiwa namwari kuti aite president. Pastor ndewekuchech kwete politics. ngwarirai the way you deal namwari. You are singing "tsvangirayi tungamira" iye akafa. beware to worship a dead spirit. Mwari haadi izvozvo. We will meet in August.
32:02
Mufana uyu ndimambara. Kutaura kwake kunosetsa asi mazvi achibaya panhongonya yezvirinetsa muupenyu hwevazhinji. Vanoda ED vanhu vanemari vanoda kupamba upfumi. Vanhu vanotambura ndivo vakawanda. Vote yambuya nevemupfumi dzakafanana. Vane Mari, vemapaper vanoda kuti tirambe Chamisa nokuti mudiki, haana experience. Ivo zvavakatanga vaivene experience here. Ngatiende kunoudza vamwe kuti isu tinonzvi nunura nevote.
Harris Magusha Vane experience yacho iexperience yekuuraya nyika
I wish l was home...ngavambosvikawo... Gokwe President
I like Chamisa's confidence but talking of a dead-man Morgan, I think its not right. How can people clap hands for a dead man?
His the founder
zvekumbundira vakadzi vevanhu siyanai nazvo President kumaruva vamwe havazvinzwisisi,,
kuita kwovashaya makushaya zvokumunyepera ka
Kkkkkk ruth kuh
ZANU ichitakura vanhu kuenda kusakubva nemazupco vasingadi vachida president chamisa kustate house hapana kupikisa ndezvedenga izvi
zita resong iyo at 4:33 nderipi..ndipewo
CCC apa ndipo patinotaura kuti tava kuseri kwekuseri #Chisambama
Horsepipe yakaputika kkkkk Chamisaaaa kkkkk Zanu pf yakaoma
Chamisa wanonokera vanhu chokwadi
47:50 word hear hear hear
02:25 apo
Hanzi satani anoto shamisika nekuba kwezanu pf haasati aona mubiro Waka dero kkkkkk
Ndiri juru pandatuma ndosiya musoro kkkkkkkkkkkkk
Kana iwe chibaya wakapenga
kkkkk chamisa kwakuseri
zvakwana kani mdra chivasiayi ndatenda HNK president
Shisa mbama shisa chamisa cht cht
ndatenda ndokwangu Shurugwi paNemha
kkkk bhutsu inedeya wandipedza
Kana zvaramba toedza zvimwe
kkkkkkkkkk haa ths guy ka aiwa bodo.speech yese unenge uchingobvaruka kuseka, apa achitaura sense. President in waiting.CCC
I think zvonakidza ma pato achi chinjana . handi
CCC
Kacode kanetsa pasocial media aka. Chisa Chamisa Chisa.
Svikai kuMvuma president
🤣🤣🤣🤣🤣🤣munozviwanepi zvamunotaura nhai president
ccc 2018
kkkkkkk wakanyanya
Chamisa chete chete
CCC
who are you
pliz do not use my name
you are not Munashe Musimeki okay. l'm going to report for you if you do not change this name
Zvaibata zanu pf inozvi wisira mukuba Mari yenyika kkkkkkkk
Ko ava varikudei ve Zec
To encourage people to register
Kahayi chako, substance zero.
????
Ko ivava baba ava varikwese kwese ndiani zita ravo vachiita nezvei?????
Spiwe Mabge vapi
ED ndomuda ini....ndo dispensation yaakagona praise the God
Uri mhata
dankie chisa chamisa
Kana zvaramba toedza zvimwe
CCC