DNA Results Mwana Wawakaramba Ndewako
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 8 มิ.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Mukwasha wechidiki uyu anehunhu 🎉keep it up
Akazvininipisa mwana uyu
Mwanakomana uyu hunhu unahwo mwanangu ugare wakadaro, usachinje urambe wakadaro.
Mambo uyu anehudzvinyiriri.Nyaya iyi yangayakayongwa Kare.Mombe dzedanga hadzibhadharwe Musina kuroorana.Nekuti mwana uyu akazvininipisa and haana baba saka vatora advantage.Ndomadzimambo anogadzwa nekuda kwe connection neZanu pf ava
This guy is humble
So humble mwana uyu
Mutongo wakakurisa, ko akamuwana achazobvisa chii😢. Plus zvakaitika vachiri vana, uye mukomana uyu ane respect kunyange tezvara vachimu tsvakira mhosha
Apa mukutsvaka mhosva patina.....
Judgement seems harsh..too heavy
Mkwasha akabva kuvanhu ane hunhu hwechivanhu chaihwo
Asi vana Tezvara vane hundyire chaihwo
Chief vakonewa vangasinfanirwi kudaro afanirwa kubvisa mombe 1
Veduwee chidare ichi chakonewa panongodiwa damage nechiredzwa chete ngaaende kuenda kunemamwe madzimambo
Une hunhu zvako mwanangu much love
Baba varikuda kutsvaga mhosva isipo,haiwawo harahwa yakadai kukundwa njere nemwana mudiki uyo.Mukuwasha ane hunhu.
Panekumbunyikidzwa kwaitwa mwana uyu. Vose vakanganisa vachiri vadiki vaifanira kumuripisa mombe imwechete nembudzi dzavareva. Saka akaroodzwa uyu ndewakezve.Chero akamudzokorodza mimba kodzero anayo.apa vanomurambira sey
Mukwasha manyama uyu
Mbudzi dzemasungiro imbiri chikotora, nehadzi yamai,chikotora usavi.
Chiredzwa imombe imwe chete,chero zvotstvuka sei.
Mucheka unosoneswa nhumbi dzamai i 6m kubva Kare (4m dhirezi Kana costume ,2m zambiya.
Damage mombe mbiri Kana mari.
Matare echivanhu Ave makoronyera.
Mombe ndeyeyi pamasungiro.
Kusungira hakusi kuroora ndezve vakadzi kunyanyisa Muri yemasuwo,uyezve kubatsira Mwana Kuti adzidze machengeterwo emwana ,nekuti muviri upore
@Countychoice, kwedu masungiro imombe
Mombe inosungira big time especially kana uriwe wakabvisa humhandara mombe yacho inonzi yechimanda ndiyo yataurwa apo
Mombe chimbavha chaicho
Kusungira munhu imbudzi 3 one ya mai imwe ndeye muriwo imwe ndeya mbuya
@@tendekaimurwisi8727Maybe zvinosiyana nenzvimbo,mombe ndeye chimamanda.
You are very humble
Good boy
Ini saamaiwo mmmm ndaona sekuti pashanda hudyire chete
Chidare ichi ndechekumama ...zvose zvimadhanda head kuroodza kunhu akaroorwa kare...endai kwa Nyamaropa munodzidza kutonga vanhu mazituzvi emadhara
Younger anobva kune vanhu uyu.
Mari inowanikwa kupi ko pa mwana uyu nhai. Uye mwana wacho akaroorwa zvekare. Saka akamuroora achabhadhara chii. Haafaniri kungobhadhara mombe yechiredzwa ne damage here. Nhai nhai Changamire.
No uri wrong as long pane mwana panodiwa mombe yehumai then yababa yedanga 1 neyemasungiro iyo chete
Umm very humble n smart boi
Hii ende mambo ava huye dn't vamunyanyira mwana uyu.
Growing each n every day 50k it shows quality
Dare ratadza zvikuru heart broken 😢😢😢
Humble child
Ukasatarira zvakanaka chief unotomboona saMukadota
Hanzvadzi yangu enda kwabushu or kwanyamaropa nyaya yako haina kutongwa mushe please
Ati taive vadiki iyi yaingoda Chief Bushu
Maihweeee ainzi shut up
Mambo mabatira mwana sei madzishe muchibatira so zvandirwadza
Hakuna chinonzi mombe yemasungiro (mbudzi yemasungiro)
Takazvarwa kuchisungirwa nemombe kumashona kuzosungira nembudzi kungorerutsawo since Nyika irikuoma plus mamwe marudzi akaita sana wasu vakagara vachisungira nembudzi but isu mashona taisaziva kuti mbudzi dzinosungira munhu.
