Mambo ndaombera. At least tave namambo munyika medu anoona neziso guru. So many times vanhukadzi vanodzvinyirirwa panhau dzakadai vachinzi inzenza. Maita henyu
Guy's this is the end of the road you need to Go to prison coz this is cruel taking advantage of disability lady leaving your wife's at home this is a disgrace
I live Chief Mutasa to bits. How may he be advised to advise his team to give eac other chances to cross examine. They just talk at one go just repeating what the Chief would have said. It becomes noisy. Its unlike a court. They should raise their hands and be given chances to cross examine the accused . Order chete please Karanganda pass this message. He is a learned Chief but order is lacking.
Uhm nyaya idzi dzoda kunyatsoongororwa kze pane umwe watakaona Kuma dna uko musikana airwara nepfungwa akati ndapiwa nhumbu neumwe wo mudhara,, mudhara kusvika Afa nestress,, only to find out pamaDna kuti mudhara haana kumbodya bota apa munhu akatofa nestress
Asi varume 8+ vanogona kutonyura sekutamba ka apa (moinda kucollege for yrs) modzoka vakadzivenyu vatorova pasi or patopfuuravo ne8+ fruti. Eeee komukadzi angafireyi nenzara (that is kana atombokumirira zvake aripo pamba pacho) iwe wakatoinda kuCollege nekuda mujolo pose-pose pasiri pako?
This is sad. Ndaita kukachidzwa neshungu shem...dai abatsirika mwana uyu mabhinya aya asungwe ncxaa...they actually took advantage of this girl nekuda kwepfungwa dzake dzisina kumira zvakanaka
@@GodwillChabvutathere is a case in Zim yakaitika judge akatonga kuti mentally challenged persons also have the right to enjoy sex. She knew what she was doing, saka why was it okay for her to be married akapa consent sei and why was that considered?
th-cam.com/video/hnk029JUA00/w-d-xo.htmlsi=9xrQK-6fOVWVK1S_ Bota rangu raikamburwa nabhururu wangu kwiiiii MaRusape ndimo ndakaabatira
Oooooh sorry
Munonzwirira nyaya kkkkk
Highest quality of professionalism mambo Mutasaaa, thumbs up
Mambo Mutasa ndokutembai apa ...ngavapinde mkati varume ava.ana Chabodo nana Matutsa vawanda.pliz.this is so heartbreaking 💔💔men why!! Why!! Wicked men. pliz Mambo apa misarasika pliz tachema semadzimai .rwiraiwo kodzero dzemudzimai .pliz.
Ngavaende kujeri vaito udzana kuti enda kubenzi Havana kunaka varume ava
Reminds me of Chabodo naMatutsa same nyaya
Kkkkk
Mhombwe mkati kkkkk
Vana chabodo vakasungwa here. Dai vakasungwa
Ndanzwa tsitsi for the husband and wife
Musore
Caston Gunje
Talent
Samusore
Bab Mable
Samubare
Ranganai
BabNatie
Zvakaoma hazvo vanhu mukati mambo vanhu vakujairira zvenhando they took advantage yekusakwana kwemunhu
And many more unmentioned names. Kuri kuripiwa vanozadza purazi
Aiwa vanhu mujeri havo. No negotiations
Jeri Jeri vanhu vaiudzana kuti kwaito village bicycle
SaMubare ndekwana ex tezvara vangu
@@talithadube6468 vane hunhu hwakasunama zvinonyadza
Varume avo vane utsinye ndarwadziwa Mambo sungai vanhu
Mambo Mutasa sando dzenyu. Matonga zvandaida👏🏼👏🏼👏🏼
Chief sando dzenyu idzo💪💪💪💪 amwene garai pasi hamuna nyaya nxaa varume ava vaimurepa taking advantage yekuti anorwara pfumgwa chete
Nhai
Justice for Mwana uyu😭😭😭😭💔💔💔💔😭😭😭😭
I think these 8 guys they must pay mombe 5 each so that this farmily wil be rich and they wil not have a chance to use advantege of poor pple
pamwe havatorina mombe dzacho ngaangovharirwa
Nyatsotarisa zviso izvo wotoona kuti hapana kana ane mombe
Ndoonakungezvitorinani
@nothandosiyaka kkkkkk apa vanhu vasvinu ngavaende kujeri
Chief Mutasa ...we must vote for you to be the President ...and Chigodora the deputy ....mutonge nyika
Chigodora ave kudyira vanhu mari....ari CORRUPT
Chigodora ndozero manje
Chigodora chiBABA
Chigodora was acting headman now he is nolonger the headman kkkkkkkkkkjk
@@jaquallinekahlari328 ngaabve anga akuita huwori....
