Khonangale rinodiwa us loved zviri natural kunge sauro then kozoita umwe anoda kuzviita kunge sauro. big talent Khona it's not easy kuitirwa chant usina kana hit song
Mauto atongorova short reipapo..is creative on hi own Mbida anodzokorora same zvinhu apa achiteedzera skiri ra Sauro... haa Mbida apedza career ya Mbida😀
Mbida haana kuuya ku clash anga achifunga kuti i live show clash hauimbe masongs ako zvekudaro be creative ndosaka akakundwa haazive musiyano we clash ne live perfomance mauto to the world
Dis Not A Clush! How can we judge talent and content from a crowd that's fascinated by an idea of one dressed in combat gear! Marketing yes good strategy Mauto, but Man Like Mbida D that's rawww talent & that yut is international.... Don't substitute quantity for quality. Next Clush UK or MUTARE or Rusape or muKWEKWE... Akagadzwa humbambo uyoooo EASYYYY🎉
Mbida dzingori shungu dzebofu mudhara mudhara plus god father tempoman vakatopfeka mauto wanga wakato dyiwa netsananguro imbono kura 😅😅😅😅😅😅 lavenda Siya tinti futy 😮😮😮😮😮
Vafambi vemadeko khonangale 🔥🔥
Khonangale rinodiwa us loved zviri natural kunge sauro then kozoita umwe anoda kuzviita kunge sauro. big talent Khona it's not easy kuitirwa chant usina kana hit song
Do you know why??
Ane art rake aga haasi kukopera ndomushonga wacho that's why uchiona ngwere ichipedzera zvakare
Iskiri rake xaaa haazviite kunge
Khonangale anodiwa cz aneart reipapo ippo haana kna hit but arimuvanhu
Facts facts
Mauto ose let's gather here
Munozviwanepiko izvi zvekungoti lets gather here lets gather here. Gather here muchiitei?
Mauto atongorova short reipapo..is creative on hi own
Mbida anodzokorora same zvinhu apa achiteedzera skiri ra Sauro...
haa Mbida apedza career ya Mbida😀
Mauto💥💥💥💥❤️🔥❤️🔥💯💯💯💯💯🎶🎧🎧 this one is king
Mbida haana kuuya ku clash anga achifunga kuti i live show clash hauimbe masongs ako zvekudaro be creative ndosaka akakundwa haazive musiyano we clash ne live perfomance mauto to the world
Mauto anobvira mbida anofira mahara apo ngaamboenda ku training 💪
DriftE thank you so much nekutipa maUpdates nguva nenguva,,,Keep on with the good works👏👏
Mauro to di fullest 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mauro arede❤
Khonangale muhombe guys
Khonangale ❤❤❤
mauto let's gather here
Mbida don't worry zvichaita steble
This is epic guys . Didn’t know your draw such a crowd . I can’t wait to experience this one day. Keep it up 👌🏾🦅 💯
Khonangale ❤
Mauto to the fullest 🎉❤
Khonangale Mauto is great it was just time but there was potential already
Love ❤
Respect Mauto
So conangale muuto chaiye here or ndezvekungoimba
kungoimba
Ndezvemangoma
❤❤🎉🎉
Khonangale ❤❤🎉
Mauto ahwina clash from Mbida mota yatorwa naNgwere lite
Mota yainda nengwere
Khonangake and Mbida vanga vasiri pamakwikwi emota
ko mbida akadonha sei,mbida was a king
Mauto too the fullest
What a clash 🔥🔥🔥🔥🔥 thy were all prepared
Hoyoooo 🔥🔥🔥🔥 ita kuti Hoyoooo ma 1 aya
Hauuye kuzoimba masong ako atoziva ku clash ndekwe creativity like zvoitwa na khonan'ale
Mauto🔥🔥🔥✅
Ngwere lite yakaenda nemota
Music yambida tereray mega madhodhi music
Dis Not A Clush!
How can we judge talent and content from a crowd that's fascinated by an idea of one dressed in combat gear!
Marketing yes good strategy Mauto, but Man Like Mbida D that's rawww talent & that yut is international....
Don't substitute quantity for quality.
Next Clush UK or MUTARE or Rusape or muKWEKWE...