Kkkkkkkkk vataa hako ugare pasii Kkkkkkkkk Masungiro i Mombe baba kkkkkkkkk asi zvinozoenderana ne Chivanhu chenyu vamwe vanoti Mombe vamwe Mbudzi kureva kuti ukabvisa Mombe ye masungiro kureva kuti panezvimwe zvikamu zvauchabvisirwawo mberi
Asi ukabvisa Mbudzi mberowo pane zvauchazamurigwa kkkkkkkkk
Ku Mt Darwin ndozviriko ndakaroorawo kuDotito. Am sure mutemo weMakorekore
Ndobvisei munhu akatoroorwa kumwe
Mambo uyo matoto chaiwo
Daai nyaya dzese dzichitongwa nechief nyamaròpa
Ane tsika mwana uyu
Mbudzi 4 hre imi chef muite mushe imi aaaaa
Akarairwa akateerera mwanakomana uyu chero vanatezvara dai vauya neukasha vaizongonyara Vega nekuti mwana uyo anetsika
Ndikungoona sekt varikumupanisher akt vatezvara mimba ndeyenyu
Mari inobvepi Imi mambo
Dai ndirini Maisara makabata mapaper ndaenda kuroora mukadzi arikumurume handipengi mombe imwe bho
Zvagara uyu anonzi Dotito haagoni kutonga ane problem inyaya dzakawanda dzaakakonewa,kumhangara nyaya hazvirewi kt uri right
Haaa chief ava vari cool and smart makachena plus team yenyu vadare very strong
Shuwa but pa mukomana apo vamubata mombe yemasungiro ne mbudzi 4 kkkkkkkk pakaipa
Ngavamurerutsire
Waiting for you
Kasekuru aka kane hudyire kutaura zvisizvo
Baba imi kurayi gotsi muchiziva kt pane mwana saka ukama huchipo taurayi semunhu akura imi
Humble guy eish❤️❤️❤️
Haaaaaa dare ndere kupenga iri
Mambo atadza kutonga vakutoroodza mwana kaviri zviriko here angofanira kubvisa damage mombe 1 chete saka kana zvibvisa mwana achatora here sakwauko akagarira chii ichauya imwe mombe yehumai futi here
Ehe mombe yehumai inoitirwa mwana akazvarwa uyo saka zviri right, that's why kuchichanjwa mombe 3 chete,yedanga,yehumai neyemasungiro chete.
Ndanzwa hasha mambo avo vanotopenga
Mukuwasha ane tsika zvake
They were both kids, bad choices and education from both sides of parents. Wrong judgement hayibooo
Mambo avo vagara avagone kutonga vanehutsinye inga mukomana abvuma kuti ayiva nwana mudiki pangu yacho
Ngavamurerutse akazviminipisa mwana uyo
Hakuna mombe yemasungiro mhani vanhu vekumalawi vatikanganisira nyikayedu
Sboxy waiting
Vabatira mwana hezvo apa mai vemwana vachovakaroorwa kumwe
Kana kumbonzwawo tsitsi kuti vana vakamitisana vari vadiki
Mwana akabva kuvanhu uyu
Bad chiefing. Ndikangobvisa kutotevera kunorara naye futi
Mambo havagone kutonga ava kuomesa kudaro aaaaaaa😢😢
Vese varikuti mambo vatadza mutongo havana kutadza as long pava nemwana pamutemo mombe dzinobviswa i3 yehumai yemasungiro neyedanga period, mombe yemasungiro iyo ndiyo inonzi nemashona mombe yechimanda saka zviri correct zvakadaro,dzimwe nzvimbo ndidzo dzinosungira nembudzi isu kwedu hatitozive kuti mbudzi inosungira munhu but takutodzidzawo kuburikidza nekuona hanzvadzi dzedu dzirikuroorawo kunzvimbo dzembudzi but kwedu ndekwemombe inotsika inoperekedzwa nembudzi yacho yemunongedzo saka musatishore ndozvekwedu izvozvo.but ambhuya ndivo vazo charger jira zvekupenga zvehutsinye instead of 6m vakudhomoka.
Ndyireee idzooo
Mombe yemasungiro kwete mbudzi dzemasungiro here
Culture inoti siyanei
Masungiro imbudzi, ukaona pova kunzi mombe hudyire
@@ltm454kwedu imombe culture dzinosiyana
Angaachifanirwa kubvisa mombe imwe chete ye damage, imwe chete ye humai, nembudzi mbiri. Mombe ye damage iyoyo is enough for baba nekuti vachawana dzimwe kubva kune mukuwasha akazoroora mubvana vavo.
