Givie unogona shaa! I have been listening to your music for the past year or so, you are one of the most underrated sungura musicians. Well done my brother, keep this up! Kutinha dzirwe uwaneyi?
Nice music Givie well done, ma song unonyora bro and uchigona pa message wakaipa,,awuna link re zbc here uyendese ma songs ako coz hhhmmm vanhu varikusaririra
Dzidziso munayo hama uye music yenyu yose zvayo munobata ende wire munodhonza uye mashoko munao 🤝🤝🤝🤝 bhora mberi
🎉🎉🎉🎉❤😢 baba muchemwa ndanzwa ne waya pano
Tagamuchira album from 25 / 8 August 2024🙏🙏🙏
This is what I call music
Keep it...u are magnificent
Rova dhongi newaya iweeeee unogona iwe 🔥 🔥 🔥
waya ngadzipise. thanks Bro
Maiweeeeeee🎉🎉🎉🎉 ndodhota dhodhi chairo munduwe kupi pu nekunakirwa nemhanzi dzegore rinooo maiweeeeeeeeeee
Ichoooo Tinha 😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Well done Give and the team, this is profound 🎉....
Welldone muchemwa murikupisa guys
Song of the year 🎉🎉🎉
🎉
Yaaah mkoma munorova ngoma rambai makadaro mkoma wangu Samanyanga Mhukahuru zveshuwa unonyatsonzwa kuti iyi zveshuwa ndiyo nyuchi yega yasara inobika huchi hwesungura
Masvingo yapindira kuti mcwaaaaaaa koffie die cremora
Marema mhukahuru chingoma ichi ndanga ndakachimirira gore rose 👨💻maremera vanoti vanorema yours mafana father of three 💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Hàaa mukugona mdara musamira🎉
Kumberi ne GP sounds
Let's vote pa song iyo yakanzi MAKAPARONGASEI 😢
🎉nice ndazwaa
Well done baba Muchemwa ne gp sounds
Tinha dzirwe🎉Iyooooooo gp sounds wooyeeeeee
Yaaa munoshaura Muchemwa, well done
Thanks chibaba
🎉🎉🎉chibaba ichoo
This is Quality n this is mastery par excellence. On Repeat since
Zvirambe zvakadaro.
Good music ''always number one
Mukoma Give muchemwa murichibaba fambai❤
Number 1 🎉🎉❤
Nyuchi isingamhare pandove asii paruvaa inzwaa mukoko wachoo ,clear sound ,clear vocals yeah ndazviona paZim panechi Zanu mu industry
Kupinda konetsa Tarisa ana Hwindi President vanongogona kuzimdance uko but vakarembera
....One nyuchi yasara inobika huchii......❤❤
Gp sounds Hwuchi kutiiiiiiii👌
Coffee and Cremora kuti mwaaaaa
Wow's that impressive this nice
Mr Muchemwa hre we ❤
Givie unogona shaa! I have been listening to your music for the past year or so, you are one of the most underrated sungura musicians. Well done my brother, keep this up! Kutinha dzirwe uwaneyi?
Makabata basa Baba Muchemwa
Kkkkkkkkkk kuseka nhamo serugare shuwaa ndikaterera marara akabudiswa nemkuru wedu hanzi kuParika nekuturika here ,or kuturika nekupakura here ameno kkkkkkk well done Give send # dzako ndozokukandira yecool drink unwe zvaako
Hausati watozvibata kuti message irikuimbirwa iwe😂
Fambaaa❤
Well done 👏
Makarova akoma 🔥🔥🔥🔥🔥
Muchemwa chibaba ayewa ndabvuma hangu tazowana muyimbi anokwikwidza na Mdhara Macheso, Ayewa ndazara kani nhasi ne GP sounds eish mitsiba wangu uri kurwadza nokuutambisa 🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸
Regai tinzwe ngoma dzavaMuchemwa
Wayaaaaaa
Mukubata ngoma wangu
Coffee ☕️ n cremora hoyo chaibva❤
Baba muchemwa🎉🎉🎉🎉🎉
Famba Muchemwa
Gp sounds kwakuseri
Nice music Givie well done, ma song unonyora bro and uchigona pa message wakaipa,,awuna link re zbc here uyendese ma songs ako coz hhhmmm vanhu varikusaririra
makanyanya mukoma
The massage is big!!!!
Chamboko
Splendid
Good work huchi, isai album rese please
Baba Muchemwa makapenga
This groups is more serious. Magitari akabatana apa. so organized.
Yuh patairwa idiii chairoo
The best
Saka watofunga kuti kuvadza nengoma.Givie usaderizve iwe.
Give Muchemwa unogona hako
Hoyoooo🔥
wayaa🎸
Unobata ngoma chibaba
Coffee no kirimora
Waya munobata henyu haaaa ndatenda hangu.chikumbiro tipei dzese nziyo dzacho
Message give ndatenda hangu 😊
Waaal this is good 😂
Better than uyu weNyambo
Vanogona vauya
Better than Ngwazi
Apa murikufamba chibaba GP sound good
Yesay...cremoraaa
Haaaa mogona mdara
Fambai aMuchemwa woye tinemi,,,,taneta navo avaa
Nyuchi one yasara inobika gonera 😅
Mmmmmm ichi chamboko chewaya jealous down kuti ncwaaaaaaas
Nice
Ngoma idzooo
Pane anzwawo mukoma Para here pasong iyiiiiiiiiii. Cremora huchi
Kanda dzese
Aiwa mondibatira Ngoma madzikoma
You must teach Macheso ma vocals
Hamusi mava kuvhura hombe here😅
Yes yes coffee and cremora kuti mncwaa
Baba Muchemwa makagadzira huchi, ndini Muller ndadaro
Gift mhondiwa ndewepi akaipa
Unokwapaidza unondinakira zvangu
Bhilo moziva kuishandisa henyu ndatenda hangu
varipo vana tinha dzigwe
Uyu ishasha uyu
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Wonzwa kuti munhu azvisungirira neMunakiro unoita Coffee ☕ and Cremora uuummm zvvinoshorwa neaneGodo izvii uyu ndiye munhu anorema akanyarara kunge Chitunha Sungura yataiziva yadzoswa kwete kungoponda ponda magitare pasina dzidziso
nice
My favorite
Lets share mawex aya guys tinakirwe takawanda
Hiwe ndoda kukurovera izvozvo kuti unogona chete😊
Kkkkkkkk musazodaro mkoma mbabvu inhete
@@GIVIEMUCHEMWA ndina boss chiwas varikudikitira na tinha dzirwe kuno
Yah waya nemashoko munorova Gp Sounds ko ma video or ma live potaiwo muchikandira
Chabvondoka
Home boy moto
Zvatotanga
Ndokudonhedza ngoma uku kwete vanodonhedza 1 after week
Vanodonhedza 1 song after a week vakapedza basa kare vanongoti bvuu dzese vachiri kutsvaga basa😂😂😂
Tinha dzirwe, watosvotwa
@@wilbertzvawanda7186 kkkk🤣🤣
Tipei link tivhote
Reuben yudah iduzvi