Akagadzwa humbambo uyoooo EASYYYY🎉
Vafambi vemadekwani🎉🎉🎉🎉❤
Hesi kani Lavi , hesikani Lavender, amanyomi nyomi nyomi kriki da da da eh bima isina fender😂
❤❤❤❤ mauto🎉🎉🎉🎉🎉
Mauto is talented mbida zviriko ftie
Mauto vaenda nechimutu
mauto anokwapaidza Varume,pure talent
🎉
Kana pano pa comment section hona zvikuitwa neMauto❤
Khona wenyu akakundwa kangani nambida plus anei chaakawiner
Musaita sezvinonzi hamusi kuona Godfather Temboroman aida mbida mafans akati Noo
Who won
Sound please improve next time hatina chatanzwa isu
😊
mauto 🥇🥇🥇
Mbida dzingori shungu dzebofu mudhara mudhara plus god father tempoman vakatopfeka mauto wanga wakato dyiwa netsananguro imbono kura 😅😅😅😅😅😅 lavenda Siya tinti futy 😮😮😮😮😮
Mbida D azoiswa mu shelf ndiye amama
Vanonditya kunge Rovambira handisi Sigi wematirarira
Mauto 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏🙏🙏🙏
Mauto enderera mber ne dance urkupedza❤
Vafambi vemadeko ❤
Mauto anopedza mbida aitwa kaaa mwnakadika dika ne uto😅😅😅😅
Mbida
Guys this is Souljah love vs Seh Calaz mazuva aya
Mautoooooooo ❤❤❤❤❤
Hesi kani Lovie Hesi kani Lavender
Vanobaiza vanhu ava mauto ndovaifanira kutora mota vaiti libo achatora but ndakazofara hangu kuti motayakaenda na ngwere lite
Haa libo akasvika magoal post akachinja
Haiwa mauto kudhara muhombe❤❤❤
Kudhara vachimubirira uyo akanyanya
Hesi kani Lavenda
Wuto ranga riri ready wena.
Mauto awuya
Khona hoyeeerr
Mauto🎉🎉🎉🎉
Ndr kunzwa kufara chaizvo
Killillie paH
Mbida apedzwa career
Ko army uniform
Why mazimba tichinyora ma headline enhema.ndiye aenda nemota here.ko kungonyora chokwadi munobveiko
Mbida wangu abvarurwa nhasi hard luck
Mauto chibaba ❤❤❤
Khonangale ma1
Konangale apa kahwina lavender ane musoro unenge we matches hpna zvozikamwa
Mauto to the world
Hecy kan lavie hec kan lavender 😂😂😂😂😂😂 mauto modenha
Ko kuzoti musamuteme boyz😂😂😂
Both vakadyambisa
Mbida d ❤
Mauto unogona ❤🎉🎉🎉
Mautoooo🎉
Mauto to the fullest 😅😂😅
It was an obvious case mbida like copying style ya sauro but Mauro anokwesa. 😂😂😂😂😂 Haaa mbida apamhanya
It was an obvious shot iwe hona crowd zvayaichita panemauto
Mbida anogona ayifanira kungoita mafreestle ake eyipapo ipapo kwete masongs iclash bvunza mkoma wako blot akumatsire
musamuteme apa ndiwe urikutemwa 😅😅 Zimdancell soo😂😂
Mauto are ready
Mauto❤❤❤❤
Arikuti musamuteme ariiiye akutemwa nema Ken ummm 😅😅😅😅😅Asi mangoma
😂😂😂😂😂
Apana apo judge ndyn mbida ndibaba
Mauto mahombe panyaya idzi🎉
Eu adoro mauto
Haa Mbida vakapetwa ka4😂
Amana pakuzoti Lovender musatidaro 😂😂😂Mauto ka
@LovenderTaniaMapfumoth-cam.com/video/PGywpvyFcxI/w-d-xo.htmlsi=vaqrLyJmsxlqIIg9
Mauto wenyu ane hembe yakasimukira kumashure kunge besvu rehuku uyu
Hesi kana Lavhi 😂😂😂😂
Mauto ahwina clash abvuta chimuti mota yatorwa naNgwere lite handidi kupikiswa
Mauto hyooooooooooo❤
Mauto atora mukombe 🎉🎉🎉
❤Mauto 🎉
6:24
Mbida kurohwa 4-0 pa 10 minutes