Accessors don't how to ask questions and the guy is not refusing, please don't create mhosva for this young man
Mombe yemasungiro zviriko here izvo. Saka mupei mukadzi wake
Taurai zvenyu
Mmmmm vana ava vakanga vari vadiki
Dai vangomudziki sirawo mukomana uyo anehunhu anozvininipisa angobvisiswa mombe chete nembudzi 4 kwete kuroreswa munhu asisipo hachanyatsoita apa
Vabatira mwana hezvo apa mai vemwana vacho vakatoroorwa kumwe
Kana kumbonzwawo tsitsi kuti vana vakamitisana vari vadiki
Anoiwanepi Mari yekutenga zvirikudiwa nekuoma zvinhu iii ndarwadziwa.
Kunzwa tsitsiiiiii? Dzei pamunhu akange achiziva kuitisa mwana ngaabhadhare,vadiki vanoziva Lula?
Yeumai inobiswa neakugara naye
15 meters mmmmmm no ngaanohanyara nyaya kune mamwe madzimambo
Asi vamurova mombe dzakawanda reduce
Ahhh veduwee 15 meters here? Ambuya manyanya.
Mabira mwana mambo mombe 3 dzeyii hapana mombe dzese idzo
Utsinye mambo ava munhu akaroorwa kumwe moti munhu abvise zvinhu zvese izvo ummmm vakomana hazviko izvi ko murume akaroora futi uyo achabvisei amana musadero
Mambo uyu hagoni kutonga
Vanhu varikutambira mari dzakadiiko kuzoti in 1 month anobata something. Pay isingakwane mombe iyo
15meters jira mai imi ityai Mwari
Hiii nhaimi masungiro akatanga rini kunzi mombe, musabirire imi kana mbudzi 4 ndedzei yooh
Kana kwedu kunosungirwa nemombe hatitozive kuti mbudzi dzinosungira munhu
Mambo ava havagone kutonga
15 m or 1.5 m
Watoroora iwe ramba uchidya bota kusvika waneta
Mbudzi imbiri mambo mambe dzavanda 2 nekuti akarorwa munhu uyu
Kana nzvimbo dzenyu dzichisungirwa nembudzi musati vanosungira nemombe vatadza or vaita hudyire no,mukangoziva kuti culture inosiyana hamuite problem mambo havasi wrong pajudgement yavo kana musingazive bvunzai mubatsirwe,kana kwenyu kuchidyiwa haruurwa musazoti nyika yese idye harurwa kwete vamwe ndevemadora.sungiranai nembudzi kwenyu isu kwedu ndekwemombe so vese vearea yamambo ivavo vanotoziva kuti ndekwemombe,even mukaenda kwaNyamaropa dzaitobuda mombe 3 kana kwaBushu saka matare ndeekudzidza nekubvunza tisangomhanya kuti mambo vatadza or vaita hudyire murikuda kuti mwana azotambura kana akura here zvakunzi mombe yehumai haina kubviswa zvinhu zvachnjwa mukomana uyo ndezvekuroora mwana not amai saka zvinonakira mwana mangwana mulife make saka hatidi vanhu vanotaurisa munofunga kuti kwaakaroorwa kichabviswa futy mombe yemasungiro here hazvichaite plus dzedanga dzatova minus then humai its a must as long kwazvarwa mwana or vana inotouya chete uchida usingade.
Zvawandisa zvinhu zvenyu mombe one nembudzi 2 matadza Shona apo
Umm mombe yemasunguro ndikuzvinzwawo nhasi haaa zvakaoma pajira apo nepa mbudzi ne mombe ndapakundikana
Anehunyoro
Hakuna mombe yemasungiro guys masungiro imbudzi 2 hadzi nerume kwakuenda kupwanya zhowa zvibinge nerutsambo then danga
Mambo ava havagone kupa judgement inoita kuti vanhu vagarisane zvakanaka
Mukuwasha anogona kutoti makarodza mukadzi vangu Saka mambo havagone kutonga ava
Hanzi 15 mitres haaaa siya vakadaro vanehudyire vanhu vacho usabhadhara kna cent
Mwanakomana uyo ane hunhu anozvininipisa chose, uye mambo Dotito maita basa majekesa uye that is a fair judgement.
How is it fair?
Baba avo vane undyire vave kuchiva mukuwasha maybe ane better life than wacho akatora mwana wavo
Ummm no comment
Panoda mombe1 ye damage nemachira nembudzi 2 fullstop zvimwe ndezve mkwasha agere nemkadzi haaa ava mambo vanobhowa ava
Zvemukuwasha agere nemukadzi ndiye baba vemwana here,zvinhu izvi zvabvisirwa mwana zivai chishona pliz
Kusungirwa kunobviswa mombe here kana mbudzi nhai
Ndiyo inonzi mombe yechimanda yacho
Mkomana wakagona kurara nemuscana pa16yrs asi wakut ndaiti nezera rako haukwanisi kumitisa iwe wakaziva kuisa chinhu chako kkkkk
20 mtrs imika
Ummmmm akuna mombe yemasungiro makubiridzira mwana mambo