Ava sekuru vanerudo kana mazogara he is not after money but kugadzirisa vanhu vatevedze gwara rechivanhu sezvazviri dai Mwari vsmuwedzera makore ekurarama ambobata basa pasi rose kwete zvimwe zvatiri kuona kunze uku kungorohwa bag mahara mosara musha une nyonga nyonga## 1 tateguru vanosakura nekuzunza Mkotsanjera kuvanhu💪💪💪
It’s Shona - SaManyika . From areas - Nyanga-Mutasa. We grew up with these Biras every Friday. Every Friday we don’t work , it’s sacred day to respect our ancestors.
He appears to be a simple guy , He is very open, A down to earth guy ,You can't believe that he is a Sangoma because he just perform in a simple way . His name is Mkotsanjera. Tinokutendai Tateguru. KO maimbovepi nguva yese iyi.
Can you all notiice the beauty of our tradition❤❤❤. Pakazoita vehudyire along the way but zvaibatanidza vanhu izvi. Tarisai mafariro arikuita vanhu. 😅 Ungazomboti kune nzara 😂😂😂
Haaaa sekuru vandipedza. His participation in the dances with artistry has mesmerized me. This is a man of the people. Mari yavanopiwa sekuru ndinoona ndiyo shoma. It's next to nothing.
I like the way you do your job Sekuru Mukotsanjera well done you are very humble
Munomama, mukomana wangu akundiudza uyu in mukotsanjera's voice.
,,😂😂😂😂😂😂 aizve
Hanzi vamamise Sahwira vanojairira wanhu awa kkkkkk😂
kkkk and wakuda kundidzingwe basa hantie
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haya
Kkkkkkkk mabinya wanhu awawa sahwira mamisa vanhuuu
Ava sekuru vanerudo kana mazogara he is not after money but kugadzirisa vanhu vatevedze gwara rechivanhu sezvazviri dai Mwari vsmuwedzera makore ekurarama ambobata basa pasi rose kwete zvimwe zvatiri kuona kunze uku kungorohwa bag mahara mosara musha une nyonga nyonga## 1 tateguru vanosakura nekuzunza Mkotsanjera kuvanhu💪💪💪
To us vanotanga kuisa like tisati tanzwa nyaya
music concert for me🌋
A very humble man sekuru Mukotsanjera munokwana pazvose you are blessed.
So exciting nice dance❤❤❤ we missed you sekuru mukotsanjera
Sekuru aaa munokwana pose heiiiii kungoma kumapadza nekutamba yaaa ndatenda hangu chipo chaipo kubva kuna Mwari l love it
Aiwa Ngoma munorova henyu sekuru 🙌🙌🔥🔥🔥🔥🔥🔥madance zvese nebadza regai muwane macrush hobho chenjerai kubiwa nemadzimai aripano😂😂😂😂😂
Mukosanjera to the world🔥🔥
Moto
Sekuru Mukotsanjera❤❤❤ ndimi mune yese
Mukotsajera to the world thanks simboti
Welcome to Jindwi Dr Mukotsanjera aaaaah ndafara kuti masvikawo kweduyo please chenesai Misha yose mupfanha uyo Jackson Chinongwa ndaidzidza naye
Ndekupi ,
Ndikudawo stand panext door pasekuru mukotsanjera ndikati gare gare ndobvisa mutete ndoti maonei
Tateguru Mukotsanjera to the world kana mazogara. 😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉❤❤❤
Nhai baba Taps Mukotsanjera makati akarora here zviya?kana akarora even pabarika ndoshingirira😂😂😂😂ndoshingirira my crush
Iii makanyanya kuda kuita mukadzi wen'anga here🤔
kkķkkķkk teramirai in heard man chigodora's voice
@@fainamuchena7384better wani kkkk
@@princechidziya3639ngavateramire shuwa 😂😂😂😂😂😂😂
Kungoona notification yekarangqnda ka1
Chivanhu have kudzoka, nice culture
I love muchongoyo,totenda Tateguru Mukosanjera Muno ziva tsika nemagariro edu Isu vechitema.
