ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kutaura chokwadi apa dare raMambo Makoni magonesa. Uyu murume uyu akangobisa tsvakirayi kuno chete uyu. Saka vabereki 'vemudzimai wake' vakatsvaka mwana wavo vakamuwanazve. Vabereki ava havana chavakatadza. Iye otoda kupiwa mombe shanu aaaah!!!! Munofunga from 2000 to 2024 ndepapi paanga achazonoroora uyu? Musadaro mhani! Iye panoroorwa wake mwana anokutevera nemumvura mese uyu! Remekedzaiwo vana vevamwe.
Mambo makoni matadza kutonga nedare renyu mese chivanhu chedu chinoti Ukabvisa tsvakirai kuno atomukadzi wako isutave varume vakuru ana baba vedu vakangobvisa tsvakirai kuno asivaisambonzi havasi vakwasha kuwona kwangu ndimi murikuparadza dzimba dzevanhu kuwanakwakasiyana chikuru rudo
Ngavatonge nyaya zvairi not kuvhunza kuti iwe wakaroora here munhu auya nenyaya yake fullstop mukadzi atorwa naSabhuku wamambo ndochii ichocho
Haaaa imimi matadza kutonga apaaa sory
uuuuum dare iri rakurasika manje vakuda kuparadzanisa dzimba kugara mose kutoroorana ikoko zvekuti rusambo nemombe idzo ratove Drama