She was trying to explain something at the end about what happens when they take the wealth but this interviewer kept cutting her off till we didn't hear what happens.
The interviewer wechi rume anobhowa. Anovhunza zvinhu zviripachena zvirikutaurwa.... its so boring its better anyarare coz akut dzosera shure ... he has to learn how to listen n kuvhunza vhunza hakusi kugona basa
Can the woman be interviewed again by a proffessional journo? She had a good story to tell but everything was ruined by that boy
Exactly
Baba imi munobvunza mibvunzo inobhowa
This guy idako we can't even watch the whole interview
The interviewer spoiled a good story
Satanism Sisi idzo kwete njuzu,
She was trying to explain something at the end about what happens when they take the wealth but this interviewer kept cutting her off till we didn't hear what happens.
😂😂😂😂 blaz avariku interviewer kana musingade basa siyai
Mukawana mumwe murume anogona kuita interview mozotiudzawo.
😂😂😂
Kkkkk
Oh my gosh!!! The interviewer needs to learn to keep quiet and listen 🤦🏾♀️
journalist murume mudzingeyi haagone
Interviewing skills need to improve. Zvakuda Andrew Neshamba izvi
Taura hako iwe
Baba avo vakundibhowa
Blaz muri dofo reku interviewer vanhu
Poor and very poor interviewing skills 😂
Baba vanobhowa tseq wavo vanovhiringa interview
It's a starfish
Baba imi kutozoti handina kunatsopanzwa, hapana chamurikutonzwa kana kunzwisisa imi kkkkk ahhh regai munhu ataure tizwe ahhh
Uyo munhu haagone Ku interview , aitokanganisa kubvunza munhu
Ahhh baba avoo haa nikisi
Hayi mhani interviewer unobhowa siya munhu ataure mhani
Haaa shamwari iwe haugone kuinterviwer unotobowa
I hurt munhu anobvunza zvinhu zvaarikuudzwa idako muguy uyu
Ndimi ndimi
Haaaa this guy ka is boring mhani dzungu sterek he's asking shame questions 😑wtf mxm next time regedza hako haugone haiwa
Interviewer akazungaira shame...
Uyo munhu ahagone kuitisa interview idofo
Taura hako
Apa volume dololo
haunyebe hako
That guy is talking too much . Ngaasiye munhu ataure
Ah imi baba imi regai kani kuita noise saka tomuhwa sei regai ataure nyaya yake mhani muno bhowa apa
Ari kubvunza zvemarobots kkkkkkk
Baba imi mukuti tadzisa kunzwa chii Koo mune dzungu chaizvo yohwe nxaaaa
Drewmas munhu weku interviewer uyo.
Journalist idofo uyu, ngaasiye munhu ataure ozobvunza
Hakuna manjuzu akadai ..Satanism
Aaahhh baba ava huye bodo zvokwadi
ayandiyo mabullshit manje aya
Yooo yooo yooo that guy ariku interviewer ibhoo hr yaurikuita xaaa aaaagh
Aaah nhai vaInterviewer hamus makazozvinyanya here.....ini nditorinani
This guy is arikubhohwa
Rega ataure ka
The interviewer wechi rume anobhowa. Anovhunza zvinhu zviripachena zvirikutaurwa.... its so boring its better anyarare coz akut dzosera shure ... he has to learn how to listen n kuvhunza vhunza hakusi kugona basa
Eish ddn enjoy nomore cz of this dude interviewing..eish...fire him please
Mdara ari Kpa interview ma1
?????
Uyu murume uyu arikukanganisa and his so boring hapana zvatirikunzwa akukanganisa can u please interview the lady again murume uyo asipo
Interviewer idako
Ava baba ava ummm surrender vanosvota sorry shame
Baba avo is so irritating sadaka rinoitwa muchikotsira here zvamobvunza zvopisa hasha ur asking zvaari kutaura ?
Bad and very bad journalism
The journalist is just boring ..
Ummmm baba ava so ndaita kunge ndichavavhara mbama nepafon.So wamuinterviewer here ipapa uchinyepera kudzungaira nxaa
Taura zvako ngarisiye basa nxaaa I dofo hapana chaambonzwa from the beginning
Vanobhowa shem Aaaaah
Interviewer imbwa yemunhu
That was satanism not manjuzu ,njuzu hadzidaro hachisi chivanhu icho.
Baba avo vanobhowa,kutaurisa nxaa
Haaaa vanopa hasha
Male interviewer watikuvadza nerepeat mibvunzo
New world order ,makatoiswa micro chip imi
Interviewer uyu😡
pfutseki unovhunza zvobhohwa
Mmmm baba avo 🙄
Interviewer uyo akunyanya kutaurisa