Touching story - this is a role of traditional leaders that is often not seen, mentioned or appreciated. Even me, a full grown ass man with a stiff upper lip, shed a tear or two
If a person is overcome by emotions mudare momuudza kuti mudare hamuchemwi munirevei? Be considerate sema assessors. Dzidzaiwo kunyaradza especially madzamai because hapana munhu anotoda kuchemawo mudare menyu imomo
It is a rule observed allover the world in courts so that once in control of your emotions you can follow the proceedings and explain yourself clearly!
Ummmm this so touching varume mamwe maitiro edu akaipa munoziva hakuna hutsinye hunodarika APA kunyima Mai vevana vana vaakazvara ummm tisadaro ndatadza kumisa misodzi YANGU yooo chakafukidza dzimba matenga
U can blame mdara wangu uyo bt hamuna chamoziva chiriseri kwenyaya iyi kuti what happened before and hw close is or was thier relationship. Bt this was suppose to be solved way bac when the real father was alive.
first time for me to shed a tear, very touching. thank Chief Bushu
Touching story - this is a role of traditional leaders that is often not seen, mentioned or appreciated. Even me, a full grown ass man with a stiff upper lip, shed a tear or two
Thank you Chief Bushu nekuyananisa amai nevana vavo,,, misodzi yangu yabuda ndichinzwa mukomana achiti Mama ndakusuvai kubva ndiri grade 4 shem vabereki kunze uko ngatidzidzei kubva panyaya iyi
Misodzi yangu yatobudawo nhai imi, mother is gold for sure
Ndarwadziwa hangu eish upenyu mutoro Thank mwana komana nekuda mai vako and Thank you mom nekusvaga vana vako
Zvako hanzvadzi😢. Vangu vakasvika pakufa ndine godo nanhasi. I wish you well
I shed a tear when they hugged
So sad story very touching 😢
Thank you chief for this sterling job done Mwari warambe wachikupai simba nezivo
Mai ava vakatiza vana kuona k wangu vakuda vana nekuti vakura
First time yangu kuchemedzwa nenyaya dzemudare😢
If a person is overcome by emotions mudare momuudza kuti mudare hamuchemwi munirevei? Be considerate sema assessors. Dzidzaiwo kunyaradza especially madzamai because hapana munhu anotoda kuchemawo mudare menyu imomo
It is a rule observed allover the world in courts so that once in control of your emotions you can follow the proceedings and explain yourself clearly!
My chief l love chief bhushu they way u are humble
So emotional mambo Bushu you're best
Vana sikana kukura pasina Mai ummmmm Mai avaka
Chief God bless you 🙏 good work
Zvakaoma,misodzi yangu yangoerera.Mwari ndaikumbira kuti mupe mai avo hupenyu vogone kumbogara nevana vavo vavepe rudo rwavo rwavaifanira kuvapa vari vadiki
So emotional 💔💔😭😭
so touching
I cried to,
ndachema hangu
Lucky watowaona zvako ini wangu wakasvika pakufa ndisingawazive
Zvinorwadza izvi 🥲🥲
ooh my God..Are you sure about that
Mhoms iyi haisi kutsvaga madzokere ekumba yeku Kuwadzana here
well said ..
Ndarwadziwa
Gwai
😢 zvachemedza izvi
Vanamai musasiye vana veri vadiki mozovada vakura chero zvakaoma sei enda nevana vako
Ummmm this so touching varume mamwe maitiro edu akaipa munoziva hakuna hutsinye hunodarika APA kunyima Mai vevana vana vaakazvara ummm tisadaro ndatadza kumisa misodzi YANGU yooo chakafukidza dzimba matenga
its all lies.
Ndachema
Shame,l cried too
Vanhu ngatisaremedza vanaso. Mfana uyo aremegwa zveshuwa. Vanhu tisadaro so.
Hapana chatikunzwa apa
Baba ava vaiisa ruvengo Kut vana vavenge mai vavo eish zvakaoma hazvo
U can blame mdara wangu uyo bt hamuna chamoziva chiriseri kwenyaya iyi kuti what happened before and hw close is or was thier relationship. Bt this was suppose to be solved way bac when the real father was alive.
@@godfreekazuru9588 ndataura rwechokwadi rakubata ukangopindura ini chete asi wazvinzwa kuti baba vako ivavo wave murakwani pamatare
@@pellagiamukora426 hauna zvaunoziva I can't ague newe
@@godfreekazuru9588 ko iwe unozivei nyarara mhani iwe bvaapa
@@godfreekazuru9588 its a well crafted ,rehearsed masterpiece plan to lure the little left..Dont let the father down.
Mai mavakuda vana vakura vanopenga Mai ava variko vakadzi varikudaro kuramba mwana wako
Ba Pau nyaya iyi inobata shuwa garai mavabatanidza nevana vose ummm
Ndiwo matare ari just in this country
Mdhara uyo haana kuzvifarira anegodowo uyu
Shame misodzi yangu yabuda moyo wekubereka
Shame ndachema
Mufana arikupupuma ne hasha
Aah shame
Too emotional