@@dailymzansi7500 aizve how many more scary incidents that get swept under the carpet zvinopfuura apa? Zviripaviri zviri patatu nyakubirwa kuda akadhiza macid akati pisai munhu. Kuno ndekuno idi.
Ukawona nyika inokoshesa kutenga mota zvipatara zvisina mishonga woziva kuti hazvina kumira mushe. Munhu kutadza kuiswa plaster nenyaya yekuti haana mari here chokwadi? Kune dzimwe nyika imhosva vana chiremba kutadza kurapa vanhu nekuti varombo. Apa mapurisa edu ma law enforcers, ndiwo ma prosecutors, nema judge futi. Nyika yaenda kumawere. Mapurisa ese aivapo payirohwa munhu aifanirwa kusungwa basa robva rapera ipapo ipapo. The magistrate must have demanded that the arresting officers be arrested, since there's medical evidence that the man was tortured. Those who steal our country's minerals are allowed to walk free, yet those who commit petty crimes like this man pay the price. Nyika yedu yakatukwa.
Kana uri murombo usazozvare zvokuzoda kupa nyika or vanhu basa munhu itawo vana vaunokwanisa kuchengeta yes help inokumbirwa asi zvimwe zvinhu wega imbofungawo
Hmmm,l think so as well,there is something that he not telling us......2 bags of maize 9yrs like its stocktheft 😮. I also think maybe he has previous criminal records
Mapurisa mukamaregerera aya achapedza vanu achiuraya nekuda kwehupurisa mapurisa imhondi but government haina zvainovaita vakatopiwa simba rekuponda vanu now achashanda sei munu iyeyu kana kuchinzi karanga unoranga uchiuraya munu mupurisa iyeye mwari ngavamutonge afe
IMHO this thing of beating up vasungwa it’s not it. Chero arikukava-kava achipidiguka achishanyarika sei, mapurisa should use their training tactics to deal with the situation without beating them and causing damage to them. Unless part of the training is beating up people, then that should be dropped. I think Mamwe mapurisa anotozviisa pamusoro pemutemo. That’s not right.
Baba Ava try to play victim nekuti hamuna Hama saka makazoita yenyu wakaita vana hobho vasuungagoni kuchengeta🙄🙄🙄vanhu kana musina Mari yekuchengeta vanhu musaita hobho...now zvakubatsirei wava kujere Isu tinotodawo 10 but tinoziva kuti zvinodhura
Ha ini ndarwadziwa nekubarisa barisa uko 9 shuwa 6 by different mother's, in total 7 mothers, nemunhu hwani, noo, hat's very serious, in fact he is a wicked man!!!
Bhuti ava he speaks akadekara as if he’s laying out a story of a good act 🤭😂 He just wanna let it out and everything without wasting time or kumirira kubvunzwa kuti zvakazodii paya 🤭🤭😂😂
Ane serious problem uyo. Kuzadza nyika nevana kudaro, he is not stable, and he is lazy as well. Waipera kuita child scattering kudaro waiti unovapei? Uyu wada waramba, next uyu wada waramba, vana vachingo tambura kushaya love ya baba uchienda pese pese like a dog, NOoo ndoo mubairo wacho. Mwari haarambi akanyarara ka iwe uchipera kurwadzisa vana vedu nekushatisa nyika yedu kudaro. This is where you belong. Vakachema newe vangani including ana tezvara naana ambuya pasina kana kutoendeaa dhora zvaro. Nhasi zvakuwana wakasiya mavanga mazhinji kunze uko iwe. Aaaaa!
