RN i feel proud to be Zimbabwean. I am so proud that we still have people who are actually upholding our culture. Well done Chief Bushu. Vadzimu venyika yekwedu vakuwedzerei njere nemufungo.
First of all sabhuku anofanirwa kuripiswa mombe imwe chete yekusauya kurufu rwemunhu agere munzvimbo yavo.Uyu mudhara uyu ndiye akauraya munhu manzwa aitofanira kutanga arohwa oendeswa kudare uye hama dzemufi dzotanga dzafamba naye kun'anga ndiye arikushandisa mufi so far we don't need Malawians who came to destroy our culture.
Change Malawians to Zimbabweans. You will realize this is the same thing southafricans are saying about Zimbabweans. A single person’s behavior must never determine the fate of everyone.
@@Chichie.S i didn't say i dont need malawians in Zimbabwe but I'm simple saying ,we dont need such a barbarism behaviour of causing a terrible chaos at the funeral.Have you ever seen such a situation like that before?.When an elderly person turn to be unruly like that man.We respect people at the funeral in Zimbabwe we don't act in that manner.
@@giftdosipani1504 I understand Gift, and I absolutely agree kababa ako kari suspicious and your second message is so much clearer than the first. The first one sounded like you were generalizing all malawians but I guess it was the way I interpreted it.
@@Chichie.S cool im not part and parcel of those machers across Limpopo river lazy ,looters accusers ,vandals.I don't have a propaganda,self hate towards others but i was simply saying we dont have such people in our country.Ppl who jumping in the graves and do unusual dramatically moment.Ppl who actually found themselves in the the room where the deceased person is rest.Ummmm kwedu Masvingo panenge paita nhamo tinoremekedza tinonzwa kutya nhamo hatijambire muguva remufi tobuda takabata ivhu remuguva usiku hwako takambowanikidzwa futi tirere seri kwe coffin remuvi usiku kkkkk tiri two nemufi.Usandifananidza nemagororo ayo emhiri kwa Limpopo simbe,nyope ,nyapura ,mhondi nembavha dzinoda kudya dzatanga dzabira ma foreigners.

Thanks Sly Media TV we are learning a lot
Prosecutor ari kurudyi rwaMambo anoziva 👏🏿👏🏿
My chief our national pride
Magona kutonga dare God bless you 🙏🙌♥
😀😀😀😀😀😀😀😀😀😀vanga vakadhakwa asi vanoziva kuti vakarohwa mbama three, pamusoro pazvo vakakwanisa havo kufonera sabhuku, but pavakagezwa havana kutotendara zvakaitika, 😀😀😀😀😀😀😀😀😀 haaa baba vanechipo chekunyepa 😀😀😀😀😀😀😀
chief Bushu munodadisa
Chief apa magona. Mdhara arikunyepa anezvaaida kuita chete
Good job mambo. seriously kune munhu anga dhakwa zvekuwira muguwa?
Ma1 ayo. Mambo Thank you!
Hapana kukorewa kwakadaro , ayida kutoromba nevhu remufi. Plus pamwe ndiye akauraya munhu.
Ndochokwadi ndiye akauraya munhu
Zvidhara zvinobatabata
😂😂😂😂😂last words (handina mushonga mambo ini)
Kudhakwa haisi mhosva. Xenophobia against those of foreign origin in Zimbabwe
It's not normal,
Seiko varoyi vanenge vasina chinhu
Kukorehwa hwai ikko imi asekuru kwanai
Zvinotyisa zvinoera
Not meaning to be racist but achimwene ane zvaaida kuita uyu
Nhai unozodhakwirei kudaro usingashandi, une nhamo wo shuwa
Mozambicans and Malawians use too much juju. Remember that granny who kept corpes in her house
Anoda kumamiswa mdara uyu,hapana kukoriwa kwadaro,muroyi uyu
Muroyi ainge atosvikirwa mdara uyu
Pakaipa apo
sabhuku me murume uyu vanoxivana
Uroyi madhara madhara haasi wekumalawi hr mudhara uyu
Hakuna munhu wekumalawi anotaura achidai this is Mozambique accent
Zimbabwe and Mozambique accents
@@foremarko2040 ok
Blood Mozambican old man muroyi uyu anonyadzisa panemunhu angawira mugura here
Kuromba kuri paa hit mu Zimbabwe ku gweru kune anonzi bruce na jackly
Vanoita nezvei ava
@@tobs7968 sisi na bhudhi asi vachirara vese .vane ma business mu gweru
@@rodneystoddard2014 🙊🙊🙊maiwe zvino ngavadzingwe mudhunu mashura akadero
@@rodneystoddard2014 manje pakadai panoda V11 exhibit yekuendesa straight kunaChief coz pasina humbou vanogona kuzviramba.
Asi wanhu chiiko asi
Dare iri riri clean
ippa chete