Chabodo namwatutsa yadzoka ne new version kwa mambo mutasa. Varume musazotore advantage yevakadzi vasingatori mushe. Nekt vanhu awa havana nyadzi. vanotaura zvese. And statements rawo.hawachinji vanhu awa. Mambo mutasa isai vanhu kupolice ngavaende kujeri zvakaita vana mwatutsa nachabodo. Bcz wese varume awa akaisa pasina condom hapashai anechirwere pavanhu awo. very sad 😢 mabrothers kutochinjana zvawo mukadzi wemunhu. Kana paine ane chirwere musha wese vakutopera.
😢😢
Isu tinenjere dzakakwana tiripo mamama
Ndaiti vacharamba ini aah pindai zvenyu mukati varume .Chii chakadaro kutora advantage yeurwere wemunhu ndarwadziwa fani 😢.
Ndasiririswa varume ava vaitoudzana iyi ndoyekwanaMatutsa naChabodo yekwaheadman Chigodora
Kuti kuita kunge nyaya yarutendo
Makorokoto secretary akazotengerwa table
You've been here for long ,right? This is my first time here😂
Zvinorwadza,asi vanenge vaitaurirana kuti ndaita enda haarambe, totenda kuti mambo vaita justice chaiyo.
Mambo Mutasa kuziva mabhurukwa dollar for 4😂😂😂
The culprits must be arrested with immediate effect
Am with you hama its so sad
Same Matutsa naChabodo
Amen
Ngavapinde havo mukati vakomana avo thanks mambo Mutasa Karanganda wayeipo here ❤
True dat
Ndaiwepo
Mambo ndaombera. At least tave namambo munyika medu anoona neziso guru. So many times vanhukadzi vanodzvinyirirwa panhau dzakadai vachinzi inzenza. Maita henyu
Zvino unganzi uri nzenza kumunhu ari mentally challenged hazvibude.
He is a Magistrate by profession saka chibaba ichi
Dare redu riri kubudirira mambo ava ne shade
They are constructing a hall iyo unoona irikuwakwa
ne table futi
Ndinovaziva vanhu avo ...we love you mambo wedu
Im agreing with you becoz jere hapana chachawazofa akawana
Mwatutsa na Chabodo iiiii jesooo vanhu vane utsinye kunze uku😢😢😢😢
Matutsa na Chabodo tambirai vamwe venyu avo😂😂😂😂😂
Cup yeshuga mhaiii kaniii😂😂
Ngavaende mukati
Guy's this is the end of the road you need to Go to prison coz this is cruel taking advantage of disability lady leaving your wife's at home this is a disgrace
Some men can be very evil.😭😭
99% of the time...Our Chief never fails us as a people...my big BUT...is when he never challenges court cases done by magistrates 😭
That's the law, a lower court cannot overturn the judgement of a higher court. Traditional court is a lower court, so nothing can be done about that.
Welldone Mr Mutasa.....mabhinya ngaawandire mukati
Apa inini mu single ndirpo mopenga varume imi dhemet wenyu
😂😂😂😂😂😂😂😂 nechando ichi ufunge
kkk tikutswagire here diya
@@charlesmagagada5044
Ehee
Huya zvako ini ndakarongeka
@@charlesmagagada5044 tsvaga
Big up my chief 💪😁 mutasa
Jeri straight
My chief kwazi mabhurukwa😂😂😂😂😂😂😂
Chii chiri kusekesa?. hausi kuona here kuti there is something wrong with her.