@@HaisonMuzungu mutongo uyo wakanaka because munhu anotanga kuba chibage kusvika akuba zvinhu zvihombe saka kana dai aida kuonderera mberi nekuba futi atozviona kuti mutongo wacho hauna kumira zvakanaka saka ndichiti vose vari kutanga kuba even small thing ngavabve vapiwa mutongo murefu chaiwo
You are a selfish person, unongozvifunga that's why uchigunga kuti unterera hwemunhu muluru asi uchizadza nyika nevana vaunotoziva kuti urikugadzirira humle utererera. Saka firo yevabereki hauna kudzi unoramba uchizadza vana iwe usina chinhu. Very irresponsible! Ziva kuti maporisa vemuZim ndoozvavari asi Kuba rega, uye rega kuzadza vana , shandisa condom kana usina basa nomweya wako. Uriimomo mujere chitendeuka!😢
Shemu zvinosiririsa apa mutongo wacho 9yrs here kunge akaba mombe zvakaoma
Nhai amana
Zvese zvemu zimbabwe hazvina mutemo
Shemm mukoma.ndarwadziwa zvangu ..9yrs..masaga 2....ko.vanouraya vanhu nekuraper panze.apooo..vanosiiwa nevanotengesa madrug adai kupedza vana veduu vachizviuraya 21:01
May god protect u ndakunzwira ngoni hama chengeteka wangu unokunda chete😊
Munhu akasungwa akabvumaanozoroverwei ..zanu pf government.brutal state
Hmmm shame judgment yacho sometimes is so Unfair 😢 ..
We know stealing is a Crime but apa ma1..
Slymedia plz can you please ask minister of justice kuti is it allowed kuti ma Cid anobvumirwa kurova a suspect here?
Ahiii muno zvinotenderwa panechinoramba here muno😅😅😅
@@Nonhlanhla-f1f it's against the law just
@@dailymzansi7500 aizve how many more scary incidents that get swept under the carpet zvinopfuura apa? Zviripaviri zviri patatu nyakubirwa kuda akadhiza macid akati pisai munhu. Kuno ndekuno idi.
Ukawona nyika inokoshesa kutenga mota zvipatara zvisina mishonga woziva kuti hazvina kumira mushe. Munhu kutadza kuiswa plaster nenyaya yekuti haana mari here chokwadi? Kune dzimwe nyika imhosva vana chiremba kutadza kurapa vanhu nekuti varombo. Apa mapurisa edu ma law enforcers, ndiwo ma prosecutors, nema judge futi. Nyika yaenda kumawere. Mapurisa ese aivapo payirohwa munhu aifanirwa kusungwa basa robva rapera ipapo ipapo. The magistrate must have demanded that the arresting officers be arrested, since there's medical evidence that the man was tortured. Those who steal our country's minerals are allowed to walk free, yet those who commit petty crimes like this man pay the price. Nyika yedu yakatukwa.
Munhu kana wapererwa tsvaka maricho ushande uraramise munhu kwete kupaza dzimba dzavanhu .nokuti zvaunoda kuba zvakatoshandirwa
Kana uri murombo usazozvare zvokuzoda kupa nyika or vanhu basa munhu itawo vana vaunokwanisa kuchengeta yes help inokumbirwa asi zvimwe zvinhu wega imbofungawo
Your word must burn u 1 day kuva murombo hakusi kuda
Imhosva hayo asi zvinorwadza zvakaitika ,wish you soon recovery mukoma Jehova vakuitirei nyasha
Kuda kuzvara kunoita vanhu vanenge vachinetseka unotozvishaya apa family planning mahara
Arikuzama kukudza dzinza rake since ari zai regondo so please let's not judge him
@@peenyikayaramba5433 Hezvo ozvarira vana munhamo
But munhu uyu anogona ari kutinyepera hake mhosva yake nemakore aari kuaaura hazviendeerane izvo
Hazvina kuti wakabei its unlawful entry ine makore ayo....mutongo we aba mombe neaba huku same same
Vatongi vemu Zim musaite semusingavazive imi
Hmmmm this is not fair thou....masaga mairi 9yes 😢😢😢😢
Kubvira nhasi shanda nemaoko ako. Kuba chibage chakarimwa ne vamwe ndiyo mubairo wacho. Kumunda kwenyu muri kurimei?
