‘Ndiri Kupika 8 Years Mujeri Pamhosva Yandisina Kupara,” Simbaradzo Appeal To Lawyers To Help Her

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 23 พ.ย. 2024

ความคิดเห็น • 337

  • @On-pointb2k
    @On-pointb2k 2 ปีที่แล้ว +39

    MaZimbabwe ngatibatanei tibuditse munhu uyu please. May God be with whoever that contributed to her arrest.

  • @chiratidzonyandoro7990
    @chiratidzonyandoro7990 2 ปีที่แล้ว +30

    , i cnt stop crying moyo wangu warwadza Zimbabwe woo ngatibatanei tibatsire ndarwadziwa tibatsire munhu uyu girl child,

  • @paulinahmanyowa3787
    @paulinahmanyowa3787 2 ปีที่แล้ว +23

    Pliz tsvagiraiwo mwana uyu lawyer abudewo nokuti hapana mhosva yaakapara pliz help this soul for justice

  • @jackiendoro8196
    @jackiendoro8196 2 ปีที่แล้ว +68

    I am willing to assist this girl

  • @trivedymukuze9970
    @trivedymukuze9970 2 ปีที่แล้ว +43

    The real criminals in Zim are walking free while the innocent ones are in prison. Zimbabwe justice system is a joke

  • @beeesave9297
    @beeesave9297 2 ปีที่แล้ว +66

    THERE ARE MANY INNOCENT SOULS ROTTING IN PRISON ;;MAY ALMIGHT GOD INTERVENE

    • @esthershumba3214
      @esthershumba3214 2 ปีที่แล้ว

      Taura hako mhondi dzichi ntanta dziripanze

    • @Patricia-yr8mn
      @Patricia-yr8mn 2 ปีที่แล้ว +1

      Amen chokwadi vaiti vemhosva variko kunze uko asi mhosva ari mujeri zvinorwadza mufunge Mwari pindirai

    • @miriammafiyamafiya
      @miriammafiyamafiya ปีที่แล้ว +1

      ASI nhai kupiwa mhosva yekuti wakaregerera munhu achirepwa sure kwaakutopiwa 8 years shuwa

  • @thelmamudyambi1045
    @thelmamudyambi1045 2 ปีที่แล้ว +15

    I always pray for this people vakasungarwa mhosva dzisiri dzavo .Thank you God nekubudisa chokwadi pachena ndakudawo hangu kut asunungurwe

  • @mabeltiriwepisanyamahwe5124
    @mabeltiriwepisanyamahwe5124 2 ปีที่แล้ว +22

    The level of lawlessness aaah kungozadza vana mujeri apa they dont have enough resources.Hakuna mafree gvt lawyers here nhai.Chinyika ichi.

  • @chitanigopole6082
    @chitanigopole6082 2 ปีที่แล้ว +45

    I hope after this interrogation you are going to help her out, not just a talk. This story is to touching. God will help you out sister. The enemy might try to lock you in but I promise sister God will send angels to help you in a way that your enemies be shocked

  • @anywaychikwanda4315
    @anywaychikwanda4315 2 ปีที่แล้ว +7

    She is not even worried about herself but bmkuru what a lovely soul very caring

  • @Following76
    @Following76 2 ปีที่แล้ว +19

    Mwari rangarirai vana venyu😢

  • @vengereprecious9984
    @vengereprecious9984 2 ปีที่แล้ว +12

    Zvakaoma veduwe Mwari dai mamurangarirawo

  • @Nkomazi
    @Nkomazi 2 ปีที่แล้ว +26

    Lawyers in Zim courts they are very disappointing. You hardly hear what they are saying while in court arguing issues. They are useless... Maybe they should speak in Shona in courts so they can freely express themselves

  • @ClaraJaji-im6oe
    @ClaraJaji-im6oe หลายเดือนก่อน +1

    Mwana uyu achiri mu Jeri here

  • @darlingtonchitsa2849
    @darlingtonchitsa2849 2 ปีที่แล้ว +8

    Mwari dai wamurangarira hazvina mhosva hanzvadzi ndezvepano pasi zvese zvinopera

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 2 ปีที่แล้ว +13

    Should name and shame the lawyer..to save those who will want to engage him in future.