Inonzi jekunje - Ngoma yevaManyika -
Ndasvikawo manditangira nyamusi hundoti ndanga ndiri kutanga ren'ombe
Kaiwa mukorore
@@OliviaMandizha hallo moms nduruda kuwamwa
Yeeee mukotsanjera wangu
Am just smiling hangu i love this❤❤❤❤
Mukosanjera to the world ❤❤❤❤ kti dheshe
Zvanhasi ndatadza kuziva kt zviri kubva zvichienda kupi, ndibatsireiwo ndarasika
Zvatsanangurwa wani kuti ibira rekutambira mudzimu wemusha. Pabira vanhu vangodzane kutamba
Hz a simple guy full of jokes i love hz work
Sekuru mukotsanjera makanyanya
Hevoo Tsoka❤ i love you inga ndakati ndine crush ah
Sekuru mukotsanjera makadiiko ini ndokufarirai hangu kuleee❤❤❤❤❤❤❤❤
Hora
Sekuru muriko hr ndamusuwa Shem ❤❤
Waiyepo ere
Handiti ndizvo ,ndizvo here?vanogona asekuru ava
Wazvinzwa kutaura🔥
I like sekuru mukotsanjera vane ka softas kandoda❤
Mai tadiwa murisei zvenyu
@@Hazelmunashe ndeip dear long tym waita kundiwana pa you tube🤣🤣
Hazi new carikuramu yechiwanhu kikkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Mwari vakuchengetey sekuru
Mukotsa to the world
Which tribe is this nhai
It’s Shona - SaManyika . From areas - Nyanga-Mutasa. We grew up with these Biras every Friday. Every Friday we don’t work , it’s sacred day to respect our ancestors.
Baba TAPS matiregerera hatichakwanisi tisina kurarama tisina kuona Karanganda......... Sofalese
Jekunje
December ndirikukudaiwo kwangu ..ndato bukawo
Mukotsanjera ngoma iri kumhanya dzikamisa ngoma dzinobuda ngozi dzakawanda
No thats how the culture beats their drum. Its that particular tribe
Mukotsanjera anotoda dzibude neuwandu hwadzo zvake zvozo dzibudira ka 1
😂😂Dance yacho yakapenga
Naye mukotsa bataps 1000 views 20minutes
Zvakanaka kuvepano
Ndanzwa kuti Nhasi adzika ku honde Valley kumhuri ye kwa Matahwa kwamurara chakatsvuka ........
Pamudhebhu dhebu paita nyaya ere? Kkkkkk
The old man in white trouser usazodheerere!!
Gamba re Gorongoza❤❤
Ndizoo
Kuti chuuu ❤
Mhuri yekwaani iyi
Ndaona imwe crush
😂😂😂
Ini hapana crush inonditira besides Mukotsanjera wacho mbune😂😂
Ine tshirt yeIrange here nekaCup😂😂😂😂😂
@@mesiMutepfandewangu
@@Kudzymutema akatsamira chigubhu akarara mumadziro emba aguta zvake mhamba
Camera men wakaoma wamhanya pana mukoma avo vavakabata komichi varikunakirwa ne Doro 😂😂😂
Sekuru ndipeiwo zvamakadyisa vanhu vari kutambaa ava ndidyevo UU vane mbabvudzakasimba yoo
Kwazviri kubva nekwazvakananga ndazvishaya nziyo dzacho kuti uti chimalawi chiri kuimbiwa kana chiNambia ndatozvishaya
Dai maisa 2 tambodzima Moto wekukushayai 😢
❤❤❤❤❤
Mwana we vhu zvinogona zvose .Pakuzo Roya ku Romba hu Bhinya haha ipopo tinedambudziko
Ndiruvha tupadza ndavha nemusoro vangu kuti kwiiii
Mmmmmm yaaaa ndabvuma hangu ndekupi uko
Sekuru mukotsanjera I'm on my way
Jekunje rikuneriwa apokaaa..