Zvakaoma yechibage yakukunda yaishimairi wecaanan
Kkkkk
9yrs here aaaaaaa
Imbavha iyo yonyeba rakaba zvinhu zvakawanda or rangariiine dzimwe mhosva dzaanga ari kutsvagwa
akakubiira here
@@flemingmeendee6917 nhy henyu bvunzaiwo
Havadi mbavha asi ivovariivo mbavha huru vano repa vanosungwa vachibudiswa sorry hako pamwe nedzinza rako ririkukurondavo wadini watsvakavo family yako ne social media vamwe varikuwana hamadzavo zambia inyika yabudirira iyo
Nyaya iyi inogwadza hayo....
😢iiii veduwee inga zvakaoma
Munhu uyu ahasi kunyepa ichokwadi wanhu wamwari ngati nzwei tsitsi uku inherera hurombo unoku switsa mu jeri asi 9 years here
dai mhuri yavo yabetserwa zvekare
That’s true , any one of us can help the family. Blessed is the hand that giveth that includes you . God bless
Mmm mutemo weku Zim wakadhakwa Kuba masaga 2 wonzi 9 yrs yoooo zvakaoma
Ummh kuba zvako but mutongo wacho its not fare zvakaom chiiko nekanyika kedu
Mmmmmm 6 different mother wakanyanya brother
Kubirwa kunorwadza hako but 9 years dzakawanda
Ishoma hadzo akakurumidza kudzoka anoba zvekare
This is unfair 9yrs for 2saga dzechibage..... What typ of law is this😢
9 kids! You’ve got to be kidding me.
Maiba kupa vana chibage ko maidii kurimao chenyu nhay mdhara
Iye mupurisa ndaabhadhare .
Hakuna nherera ine ndebvu kuba kwakashata but pamutongo apo umm ma1
KU Zim avadi mbavha chitoziva izvozvo kumbira kana kuenda kumaricho
Iwe hapana asiri mbavha
Zvakaoma
9years for sagi rechibage hre? Pane patiri kunyeperwa na mkoma Bernad
Hmmm,l think so as well,there is something that he not telling us......2 bags of maize 9yrs like its stocktheft 😮. I also think maybe he has previous criminal records
Blaz 6 different baby mothers, no. Dzinenge dzine hunhu hwakaipa. Anenge ane humbavha hwakawanda hwaaiita uyu. Becoz 9 years for 2 bags of maize mmm. Ko kuita maricho nhai
Maybe ane dzimwe dzange dziri papending
Nxaaa kuba chibage onzi 9 years
Mapurisa mukamaregerera aya achapedza vanu achiuraya nekuda kwehupurisa mapurisa imhondi but government haina zvainovaita vakatopiwa simba rekuponda vanu now achashanda sei munu iyeyu kana kuchinzi karanga unoranga uchiuraya munu mupurisa iyeye mwari ngavamutonge afe
Emanuel Emanuel Emanuel unoda kufambirwa iwe
Haa 9 years for masaga 2 echibage handione sekudaro maybe arikuda kuti mombe 2
Vana 9 kkkkk but kudhara zvazviriko??
Hiii haa baba ava vana 9. 6 with different mothers haa mkomakaa makaoma henyu anyway Jeri rino pera mkoma
Emanueri anoda kumbopengeswa nxaa.kuba hakuna kunaka asi emanueri une hutsinye
Haaaa makambonetsa kunze uko 9 chaiyo NINE🤔
Rudhenya ,,, BVISA ((maybe)) pamutauro wako nyaya yako iite value ,get straight to the point,
Ummmmm 9years kuba chibage here haaaaaa😢😢😢😢is
Vanhu zvarai vna vashoma veduwe
Vana 9 haa vakawanda shem saka izvezvi vari kudyei
IMHO this thing of beating up vasungwa it’s not it. Chero arikukava-kava achipidiguka achishanyarika sei, mapurisa should use their training tactics to deal with the situation without beating them and causing damage to them. Unless part of the training is beating up people, then that should be dropped. I think Mamwe mapurisa anotozviisa pamusoro pemutemo. That’s not right.