  • @paulnyarugwe7118
    @paulnyarugwe7118 2 ปีที่แล้ว +9

    That’s why she couldn’t defend herself in the court because she doesn’t have any fact in her narration kana ukatadza kutaura mucourt unoenda kujeri vakawanda vanhu vanosungwa vasina mhosva vanonozvimiririra ku court vachibuda

  • @reginahmutewera5563
    @reginahmutewera5563 2 ปีที่แล้ว +4

    Amai Lecy we kwa Makore vakadya bhurera chena vachiziva kuti mwana ari kwanhengi vakanzi Havana mhosva uyo wopikira yasina kupara

  • @playgirl7305
    @playgirl7305 2 ปีที่แล้ว +11

    Amnesty for all female prisoners, to make space for all corrupt Government officials. And movapfekedza maDress as prison uniform ikoko.

  • @evernicekapita7786
    @evernicekapita7786 2 ปีที่แล้ว +10

    Asi hazvinyadzise here kana zvabuda kudai kuna magistrate vakatonga nyaya iyi vanoregererei kudzingwa mabasa acho nhy

    • @shingit5778
      @shingit5778 2 ปีที่แล้ว

      Kana neniwo ndinombozvibvunzawo izvozvo muhana mangu.

  • @danjetee
    @danjetee 2 ปีที่แล้ว +18

    Simbaradzo needs help an appeal. If there's a lawyer that can do pro Bono please assist. Let's help her.

  • @EndoCanna
    @EndoCanna 2 ปีที่แล้ว +5

    Haaa what kind of law is this? Can you please connect her to Human Rights lawyers

  • @faraibarnsymaestro1830
    @faraibarnsymaestro1830 2 ปีที่แล้ว +20

    Wow she’s got a beautiful voice, Zimbabwe law is a joke

  • @emmanuelbapata5197
    @emmanuelbapata5197 2 ปีที่แล้ว +4

    God loves u Simbaradzo he will not leave u alone n keep on praying

  • @couragechikwati9280
    @couragechikwati9280 ปีที่แล้ว +1

    She is very emotional and very good at heart. For all the high praises that Zimbabweans give themselves of being better educated but with a reality check it’s just a banana republic

  • @taffySly2914
    @taffySly2914 2 ปีที่แล้ว +8

    U will be free by his faith and mercy . Nyika yedu ngaibatsire nekutonga nyaya and even to investigate nyaya. U will be alright my dear sistrr

  • @vengereprecious9984
    @vengereprecious9984 2 ปีที่แล้ว +18

    Huwori hwanya munyika medu varikupara mhosva vagere kudzimba vachingo wedzera kupara dzimwe vobhadhara mapurisa kana ma pp nyaya yotsikwatsitswa vasina ndovopika mhosva dzavasina kupara Mwari dai matibatsira vanhu vave nemoyo kwete kukoshesa mari

  • @lawrancezimba235
    @lawrancezimba235 2 ปีที่แล้ว +10

    U can't watch this video without getting emotional 😢

  • @marimbirearchford51
    @marimbirearchford51 2 ปีที่แล้ว +2

    in zimbabwe mbavha chaidzo dziripanze bt vasina mhosva varimukati.haaa zim ndeyemahara

  • @JoanDube-f8y
    @JoanDube-f8y ปีที่แล้ว +1

    In church we always say ngatinamatireiwo varimumajere.. These are the pple God help them please ❤

  • @chipopreciouskachikira6955
    @chipopreciouskachikira6955 2 ปีที่แล้ว +7

    Shame l feel very sorry,lm touched asi chandinoziva kuDenga Kuna Mwari,hazvirambe zvakadaro will be praying for you,Be strong don't loss hope sometimes God what to put you on another level,,,,, remember even in the bible variko vakasugwa vasina mhaka yavakapara but keep on praising God.udza Mwari nyaya dzako havakusiye

