ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Baba rambai makadaro hatigoni nemi
Happy for you Mairos you came a long way. Rio to the world
saka all Khiama boys all dream to join mberikwazvo, zvino stage inozokwana here kkkk
Kkkkkkkkkk khiama yangu sheam
Just kungo attenda show chete uko
@@marcussok6469 haa wanguda blaz arikutsvaga graft uyo asi watanga kumuona achi exhibitor ma on job interview ayo ipapa here
Respect Baba Shero, idura remagatare , mimanzi nevatambi, i respect you Baba Sharo, ndopaunoona umwe munhu achidada nekutamba muchongoyo, achinyengerwa nevanhu vasina batsiro kwauri. Majuce ita order mwana wamai🤞
Former Nicholas zacharia dancer anonzi Mairos
Ndafara wnguuuu
Yes that's him Mairos
Will always have respect for baba Shero
Macheso jealous pasi you're a great man! May God keep you
Wooooh. Anogona uyu
Talented, experience and gifted from God
One thing l like about ba shero talent muno spotter mudhara Bana kedha manje Toro ummmm kwakumberi
Well done ba shero .dancer anogona uyo
Murume akashingirira uyu finally aozotorwa hake
The young man is immensely talented
Ahii mukomana anorova nyauu kkk
Anogonesa uyo now kwane stiff competition namajuicy manje zvakunakidza kkkkkkkkk
Nyau dance kwamacheso kana uchida kukwana kkkkkkkk
Mberikwazvo band revanhu ayaaaaayaaaaaaah
Unogonesa mukomana uyu,,mabasa a SENIOR LECTURE R
Mukomana akatangira paKadoma kwaSolo Moyo
Senior vanotrainer ndabvuma
Agara achigona kutamba not kuti akatrainwa na madzibaba.
@MrPPower-du9fo That's true my brother ,,most Macheso talent comes mostly from Madzibaba
Haaaah uyu anotoda zvemashuwa 😢😢😢
The guy is talented
Ko hatina kuzombomuona wani. Akangopinzwa zve Pa stage chete here. Neumwe former dancer uya please
Uyu anogona ❤
Aah imi band iri Rane anhu akawandisa,it's too much
Asi vari Mumba mako here
@@watsonmakanjila4433 ayewa varimu beche ramai vako
Kkkkkkkkkkkķkkkkkk😅😅😅😅 sanddo dzako 😅😅😅😅😅😅@@mandlenkosindlovu6950
Mupei basa
I love barnabas vocals
Talented dancer
Haaa iwe wheres the full video raMakazvinzwepiko
Pafa mumwe,umwe anowana ndzvimbo.
Iro ibadza mnje mukoma majuice waits challenge
Kkkkkkkkk wakamyanya mufana uyoo manyama
Anogona uyoo
Haaaaa jealous down macheso anogona
Aiwa anoita mkomana uyo ende anogona jive yake manake
Akanyanya uyo
Komborerwa naShe mdhara
Zvovengwa nemuroyi chete
Ngavadye fridge kunge karibha
Thanx mudhara
Zvinoda kutendwa akashingirira murume uyu
Majuzi apo haakwane 😅😅
Thanks baba sharo
majuzi ave kunzwa mudumbu😂
Majusi haakwane kana pakota chaipo akutonzwa kutota kare
Bigdhara cheso powe
Macheso ndibaba
😊 hoyooo
Interview yacho manyama lols
Vnhu kungoshoora zvawo but mudhara arikuraramisa vnhu vkt wandei ..... vmwe ndege vakaiziva kubudikidza ndimacheso uyuu
Mwari raMbai muchikomborera Alick macheso nebasa rake nevatambi vake
Ko majuice akadzoka rinhi futi
Majuice isign iyo yekuti hausi chinhu,masub akapenga ihobho anenge achitoda chibasa ichi😂😂😂
Nice
Vanogona vese
Faaaambaaaaa
Better
Byee byee maJuice .Basa ratorwa naMairos baba vaRozi😅
Une uri maJuicy uchiona munhu achitambira pabasa pako infront of you
Unohwa seunotsva ahhhh temperature inokwira high lol
This one akutamba ahh
Dzinotamba wena heyiiiiiiiiiii
Anogona iiii
Bhurukwe ra Jonasi😂
This guy no how to dance give him job
Body language yevakomana vari kuseri iyo kkkk
Havasi kufara😂😂 basa rapa risk
Ndinovimba muchamupfekedzawo , ageze .Anogona hake
Alick Macheso😢😢😢😢😢
@folowas, simbarashe zhuwau
@ochestramberikwazvo uyu mairos or tafadzwa takumuti MUREFU
Tagara maZimba chakanaka hatitendi zvedu bt Orchestra Mberikwazvo is the only company yasara kuZim 😢😢😢😢😢😢

Ko hatina kuzombomuona wani. Akangopinzwa zve Pa stage chete here.
Neumwe former dancer uya please