Mupurisa Anonzi Emmanuel uyo ngaausungwe atongwe hazvimufambire muhupenyu
Iyi yagara iri mbavha kutaura kwebhandhiti chaiko
9yrs saga rechibage ukunyepa 😂😂😂😂une macounts akawanda ndosaka makore akawanda ,1st offense 9yrs nhema
Yaaaaa unenge une point iwe koz 9 dzawandisa
eish 😢😢
Baba Ava try to play victim nekuti hamuna Hama saka makazoita yenyu wakaita vana hobho vasuungagoni kuchengeta🙄🙄🙄vanhu kana musina Mari yekuchengeta vanhu musaita hobho...now zvakubatsirei wava kujere
Isu tinotodawo 10 but tinoziva kuti zvinodhura
Ha ini ndarwadziwa nekubarisa barisa uko 9 shuwa 6 by different mother's, in total 7 mothers, nemunhu hwani, noo, hat's very serious, in fact he is a wicked man!!!
But babba kuba is not a solution, kumbirayi kana kundotsvaga mabasa emaoko
9
Ummmmm 9 yrs inga zvakaoma pama saga 2 chete
Kutaura kwablaz vangu ava mmmmm handisi kumuvimba
9 kids 7 women
Bhuti ava he speaks akadekara as if he’s laying out a story of a good act 🤭😂 He just wanna let it out and everything without wasting time or kumirira kubvunzwa kuti zvakazodii paya 🤭🤭😂😂
Yaa dzidza tsika nemagariro naana tezvara naana ambuya nekusa pfimba pese pese uvhare bhurugwa zvakanaka
Ane serious problem uyo. Kuzadza nyika nevana kudaro, he is not stable, and he is lazy as well. Waipera kuita child scattering kudaro waiti unovapei? Uyu wada waramba, next uyu wada waramba, vana vachingo tambura kushaya love ya baba uchienda pese pese like a dog, NOoo ndoo mubairo wacho. Mwari haarambi akanyarara ka iwe uchipera kurwadzisa vana vedu nekushatisa nyika yedu kudaro. This is where you belong. Vakachema newe vangani including ana tezvara naana ambuya pasina kana kutoendeaa dhora zvaro. Nhasi zvakuwana wakasiya mavanga mazhinji kunze uko iwe. Aaaaa!
Ummmmm vana 9 eish
Unonyepa iwe mbavha ngadzigare mujeri ndonzvimbo yenyu iyoyo
Uuuhhmm even iri mbavha but mutongo uyo bhoo ere? Dai ndirini muridzi weChibage, ndaimuregerera murume uyu
@@HaisonMuzungu mutongo uyo wakanaka because munhu anotanga kuba chibage kusvika akuba zvinhu zvihombe saka kana dai aida kuonderera mberi nekuba futi atozviona kuti mutongo wacho hauna kumira zvakanaka saka ndichiti vose vari kutanga kuba even small thing ngavabve vapiwa mutongo murefu chaiwo
Shame
You are a selfish person, unongozvifunga that's why uchigunga kuti unterera hwemunhu muluru asi uchizadza nyika nevana vaunotoziva kuti urikugadzirira humle utererera. Saka firo yevabereki hauna kudzi unoramba uchizadza vana iwe usina chinhu. Very irresponsible! Ziva kuti maporisa vemuZim ndoozvavari asi Kuba rega, uye rega kuzadza vana , shandisa condom kana usina basa nomweya wako. Uriimomo mujere chitendeuka!😢
Vachisiya mbavha dziri kurobber mudzimba nemhondi mutongo wacho iyi zim musadaro
Vemitoriro varikuponda vanhu but havasingwe
Munhu anoba haasi bho anoshungurudza
Shame