  • @DansDn
    @DansDn 2 ปีที่แล้ว +3

    Kune inonzi investigative journalism, vasekuru mofanira kubvunza zita recourt yakaenda munhu, mazuva akaenda munhu, pamwe zita Ra Judge cz rinotaurwa, zita Ra public prosecuter, even mazita emapurisa akasunga munhu zvinobatsira varikunze if they want to follow up on the case kwete Kungoti munzwe nyaya yemunhu but tisingazokwanise kumubatsira

    • @Chairman_18
      @Chairman_18 2 ปีที่แล้ว

      Well said. The journalist failed to ask very important questions.

  • @vimbaiofficial
    @vimbaiofficial 2 ปีที่แล้ว +2

    Pazvinonzi vazhinji vari muma Jeri havana mhosva surely you are one of them. My God answers your prayers

  • @tsungietsambatare253
    @tsungietsambatare253 2 ปีที่แล้ว +4

    Ende nyaya yacho sooo... How did she even end up in prison. Bamukuru we might understand kuti kuda zvimwe vakaraper ko musikana uyu wo zvake... Ende zvakaoma.

  • @mutsawashetembo6316
    @mutsawashetembo6316 2 ปีที่แล้ว +11

    i observed that, some of people in prison are jailed for an offence that they never committed, for as long as one cannot afford a lawyer, one can fall victim to the law. unfortunately, rape issues are difficult to handle in Zimbabwe. it was and still is a good measure for the penetration tests to be conducted so as to come up with the actual result.

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 2 ปีที่แล้ว

      But penetration test dont prove guilt beyond doubt because most of the girls have nothing to penetrate because zvakaendwa kudhara.

  • @kumbulanimhlanga507
    @kumbulanimhlanga507 2 ปีที่แล้ว +1

    This is so painful ,is there any lawyer who can intervene and help this lady willy nilly without any charge especially women lawyers God will reward you abundantly.Then to Slymedia l say may you engage women organisations like Msasa project to help the vulnerable etc l thank you for the job

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 2 ปีที่แล้ว +2

    Pakatamba chiokomuhomwe apa. Why the lawyer ran away

  • @couragebakuri1235
    @couragebakuri1235 2 ปีที่แล้ว +3

    We need to follow this story

  • @LibertySithole-l1f
    @LibertySithole-l1f ปีที่แล้ว

    Chero mubible vanhu vaisungwa vasina mhepo.asimwari wandonamata kana mukureva chokwadii neumboo hwenyu.mwari achauya kuzokumirirai.vakakusungisai ndopika naedhar ndovapinza munguwa yakaoma kubvanhasi vachaona kuchicha kwezuwa..amen

  • @jahmunetsi2997
    @jahmunetsi2997 2 ปีที่แล้ว +6

    So sad,I feel for her n even more for the brother in law...

  • @esnathmaguduru3493
    @esnathmaguduru3493 2 ปีที่แล้ว +2

    Madrugs hoobho munyika hapana ari kusungwa vachisunga vanhu vasina mhosva Nax☹

  • @scotchmangwazane8209
    @scotchmangwazane8209 2 ปีที่แล้ว +2

    Mwari vanewe hanzvadzi don't loose hope zvinowanikwa pakurarama inguva zvinodarika hapana chisingaperi

  • @desmondexoticsmutowo6623
    @desmondexoticsmutowo6623 2 ปีที่แล้ว +1

    akazodii?

  • @tonderai.brightonmandioper640
    @tonderai.brightonmandioper640 2 ปีที่แล้ว +7

    Ko zvamunonga mava kuhighjacker program yasisi Tilder.

