😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Ndandisina kutombotarisa username but after ndaverenga comment ndikuzonzwa sana ndabva ndajonga gama ndione ahi😂😂😂😂😂😂😂😂😂yazviita zvakare wena gokwe😂😂
Usaperere pahure iwe, jsazvinetse kurovana naro, murambe, kana ivo sekuru vacho i bharanzi, but blaz wemabhimbo level yaari kumantained silence mu court is awesome
Mukadzi nemurume dai vangouyawo kana ne1 message from econet or netone inenge ichiratidza kudanana kwavo or chinoratidza kuti sekuru vaida munhu . Kumusha nyaya idzi its a business. Kufara kuri kuita mukadzi nemurume wacho mmmm
Mambo musatipedzere nguva nemunhu uyo hakuna mukadzi anoda kuzvifumura seizvi murume ari kutambisa nguva yedare uye pane nzvimbo yakatoonekwa pakaitwa basa saka mambo musatambise nguva apa
Chihure Barbra chatekeshera. Muma town worse, kungoti chete wekuChitungwiza anohurira kuNorton, we Norton anoenda kuMandandara, we Mabvuku anoenda kuBorrowdale. And maLawyer ari tii, saka dzese i discharge chete. Manje kumusha...inopera ipapo, bvunzai Chief Makoni!
+263 718 992 800 / +263 771 257 515 Chibanda media
Hazvisikunyatsohwikwa, mamic arikure asi?
Gokwe zvekare
Yoweee Gokwe yazviita zvekare, kuita muhigh court zvokwadi well done Gokwe unenge wakamira mubhokisi sana
Kkkkk well done
@@RumbidzaiDekesa 🤣🤣🤣 Gokwe ndaitadza
Gokwe kumberi ended muri ziiii kana noise gd one chief gokwe
😂😂😂😂chirunguuu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Ndandisina kutombotarisa username but after ndaverenga comment ndikuzonzwa sana ndabva ndajonga gama ndione ahi😂😂😂😂😂😂😂😂😂yazviita zvakare wena gokwe😂😂
Thank u mambo nehuchenjeri especially pakutiunzira mupurisa anemagirazi mudare
kuita saGinimbi mupurisa kkkkkk
😂😂😂madirei kuti uraya nesetswa mudare
😂😂😂
😂😂😂😂😂zvauya seiko
😂😂😂😂😂😂😂😂
Dare iri very smart plus mambo vakadzikama zvekuti plus runyararo keep it upp gud job
Dare rinerunyararo iri kp it up
Thank you chief wangu ...murume ngaabhadhare kurova mkadzi
Aaaa ngaamamiswe
I understand but kurarirwa mudzimai kunorwadza zvako
Saka iwe mukadzi wako ukanatsa kumuvona akavata nechikomba vose votiza wakatarisa, then munhu okuita benzi futi achikurambira zvinhu zvawavo unoita sei chaizvo? Hukuna zvakadaro; kana munhu achida kunyepedzera kuzungaira unorobwa; dai asi kurobwa hapana nyaya yaibuda. Mukadzi uyo was going to continue nechihure chake; opedzisira atourayisa murume uyo nezvirwe. Jesus chaiye akarova vanhu aiita huyanga panzvimbo isiri iyo; saka hure rinatadza kurobwa nekuti rakosheyi?
Dai wapedzisa nekutiudza kut mukadzi anoripei pakuva nechikomba iye ari mudximai wemunhu?
Anzi aripe mbudzi wani
Mudare muri smart zvamo chife Chireya🎉🎉🎉🎉🎉
kwete matombo ana Chigodora
But audio quality is poor
Mukadzi wasekuru ngaakwidzewo, kutorerwa murume, kudzidzisawo vakadzi kusaita chihure. Sekuru musavabvumire futi kuuya kusolar kwenyu.
