mambo haana chaagona kutonga apa nokuti aita kudzvanyirira vana nokuti madhara aya anoziva zvirikuitika mumusha mavo sly media enda nemhuri iyi kwa bunzamukome,tasvu,mukotsanjera or tateguru mhofu
Haaa zvekurombwa hazvidi mapostori ndosaka ndichida zvangu anasekuru n'anga vanokunanga direct kuti iwe ndiwe muroyi wakabata so so so zvogadziriswa zvopera not zvanamadzibaba zvekungotenderera tenderera izvi.
Panoda vanasekuru ve sly media kwete maprofita hapana chavanoziva
Musha unogona kunge uine hushereketwa bt pakakanganiswa ndepekutora mubatsiri wemunharaunda anoziva nyaya uye kukonana kwemumusha umu
Zvehurombwa zvinoda chivanhu anaMufakose haa maporofita havazvigone izvi
Plus vakatadza vanoti handina kupedza basa or pakaita bopoto saka mweya haudi😂😂😂
Mukotsanjera to the fullest panyya idzi
Mkoma Sly imi endai nevanhu ava kwaBunzamkombe
Ana Mhofu dzinza rangu no different nekumusha kwediyo. Team mhofu ma1
Sekuru Mukotsanjera vanopedza ma Sports ese. Ngavaende ikoko. Vanobatsirwa zvechokwadi chaivo. Zvisina ma saramusi mukati?
Family haigadzirisike iyi..
Solution ya mambo ndeye kuti vaende to a radio show....why not refer to Zinatha?
Eisssh Zvikomana zvakandwa pasi pebhazi Zac yapindira ZANU VS CCC
Sekuru Mukotsanjera
Zvikwambo zvinoda n'anga ava anamadzibaba avazvigoni,madzidad zvehurombwa siirai anatateguru
Vana baba ndihwo hunhu hwavo ihwohwo.vanoti havadi kutungamirirwa nevana vasingadi kufamba.ngavaende vari kutyeiko
Veendesei kwa sekuru Amadu
Ndokupa kwedu torai sekuru tasvu kwete maprofita haapedze
NO VOLUME/SOUND
Mhuri iyi ngava bate Mukotsanjera
mambo haana chaagona kutonga apa nokuti aita kudzvanyirira vana nokuti madhara aya anoziva zvirikuitika mumusha mavo sly media enda nemhuri iyi kwa bunzamukome,tasvu,mukotsanjera or tateguru mhofu
Hoko yaiva yeiko
Tilder kkkkkkk
Muchi bag munei sure
Chinake yipi ko iyi.zvairi iyo. surname yangu.yaTilda hapana zvatakazoona.hamawe mhofu ngaibatsirwe pirizi
Haaa zvekurombwa hazvidi mapostori ndosaka ndichida zvangu anasekuru n'anga vanokunanga direct kuti iwe ndiwe muroyi wakabata so so so zvogadziriswa zvopera not zvanamadzibaba zvekungotenderera tenderera izvi.
Sly wakatanga riini kutadza kubata camera ungatore makore emudenga nekutora tuvanhu tushoma shoma kudaro ipo pamusha panevanhu vakawanda kudaro
Bag nderei padare
Madzibaba vanetsamba yebasa here
Hoko idzi dzinenyaya
Madhara gadzirai Misha munorohwa nevana koivo baba vekubata vanhu maoko zvisina hunhu maizviitirei chii chskadaro
Sekuru Muchemwa Mangwende mambo anehunyoro
Poor sound
Haaa madzibaba hapana hapana
Mukotsanjera ingwambi panyaya idzi
Ko muchi bag chemuporofita munei
Ngavaende kwa sekuru Tasvo vanopedza zvese musambo Mira kuti muone anazvo
Kkkkll profet imiks
Danayi mukotsanjera
Maporofita enhema chaiwo
Muporofita ngaagare pasi
Camera man matuzvi
Asi hoko dzave kunetsa gogo ava kani 😂
Tarisaiwo pamusha pacho pavari kkkkk
Ngavaende kwasekuru tasvu kuanda oni mobhorini
Madhara havadi kufamba vakabata bata
Tsvimbo
Kanaimimi vababa munemushonga
Sungai tsotsi iro.....munhu wemweya mudhosvo.🚮
Mukotsanjera
Haaaa uyo ishamwari yengozi
Anyone watching ryt now...
Ndiripo zvangu from Kappa kwakaitika tsaona yakauraya mukomana
Kana uri muporofita zvimiririre. Pamashoko ako
Hapana apa,akudhomoka
Muriiyo inozviziva vasharuka avo havanakuchena vanonyepa
Madzibaba munopinda busy kana muri fake as many of you…
Madhara aya anoziva zvikuitika
Muporofita ndewe nhemha uyu anoda kurohwa
@ Tilder zim
Tsvagsi vanoziva
Madzibaba vakudhomoka
Hurombo chete
Sly media ndimambo ani ava vekwa Murewa toda kuendawo nenyaya dzedu kwanetsa nehusabhaku hunongonzi ndewe imba iyi
Kwamurewa ndekwaMambo Mangwende
Fake madzifather avo tsvagai vanogona
Musha unogona kunge uine hushereketwa bt pakakanganiswa ndepekutora mubatsiri wemunharaunda anoziva nyaya uye kukonana kwemumusha umu