Chikumbiro naiza boom toda mumboita live muchitiudzawo kuti team renyu ramuno actor naro mazita awo chaiwo ekuberekwa nayo ndiwana ani ,anobvumirana neni isa like
I love this🤣🤣🤣🤣🤣 woke this morning very angry but I am laughing. Naiza Boom keep it up. Your actors they act and they make me laugh I can't miss an episode.
Our parents are a gift from God. Please let's take care of them. Kusavachengeta kunosimudza hasha dzaMwari. Let's be proud of our parents. NB may u please produce more videos of parents because its really a touching story. Keep up the spirit my dear friends NB. U were destined for greatness...
🤣🤣🤣👐shame zvondirangaridza ndichikura tairohwa na baba tadyisa kumunda,nemombe tichichera zvicherwa zvemusango nguva yezhizha(shamhu dzacho waoina wega kt nhasi panorohwa munhu apo mai vakada kupindira yaipedzisira yave yavo eishy sometimes life is so hard 😭😭,ndanzwa tsitsi nekuchema kwa Jedza !!!thnx team N:b👍👍👍👍
Thanks For Watching! 😁
Please Like, Share And Subscribe 👍🏽
Don’t Forget To Turn One Post Notification❤️
Naiza boom can I join you guys I beg you woooo
Acting is my passion
@@bonganishabalala5135 bhoe here nainboom
Kumupazaa chiberekerwoo
Nice one guys munogona
Chikumbiro naiza boom toda mumboita live muchitiudzawo kuti team renyu ramuno actor naro mazita awo chaiwo ekuberekwa nayo ndiwana ani ,anobvumirana neni isa like
Ehe shuwaa we need those discussions
Vovo na Netsai
Mukuda kunyenga vana ndakuonai.
@@Nhamo3 Ini ndikuda Vovo
@@deefax Vovo neniwo ndotomuda zvekukanda pakitchen.
Anonyatsofarira asingarwadziwe nenaiza boom ndoopemalikes pano
Akomana Vhovho anogona ..ndiye mumwe 🤣🤣🔥🔥
Na10am tomorrow I will be here to watch NB. You never disappoint Guys. Sando dzenyu.
Jedza anopedza masports hanzii fanodyara maruva kuzosvika 14 anenge akura lol🤣 & also mastreet fathers kana uchinakirwa najedza siya like
Serious Jatiwero is good in acting as a Father especially VaMatemai kkkk
😅😅😅😅moyo wekubereka dhafu welcome back 🙏
I love this🤣🤣🤣🤣🤣 woke this morning very angry but I am laughing. Naiza Boom keep it up. Your actors they act and they make me laugh I can't miss an episode.
Iiiiiiiii ‘...vachiri 2meters away.’
Ndo2m dzacho here Jedza amana 🤣
Wazvionawoka😂😂
Ndi dhafu here arikunzwisisa kudai kkkkkk. She is one of the best actors i hav ever known. Can play any part
Jedza nadhafu ndimi muneyese.
Dhafu and nb how are you feeling now. 💞💞💞💞💞💞
Engagement ring pliz
They're all good actors in their own way
😅😅😅😅😅wooooool
That's soo true😂😂😂.our Fathers and repeating the same clothes😂😂😂
Jedza can cry aaah pane anzwawo 😂😂😂
I love the way Jatiwero acts as a father
Me too
NB you always bring a smile on my face thumbs up for you guys
Afara wese nekuona dhafu Siya something
😂😂😂hanzi Volvo pane azvinzwawo????😂
😂😂😂😂😂 haaaa Jati apedza masports haaa ayisarenda thumbs up to you Jatiwero also shamhu idzo ndendaona kuZumbani 😂😂😂
Ndoda kukuuuurova usina kana chemukati nhasi😂😂😂😂
wonderful haaaa iri ndo the best
Kuswera ndisina kukuonai ndonzwa musoro plus kushaya appetite . Well done team NB
Nw addicted to the Niza crew has mese henyu munondiitira guys 😂😂
Thank God Dhafu as a mother you tell your Son straight paakanganisa
Our parents are a gift from God. Please let's take care of them. Kusavachengeta kunosimudza hasha dzaMwari. Let's be proud of our parents. NB may u please produce more videos of parents because its really a touching story. Keep up the spirit my dear friends NB. U were destined for greatness...
Gooood that's true mwaaa🥰😍😍😍
Jatiwero , dhafu, jedza love u guyz
NB and crew keep it up guys,munechipo.