Mambo magona ndarwadziwa .ngavaende
Matatsa na Chibodo
Really touched neclassmate yangu Onias Maunze. May justice prevail
1 culpit Talent wabvuma next
😂
Asi varume zviya diko mashaya vakadzi here
Chihure chete kunorara nemunhu anorwara nepfungwa uchisiya mukadzi kumba akakwana
Karangandaaaaaaaaaaaa waiyepo here.first comment
Well done mambo Mutasa. You’ve protected the girl child.
Mambo Mutasa munogonesa. God bless you loads!
Right yapastor ngaiuye futi tione
Iya Iya mutasa akadhiziwa napasta uya🥱🤞🤞🤞
Akatadza kutonga paye vakabhadharwa namufundisi
I live Chief Mutasa to bits.
How may he be advised to advise his team to give eac other chances to cross examine. They just talk at one go just repeating what the Chief would have said. It becomes noisy. Its unlike a court. They should raise their hands and be given chances to cross examine the accused . Order chete please Karanganda pass this message. He is a learned Chief but order is lacking.
Ngavateere chabodo na Mututsa vaite team
Ko asi varimujeri here
Mambo chikumbiro garai nemboma varume vakaita seava vanoda mboma rovai varume ava se zvinoitwa Botswana
😅
😅😅😅😅😅
Ana Chabodo naMatutsa vanhu mukati chief hatidi vanhu vanotaker advantage yedisability yemunhu
Ndorwadziwa kti musociety mune mbwende dzakadai variwo vanhu vanofanira kuchengeta vanhu vakadai kusociety
Vanhu mukati Mambo pliz
Yekedero touchline muma banana, zvadirwa huchi nemukaka, uyayi nge cup imwe chete zvayo yeshuka😢
Keep it up mambo mutasa
Zvakaoma hey ko kutsaga vasina varume zvinodi
Im very proud to be called a Zimbabwean right now 👏🏾👏🏾👏🏾
Matusa nachabodo part 2 they took advantage yeurwere hwemunhu. Ungaworirane sei nemunhu anorwara ngepfungwa. Apa kunyura chaiko
Magona chief kujeri straight
Uhm nyaya idzi dzoda kunyatsoongororwa kze pane umwe watakaona Kuma dna uko musikana airwara nepfungwa akati ndapiwa nhumbu neumwe wo mudhara,, mudhara kusvika Afa nestress,, only to find out pamaDna kuti mudhara haana kumbodya bota apa munhu akatofa nestress
They all admitted to sexually abusing the girl although they don't think it's abuse Varikuti vakabvumidzwa
Very true
Takaiona kuurayisa pensioner
But ava vato bvuma vega
Watoenda sekutamba sekuseka MAMBO MUTASA batai wanhu wasorekere kudheerera kuti hanzi ngekuti unorwara saka toita rureeruree
Asi varume 8+ vanogona kutonyura sekutamba ka apa (moinda kucollege for yrs) modzoka vakadzivenyu vatorova pasi or patopfuuravo ne8+ fruti. Eeee komukadzi angafireyi nenzara (that is kana atombokumirira zvake aripo pamba pacho) iwe wakatoinda kuCollege nekuda mujolo pose-pose pasiri pako?
🤝🤝🤝🤝🤝mambo mutasa sando dzenyu
Mambo.Mutasa endesay vanhu kujeri kutora advantage yekuty anorwara nepfungwa
I felt the door being closed naOfficer remota haaa paipa apa😂
Haha..
Yaa varume imbwa sure😂😂😮
😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka nhamoserugare kana kumboramba zvavoo jeriiiiiiiii
The most protected people in Zimbabwe 1.A mentally challenged person 2. a pregnant woman 3.a minor ....musatambe nevanhu ivava unonyura esp number 1
This broke my heart, ndirikurwadziwa
Why do people laugh honestly? It's not funny. This girl has is vulnerable and should be protected.
