Sekuru ini hangu mashoko angu ndeekut I miss sekuru Tasvu vandakaona vari kuChikafa , vachangobva kudande vachibata nyaya dzanaEnock aiwa ivavo vaive too humble n vachipa varapa this comfort yandaifeeler ndiri kure. I respect your work sekuru kushaya hako but would love kut ndipinde mumatare one day.
Ndanga ndave ne nguva yakarebesa ndisingaone Sekuru Tasvu ndirikuta sendirikuona zviso zvinyowani ku team yembira iyo vagara varipo here ma Rasta ayo or vanyowani nekuti ndoziva vamwe vasina Raster
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Add me
The guy on drums is amazing I could listen to him all day
Musanetseka sekuru tasvu chandinokudirai hamurombesi uye hamujaidzi muroyi 🎉
Sekuru ini hangu mashoko angu ndeekut I miss sekuru Tasvu vandakaona vari kuChikafa , vachangobva kudande vachibata nyaya dzanaEnock aiwa ivavo vaive too humble n vachipa varapa this comfort yandaifeeler ndiri kure. I respect your work sekuru kushaya hako but would love kut ndipinde mumatare one day.
Mazuva aye sekuru tasvu vairova basa sezvazviri not now
Takazviona panasimba kuti munobatsira chidzikisai Mari sekuru
Sekuru tasvu imhondoro huru.. zvirambe zvakadaro tateguru nebasa rakanaka kudai
Pa Mari. Dzematare sekuru Dai matidzikisirao. Zvimwe taibatsirika takawanda
Hauyepe
Mari yacho yanyanya
Kusaziva kwevazukuru sekuru
Mwendamberi ndamuona
Thank you sekuru Tasvu rambai makadaro nesuwo tirikuuya
Sekuru Yasvu bho , but tirikuda maprograms muchirapa , makuzovanza zvekuimba manji
Tinotenda Sekuru ndinovimba vaye vekupopota varikure vanzwa kuti mhirizhonga yaSekuru iripakurapa kwete NOISE muma Social Media. ZimNews irikupisa kudarika nhingrikini rambayi makadaro mukoma ROBERT.
Parohwa deze, ngoma nehosho apa🤸♀️💃💃💞
It's true pamari apa dai vadzikisa coz yakanyanya kuwanda mari yacho
Sekuru vanoita noise musurbub tengai plot or kupihwa farm nezanu shuwa kanaimimusekuru vanhuvachiitanoise iyoare manebors enyu😮😮
dram man for me 🤗😊
Sekuru zvekutaura kwavanhu hazvikonesi kurapa kwenyu ndoonyika yacho Ini handina hangu Mari yokuti ndimbosvika asi shungu dziripo
Tateguru tasvu taisa maoko Tateguru 👏👏👏👏👏👏
Bira rinonaka kudarika huchii chaiko nziyo dzandifungidza nhamo dzangu nematambudziko angu ndoshaya ndodii nevaroi vangu vanondiremera kusimudza ndisina pfuma yeGo back sashangwani haavamisi ndinosvika chete
I love you Sekuru Tasvu
Ndanga ndave ne nguva yakarebesa ndisingaone Sekuru Tasvu ndirikuta sendirikuona zviso zvinyowani ku team yembira iyo vagara varipo here ma Rasta ayo or vanyowani nekuti ndoziva vamwe vasina Raster
Anogona muridzi wengoma Sando kumuridzi wengoma
Nice music
Ko baba vaya vaishaura nekavoice kanonakudza nhasi varipi?
Oh! I thought I was the only one admiring and enjoying his voice together na Gogo, they make very beautiful artists. Their voices wow!!👌🏽👌🏽
Tamirira🎉🎉🎉🎉
Kanengo nyaaaaa
Waiting
Review unenge usingachabhadhari hr nhy sekuru
Matigonera tateguru Tasvu
Tateguru Tasvu makandirwadzisa ndabvisa $400 yeEmergency nekuti ndaimhanyidzana nenguva ndikabvisa futi imwe yekunotora muroyi wemumusha wedu wamanga mabata shuwa kwakungosiya muroyi achibuda mudare renyu achienda kusvika nanhasi? 😢😢😢.
Makatadzawo here kundinzwira tsitsi nekundibatsirawo kupedza masports emuroyi nekuti ndanga ndabvisawo mari. Tateguru inzwaiwo nyasha kupwere dzirikubombera mumatare enyu.
Problem yenyu mariii chete 😂😂 munodura
Nhasi sekuru mataura zvandafarira ndiko kunonzi kuudza mwana hupedzisira
Sekuru tinegonda yekuti munorapa uye mabasa enyu amwe tinomaona nemeso asi pakudzoka ku review apa vamwe vari kuti munonga makuti unzazve imwe mari bcz ratova dare rimwe rakazvimiririra ndokumbirawo ipapo kt pamwe pacho vamwe tozotadza kudzoka nekuda kwemari uye kuzodzoka mu media kwakutodazve kutsvaga rumwe rubatsiro bcz vazhinji yakatiwandira asi rubatsiro techirwuda
This is now boring 🙄, sifuna ukubona uziza abantu
Ngempele siduna ukubona izimanga
Business marketing strategy 😅😅😅😅
And you spend much of your time on someone,s business ,why can't you make your own so that you ll not buck on other people's business
bigness ripi ipapa nhy Cde kas matumwa
Vashandi venyu vanehutsinye kunyanya kamukomana kanodeidza mazita kamakapa BMW kakandibhadharisa $15 us kuti kadaidze zita rangu musadaro imimi
$15 Yakudaidza zita chete here
@@LorettaMangoma ehe wangu ukasadaro hauponde unogarapo 2 weeks usati wapinda mumatare macho kkkkk
@@WestBullion iiii asi wakabatsirwa zvikashanda here
Yea vane utsinye chaiko kunyanya uyaanodana mazita webhibho
Waiting