    • @patiencemavenge27
      @patiencemavenge27 2 ปีที่แล้ว +9

      Akuna program yemunhu

    • @dhereckmherekumombe1945
      @dhereckmherekumombe1945 2 ปีที่แล้ว +10

      @@patiencemavenge27 nhai zvako majeri angamapedza Tilder toda nhau isu chero dzikauya nani kana ani

    • @arthurchizema4497
      @arthurchizema4497 2 ปีที่แล้ว +9

      the program is open to everyone not Tilda alone kwaitova ne another chance b4 behind bars yaTilda

    • @hildasengweni7858
      @hildasengweni7858 2 ปีที่แล้ว +10

      Aiwa tilder kudiiko unoreva kuti munyika mukaita muimbi one tinganakidzwa here

    • @espinamugabe379
      @espinamugabe379 2 ปีที่แล้ว +2

      Unowandirwa Tilder, at least vanovatevera vo vanogona kumunzwira tsitsi akabetserwa for appealling

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 2 ปีที่แล้ว +2

    Never give up my sister, keep on praying Mwari haarambe akanyarara,chokwadi wazhinji wari mumajeri wasina mhosva

  • @herbertmuza73
    @herbertmuza73 ปีที่แล้ว +1

    May God locate yu my sister

  • @rachelpetros6952
    @rachelpetros6952 2 ปีที่แล้ว

    Let's register to vote nyika yedu haina ma human rights ndeipi nyika inotonga munhu isina kunzwa side rake xaa

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 2 ปีที่แล้ว +2

    Mwari rangarirai vanhu vose varikutongerwa mhosva dzavasingazive or dzavasina kupara.

  • @ndazonleya9892
    @ndazonleya9892 2 ปีที่แล้ว +4

    May God show his power

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 2 ปีที่แล้ว +11

    God remember innocent people who are in Jail🙏😭

    • @Patricia-yr8mn
      @Patricia-yr8mn 2 ปีที่แล้ว

      Chokwadi ndarwadziwa mufunge,varangarirei Mwari

  • @KudzanaiChitanga
    @KudzanaiChitanga 5 หลายเดือนก่อน

    GOD is with u ....God knows everything and he is with you my sister

  • @clemencebenyu4089
    @clemencebenyu4089 2 ปีที่แล้ว +3

    Zvengano ngatimboisai paside munhu ngatiisei msoro tibatsirane kumuwanira mumiririri nekut nyaya yake haina kuongororwa nenzira yakafanira

  • @edwickmukayira1888
    @edwickmukayira1888 2 ปีที่แล้ว +2

    Sly Media was this not Tilder jurisdiction

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza6967 2 ปีที่แล้ว +9

    Imi vanhu vakuenda kumajere mubetsere vanhu ava not kut mukungotsvaka mafollowes chete pasina kna chamunozovaitira mangwana

    • @maitadie7797
      @maitadie7797 2 ปีที่แล้ว

      Yea taura hako dea coz handisaty ndamuona abatsirwa angori ma interview iwaya zvopera

  • @lethwinindlovu
    @lethwinindlovu ปีที่แล้ว

    Dzimwe mhepo shuwa .Mwari pindirai shuwa vanhu varikupika mhoswa dzavasina kupara

  • @supervisionentertainment2912
    @supervisionentertainment2912 ปีที่แล้ว

    May Justice prevail. Asi ma PP ne Vatongi vemu Zimbabwe dai matendeuka maziva mwari otherwise Hell is waiting for you

  • @espinamugabe379
    @espinamugabe379 2 ปีที่แล้ว +3

    Mujeri makazara vanhu vasina mhosva dzavakapara,Mwari ngaavarangarirei ,Mwana otokura hake asingazivi amai vake wic is really sad,so painful

  • @nellisamukomberanwa5578
    @nellisamukomberanwa5578 2 ปีที่แล้ว +1

    Haa justice system yedu I surrender,they don’t do thorough investigations vanhu vasina mhosva vazere mumajeri chokwadi