Ndozvandokudirai mambo Mutasa
Unenge uchiti wakurumidza wanike pane vatori nedzimba pano😂😂
😂😂😂 taura hako
Ma landlord 😂😂😂😂😂😂😂
Chief hapana upombwe apo mukdzi uyo according to here state anongoti yes yes kuzvinhu zvese
Its a shame kuvarume vese avo same as mhondi
So sad vamwene havana understand state yemuroora wavo hachisi chihure ichi
CHABODO AND MATATSA season 2 ep1😂😂😂 vanh mukati
Mambo Mutasa veMahindraa
My chief❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Waiting for part 2 saMatutsa naChabodo
Haaaaa vakomana munoribuda here Jere iro
Pakaipa apo
Ndatangawo isai ma likes
Varume musatore advantage yekuti mukadzi pfungwa dzake hadziite zvakanaka, mozadza futi zvirwere zvenyu. Ngavasungwe varume vose vakabata mukadzi uyu
security kkkk Chief Mutasa ndizvo kkk magona mambo wedu
😂😢😢uyo atanga kutaura dzakakwana hre kkk kuwirirana sei anorwara njere
Pamusoroi changamire chiiko tibvire zibenzi remunhu garu yemunhu
MWANA UNOSV***RISA NDATENDA HANGU 😂😂😂CHINHU CHIYA IRUBER NAMWARI
vanhu vanorwara nepfungwa vanodisa magumbeze zvekuti dhuu😂😂😂
Chabodo naMatutsa vave kwamambo Mutasa
Haaa mambo Mtasa tokupai maruva enyu muchiri vapenyu. Ndoda kuzogara mudunhu renyu, ndipeiwo munda 🤣
Endai ku Chukurubi guys munodzidza hwunu - we are tired of rapists
Shame, yadzokazve yaMatusa naChabodo. Good judgement Mambo Mutasa
😂😂😂😂😂😂😂😂,aaah nyaya iyi inorwadza but inosekesa weee the,way yaarikuvataura wese nemazita nezvaakapihwa aaah kkkkkk
Well done chief,,,vanhu ndiko kuti vadzidze
This is sad. Ndaita kukachidzwa neshungu shem...dai abatsirika mwana uyu mabhinya aya asungwe ncxaa...they actually took advantage of this girl nekuda kwepfungwa dzake dzisina kumira zvakanaka
Chachaya maiweee😂😂😂😂😂😂
Mwari vanhu wenyu dzmhuka
Mambo Mutasa, mune basa
Best chief ever❤🤗
Chigodora was an acting kkkkkkkk he is nolonger the headman kkkkkkkkkkk kwaana the OG headman
Chabodo naMatusa Mwari weeee
Morning Karanganda familie❤
Haya vanhu vanokanganwa nyaya yana Chabodo?ngavasungwe zvavo kusanyara.
Ana Chabodo part2 vakenda kuseri sekutàmba.Mabhinya ayo ku Chikurumbi community haisi safe navo.
Mambo daimangovabhadharisa zvavo vasaenda kujeri vanhu avavaiwirirana ndoosaka vaimupa mari zvavakaita zvakasharisa asi mhurizhinji dzavakutaumbura ngavanobhadhara chete
Hurumende Haina izvozvo underage nevarwere vepfungwa kuseri apa number yavo yakawandisa vaitoudzana kuti dhibha risina mhuru.
Vakatadza kunowirirana nemahure anedzakakwana sei
@@GodwillChabvutathere is a case in Zim yakaitika judge akatonga kuti mentally challenged persons also have the right to enjoy sex. She knew what she was doing, saka why was it okay for her to be married akapa consent sei and why was that considered?
Murume aya madofo shuwa vaifunga kuty haagoni kutaura bt mabvuma wani mega kuty ichokwadi haana kumbonyepa.
Ivo vana vatatu vaanavo pangogona kunge pasina kana 1 we murume wake
Zvakaoma hazvo taking advantage amwene garai Pasi hamuna nyaya
Hutsinye kurara nemurwere wepfungwa ,jeri straight 😢
Welldone mambo Mutasa
Mazviita changamire 👏
This is so heartbreaking varume why!! Why!! Vanhu vakawandisa vanoda varume