Which type of ngomo is this someone to educate me please ndiri kunzwaa kahujekenisheni mukati
Njekunje...
Guys m asking 1 more tym kuti how can i see sekuru mukotsanjera ❓
Check on Karanganda episodes they have put his number several times.
He appears to be a simple guy , He is very open, A down to earth guy ,You can't believe that he is a Sangoma because he just perform in a simple way . His name is Mkotsanjera. Tinokutendai Tateguru. KO maimbovepi nguva yese iyi.
Bvunzawo hako ndorwadziwa
The best ever. Counsellor, doctor, munogona kusunganidza mhuri.
Kkkk hanzi maimbovepi? Vaiveko but ka vanhu tinenge tichingoparidzirwa ana tsikamutanda vasina chavanoziva, nyanzvi dzematare chaiwo dzichisiiwa.
You are catching feelings
Ndochibvondora bvondo ini mukotsanjera's voice
Ndosangoma1 andakafarira Pasi rose .haungabvumi Kuti ndiTateguru .komborerwai Kule Mukotsanjera
Very humble haaumbofunga kuti anorapa
Ahasiteteguru
Tateguru Mukotsanjera makadiko we missed you
Mukotsanjera ahasitateguru akaromba anoshandisa munhu akafa asiri wedzinza rake igamba regorongoza handisikutuka
Truly speaking sekuru vane rudo kudarika some so called prophets, vanogadzirisa chivanhu kusvika magutsikana.
Maporofita ariko zvino anoburitsa demon rikavakurira vokusiya havo uchiwokerwa nevanhu
Ndafara veduweeee pandaona Karanganda sure haaaaa ma street's ari dry hakuna chiro imi munotivaraidza thank you nekutiwinzira sekuru mukotsanjera ❤
😂😂😂
😂😂😅
Tateguru mukotsanjera ndimi moga munoita zvinoita kuti ndibve ndagutsikana kuti chivanhu chichiriko zveshuwa ❤❤❤❤❤❤❤
Bheju😂😂😂😂in sekuru Mukotsanjera s voice.
Happy to see you sekuru 🎉
Thank you Karanganda❤
Dai mkotsanjerq tichimuona everyday hedu anobatsira zvinonakidza ❤❤❤
But anodhura hanzi kuona iye 100 ,dare rake 300 ummm
Yaah nekudzidza zvekare
Runodhura nekuti haana chaanosiya
Taura hako.
@@MaxwellKamoto Haaaaaaaaa inga vnhu vari kuita mari nekurapa ndichatoita kkkkkkkkkkkkkkkkk
Can you all notiice the beauty of our tradition❤❤❤. Pakazoita vehudyire along the way but zvaibatanidza vanhu izvi. Tarisai mafariro arikuita vanhu. 😅 Ungazomboti kune nzara 😂😂😂
Eish so much we miss in our culture ,let's embrace our identity....#
Unoita seuchada kuenda kwese kunoenda Sekuru Mukotsanjera, he's a really champion of our tradition,ngoma vanorova
Musazoti vamwe vakaromba mumabasa, aiwa vakapira midzimu yawo 🥰💃
Mukotsanjera akaromba anotaura wani
Wow that's great, Sekuru Mukotsanjera munoridza ngoma haaa u're a star sekuru ❤
Baba Taps nasekuru Mukosanjera munoita Kuti tikoshese chivanhu chedu .munopamama t❤❤❤❤❤❤
Bataps u don't know how much you break my heart if i don't see u posting. Thank you my brother❤
Ini ndosurukirwa kuita stress kana ndisna kuona karanganda headman chigodora avachanakidzi since karanganda left
@@rachelsengamai8067 Taura hako cuz pasina karanganda TH-cam hainakidze,varume vayaa vekwachogodora vakanganisa vakaita godo manje hakuchanakidze
@@rachelsengamai8067sure kwa Headman haaaaa kwakubhowa yoh hakusisina kana nyaya takasaona karanganda hakuna
Ini kwachigodora handichatoendeko
Asi haachaita na baba tapis
Our handsome sangoma
Mukotsanjera has a true calling yechivanhu chedu. Haana kuromba, Zviri muropa, akazvigashira nemwoyo wose.