  • @beautytapera5835
    @beautytapera5835 ปีที่แล้ว

    Moyo wangu warwadza mwari I can't stop crying 😭😭

  • @waltermuzamani9028
    @waltermuzamani9028 2 ปีที่แล้ว +1

    Civil Society iri kupi nhai...ZLHR, Heal Zimbabwe, ZimRights

  • @Ademmikekai
    @Ademmikekai 2 ปีที่แล้ว +2

    VERY SORRY MY SISTER,MAY THE LORD LOCATE YOU👏👏

  • @lisaanniebengeso9174
    @lisaanniebengeso9174 2 ปีที่แล้ว +5

    My heart is bleeding 💔 for this lady mwari pindirai

  • @patiencempinga4810
    @patiencempinga4810 2 ปีที่แล้ว +3

    Veduweee ka Mwari murangarireiwo

  • @idahnyakunu7590
    @idahnyakunu7590 2 ปีที่แล้ว +1

    Ummmm ndarwadziwa Mwari vakurangarire,vakuchengete hama yangu

  • @StanleyDubeStilo
    @StanleyDubeStilo 2 ปีที่แล้ว +2

    Sad story.Those who can help please do.

  • @lovemoremarowa8315
    @lovemoremarowa8315 2 ปีที่แล้ว +4

    That's sad 😔 Zimbabwe 🇿🇼 why

  • @christabellmundandi5060
    @christabellmundandi5060 ปีที่แล้ว

    So sad ummm zvakaoma weduwe zvinotoendesa munhu kujeri hre izvi

  • @jessienjenge874
    @jessienjenge874 ปีที่แล้ว

    Mwana wekumaraini kwangu kwa Nyamuzuwe Mutoko

  • @francymoyo3593
    @francymoyo3593 2 ปีที่แล้ว +1

    She actually cried 😰😰 zvinorwadza shuwa

  • @antonykudakwashe860
    @antonykudakwashe860 2 ปีที่แล้ว +1

    i feel the pain inside this lady,, what happened to her was she assisted

  • @dorothykapanda4064
    @dorothykapanda4064 2 ปีที่แล้ว

    Ummm ndarwadziwa umm,Mwari pinduraiwo minyengetero yavo

  • @samuelchikosha6121
    @samuelchikosha6121 2 ปีที่แล้ว +1

    Mwari rangarirai vanhu venyu vanoshaya vamiririri

  • @SelsoZunguza
    @SelsoZunguza หลายเดือนก่อน

    Kushaya nyaya dzekupikisa vanhu😊

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 ปีที่แล้ว +9

    Anokwanisa asina kumbokwanisawo kutaura bcz ipapa ari kunzi tsanangura zvakaitika but she is not even to explain what really happened.

    • @crispenmlambo5782
      @crispenmlambo5782 2 ปีที่แล้ว

      thats true haagoni kutaura zvakaitika

    • @talentmandaza2222
      @talentmandaza2222 2 ปีที่แล้ว +1

      Anotaura kutii pasina chakaitika?

    • @lenso3757
      @lenso3757 2 ปีที่แล้ว

      Can u explain zvinhu zvausingazive

  • @SilviaNyamasvi
    @SilviaNyamasvi ปีที่แล้ว

    Very sorry my sister but Mwari havanyarari

  • @wallacemapiye383
    @wallacemapiye383 2 ปีที่แล้ว +1

    Am really sorry my sister GOD have a purpose in you life

  • @estevaojonetauzene1178
    @estevaojonetauzene1178 2 ปีที่แล้ว +6

    Por favor Deus nada é impossível no seu reino ajude está menina em nome de Jesus

  • @CalistoTayera-zq7do
    @CalistoTayera-zq7do ปีที่แล้ว

    Sorry zvako mwana unoda rini ndingokuvhurira salon yacho ndadzwa tsitsi

  • @jackiendoro8196
    @jackiendoro8196 2 ปีที่แล้ว +4

    I know how it feels to be condemned, yet u innocent, the pain, frustration, and the confusion. Wish it's a bad dream you would wake up.