Akamana ndinoda kamuchemero kanoita Jatiwerooo..... 😘😘😘Dai mukasazoparadzana vanhu imimi
Kkkkkkk kkkkkkk jati jati woda kuuraya here monondiitira guys❤️❤️❤️
Ndaseka, nhai mukanya hamurregerere mwana here🤣🤣🤣🤣
Jatiwero is good 👍 at acting as a father
I'm sorry for coming late Jaty you kill this thing😂😂
Zim is so funny so much talent yah
Dzokororo ine simba, ndadzoka kuti ndimboseka futi kkkkkk.."baba venhaka"
#Let's always respect our parents
Maribbed akazodaro😂😂tobva taziva kuti nyika yaguma. This was very nice😂😂👍👍mune yese team NB
Hazvipere mushe apa Jedza na Paida😍😍😍
😂😂ungaramba baba rohwa😂
Hii Jedza nhasi wawacha 😂😂😂
😂😂😂Haaaaa Chirinda unogona, Mhakwe that's my area guyz❤️❤️
Aiwa baba onekerai muroad, musatinyadzise priz 🤣🤣
Kkkkkk ende hunhu hwevakomana veduweee, kutoshoropodza baba vake nekuda kwebbe haaah 😆😆😆😆😆😆, guys musazoderooo
Vangu Baba Ven vakasviba sebenzi andivarambiiii iiii vabereki vedu vanokosha
Sisi vangu cy
Jati kana achi actor ari baba anenge ane hunhu wababa chaiwo i like it yhoo
Can't wait to see you guys
Guys ini ndine mubvunzo dhafu ari married here always see her ring on in all her comedies
Yes she is
Ndofunga murume wacho arimunhamo shuwa😂😂😂😂😂@@joannaputire6111
You guys. Should win 🦋😍🇿🇼rise up zim
Well come dhafu. Baba vatsamwa kkk. Ndinofairwa zvangu ne naiza boom 👌👌👌
dhafu ka😂😂😂 hanzi ndirikubvunza kuti marara amuri kuisa mumba ndeeyi ko🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣👐shame zvondirangaridza ndichikura tairohwa na baba tadyisa kumunda,nemombe tichichera zvicherwa zvemusango nguva yezhizha(shamhu dzacho waoina wega kt nhasi panorohwa munhu apo mai vakada kupindira yaipedzisira yave yavo eishy sometimes life is so hard 😭😭,ndanzwa tsitsi nekuchema kwa Jedza !!!thnx team N:b👍👍👍👍
Welldone guys,munogonesa.U made my day.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 jedza mupengo chaiwo, kutongotanga kudyara maruva izvezvi because Handina Mari
The whole team is just Superb n vanoziya zvavanoita sando
Ka Jedza mokadarireiko veduwee ,sorry 😞 Jedza asi usazoramba vabereki nekuda kwezvakabvaruka nhaika mwanangu. Good job guys 👦 👏 💪
Kkkk jatiwero anenge akuchema manje😂😂😂
My family n my boyfriend family we are ready to vote for jatiwero kkkkkkkkkk
•All for me jedza!Good Actor☺❤👊
😂😂😂😂😂😂Jedza anga achituka baba vake
Jatiwero is a superb actor💯
Waiting for u my best comedians
Team rese rogonaa guys apana akanyanya kudarika mumwe wese mapart awo they are all perfect
Very true.
Iwe Iwe Iweee🤣🤣🤣🤣🤣 Baba Jedza kiki Jedza wacho kubowaaa
Jedza wakanyanya 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤭waramba Daddy nekuda kwebeb
Jedza jedza kkkkkkkkk you made my day
Bhuriwa udzidze 😂😂😂😂babahavarambwe havanyadziswe
Jatti Ma1 keep it up
Kkkkk mudhara wenhaka 😂😂😂😂😂😂 kani .. Haaa. Jedza wakuramba baba vako
Jedza akakanganisa zvikurusa paakanyadzisa baba vake kkkkkkk panondinakidza ndepaakarohwa nababa vake dhafu achimurwira
Yeeeeah team jedza let's gather around🙌
Ndisazita wangu
Happy to see jedza
Welcome back dhundelele
Street father kkkkkk😂🔥🔥🔥
Sorry handiskuda🤣🤣🤣 Apaa kuchema Jati
My guys ndimi mune yese dhafu how are you now😍😍😍😍😍😍😍😍😍
Jedza apa wanga uchiti kuna Baba 😂😂😂😂😂
Zimuti iro ndorikungondipedza strong zvangu kkkkkkkk
Dhafu welcm thank God
🤣🤣🤣🤣🤣Usadaro baba vako iwe😜😜😜nekuda kwesheche iwe😂😂
Kkkkk vana vemazuva and so apo kuzosimbisa baby nekushora baba🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk varikuchemei baba jedza dzirimo here. munhuarikurwara akurohwa futi shame sorry mai jedza 🤔😅😅😅
Nb vabati vebasa makadini hnyu kkkk dhafu and jedza welcome,nb God protect u guyz
waiting for u guys ko muti wese wapindwa nawo mumba hakuna kumira mushe uko
You are doing good NB been watching you since you had 23k Sending love from Sydney ❤️🇦🇺🇿🇼
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Jedza wakaoma ufunge👐🤣🤣🤣
Mukanya vanopedzisira vochema , hasha dzehwiza
😂😂😂😂 jedza anondipedza
Kkkk dhafu Ku chka ana baba
Kp it up we lov u gyz
Team Jati kkkk. Super actor
Jedza ndandakusuwa😅😅😅😂😂mazuvano hauskubatika
😄
Jati naDhafu maSports anoti pepepe kupera.. 💛💚❤️. Kana vakakunyimai maAwards ini ndokupai zvangu.
Jatiwero and jedza high five 😘😘😘 thanks Naiza
Welcome. Welcome dhafu and jedza....ndafara ndichikuonai mese
Yamanaka hee😂😂😂😂😂
NB ndiyo yangu famili well done gyz mondibvisa stress
Waiting..dhafu moto
Welcome back dhafu hw are you feeling u are the best guys
naiza boom kuseri chimbouyai pa pretoria timbokuonai guys
🤣🤣🤣🤣🤣🤣jedza apinda busy
Vadi kumurova tichiona😘😘😘😘🙌
🤪🤪🤪🤪🤪🤪 Ayaaaaas zidhara iro