Chief Chireya ndafarira dare rinerunyararo and respect,uye smart yedare .... keep it up chief
Kkkkkkk rinekahujeri Jeri hariitwe nonsense
Mupurisa wamambo ukundiona here mumabhimbo umo
Kkkkk😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
I would watch this episode again its my first time here but i love the excellence and order presented here. Handina basa hangu ne judgement😂😂😂
Kkkk ndofara zvangu
Smart
Unhu
Dzimba dzakanaka
Runyararo
Chivanhu
Zvese zvinobva NEPA Gokwe
Hoyo mukadzi aunza hupfumo uyo number 9 benzima wosvora slender manyama muvhimi
Amai vaida Sekuru saka vakanyengana nama sign sokuti hana dzavo dzakaroverana pamwe neropa , kusvika vaita bonde. Mukadzi anorambirwa chihure
1. Ane makore mangani mudzimai uyo? Dare iri is one in a thousand pakurongeka. Well done Gokwe.
Mukadzi uyu it looks like vakagadzira nyaya iyi nemurume hapana munhu anobatwa ruoko otobvuma kurarira
Ihure vaidanana
Nyaya yaka fomewa
Kunevamwe vanhu vari weak,zvinoitika
Kana yakagadzirwa sei akazoziva kuti haana kuchecheudzwa plus haana imwe mark mukati make iri visible
@tracychiumba1436 most men are not circumcised
Dare rine oder iri ❤❤❤. Kuchena plus amuna noise 😊
Ndarwadziwa mukadzi anonyadzisa uyu
Well organized this dare hey ka,well done Chief Chireya❤❤
One more good n fair chief, i salute you.
I'm used to read stories from other places now i can't even imagine it's my family. I mhuri yangu iyi
Hooo
Usaperere pahure iwe, jsazvinetse kurovana naro, murambe, kana ivo sekuru vacho i bharanzi, but blaz wemabhimbo level yaari kumantained silence mu court is awesome
Dare iri very clean, smart zvakarongeka - top class. ❤❤❤❤❤❤❤❤
Gogwe yapindira🤣sorry hako youngman wapindirwa Mumba mako nasekuru dzimwe hama hadzina nyadzi zvokwadi ko ivo sekuru Havana mukadzi here
I love the pito mudare umu❤
More disciplined court
Pembe kuti zvityise
Zvenyu zvakarongeka Mambo Chireya munotonga zvineunyoro weii done Chief Chireya l am from Kasavayo village
Hezvo saka mupurisa wamambo aida kumisa tenjiwe kuseri kwemurume really
Zvakaoma
This man is innocent inyaya yakarongwa iyi murume akahurirwa hazhinye zhinye sebenzi
Thank for addressing nyaya ya violence mambo
Iwe mupurisa unomuvanzirei mukadzi uyo, thank you mambo kuti mukadzi apinde mubox.
Ndafara kuona dare raChief wangu Chireya
Ticharamba tichikupai
Good looking Dare, asi mupurisa ngaabvise magogorosi next time akundibhowa😂😂
Akaroora here??
Mambo vangu Chireya haaai chero Gokwe yedu ichisekwa imi maratidza husmart hwedu padare kureva kuti Gokwe bhoo manje
Mukadzi uyo anopenga akangofanana neuya wekwaChigodora . " Matuso naChabodo".
That's what comes to my mind
Uyu mukadzi haapenge asi munhu kwaye
Haapenge asi hwanana chaihwo
Ndazvionawo nhawe
Vakatonyura sekutamba sekuseka
Mabhimbo emupurisa weGokwe bhoo zvekuti ~ vanhu veGokwe kaaa muripamberi pa fashion - zvenyu 😮
Gegegeeee
Muporisa apote achibvisa magraz ayo anonzi maShades,anopfekwa pazuva kwete zvake zvekuti chero akavata hope anenge achingova nawo
A very decent set-up💯💯
Mkadz ndoona kunge akunyepa uyu.approachment yekudanana kwacho ndeye kunyepa hakuna zvakadaro
Hauzivewo chinhu iwe bhangu
Mukadzi ari kunyepa uyu
Pamberi nemupurisa❤❤❤❤
Well done chief Mukadzi wemunhu haabatwi
Smart 👌👌👌👌mupurisa wamambo very smart uniform yakanyatso piswa me iron ❤❤❤❤❤
Chihure chanyanya, nyika yese!
