ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Chief Mtasa I salute you
Kana wamroora mumwe mukadzi ndewako haasi kuzoita hama yemukadzi mukuru waida kunovaita hama nehama kuti vane rudzi rumwe here 😢😢😢varume mofarisa imi second wife haifi yakaita hama yemukadzi wako nekuti auya kuzomuchemedza achitoziva hakuna pavanaoita hama vatori mhandu furustopo
OUR VERY BEST MAMBO MUTASA makatikoshera mambo.
Uuuuuuu ndarwadziwa hama dzangu charisi uchazviona hako
Haaa mutasa akatumwa shuwa sando dzenyu bambo 👏👏👏
Sure ungauurayire mkadzi wako marwei muroora irwa varipe mhondi dzevanhu chii chakadaro
Yowee Timburwa family ndarwadziwa chokwadi varume musadaro
Wazvàrirwa vana 7 womuutenda nekumuuraya 😢😢😢😢wofunga kuti unotsipika munhu wawakatambudza kudaro😢😢😢izvo zvivindi kupindurana nemunhu wawakaurayisa😢😢
Mushonga wengozi kuripa..Charisi udotambira kungonyudza dai ukanerwa😢
Chief nyaya iyi haisi capable homicide here? Charisi nemukadzi wake poisoned the late wife they should go to jail
I totally agree they should be arrested
Yes yes yes they killed her itori murder iyi
Hativadeedzeri Tencen toda mombe mhondi ngadziripe
Yagove kuchivanhu yavakutoda kuripwa kana vaOpedza then kana arikibuda ada zvake rhen yoenda kuPolice
Waiting for Part 2 imi....
Heartbreakin😢😢😢😢😊
Mkadzi waCharisi ngaauye kudare Mambo
Our very best Mambo, Mambo mutasa wedzerwayi mazuva ekurarama nashe
Monyewai mese pasi nechihure pasi nekuuraya
👏👏👏
Zvakaoma shuwa mouraireiko vanhu
Ngozj ngaiyende kumukadzi waCharisi
Monya iye mukadzi wacho ashaye peace 😢
Charisi sure kutora mukadzi mukuru kuenda naye kwamainini kundoitei Dai Tracy amubonya makumbo ese ndookuti atitimuke mhani
😅😅😅 hudyire uhuka kurova mari yekuripisa ngozi yausingazivi uri wogani 😢😢😢😢😢😢ko kuonesana nedzinza nhaimi
😢😢sekuru, mukotsanjera basa
Asii kaa munodaro ngei charisi😢
Charisi une mhosva
Waiting for part 2
Tracy enda unobaya vana vaMiriam 1 by 1... Akatora mrume opedza ouraya maiguru nemhaka yei... Akadii kusiya maiguru vari vapenyu pane kumuuraya achisiya vana vake dziri nherera
Struggled to watch this guy because of mate akazara pama corner pemuromo u🤦♀️🤦🤦♀️
My Chief
Kasi mambo Mutasa nhawu dzakadahi dzichapera neyi..honayi yaTENCEN kwaRusape MAMBO munebasa
Nyaya iyi ka inorwadza mufunge,ko varume ngei muchizodai chokwadi?
Tinenge tasangana nevanechikapa chengwena nematinji zvese nemagaro vachiyamwa mbolis zvekare
@ChipoMpofu-hl2ll ma1
😢😢😢
Bhoo hr apo 😂😂
Charisi uyu anoda kunyatso rohwa
❤
Yhooo charisi
Charisi imboko. Vakarangana ne second wife kuuraya mukadzi
Iri zita rejuti charisi maone ndorekwa simba futi
Tracy monya vose vana va charisi nemukadzi wacho mudiki
Charisi wacho kakusa kwana katovepo
Akadyiswa akafurirwa kuuraya mkadzi nehure.thats why asina kukwana
Charisi anekakutsweruka kaanako
Yaa zvakama shuwa
Kutakura mukadzi ku girlfriend
Charisi arikutooneka kuto muroyi
Tracy ngaandobudire mu musha memukadzi akamuuraya. Handiti kusada kuenda kwamambo vanoziva nhau dzawo. Sekuru Mukotsanjera hero basa muripoko
Mukotsa varikuto netsanawo Nehama dzavo dzimwe dzirikuda kunodzosera chikwambo chaanoshandisa kwachakarombwa nevakuru vavo kumoza
Charisi itsotsi
Aaaa ndatwadzirwa anhu vamwari kasi mashona CHIIII????
Asi zviri kuitika kumaShona chete here
Uh isu kwedu hatizvizive kutaura chokwadi, I always have doubts asi iyi yandibata@@ColleenChikanya-h5c

Charisi sure kutora mukadzi mukuru kuenda naye kwamainini kundoitei
Dai Tracy amubonya makumbo ese ndookuti atitimuke mhani