Kana wakaromba 1) haugone kuburitsa mudzimu wechokwadi, haugone kupinda mumusha mevanhu ukaburitsa mudzimu. Musafe makaitiswa bira mimisha isiri yenyu. Learn or perish .
Ndicho chaicho chivanhu chedu chemanyika - Nyanga, Mutasa, Tombo, Nyamaropa, Nyatate, Honde Valley, Katerere, Sabvure, Nyadowa, Bonda, Ruwangwe, . Nyika ya tangwena yatinhira. ❤❤ Ngoma yeManyika ❤❤❤
What cultural dance that is?😂😂😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉❤❤🎉🎉😂😂😂
Ko ndaiziveyi kuti chanel inonakidza kudai ndafarira matambiro team mkotsanjera weldone ❤
Kwedu yairohwa neumwe murume anonzi Munyaka ummmm kusvika kwaedza Jekunje 😅😅😅
Musha wakanaka uyo
I remember the day yakaitwa chenura yababa vangu, takarohwerwa Ngoma neboys big tym
Mamboona mucheka weRetso here? You know what ? Shavi remucheka weRetso rinorombwa , chenjerai .
Handina kuuona nenio
What do you mean? Ndarasika
Musha wakanaka uyu. Beautiful homestead
Very beautiful shame
Taura hako
Haaaa sekuru vandipedza. His participation in the dances with artistry has mesmerized me. This is a man of the people.
Mari yavanopiwa sekuru ndinoona ndiyo shoma. It's next to nothing.
Nyanga iyoyo ndiro rinonzi jekunje tichikura ndozvaiitwa izvo
Papi. Isu taitambira kuNyadowa 😅
Dance ririkunakidza rinoda vana slender varikuita kupepereka😂😂😂
Thank you baba taps waivepo here kuti chuuuuu
Watching from captown ndozvichandidzosa Zimbabwe izvi 😂😂😂😂 thax baba taps our Netflix ❤
Not for getting mukoitsanjera to the world 🎉🎉🎉
Yaa home is the best
Dzokai kumusha askana isu takatodzoka from Capetown SA. Home sweet home
Idiii kooo.....in his voice
Baba Tapusi why musina kutiidza kuti uku ndekupi? Ndekwa Duri here?
Munofadza Imi uuuuuummm ndafara veduwee ndanzwa Kuti kudai ndange ndiripo ndambotambawo chaizvo
Mukoma wekutaundi anakirwa nekomichi negoma. Kumborowa pasi chigare 😂
Guys I am packing my bags from USA I am missing all this 🥰
ndanzwakufara zvakanyanyisa maitabasa sekuru Mukotsanjera. and Karanganda tv for bringing this to us all
Dambudziko takabribwa nevachena tikarasa chivanhu chedu tikati takunamata apa hatikugone futi kunamata kwaçho aah
Ndo chivanhu Ichi kwete zvana Malawi ana tsikamutanda kkkkkk ana kuchokera nyamara kkkk
Proudly to be a daughter of Afruka ❤❤i love my motherland woooooo!!! Missing you 😢😢from UK
Aaaaaa sekuru Mukotsanjere huchi Kani tisingakanganwe mukoma Robert tinotenda chaizvo nebasa ramuri kubata iri kuyamura nyika wedzerwai simba sekuru ne venyikadzimu ❤❤❤
It’s Karanganda & BaTaps. Robert ndewen’anga dzefake vanaTasvu