Pakashata pakuda genuine runyoka apa
1,hapana mukadzi anobvuma kuzvifumura kudaro ,mambo ngavabate chief bushu mupihwe manotes ekutonga nyaya idzi hamusi kudzigona purizii, zvekare asingazivi kuti anobhadharwa sei mubatsirei nekuti dare ndorakudya kudarika muridzi wemukadzi apa makutorwadzisa kuti hapana zvawachaja apa
Murume wacho kungozhinya iye achikwirirwa mukadzi nxaa..
Vanenge vakamuwandira, saka hana basa nazvo😂😂😂😂
Haaa angachema ochemeraAni hake zvinopisa tsitsi.too young people
Very neat n smart dare big up mambo
Sekuru musabvumidze vanhu futi kuchagisira vanhu foni,hapana kana mhosva apa aibvumirei mukadzi wacho,ndochihure chacho kaichi
Mambo wangu chief chireya❤
Mukadzi uyu anoda shamhu, kabenzi chaiko, kuzoziva sign dzechihure, kachagara kachidaro, murume wemukadzi siyana nekanhu Ako, uchaurawa, madiiko kuenda kuchikoro muchikurawo, munonyadzisa, mukadzi ndiwe unoramba kunyengwa,
Hezvo kutevera ma sign mukadzi uyu zi duzman
Highest level yekurongeka kwedare iyi
Aaaaa zvimwe zvacho unosvika pakuzorora mange chihure chacho
Kkkkkkkk ko nhaimi kuramba munhu ahura hàkuna chitema
Mukadzi nemurume dai vangouyawo kana ne1 message from econet or netone inenge ichiratidza kudanana kwavo or chinoratidza kuti sekuru vaida munhu . Kumusha nyaya idzi its a business. Kufara kuri kuita mukadzi nemurume wacho mmmm
Taura hko
Mukadzi ari kunyepa akanyengwa chete
I don't think ibusiness but mkadz ada kuavoider kuti vakadanana true fact ndeyekuti vakadanana vanhu ava masign aizoitwa pavanhu chete
Tarisai mface uyo haasi kutoziya kuti oti akuda marii
Yha Zimbabwe🫣......some old men want to conquer new Empires everytime🤔.
Gokwe yagadzira court yakanaka kudai😮
Kkkkk Gokwe inoshuta uyo anemagirazi mupurisa wamambo hre asking for my frnd😂
Dare rakarongeka iri 👏👏👏👏
Nyaya ndeye kugadzira iyi ungadya bota here mkadzi awabata nechikomba pasina kupera 3 days kana pane anzwawo pabvunza mambo
😂😂inyaya yekugadzira iyi mukadzi ahura ambobvumi sooo
Zvineumbowo here izvi? Hanzi akandipa sign ndikatevera nemunhu wandisinga danani naye
Mabhimbo bho here Gucci kkkkk imi woye woye
Mambooo plsssssss tongai nyaya iyi kwazvo ripisai mkadzi kana muchida kuripirwa
Akabvuma kubatwa ruoko nokuti vakagara vakazivana sekuru nemuzukuru
Mambo ndafarira kuripisa nemukadzi wacho akahura. Dai vamuti mombe.
