MUDZI...VARAIRIDZI VEPAKAITANO PRIMARY VOFA RUMWE RUMWE VACHIDONHA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 8 ก.ย. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Dewmas media taking us to another level
Ndisati ndapedza kunzwa nyaya iyi. Munoziva here kuti chikosoro chino tapidzanwa saka what measures are being done to stop the spread of cold and cough. They could have given each other a distance Uye ma mask 😷. I can hear most of them are coughing. Let’s do better guys
You're right
Fav song rrrr❤
Normalise to go for check ups musati matsvaga varoyi.
Ndambenge ndaka nyangarika. But am back
Uuuuuum nyaya dzekudonha kwevana nevadzidzisi dzanyanya muzimbabwe,hurumende neZinata ngaitore matanho
Scary my home area yoh
Watching from jobek
chikoro changu
Nzara
Pangu apooo
Nyika yaipa
Watching from Joburg
Aaah imi pwita rekerai
Fambirai nyaya
Zvapakangonyangara nyangara paxul pacho.... Shame sabhuku makuvara neflue
Zvakaoma
Drewmas media taking us to another level
Chikoro changu icho gadzirisai paita ngozi apo
Kumba kwedu mmmm mweyai vaitazvdaroo
Drewmas taking us to another level
Sahwira woye gara muberere
Ndanonoka sahwira asi ndauya Drewmas❤
❤❤❤❤vasahwira
My school ❤❤
Satasizim yanyanya
Missed this
Maswera sei hama
Hanziiko kumba kweduko
Toti rufu murawu wa Mwari here pakadai
Number 3😂😂
Yaah vanhu vakuromba pane svinu pachikoro
Maenda kwedu hwendo huno
Vaogarariko ukokweduku kumakorekore,nekuti muyedu peno iyeyu Andrew anyai.
Yoo menana chaiyo zvinorwadza
🎉🎉🎉🎉❤🇿🇦
DM FAMILLY MASWERACY MUSANDIONE KUNONOKA NDANGE NDIRI MUNZIRA
Danai Mukotsanjera
Drewmas media do you meet or hear such things in Matebeland .saka huroyi kumaShonaland is tooo much .munoroya mashona sorry henyu asi ichokwadiiii
Kwaita muroyi or Satanism pachikoro apo
Huroyi ndoo satanism
Iiii ko dai vadismisser vana hey noise yacho
Varume vanofona kutaura kudatirika mamwe maMP atinoziva.
😢😢😢😢
ZAOGA Ndiyevaroyi
Zaoga ndeyaMwari
ndiye Mari neSatanism kunoNamatwa Mwari waGuti
Torai vanonatsoona kwete zvinopedza mazuva muchingoti tiri kutarisa
Zimbabwe is becoming very scary each and everyday,
Hurombwa hurikunyanya inyaya yenhamo here irimunyika medu😢
Vakanzara awo muporofita mweya ausivaudza hre
Iri kupi nzvimbo iyi
@@sekayibonga6112 kwaMutoko kumudzi 22 nyamapanda road