  • @amaicandiceharwisi3074
    @amaicandiceharwisi3074 2 ปีที่แล้ว +2

    Iiiih nyaya yemsikana uyu yandibata. She needs help veduwe. Sorry hake

  • @salimakaritawo3540
    @salimakaritawo3540 ปีที่แล้ว +1

    It shall be well my sister

  • @Kaylahchiri25
    @Kaylahchiri25 ปีที่แล้ว

    Good evening how can l get access to assist her l am willing to help her

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 2 ปีที่แล้ว +9

    I know she is hurting but if she talks like this in court, panonetsa

  • @calvinchinyere2118
    @calvinchinyere2118 2 ปีที่แล้ว

    Asi tingati munhu angabatsirwe kurepa heyyyyyy people of Zimbabwe munhu anga agara 1week achinzi atizira kana iye akatonga nyaya iyi Tisadaro

  • @allenmusungo1188
    @allenmusungo1188 2 ปีที่แล้ว

    Ko zanu yayitaseyi nhayi mkushayawo zvekutawura apa kwanayi imi

  • @goodwillndube430
    @goodwillndube430 2 ปีที่แล้ว

    Mwari dai aropafadza nenjere muzimmbabwe

  • @stunnerstunner9259
    @stunnerstunner9259 2 ปีที่แล้ว

    ladies and gentleman let mi tell been weking kumacourts uku vanhu vari kupika vasina mhosva its a sad story haasi one uyo vakawanda vanhu vari kupinda mujeri vasina mhosva matare haasi kupa nguva vanhu vachitaura nyaya dzawo they are taking advantage yekusagona kutaura kwevanhu kuti vanhu vapinde mujeri

  • @mosessinoia4667
    @mosessinoia4667 2 ปีที่แล้ว +1

    Bt wy some people a so heartless to such an extent? So heartbroken 💔💔😭😭😭

  • @nokutendamuparuri9467
    @nokutendamuparuri9467 2 ปีที่แล้ว

    Ndabatikana handina hangu zvandingaite asi ndongoti Mari ngavakuzarurire

  • @CharleneChoza
    @CharleneChoza ปีที่แล้ว

    So touching i want to help

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 2 ปีที่แล้ว

    Asi chii chikuitika kuzimbabwe nhy veduwee mhondi dzirikuuraya vana, vanhu vakawanda dzirikufamba freely asi vachivharira vasina mhosva

  • @tawandamusekiwa4012
    @tawandamusekiwa4012 2 ปีที่แล้ว

    May the good Lord be with you...this is a heart touching story..

  • @tsitsidzumbunu2149
    @tsitsidzumbunu2149 2 ปีที่แล้ว

    Mmmmm very sad bt why ndarwadziwa

  • @felistassihlangu820
    @felistassihlangu820 ปีที่แล้ว

    Uchaitirwa Nyasha hako🙏🙏🙏😢😢

  • @taffySly2914
    @taffySly2914 2 ปีที่แล้ว +2

    So touching and painful story

  • @thomasdhewa8880
    @thomasdhewa8880 2 ปีที่แล้ว +1

    Zanu pf nemalawryer vakafanana, ndikairasei Sekuru toda kugadzira vakasungisa mwana uyu kusvika vataura chokwadi. A lawyer imbwa dzavanhu vanhu varikusuffer nekuda kweuhori

  • @kennedymsengezi718
    @kennedymsengezi718 2 ปีที่แล้ว

    Quite painful zvinhu zvinoitika munyika ino

  • @Following76
    @Following76 2 ปีที่แล้ว +3

    Zvinorwadza mufunge mwari inzwaiwo munamato vevanhu ivava

  • @rosemaryzvandaziva7986
    @rosemaryzvandaziva7986 2 ปีที่แล้ว +2

    Someone is cutting onions..this is painful..Mwari inzwai vanhu venyu

  • @tabaicanking3701
    @tabaicanking3701 2 ปีที่แล้ว +4

    are you going to help her or kungobvunza bedzi ?

    • @maitadie7797
      @maitadie7797 2 ปีที่แล้ว

      Bvunzawo hako hanzvadzi