Chihure wakadzi chii imi zvakutonyadzisa imi
Yah ndabvuma hangu ,,Dare rakarongeka iri
Mmm mai awo wanonyadzisa
Zvino mai awo nezera renyu iro mukatanga kubatwa nechikomba kuzoti pamuchasvika kuma 35yrs munenge mabatwa kangani imi yoo monyadzisa imi
Mamboo dzingai mupurisa uyoo ane mahwindo ,, afurira murume uyuu
DAre renyu riri smart even Mupurisa Akachenesa
Kusvira mukadzi akubva kusvirwa nechikomba
Ko chirwere vakomana ka hutano hunoda kuchengetedzwa
Kana kutyaa imagine
Sekuru makabatwa period
Kkkkk Hanz iwe ndiwe ukarara nemukadz uyu zvekurara zviye
Ma1 Ayo Na magistrate
Aiwa sekuru makakwira mzukuru pafair
PaCheaf Chireya pakarongeka vanhu mucage yah displine pakare paye..bt kakadzi ako boe here muupstairs umo kwana mwanasikana in Chogas voice
Aita noise kungosiya makamuvharira mucage😂😂😂😂😂
#Gokwe ❤❤❤❤ tiripo
Warume waakutsvaka Mari nenzira yakasvipa. Achagara nemukadzi uyu mushe ere. Mukadzi uyu can be business remari manje
Exatcly my point why being paid and then next time they will be rich
Iye mukadzi hanty akabvuma hake kuitwa project!?
Murume ndi tsaga mpfana uyo ndoo rinonzi dununu that's why mukadzi aka rohwa Bota 😂😂
Smart dare zvemashuwa. However itii wedzerei pasound quality apo mbichana waChibanda
Very sorry, ndakanga ma mics, ndatozozviona ndasvika
😂😂hanzi vari smart here uuu ndaseka
Pito iyo ndeyarefree here
Team rangu repa Chipanimaseke apo😂😂😂😂😂 motinyadzisireiko
Kkkkk pazanda
Mambo musatipedzere nguva nemunhu uyo hakuna mukadzi anoda kuzvifumura seizvi murume ari kutambisa nguva yedare uye pane nzvimbo yakatoonekwa pakaitwa basa saka mambo musatambise nguva apa
Mambo you're also there to guide kana munhu asingazive zvepadare.... 500 panyoro here vakomana....apa imi moda 350 ndeyei?
Mambo tongayi mhombo idzo
Mkoma Manus sond yakanakisa and iri clear
Sound kuseri
dare iri rakarongeka 👏👏
Zvokwadi
@@manasschibanda iwe Chibanda chidare ichi wakachiwana sei? Ijeri kairi
Murume wekunyengerwa mukadzi iduzvi ...
Akapusa regedza akwirirwe hona mkadzi uyo kuonda kunge hameno haatokwanise kuchengeta mhuri yake.
Azhinya zhinya akati 500usd
Pachakwirwa wako uchaona kuti newe uridoto
Kakadzi naku kukwirwa ngegudo iro
Kwasara wako
It's the order for me mudare umu
Zvakaoma chokwadi paukama hazvidi kudaro sekuru ndimai pachivanhu chedu kurara nemuzukuru chokwadi
Zvakaoma weduwe
Chihure Barbra chatekeshera. Muma town worse, kungoti chete wekuChitungwiza anohurira kuNorton, we Norton anoenda kuMandandara, we Mabvuku anoenda kuBorrowdale. And maLawyer ari tii, saka dzese i discharge chete. Manje kumusha...inopera ipapo, bvunzai Chief Makoni!
Mukadzi anezvimwe zvaarikuvanza
Silence yacho ndaida plus smartness
Chihure chanyanya veduwe
Top ten bota family
Kkkkkk it's maliner for me,anonzi mapantliner chief😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kwahi Sekuru ndi Team Chivhayo wedora
Dora uine mari bhoo? Rakareba uine nzara harina chibetsero. Kkkkk
Varume dzidzai kuchengeta vakadzi chimwe chinodaro inhamo chaiyo wopedzisira waita yese yese
Haaaa vanhu tendeukai .Hupombe hwanyanya muri kurerutsa nyika.
Gokwe zvayakarongeka unonyatsobhadhara mhosva yako uchifara