Saka Khama Biliat anopenga murwere wepfungwa ,Why kuuya pa Media kuzotaridza Nyika yese Kuti atengera Baba vake mota ,Show off yake iyo yakadhakwa adii kungounza ma Groceries ose aanotengera vabereki vake ,Hazvidi media izvo ndezve family only,Why achidzikisira Baba vake kudaro Khama Biliat work up
Click bait works for a short period of time. After a while people realize and get bored and stop viewing because headline is exaggerated to attract viewers then your page loses credibility. People like your content and will watch even if you put heading yenyaya sezvairi.
Please don't forget to like share and subscribe
Well done Khama
Well done Khama 🎉 Mwari varambe vachikuropafadza
Bog ups to Khama. Uri mwana anetsika. Mwari awedzere patapudzwa
Saka Khama Biliat anopenga murwere wepfungwa ,Why kuuya pa Media kuzotaridza Nyika yese Kuti atengera Baba vake mota ,Show off yake iyo yakadhakwa adii kungounza ma Groceries ose aanotengera vabereki vake ,Hazvidi media izvo ndezve family only,Why achidzikisira Baba vake kudaro Khama Biliat work up
How many years Khama Biliat achiita Mari ,Saka now wese achaona Benz iyo achangoziva kuti Vakatengerwa na Billiat Zvakadhakwa izvo
emmerson mnangagwa 2
Akuda kuitwa citizen arrest momupura zvkutyora gumbo neruoko
Kana mapurisa akundkana isu ngatii mupedzise ngatiisei mtemo mumawoko edu
Nembiri yaakaita kureva kut ange asina kumbovatengera anonyadzisa
Zvakaoma shuwa ndokumbiravo link regroup
Mhondi iyo irovei kaverevere
Haaa iwe, kutengera mubereki mota kunovhundutsa here? kkkkkkk usadero
Mukomana uyo ngaroyiwe varoyi muripiko ndinoziva kuti munozvingona
Ummm police itai action nemukomana uyu achakuvadza vanhu vakawanda
Asi hazvimubvimwi here kuti nyaya yako isakatongwa zvakanaka haubvumirwi here kunomangara kumwe